Akafira ka Radio part 3 Sekuru Kabambala Speaks

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 20 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 411

  • @tendai4043
    @tendai4043 ปีที่แล้ว +40

    Ehe musadero veduwe bayai kabhero ako tisvike 100k

    • @jacquelinevotanincube8099
      @jacquelinevotanincube8099 ปีที่แล้ว +1

      Baba Taps ndokumbirao number dzemunhu wamuri kutaura nanye uyo unoita zvekurapa ndinemwana komana wangu anemakore 24 years arikuita seari kurasika Jere kune kwatakarairwa kuti anobatsira achinzi abhadarisi tabata munhu uya akuti kuti ndikubatirei basa iri ndinodamombe ini ndikati andikwanisi mari iyoyo zvikanzi mukwanisa mari ini mari andina zvikadzi chindipai 200 us apa hasati abata basa ndatanga kuita ma questions zvandakaudziwa azvisi zviri kuitika andichaiziva veduwe kuti ndodii Baba Taps

    • @bernadettemudonha8002
      @bernadettemudonha8002 ปีที่แล้ว

      @@jacquelinevotanincube8099 .

    • @jacquelinevotanincube8099
      @jacquelinevotanincube8099 ปีที่แล้ว +1

      @@bernadettemudonha8002 Kurisei

    • @bernadettemudonha8002
      @bernadettemudonha8002 ปีที่แล้ว

      @@jacquelinevotanincube8099 mshe urisei

    • @moreblessingmashizha9699
      @moreblessingmashizha9699 ปีที่แล้ว

      Tipewo #dzemubatsiri uyo

  • @abigailchisekereni7680
    @abigailchisekereni7680 ปีที่แล้ว +32

    Mai Shanty vakaisa razor wire pamba pavo kungoti yavo ndeyechivanhu. Well done mai Shanty tiri kugadzirisa nyika

  • @edwinzimunya1040
    @edwinzimunya1040 ปีที่แล้ว +13

    Kana sekuru Kabambala, vachiona, vakadii kuona in spirit kuti mukomana uyu didn't confess everything he stole from Mai Chantie.

    • @djkingyadahchamangurangura2979
      @djkingyadahchamangurangura2979 ปีที่แล้ว

      Hazvishande zvichidaro zvechivanhu hazvidi cross examination mambo chivanhu chine maitirwo acho. KO iye akabirei ndozvamunotanga kutsvaga muzouya kurufu rwake Inga bible rinoti MUBAIRO WECHIVI RUFU murikuzama kupikusa bhaibheri here imi. Mazai akadyiwa mbudzi dzakabiwa murikutii nazvo. Be fair musasapote zvakaipa kubirwa zvakafanana nekuurawa

  • @normanbasso6745
    @normanbasso6745 ปีที่แล้ว +16

    Mbavha imbavha mai shant pliz thnk u so much kugadzira pamba penyu mbavha ikasvika ikapenga zvekuti akafa or wat ndezvake aideiko akauya kuzoba ega

  • @angelamakuzha2561
    @angelamakuzha2561 ปีที่แล้ว +3

    Ava varikuti mai shanty vakatadza kureva kuti varikukurudzira kuba here uye ivo vanoreva here kuti vakawana imba yavo yakapazwa nembavha vanongosiya zvakadaro nekuti humbavha hwakanaka
    Yes pazoita rufu zvinova zvinosiririsa asi iye akadii kubvuma zvese zvaakaba since nyaya yanga yasvika pakashata..welldone mai shanty kubirwa kunorwadza

    • @gracemudyahoto522
      @gracemudyahoto522 ปีที่แล้ว

      Chokwadi ndakambobirwa Laptop yangu new 1 nhanhasi its paining me ndikutofunga kuita zvakaita mai Shantie😂😂😂😂

  • @patriciachigodora9316
    @patriciachigodora9316 ปีที่แล้ว +10

    Ma Shanty chimbo shingiswai henyu muchinzi hamuna chamakatadza pakugadzira musha asi kwamakaitwa kurombeswa chaiko. Ndomarombero akaita vanhu vazhinji vachiti vari kugadzira musha nhasi ndozviri kutambudza vanhu vazhinji izvi.

