Part 2: Mukomana Wekuroyiwa Parufu Akatadza Kufamba Abatsirwa NaSekuru Kanengo

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 19 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 17

  • @tawananyashamaregera9025
    @tawananyashamaregera9025 ปีที่แล้ว +4

    Sando kumunhukadzi wese anomira nevana vake big up kumadzimai,,,,madzimai vakatikoshera

  • @tinashenyangari282
    @tinashenyangari282 ปีที่แล้ว +1

    Aaah ambuya ndavaziva ava from Siloz

  • @alfredkondo5230
    @alfredkondo5230 ปีที่แล้ว

    You have said it all mother, kana nguva yako yakwana, hapana chinoramba.

  • @sarudzaimutsvangiri190
    @sarudzaimutsvangiri190 ปีที่แล้ว +3

    Ichokwadi amai kna zvisati zvakusvikira unooti akuna uroyi

  • @victoriazimbao6756
    @victoriazimbao6756 ปีที่แล้ว

    Sekuru Kanengo ndinokutendai nebasa guru chikumbiro changu sekuru Ngoma, hosho, ne mbira zvisayenfa zvoga sekuru simukai mutambe sekuru

  • @vhuranjero
    @vhuranjero ปีที่แล้ว

    Kwazuvai sekuru kanengo namukoma sly

  • @yvonnebesa7854
    @yvonnebesa7854 ปีที่แล้ว

    Sekuru .....kanengo murivahombe sando dzenyu batsirayi nyika

  • @racheljakarasi3149
    @racheljakarasi3149 ปีที่แล้ว +1

    Ko cy kana uchida help sekuru ava vobva vati 200 usd matare ??

  • @pardonmoses4696
    @pardonmoses4696 ปีที่แล้ว +4

    munhu kana une.mubereki zvirinani zvino isu tisina chakabaya chikatyokera,varoi vakapedza nesu

    • @tanyamubaiwa1530
      @tanyamubaiwa1530 ปีที่แล้ว

      Endai kwasekuru ...ISU tinavo vabereki but zvimwe zvacho zvakatofanana neasina vabereki ... problem unotoifambira wega zvakaoma

    • @kudakwasherembo3067
      @kudakwasherembo3067 ปีที่แล้ว

      It's better to try hapana chinoramba

  • @shelter3099
    @shelter3099 ปีที่แล้ว

    Kakarora here mkoma Robert Kari simatii

    • @charlesmxolisi1336
      @charlesmxolisi1336 ปีที่แล้ว

      INI andisati wuya ka

    • @shelter3099
      @shelter3099 ปีที่แล้ว

      @@charlesmxolisi1336 kkkkk sure hare Mira ndivhunze asekuru kuti pane imba here

  • @prospermuzunze8564
    @prospermuzunze8564 ปีที่แล้ว

    sekuru kanengo ndinodada meni

  • @dianahmandizvidza9682
    @dianahmandizvidza9682 ปีที่แล้ว +1

    Sekuru sando dzenyu munogona basa