Fake rape allegations against the poor guy, by the manipulative talkative lady.
Her family cannot go and reopen the rape case when they actually agree to kusungira. They should immediately be arrested for marrying off an underage or obstruction of justice. Case closed.
@Tinashe Mugabe check if the young man needs a lawyer I am ready to assist
Please Mr Lawyer tsvagai vaMugabe murimi mwana angavharirwe mahara uyu
@@cc35506I do, sometimes anogona kupihwa community service due to a consensus they made vanhu ava, vabereki vakabvuma mukwasha yet they knew kut mwana mudiki, so mhosva inoenda kumubereki kut akabatsira mwana kufunga
At this stage we should petition for mandatory DNAs, vakadzi tave matsotsi. With the way she was running her mouth you'd think she has faith in what she was talking about. Uyu ndimambara, ungaroore zvakadai🙌🏿🙌🏿
Just after babe,manje vamwe vakadzi vachabva kuchipatara vasina kana mbereko😂😂😂😂
Mama vemukomana is the first Zimbo parent to ask for forgiveness from mwana😂
@@cc35506 where I come from in my culture ndiAmainini kana Amaiguru.... AMAI vamwe chete. In my culture 99.99% chance Amai nyakutumbura vayisa kumbira ruregerero. He put himself in that situation and has to learn from his mistakes.
The guy is super intelligent and making very calculated decisions. Kudos
@@Mbegabulawe akangwara cz anoziva kuti vanomusungisa cz the lady is underage ende nyaya dzitori kumapurisa saka ngaangoti ndipei mukadzi
VaMugabe happy new year thank you for this program. You are light to the boys who are just looking after the children not belonging to them kungopomerwa God bless you vana vedu vatambura chokwadi
Always thank you very much Tinashe Mugabe, you are doing a great job for the Nation.
She is not even wife material
Say No to ladies getting away with murder.. they can call it rape and call it off then call it on... mapurisa ndeambuya vako here?
That's a disturbed, ignorant, acerbic, if whorish young lady! The marriage marketplace is unravelling.
Stupid kana asingarambe vangauchiitei kumunhu asirimuridzi vemwana
Shalo kabenzi....even facial expression yamhamha vake... tells a lot
Thank you for handling this professionally and maturely Tinashe wedu❤
I hope this young man has learnt that 2 mins of pleasure with the wrong person can lead to a lifetime regret .
The lesson is not 2 minutes but he shouldn't sleep with a minor ( child )if he's an adult because the law states that makes it statutory rape. Children by law cannot consent to sex.
@@jom1089some girls depending with experience are difficult to differentiate whether she is a minor or not. She's too mature this one
Kanyadzisa apa kanotaurisa zvisingabviri iiii mwari ndanyara shame😂😂😂
Kanyadzisa kambwa aka apa pamusoro vana vemukomboni havasi vakadzi shem
@@PatriciaMupimbira-vl9jl what do you mean vasikana vemu Komboni havasi vasikana. Ararirei nembwa iye ari mumhu
@@chiyenyumba7135 murikumira- mira chaizvo defending musikana uyo. Asi ihama yenyu.
Police yacho ndeye kumba kwenyu here imi vanambwa imi...endai mhani kumapurisa jeri rakagadzirirwa vanhu
patiently waiting for part 2 yacho this girl haana ma manners the ways she talks thumbs up to mukomana he was so calm and anema valid facts
Zvifana zvemazuva ano so kumberi kwa mai vemudzimai chakatopfema cape yakaradzikwa kumashure ma1
Fear woman gentleman. They can lie to you, ridicule you, shame you and even get you into jail, put you through hell and still play victim in all that. To think that this young woman knew the father from the beginning leaves me speechless. Can anyone be more daring than this really? To have the guts to say that uyu haagone kupa rudo and draw a comparison on camera is just astonishing. Kudos to the mother of Raymond, the level of maturity she showed is great. On the other hand Mama vaShallo to me showed abundance of immaturity in my opinion. Pakadai chiva nenyadzi and say your sorries, you lose nothing really. To start and mention rape and reopening the case uchiona kuti mwana wako is at fault hazvinyadzise here izvozvo?? Nways Raymond my advise to you is start afresh broe, this woman is not worth it at all. Haana respect, anonyeba, anotaurisa plus inzenza, ita zvitsva wangu.