  • @sashasithole1022
    @sashasithole1022 ปีที่แล้ว +26

    Rest in peace mbavha ,Mai shanty is innocent

  • @fungaichinamo7133
    @fungaichinamo7133 ปีที่แล้ว +14

    Hakuna mweya unobuda pavanhu vose kudaro .Mai shantie havana mhosva

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 ปีที่แล้ว +10

    Thank u ☺️ for updating and making follow up nenyaya iyi, kubirwa kunorwadza , l stand with my shanty , to this guy akaba RIP vamwe vari kudzidza through this story ngatisiyei kuba.

    • @tektekchihera8466
      @tektekchihera8466 ปีที่แล้ว +1

      Mai shandy Havana mhosva. Mbavha yakafa mai vemufi vaidya zvekuba na ha vakikuda kuti mai Shandy wawachengete. Pamberi nekugadzira misha kuti mbavha fzibatwe

  • @timothychibike3512
    @timothychibike3512 ปีที่แล้ว +17

    Baba avo varikushoora isu tirikuti mai vakagadzira musha wavo varibhoo itori mbavha baba ivavo

    • @sabinajesman3431
      @sabinajesman3431 ปีที่แล้ว +2

      @@tapiwanashebanda5362 kubvuma mhosva usingadzose that's stupid mbavha ngadzife kufiratu

    • @tre642
      @tre642 ปีที่แล้ว

      Lol hahaha 🤣😂

    • @advertisegijimai3658
      @advertisegijimai3658 ปีที่แล้ว

      Ehe imbavha iyo

  • @ivynyamakura6315
    @ivynyamakura6315 ปีที่แล้ว +19

    Hakuna mudzimu unobuda pavanhu 10 same time

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 ปีที่แล้ว +12

    Thank you baba Taps rambai muchitipa kusvika kumagumo kwamambo munge muriko tinzwe kuti mambo vanoti kudii

  • @preciousmagaya7826
    @preciousmagaya7826 ปีที่แล้ว +1

    Kubirwa kunorwadza amana siyai amai shanty

  • @netsayigadzi7491
    @netsayigadzi7491 ปีที่แล้ว +14

    pamwe mufi zvaaidhakwa pamwe akadenhawo akaurawao nevamweo vanhu mhepo ndopadzoda

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 ปีที่แล้ว +3

    Gods watching richasvika zuva rekutogwa Mai shanti be hpy one day is one day kutoromba uku

  • @linnetmusamirapamwe8253
    @linnetmusamirapamwe8253 ปีที่แล้ว +2

    Nyaya iyi iri complicated but regai tigonzwa pazvino gumira.
    Following.....

  • @perinaziki4895
    @perinaziki4895 ปีที่แล้ว +22

    Svikiro robuda pamunhu 1 mukuru vakutaura ava

  • @catherinemuradzikwa-yl1tk
    @catherinemuradzikwa-yl1tk ปีที่แล้ว +4

    Toda justice pliz Mai shanty vakauraya

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 ปีที่แล้ว +6

    Mai Shanti havana mhosva, godobori haana mhosva, mhosva ine munhu akaba

  • @melodymusasanya6247
    @melodymusasanya6247 ปีที่แล้ว +18

    Mbavha ngaife ihama ngani dzakafa dzakapondwa nembavha idzi zvinotangira paka radio kusvika pakuba property imba yese tipeiwo number dzasekuru tinotodzidawo

