I have followed sungura kubva ichitanga kupiwa zita rekuti sungura kubva muchikwata chainzi Sungura boys. Givie is among the best that there have been and most probably there shall ever be. The beautiful instruments and fine combination with the lyrics is above the sun. Iyi sungura iripamusoro pezuva.🎉❤
I have followed sungura kubva ichitanga kupiwa zita rekuti sungura kubva muchikwata chainzi Sungura boys. Givie is among the best that there have been and most probably there shall ever be. The beautiful instruments and fine combination with the lyrics is above the sun. Iyi sungura iripamusoro pezuva.🎉❤
You are taking Sungura to another level, your last year album was on fire and this one is more fire, keep it up brother
I like the message bro truth is trueth it happen in our life us black, s in family
This guy just knows his stuff, he just needs powerful marketing
Dai marketing yake yakasimba dai takavharisa sungura nekuti masports anopedza uyu. Huchiii
I can listen to yo music 24/7/366
One bee yasara inobika huchi kuti mwaaaaa, coffee and cremora,kkkkkk you are on top brther
This is the next baba shero
Music yakadzikama iyi
Shasha
Pane future apa, Sungura is in safe hands🛩️
anonzi Muchemwa uyu anogonaaaa kaniii
Uuummm this is so so sweet I enjoyed the voice I guess its going forward forever.The combination of instruments n voice yooo sweet as honey
I love u message bro Lilly in lfe❤
Famba Famba chikomana sungura ndiyoyi.
I love the way you play with the strings uncle
One of the finest
If not the finest. Anogonesaa
Thumbs up bra
This is pure sungura anozvigonera zvake mufana uyu
this is so sweety guys ummm huchest I love the music yoo
Ka that kaya Kari po I'm impressed
Nice sungura
vocals yaaaaaaaa mberiiiiiii
Good stuff
I love u baba bhora mberi tosvika chete no worries
One of the underrated
anotogona kukunda vamwe vakawanda uyu
Good music keep it up
unogona hama
Mukuru makanýanya kani masongs ese akanyanya
Idzi dzopisa manje idzi
munobatikawo sei mukoma and a u doing live shows chipo munacho
Shasha
MPFANHA ANOGONA UYU,
uyu anogona manje ummmmm
katara tse ke tsone
uku ndokuridza manje
Zvikunaka
Sungura yakumberi
Makanyanya
Aewa mface akugona uyu aita nditangidze kuteerera sungura mhaani
this is better than sex
🤣 wandipedza power
Sex unoyiziva here mupfanha
Try to sing NOT like macheso