Uyu muskana haana kana basa nelife uyu as time goes on munhu anotoita zvebhawa uyu. Imagine kurasa muromo pavanhu vese variapa kusanganisira natinashe wacho aachikwachurwa nerough. I pfambi iyi
Siyanai nevana vadiki simpru... Very soon that guy will be back again hanty anzi ari kurira neprotection mutwusikana twemuKomboni 😂. He will pay the price unless he takes learning from this.
@@chiyenyumba7135musikana uyu ano vata ne every man who comes along, even the second man being alleged is most likely going to be zero percent.
@@pedom1111 whatever that girl does. Bottom line varume vakuru ngavasiyane nevana vadiki. That's rotten. Vanhu vakuru kuvanhu vakuru
I like the guy's intelligence,whoever is advising him is a genius.Tsoro iripaku holder chimoko chigare paden so that family yavo haiendereri mberi ne police case
anenge ari pa duress or blackmail that guy akawana madhiniwe chaiyo l my self cannot even survive ne mukadzi akadai no guy ane common sense anogara pamba pasina peace so.
There's no case apo, akaziva varume kare, kana vati mface uyu ngaasungwe then they should open a docket rababa vemwana bec this guy akatozorima gura kare
@@samuelngirazi9636 pauchavhurirwa docket rewako mwanasikana you shall munch your words.
Chances are the new alleged father might not b the one as well, kamusikana aka kari extra forward kabishu
Hakaktorina basa nelife kumba ndokunenyaya dzese mai vanotonga murume
Ndosaka asiri kuda kunyatsotaura kutofungira kuty pamwe ndiye weMagunje wacho
young man must run with his life.This little girl and her mother are nothing but trouble.Sometimes its okay to love from a distance
Big up bro you're very intelligent Mai ne mwana matsotsi vanozivana Mai vanoziva chihure chimwana
0% inotaurisa kutaura hakuchinje DNA. We also need to protect our young men zvanyanya izvi! She trapped him aitoziva hake kuti ane mnhumbu voda kutyisa ne police case. The Mum also knew about the other guy !
Kamskana aka kanoganza 😢😢😢ndasvotwa zvekutodaro ,,no respect at all to the person who is willing to love you back despite the scars you made in his heart kumuchengetesa mwana asiri wake uchiziva🙏🙏🙏🙏🙏🙏Lord bless that guy awane a lady who is down to earth,,not this Shalo 😢😢
Kakangwarisa zvakatopusa futi..she is kanjapisi chaiko otherwise baba vemwana hakasi kutoziva apa kakachenama zvekuti..I feel for Ray
@@peshy2030why did he get involved with an underage girl hiding behind protection. He got himself into this mess.
Patiently waiting for part 2
The only reason why the guy doesn't want to leave the wife is because he wants to avoid jail time..
I wud rather go to jail than spend the rest of my life with this rude,toxic gal
@@tryphinedubesure you would rather go to jail than staying in this big prison of prisons
Kariba yazviita zvakare. Ngwarati akaita mazero matatu nhasi shalo apamha chimney chizero😊😊😊
This girl is rude. She is a liar she wasn't raped , she needs to go to the father of the child.
The guy is under pressure because of the police but is very smart. The girls mom and her daughter matsotsi. Thumbs up Timashe for persuading them to do another DNA before leaving Kariba. You figured out kuti mukomana ari kuda kudyiswa sadza nesalt.
Mr Mugabe is highly professional and patient
Ummm kamskana aka, hakamedzi mate. Kamuchacha chaiko 😂😂😂😂😂😂
Cant imagine spending the rest of your life with a wife like this mahora
I'm speechless... women, women ,women .....
aiwa vaMugabe mune moyo murefu chaiwo...🙌🏼🙌🏼🙌🏼...Mwana akajaidzwa hake uyu haana mkanwa
Please we want to know the outcome of all these issues, the next accused lol allegged father, the If Ray will be arrested for this stubborn wife...
Ndachema pakumbira amai ruregerero kumwanakomana wavo
I salute and respect you mama
She's rude,she's immature,she's loose,she's dishonest.
Ruuun young man!