    • @sarudzaimasunda8346
      @sarudzaimasunda8346 ปีที่แล้ว +2

      Akatanga nembudzi .mazai kutozoba radio kutoshaya zvekutora panguva iyoyo

  • @obinamudzengi2355
    @obinamudzengi2355 ปีที่แล้ว +6

    Mai shanty bhooo mbavha ngadzife ini ndakabirwa zvinondirwadza hey

    • @constancemarifiye6658
      @constancemarifiye6658 ปีที่แล้ว

      Hongu hama ngozi hamuzovabatsiri mai Shantel vachanga vari woga kwedu baba vakanoripq mwana wawo chaiye vachioedza vachifa vakagadzirawo samai shantel

  • @joyceparwazenga7545
    @joyceparwazenga7545 ปีที่แล้ว +7

    BaTaps ndipeiwo #dzavo ndigadzirise musha wangu mbavha dzidzidze chidzidzo kubirwa korwadza

  • @sabinajesman3431
    @sabinajesman3431 ปีที่แล้ว +12

    Ini handna tsitsi nembavha mai shanty hawana mhosva I'm Baba vafona pechitwo asi muri mbavha mnje number tanadzo muchapera mese

    • @gracemudyahoto522
      @gracemudyahoto522 ปีที่แล้ว

      Vandibhowa baba vaya hako I think zimbavha Aaaaa nhai

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 ปีที่แล้ว +2

    Baba vataura chokwadi vari papfone Thank you baba vataura chokwadi mai shandi vari pama 1

    • @PaloSant
      @PaloSant ปีที่แล้ว

      Havana chavanoziva baba avo. Vari kutotaura zvisirizvo. On top of that hakuna mufi anouya achipotera pavanhu hobho at the same time. Munhu 1 anoita mweya 1 ne voice 1 rinotaura pamunhu 1 at any given time. Anogona kubuda achitaura pa different people hake but not at the same time. Iyo yanga yatove mweya yenzvimbo yanga yaakutoita mafirimu

  • @oshiembuwa6057
    @oshiembuwa6057 ปีที่แล้ว +9

    Sen'anga iwewe wakadii kuona pasvikiro rako kuti wasirira pane kuuraya wanhu nxaaaa n'anga dzehusiku idzi idzo

  • @lydiandhlovu7641
    @lydiandhlovu7641 ปีที่แล้ว +11

    Baba vataura pechi2 musaite kunge ndimi munotaura zvine musoro mega
    Ngozi haibude pavanhu hobho
    Mai shant Havana mhosvà vakagadzira musha wavo vasingazive kt ndian anga aba

    • @namataichatyora9500
      @namataichatyora9500 ปีที่แล้ว

      Wanted to say the same ,, akuda kuita full of I know but akutaura zvisirizvo..hakuna mufi anobuda pavanhu 5 same time

    • @irenemurauzi5235
      @irenemurauzi5235 ปีที่แล้ว

      Mmmm Mai vemukomana vaiziva baba remwana wavo aiba vachipihwa zvabiwa

  • @mosesmukonowatsauka5827
    @mosesmukonowatsauka5827 ปีที่แล้ว +13

    Mbavha nemuroyi same group ngavafe vanhu ivavo very wicked.. Ko munobirei zvinhu zvavanhu

  • @chipochipo8415
    @chipochipo8415 ปีที่แล้ว +13

    Mai Shanty havana mhosva ,mbavha ngaisotwe and hapana ngozi apo

    • @FireboyRG45
      @FireboyRG45 ปีที่แล้ว +1

      Vanhu hamufani kupa maiava mhosva ndava, maiava vatonetsekavo kushaya kuziva kuti arikupedza zvinhu zvavo ndiani vakati vatavirevo zvinhu zvavo kuti zvisapera saka mbavha yakasangana nazvo hapana ngozi apo vanhu vakaba vaifanira kuuya kuzo kumbiravo ruregerero kuti takakuparadzira zvinhu zvako unyange paitika rufu ruregerero runodiwa

    • @tinovimbakunze
      @tinovimbakunze ปีที่แล้ว

      Sure mai ava Havana mhosva chokwadii

    • @chipochipo8415
      @chipochipo8415 ปีที่แล้ว

      @@FireboyRG45 hausati wabirwa that's y

  • @timothychibike3512
    @timothychibike3512 ปีที่แล้ว +17

    Pasi nembavha akabireiko

  • @abbey63603
    @abbey63603 ปีที่แล้ว +1

    Hayewawo zvipiko , blaz vatanga kutaura ava hapana chivanhu chavanoziva. Kungobvotomuka nhando. Mai Shanty vari very correct. Mbavha dzichinyanya.

