Sisy waAmai vakauraiwa navaHosi, please find it in your heart to forgive your step mom and move on with your life. Uka ita go back to sender, unenge wakizvi kokera ngozi ichaparadza mhuri yavawe nayo. Don’t succumb to the pain and anguish you experienced while you were young. God say forgive, the battle is His and justice will be served on your behalf.
Bamnini vari kuitwa blackmail nemwana wemukadzi, record her several times. Makamujaidzawo nekumupa mari manje you set yourself up. If you can afford setup a hidden camera and record mwana uyu. She's not that smart haambozvizivi kuti muri kumu recorder. Be careful nemiwo.
Morning mukoma Nashe mmmmm sis avo siyai zve go back to sender munoparira vana ngozi nazvo izvi inga makatokura muri mupenyu wani shingai kunamata muchizvichengetedza chete the rest zvirimumaoko amwari
Mwana sikana aslong Hana Yako ichirova siyana nazvo vengeance ndeya mwari nguva yedu panyika PANO yato Pera it's very sad kuti very few vari kuzviona izvozvo.tenda mwari kuti vakakupa murume anonzwisisa .baba vako havasi right Mari ndiyo yavano ziva kudarika hupenyu hwako.murume wako must tell him kuti baba at the moment handina mari.guva Ra Mai vako pauchazo funga kuisa tombstone Tanga wafamba nekuti ndipo pachazo bva nhamo Yako ipapo uka mhanya kunoisa tombstone usina kutanga wafamba rakatoshinhirwa guva iroro.please try to forgive your self and live your best life na hubby ndiko kuti uwane peace haunga iti race nevanhu vakatoita sarudzo yenzira ya Satan.
Mukoma vemwana uyo plizz unganidzayi evidence records here chero akagara akasshama akasimuka panobuda mai vake ipapo torayi video kana humbovo hwakwana mobva mapa mai vake or sekuru kana pane wamunotaura naye munofira mahara Mukoma
Lol, 100% agree. Why arikutura sekuti Nhaka yacho hausi hurombwa. When will people understand kuthi nothing is for free. Akambovabvunza here mainini kuthi bamnini vacho vakashaya sei ?
Stepfather avo vari blackmailwa nemwana ngavamuite voice record achitaura hake nyaya dzake idzodzo as evidence nekuti one way or the other he is going to he in trouble for it. Zviri nani relationship ipere nemukadzi uyu pane.kuti in the end upinde mujeri rausina kupara mhosva. If I was him I would initiate the conversation ndichi recorder ndomubvunza kuti nhai mwana what have I done wrong to you ini ndichikuchengetai mowe namai vako and iwewe woda kundinenera mhosva yandisinq kupara . Why can't you respect your mother and go back to zimbabwe. Anobuda ega musaga
Second confession mwana uyu akuziva varume imi start recording mwana uyu before it's to late that is if kana musina zvama kaita naye .ndo mistake yenyu why are you giving her money ?manje maku fanirwa ku gara muchimupa Mari .akayenda ku police you will rot in jail baba.
1st Confession go back to sender itai but can b tricky..Option 2 batai vanonzi Gogo Shumba vanodanwavachinzi Sekurucos of mudzimuuri pavarinumber dzavo 00 263 71 629 4402 Dziri pa ZimNewsBeat TV..Vanogona zvekuita kuti Mai venyu varwise Maiguru ava vakavauraya
Iwe ndiwe une ruchiva iwe you are entertaining her hakuna chivi chinorova uri kumupirei mari kana pasina chawakamuita pamwe uri kunyepa wakamubata uri kumupa vhara muromo kana kuti mave kutya ma games enyu kuti anozoita nhumbu and wakuona kuti wapera mari wotsvaga mazano ekuti abve pamba penyu. Nekuti mazuva ano hazvinetsi unoisa fon parecord woisa muhomwe then you recorded every conversation chero vakaenda kumapurisa une proof of evidence hapana nyaya mwana anooneka kuti ndiye nzenza but??? I'm doubting you murume chaiye hape munhu mari pasina iripo. Ko iye kana achiku recorder pauno mupa mari pese unozomurambira sei akati wakamu repa ukamupa vhara muromo. Taura chokwadi ubatsirwe haunga pusiswe nemwana mudiki.
1. Regerera inga God blessed you . Siyana neback to sender . Vana vamaiguru vachafamba mai vakafa wobatwa . Hondo dzacho
Sisy waAmai vakauraiwa navaHosi, please find it in your heart to forgive your step mom and move on with your life. Uka ita go back to sender, unenge wakizvi kokera ngozi ichaparadza mhuri yavawe nayo.
Don’t succumb to the pain and anguish you experienced while you were young. God say forgive, the battle is His and justice will be served on your behalf.
Just record her when she's speaking
Mwana uyo ane muyedzo muisei pa voice recorder moudza mai vake musamurege anojaira atori hure hozana
Morning Mkoma Nashy and to you All ❤💞💞
Mmksey mkoma murisey mose family
Bamnini vari kuitwa blackmail nemwana wemukadzi, record her several times. Makamujaidzawo nekumupa mari manje you set yourself up. If you can afford setup a hidden camera and record mwana uyu. She's not that smart haambozvizivi kuti muri kumu recorder.
Be careful nemiwo.