Kaka nyenama aka 😂😂😂 Hona kusiyana nemumwe wake we last week 😂
Mai vanoziva muridzi wemwana
amana kaa tiregereri zvatakakutadzirai vakadzi or vatadzi ameno ndotii kudii aaaah ndachinyepa angu kuti ndonomutora tacchida kuziya munhu imi chizvionerai namai vako ndatenda angu sezita rangu thnks T Mugabe
Ko Raymond zvawakaona kuti Love yacho haaaigoni, ko waigotizira kwaari kuti zvidiiii uchisiya uyo baba vemwana vanonyatsoigona Love yemhando yepamusoro. Aka kasikana kanodaro nokuti Komboni iyi idikisa dayi ari akare makomboni aiva mumaMine hapana aimbotarisa zvakadayi kaitozongotorwawo zvako ngema dhara emisakanzwa aya. Kungwara kunenge kupusa kweLast grade, kuda kushandisa nhau yeUnder Age. Hakanyare. Handidi hangu kuCommenter nezve face yako because ini wacho kururama handina.
Maths dza Sharo uuuummm hadzina answer. She is rude and arrogant. Anonyadzisa amai vake
Vana mai kuDNA results presentation ngatisaenda.Unoshaya pekupinda.Ko kuchenama.... uyu mwana handikwanisi kumupupurira
Ndandazviona hangu from the start kuti sis Ava vane moto shem, lol😂😂😂🤭🤦🏾♀️
Ana mhamha vese vari 2 manyama💯
Zvaita abuda asiri mwana wababa ava . Ndafara kakadsi aka kamboko mhani. Nxaaaa. Congrats baba. Kanzenza kemwana nxaaaa apa kutaurisa nxaaaa
Apa kane tssvina kamsikana aka...siya tsvina idzo mpfanami uyende mberi
Eish ndine mwana mukomana just prayig Kuti asasangana nemudzimai akadai uuuuum😮
Patiently waiting for part 2 in 2024 yaah 0% for sure ahaaa Tinashe mugabe 😂😂
Not so fast part 2 unoda after 5yrs so muna 2028 let's meet here...
Kariba has done it again, the Nvwarati way 😅
Haaaaaaa ka bhishu kachanyara ako!! Raymond haasungwe ny fire by force silly nxaaaa
The girl was saying that the child resembles Raymond now she is saying ANIRAMBIREI ACHIZIVA KUTI NDIYE MURIDZI WEMWANA??
She ia confused.
My gender never disappoint Shalloka😂😂😂 zvakakuomera
Akawo kanjapisi, katsvuura muromo, konyadzisa amai nehunzenza hwako. From one bed in2 another like wifi kudaro. Kachafa kakasimudza makumbo mudenga kunge hwiza
Mukadzi uyu ndiye mambara chaiye kana mazogara.
Thumps up to mhamha vemukomana ne mukomana wacho.
There's something wrong with this girl ,she really needs counselling. No one can talk like that in front of her mum
There is nothing wrong with her,marererwo aakaita,and she also takes it from the mother vakachenama mai vake,chikomboni chakabva chazonyanya kupinda mumwana
Mai vacho ndivo vanotori problem vakatadza kuraira mwana wavo hakana hunhu kamwana aka
@@ivykavanzei8623 ehe waona pavadzoka ne feedback explanation yavo still yakarerekera kumwana wavo, she still insists on rape. Vanozivana nemwana wavo. Baba avo kana vari vamwe ngavabuda mumadhaka aya nguva ichiripo
Chokwadi kans neni ndaserenda ari kuda kubatsirwa asi haasi kuzviona
Kane makore mamganiko iiii kanyenze maiweee kamukadzi aka.Give us part 2 please tizive baba vemwana
Zvakaoma kakutoziva vakomana vakawanda apa kutaurisa iiiii . @@gee9961
@@gee9961iiiii ende futi , mukomana anozvitirei nhai 15yrs here
@@gee9961she doesn't look 15. Dai vambobudisa birth rake. I dont trust her and the mother
@@fadzaigetrudehamadziripi2962At 15 kasikana aka kakayovatwa nehobho varume ku toita mimba ngavasungwewo. Kasikana aka hakatozive baba vemwana arikunenerwa Ini kutotarisira imwe zero percent, kungwarisa haasi DNA yemwana
Chero mukomana achiti anomuda zvake handioni imba ichimira.mukomana Mwana anoratidza hunhu but musikana pamuromo haana respect imba handioni ichimira
Let's learn to be fair in this life not taking advantage of others,my guy you better leave this type of girl and live your life starting on a fresh page this coming 2024, good luck!