  • @MercyMajuru
    @MercyMajuru ปีที่แล้ว +3

    baba taps makadii thank you so mch nekutipa update ....rambai muchipa kusvika yapera nyaya yacho

  • @evasnyamhere4066
    @evasnyamhere4066 ปีที่แล้ว +5

    Mayivepoo hereee?? well-done Karanganda,fambai nenyaya kusvika kwambo

  • @charitymagavu778
    @charitymagavu778 ปีที่แล้ว +4

    Mai shanty woyee
    Shinga mwanasikana shinga wakagarisana nevanhu vane godo chete mwanawee

  • @calvinchinyere2118
    @calvinchinyere2118 ปีที่แล้ว +14

    Thanks baba Taps mai Shanty ngavarege kuzvichenesa ngozi kana yavakuuya haiti waichengetedza mu shawako inongouya ichiti wakandiurairei navataure nehama dzemufi zvakanaka problem ichauya mumba mavo kwete kwevanhu barikuvafurira regai tinzwe an'anga kuti varikutii

    • @lovenessjeche3761
      @lovenessjeche3761 ปีที่แล้ว +3

      Taura hko ngozi haina izvozvo kufa kwemnhu haisi huku

    • @elizabethbongers1124
      @elizabethbongers1124 ปีที่แล้ว +2

      Watorevesa. Heyo n'anga yavo yavarambira. Vasara vega. Ngozi ndiyavo.

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 ปีที่แล้ว +1

      @@elizabethbongers1124 zvakaoma, asi n'anga hapana zvaaramba hake

    • @GsmZwElectronics
      @GsmZwElectronics ปีที่แล้ว

      Ngozi kumbavha here Hapana akarumwa nechekuchera

    • @elizabethbongers1124
      @elizabethbongers1124 ปีที่แล้ว +2

      Ehe ngozi inotoita even waurayira munhu umbavha. Tisanyeperana pano, kuuraya munhu chete ingozi. Mai Shanty knows it and that's why she is trying to appease the dead guy by buying stuff for funeral. Why would she do that n yet she wanted him dead?

  • @thandiwejabulani3678
    @thandiwejabulani3678 ปีที่แล้ว +10

    Munhu Gara waziva kut ukanopfugama pan'anga expect anything hakuna n'anga inokuudza kut zvinouraya most of the people out there variku chema kutsvaga rubatsiro nenyaya yekut ndakazoenda kun'anga ingandipa hupfu saka zvakazochinja of course kuba hakuna kunaka zvachose but let's learn from this ngozi kana youya hainei nekut ndiye ayiva wrong even new generation they will suffer

  • @chichistevenson9317
    @chichistevenson9317 ปีที่แล้ว +5

    Mwari ndivo vega vanokwanisa kukugadzirisira dambudziko rako zvisingazokusiye wava mune mamwe matambudziko.

    • @esinahladye4089
      @esinahladye4089 ปีที่แล้ว

      Amen you can say that again, ukada kuzvinanzerera ndovanhu vanozonetsa mangwan pamaconfession vachit mishoga yakupanduka.