Bairira mutsunda muMhehle zviendwe hindava wakapusa iwe Freezit romwiwa richakaFreeza
Mukoma dayi matoita zveku recorda chinwana chine miedzo kuitira remagwana
Morning mukoma Nashe mmmmm sis avo siyai zve go back to sender munoparira vana ngozi nazvo izvi inga makatokura muri mupenyu wani shingai kunamata muchizvichengetedza chete the rest zvirimumaoko amwari
Good morning. Mamuka sei
Last conf pamberi uchadeura ropa iwe . Devil has no free gifts .
Ko nhai imi vaHanzvadzi mur kumu Pirei mari nhai izvozvo ndo zvichakuisai pama1 musamupe ba mari
Wakauraya maiguru ingozi mutsa momz yako irwe yega chete
Chokwadi
Ko record her ka paanenge achitaura zvese izvozvo
Ummmmm Siyanai Nazvo izvi zve Go back to Sender Munoparira vamwe Ngozi chaiwo
Musaite go back to sender mwari ndiye anoziva ko kana maiguru vakagadzira kuti vasafe ne go back to sender plz siyayi namatai mwari chete muchengetwe
100% agree. Dai awana munhu anoti ndoda kuti vareurure vega.
Mwana sikana aslong Hana Yako ichirova siyana nazvo vengeance ndeya mwari nguva yedu panyika PANO yato Pera it's very sad kuti very few vari kuzviona izvozvo.tenda mwari kuti vakakupa murume anonzwisisa .baba vako havasi right Mari ndiyo yavano ziva kudarika hupenyu hwako.murume wako must tell him kuti baba at the moment handina mari.guva Ra Mai vako pauchazo funga kuisa tombstone Tanga wafamba nekuti ndipo pachazo bva nhamo Yako ipapo uka mhanya kunoisa tombstone usina kutanga wafamba rakatoshinhirwa guva iroro.please try to forgive your self and live your best life na hubby ndiko kuti uwane peace haunga iti race nevanhu vakatoita sarudzo yenzira ya Satan.
Mkoma Nashie munotiiko nego back to the sender iyi yemsikana uyu akaurairwa maivake munoiionawo sey bt mararamire aakaita anorwadza
second confess endai munopihwa munamato wekuti mwana iyeye aends kumba cz munofira mujeri sua
Put cameras
Mukuma isai ma secret camera mumba menyu
Siyai vese amai nemwana
Mukoma vemwana uyo plizz unganidzayi evidence records here chero akagara akasshama akasimuka panobuda mai vake ipapo torayi video kana humbovo hwakwana mobva mapa mai vake or sekuru kana pane wamunotaura naye munofira mahara Mukoma
Mukoma Ivo murecodei then mozoudza Mai vake mune evidence yooh Inga kanzenza kemwnaa
Murume Mukuru ungapatiswa nechana chakabva kuzimbambwea chaiko Munhu agara mujoni nkuva yakareba murecode achikublackmailer kudaro
Last confession usanyepa iwe munenge muchifurirana nhema isu dzenhaka takadziramba Wani aaargh isu we speak our mind chete pano.
Lol, 100% agree. Why arikutura sekuti Nhaka yacho hausi hurombwa. When will people understand kuthi nothing is for free. Akambovabvunza here mainini kuthi bamnini vacho vakashaya sei ?
Just record mwana uyo kana2 tymz muchinyatsomipindura kt ataure monzwisa Mai vake
Stepfather avo vari blackmailwa nemwana ngavamuite voice record achitaura hake nyaya dzake idzodzo as evidence nekuti one way or the other he is going to he in trouble for it. Zviri nani relationship ipere nemukadzi uyu pane.kuti in the end upinde mujeri rausina kupara mhosva. If I was him I would initiate the conversation ndichi recorder ndomubvunza kuti nhai mwana what have I done wrong to you ini ndichikuchengetai mowe namai vako and iwewe woda kundinenera mhosva yandisinq kupara . Why can't you respect your mother and go back to zimbabwe. Anobuda ega musaga
Second confession mwana uyu akuziva varume imi start recording mwana uyu before it's to late that is if kana musina zvama kaita naye
.ndo mistake yenyu why are you giving her money ?manje maku fanirwa ku gara muchimupa Mari .akayenda ku police you will rot in jail baba.
Madzibaba ngavangoita minamato yekuti vareurure kana moyo wako ukuramba zveback to sender
Isai ma secret camera mumba imimi mkoma muchi gather evidence kuitira mangwana
Sis avo kutongandekwa Mwari siyayi go back to sender ingamurikurarama wani ingoitirwayi muteuro yechengetedzo imi nemhuri chte
Just discreetly record that girl
Mainini chinjai number baba venyu avo vanonyadzisa kukumbira mari direct kumkwasha
Mainini mutsai amai venyu varwe hondo dzavo vega pane kuti imi muuraye munhu
1st Confession go back to sender itai but can b tricky..Option 2 batai vanonzi Gogo Shumba vanodanwavachinzi Sekurucos of mudzimuuri pavarinumber dzavo 00 263 71 629 4402 Dziri pa ZimNewsBeat TV..Vanogona zvekuita kuti Mai venyu varwise Maiguru ava vakavauraya
Chero kuto siya Amai nemwana zcese moita move out but itayi move out muine evidence bcs anogona kusara akanyepa