haaaaa ama2k be living their best lives out there
Kahair style ndokarikumuitisa kuti ataure soo I see aiwa😂😂😂😂 ndomaone one here ayooo anenge anobata brain chete. 😅😅
Ndagara ndazviona kuti shalo kano nyepa...zvese kachingoti handizivi....handirangariri shame...ndasvoda😮 28:59 🎉
That statement ndabva ndatoona kuti kunyepa ndiani anokanganwa day raakasangana nemuface
Ukaona munhu asingataure kana chinhu 1 chine consistency ma1 ayo
Dzimbabwe Lodge Kariba. Wow. Thank you Mr Mugabe & crew. We really appreciate the effort made. .
With the way she was so angry, I really didn't expect the result to come out this way!
Sis wakapaparika zvisingaite ko kuzoti ndri kutoda kudzosa hembe dzemwana aaaah
I never expected 💯 from her from the way the guy was so precise with the date and how the girl failed to answer about the dates.
Hyboooo mdzimai uyuu boe here asii😢😢..vanatete hakuchinaba vanoraira vanaa so mubereki please do your best kumbotauraw nevan kudzidzisaa hunhuu chaiwoo shamhu kumusanaa webenzii😢😢😢
If someone can think nharo can change the results 😂😂😂😂
Last show for 2023, we are gathered here to see which gender wins
@@KingdomHeights919shua munhu anotaurisa ane mhosva kudai, kuda kutyisa munhu nemapurisa iye achiziva hake kuti akunyepera munhu. Even condom akaratidzww hake asi anga achinyepa. Ivo mapurisa vanoti under age kumunhu akadai , kana vanhu vawirirana hapana under age mhani, tuvana utwu twakurisa mhani. This guy akuda kutora mukadzi nekutya kusungwa
Haaa this woman ka! I was expecting 99.99% after that rant of hers tjoooo! Fear women 🤣🤣 the 0% had me shook!
How 99 when the girl says I can't remember him using protection or even the date we sleep together. U can't get 99%on that.
Shalo ma1.... she doesn't stop talking, infact she sings like a canary.
iwe mukomana munhu uyu wakamuonepi chaizvo haaa wange waita munyama chaiwo
But mai Shalo havana kuzvitaura but i saw her pain varwadziwa nekunyara zvese
As we're gathered some of us we wish you a happy new year botha family,watching from Australia ❤❤
Eish, umntwana kavivinywanga lo!!!🙌🏽🙌🏽
Welcome to Kariba young man
Tinashe just sat there listening to the girl singing like a canary😂😂,my gender i give up😅
Amana this guy is genuinely in love with this girl. He is willing to keep this talkative parrot even if he finds out he ain't the father woow
😂, you made my day." Talkative parrot 🦜 " I agree the girl talks a lot.
Pachokwad Mr Mgabe Mukomanahachade mukadzi bt arikutya kusungiswa problem pamuromo pane kahure ako yooo mukomana hataure kani
She is even stuborn not even minding the mothers
My bratha leave this girl you will regret it in life pliz
Eeeh mainini can talk😁
We are there ngobunengi bethu
Parents, train your children to be good human beings.
Yoo what a wife?show if the yr.watching from Northern Ireland 🇬🇧
I don’t think it’s a good idea kusungisa this guy. The guy who supposed to be arrested is the guy who remove her virginity.and another thing Shalo wakamanikidzwa here kurara nemukomana. Wangausingazivi kuti uri underage here?
Wese anorara nemunhu ari underage ngaasungwe regardless. Vanhu ngavadanane nevanhu vezera
@@mellymasango3585 why did he get involved with an underage age girl. Ayifurirana nemaprofiteer mukomana uyo kuchinjanisa vana vadiki muKomboni.
@@janemanhize594 it is true 😂😂😂😂😂 law in Zimbabwe it’s looks like it’s a joke, under age girls are now being married and no one is arrested.