  • @maiteechirangamapenzi329
    @maiteechirangamapenzi329 ปีที่แล้ว +16

    Makambofa mukadzoswa here caller imi 🤣🤣 mozvizivirepi zvinoitika kuseri kwerufu ...tigarirei pasi uko 🤣

    • @gracekhoza5289
      @gracekhoza5289 ปีที่แล้ว

      🤣🤣🤣Tenzi wangu

    • @tinatinashe
      @tinatinashe ปีที่แล้ว +5

      Mbavha ngadzife Amana nekuti haungatori chinhu chemunhu haaaa mudhara arikutaura zvekuti kugadzira pamba kwakaipa unenge mbavhawo

    • @sarudzaimasunda8346
      @sarudzaimasunda8346 ปีที่แล้ว +5

      @@tinatinashe hakuna munhu akakwana anotsigira mbavha mudhara uyu anenge atengwavo or imbavha

    • @tinatinashe
      @tinatinashe ปีที่แล้ว +2

      Kubirwa kunorwadza chifunga kuti watangawo kamushakako wotengambudzi dzosvika 6 umweoya kungoba zvemushop wobazve nekuoma kwakaita zvinhu chinoita kuti munhu agadzire inyaya yekuti kuchengetera mbavha zvinhu kunorwadza vana wako wanenge wasikadyi huku uchitidziwande mbavha yoba mbavha ngadzigadzirwe ini ndakatobirwawo mari yangu kusakubva kuma OTS ndikarohwa futi 500us ukaenda zvinorwadza

    • @advertisegijimai3658
      @advertisegijimai3658 ปีที่แล้ว +3

      @@sarudzaimasunda8346 ehe imbavhawo iyo amutooni nematauriro acho

  • @mosimanegapemotlhatlhedi7444
    @mosimanegapemotlhatlhedi7444 ปีที่แล้ว +7

    Iwe ndiwe usingszivi kwete kushora vanhu
    Wakamboona svikiro robuda richirova munhu umwe chete

  • @nyashamaz9953
    @nyashamaz9953 ปีที่แล้ว +4

    Mai Shanty uri bhoo iweee mbavha ngadzife

  • @kelvinmarwizi8769
    @kelvinmarwizi8769 ปีที่แล้ว +5

    Vakauraya munhu that's all
    Ngozi unongozouya kuvana vavo even after 20years

    • @nyarymatra
      @nyarymatra ปีที่แล้ว +1

      Never hakuna ngozi yembavha ,mbavha ngadzife .seems mufi nemunhuri varara vachidya zvekuba it's so not normal kukurudzira such barbaric

  • @ellenchihwai5670
    @ellenchihwai5670 ปีที่แล้ว +6

    Family yeee mbavha vanofanirwa kutoripa chitunha chawakaisa pamba pamai Shanty

  • @sibongilemupinda1211
    @sibongilemupinda1211 ปีที่แล้ว +13

    Kasi baba varikutaura imbavha kami...kkkkk

  • @regissanyamandwe5590
    @regissanyamandwe5590 ปีที่แล้ว +8

    Pafirst episode hanzi mukomana akapihwa tsanga dzechibage akasadya.

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 ปีที่แล้ว +2

      Ehe nhy ndiye akazvikuvadzisa ega

  • @semomoyo4928
    @semomoyo4928 ปีที่แล้ว +4

    Mkoma Taps tipeiwo number za sekuru

  • @Owenkuwenyi
    @Owenkuwenyi ปีที่แล้ว +2

    Muchibireiko nhai vanhu kuba tunhu tusina munofira mahara

  • @judx34
    @judx34 ปีที่แล้ว +3

    Ha pakaipa... Another great episode.. Kunzima

  • @yvone260
    @yvone260 ปีที่แล้ว +4

    Mai shanty makatadza zvenyu musafadzwa nevanhu varikuti makaita zvakanaka ngozi kana yavakuuya muchamira nayo mega vose avo vachange vasipo munhu angouraiwi kunge huku ko makadii kutaura zvamaida pane kuuraya n'anga dzamunotemba idzo dzichakuisai pakaoma