Haaaaa wapunyuka mukomana pito yemusikana uyu waipinda busy. I prayed for zero percent.
The guy is supper intelligent he stick to the point.
Regardless of the love he has for this woman, the guy aramba kupusiswa akati ndoda kuziva Mwana akauya sei🙏, pandaona kuti musikana uyu vely vely clever,( abvunzwa kuti pamakadya bota baba vakaputira here hanzi handichaziva)
Mukomana wacho anenge mwana waMatsanga, panorodawo DNA futi😂😂😂
Comment Section may the Most High bless you abundantly!🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Vana vedu ava aaaaa mabasa ana mai dzidzisai vanasikana weduwee
Shame Mai knows her child inhinhi ndoosaka vachirova, the guy knows kuti Mai Havana fun that’s why he got her to speak first. These 2k kids will kill us oneday 🙆🏽♀️ zvivindi zvacho so 🙌🏾
Kariba tagara yaka leader kare previous match iya 3 - 0 kkkkkkk
😂😂😂 say that again, Kariba iripamberi I'm speechless Shallo ndamutadza
Kariba kkkkkk kungogara waziva kuti 0% at least one zero last time was 3 ma ziro
Kasikana ako anonyepa even naamai vacho vaitoziva chokwadi asi vaingobatirira mukomana uyu..akatombotizira kumwe ..ini sekuona kwangu hapana rape apa inzenza yemusikana arikutoziva zvaari kuita 😊why kuramba nezita kana wakabatwa chibharu...matauriro ake haana hunhu ikoko kugara achirohwa inhubu...thanks kuna amwene vakuratidza kuti chokwadi vaive nacho dat why vakamukurudzira dna
Mwana ndewemunhu anoziva rudo kudarika iwe, ndozvataurwa nemusikana achiudza alleged father. Saka hapana rape case apa. Vese vaipiwa vachipakura.
Our gender please we never go wrong 😂😂😂😂
Hayas Shalo’s mom is something else🙌. Vakadi ku reporter after mwana avaudza kut I was raped. Nhema dzenga
DNA Tinashe Mugabe is the best ❤
Sisi ava vari under age havo but vaiziva zvavaiita kurara naRaymond. Vaida kumupa mwana asiri wake chete and the mother is part of the game 😅Tinashe asked her several times if she wanted the other guy to be tested and havana kunyatso papindura , i think she even knows mwana haasi waTindo . Sorry zvenyu anaTindo naRaymond 😢. Muridzi wemwana amai varikumuziva and i think atori munhu muhombe
The hairstyle its giving 😂😂
Please tiri kuda kuona 2nd part, I'm almost positive Muporofita akatiza nyaya yenhumbu and Shalo new all along.
At first was doubting Shallo but as time goes on ndanga ndatove kuside kwaShallo ende futi aiwa Shallo ndamushaira mupanda😂
33:06 Mwana haana pamuromo uyu, mwanakomana siyana nemusikana uyo, wakabatwa here iwe Shallow urinhubu iwe
Once you hear answers dzokuti handizivi, ziva kuti 0% result, excluded
Ngavanosungisa former boyfriend baba vemwana ndivo musungwa wwkutanga
Musikana uyu yoh 🙌🙌🙌namai vake ndovakafuzisa mwana kusagona kutaura nxaaa
If kusarohwa was a person!!!! Apa panotoda shamhu ambuya awo vari right!!!😂😂😂
Raymond abviswa chimiro nekamukadzi aka
Let's assist the poor guy, he is under duress kutyiswa nemapurisa.
Shalo's parents withdrew the case and accepted masungiro, vakatodziya moto wembavha..they will be charged with marrying off a minor. Should they attempt to reopen the case let's get Raymond a lawyer
Apedza vana vavanhu muKomboni ngaaarore mukadzi wezera adzikame
True. Doctrine of common purpose inovakuvadza. She need to be advised.
Mai vemusikana has a nasty attitude and vakadzidzisa mwana wavo zvakaipa. The young man is just taking the woman out of fear. Ane mukanwa makaipa and is not wife material at all.. Svipa 🤮 mukomana imbwa dzinhonge zvakadai..
@@chiyenyumba7135asi munozivana?😂
@@magret2679 ayidirei under age he deserves everything.... Munhu ngaadanane nevanhu vezera rake.