    • @josephlupiya6626
      @josephlupiya6626 ปีที่แล้ว

      Haaa vanhu vachinyanya kudya zvawasina kushanda haaaaaa kungegudo mmmmmm vanhu dzidzai kushanda idyai chenyu cheziya kwete chakafondokera munhu iwewobaaaa

    • @maudysvipo3358
      @maudysvipo3358 ปีที่แล้ว

      Saka muri kuti vanhu ngavangoba vongosiiwa vakadaro here

    • @josephlupiya6626
      @josephlupiya6626 ปีที่แล้ว

      @@maudysvipo3358 vanoba ngavafe ngavadzidze kudyazveziyaaa

  • @ivy-er1te
    @ivy-er1te ปีที่แล้ว +2

    Mbavha inorwadza veduwee. Mbavha ngadzitodzidza.

  • @catherineshangwa1814
    @catherineshangwa1814 ปีที่แล้ว +6

    Mashanty vakamhanya loss wobirwa wobhadhara n'anga munhu ofa wotakura futi rufu rwacho dai makaenda henyu kumapurisa munhu arikupika jeri

    • @wamz8477
      @wamz8477 ปีที่แล้ว

      Hakuchisina mapurisa hapana chaibuda

  • @dakawangu4490
    @dakawangu4490 ปีที่แล้ว +3

    Mbavha ngadzife kufa kuti fiiiiiiii kune dzimwe dzakataurwa pa Bhozhingora dzirikufa 1 by 1 pasi ne mbavha

  • @witnesschoto2389
    @witnesschoto2389 ปีที่แล้ว +3

    Vanhu varikuti mai Shantie havana mhosva muchavakwidza chindege chemashanga munhu haasi huku inorova. Akatadza pakuba hake but pakuzotadza kuroyonora apo ma1.

    • @maudysvipo3358
      @maudysvipo3358 ปีที่แล้ว +2

      Mai Shanty Havana mhosva hama mbavha ngadzife zvachose ini ndine hama akatobirwa akasiya asungirirwa mumba vana vakabatwa chibharo ,panobatwa mbavha ndikasvikapo ndinotouraya nemaoko chaiwo

  • @joelsamuel6584
    @joelsamuel6584 ปีที่แล้ว +4

    Chimudhara chataura pechi2 icho chirikuita kunge ndicho chinotaura zvine musoro maningi icho chichitaura zvekumama hapana chinozivikanwa apo

  • @cathrinebare2213
    @cathrinebare2213 ปีที่แล้ว

    Well done mai Shanty.kubirwa kunorwadza veduwee .zvorwadza kuona vanhu vachisupporter chimbavha

  • @giregrace317
    @giregrace317 ปีที่แล้ว

    Uyo number 2 pakaipa advice ngaazorere aite tsvagurudzo zvakakwana ...hakuna munhu anosvika pavanhu 5 Rebbeca arikumuka achisvika pamunhu one iyo mbavha yakoshei

  • @magdaline6383
    @magdaline6383 ปีที่แล้ว +2

    Urikurove basa Tichavapa basa sekuru Kambalua

  • @julietmatare4854
    @julietmatare4854 ปีที่แล้ว +2

    Izvi zvinenharo vanhu munoziva kuti mbavha munhu akaipa anokubira okuuraya so pasi nembavha .lzvi zvirikutaurwa kuti mukomana uyu aitaura namashanty ,achiuya pamba Pavo ,zivai kuti munhu anokubira munhu wepedyo.

  • @mercyganjiri1220
    @mercyganjiri1220 ปีที่แล้ว +1

    Ummm mukomana haana kutaura zvaakaba zvese

  • @a.tmakuruve6302
    @a.tmakuruve6302 ปีที่แล้ว +1

    Well done baba vaTaps,bhora mberi .

  • @joylorrainemukamabaya3164
    @joylorrainemukamabaya3164 ปีที่แล้ว +2

    Tokumbiro #dza bambala plz

  • @lindsaykaridozo9811
    @lindsaykaridozo9811 ปีที่แล้ว +3

    Munhu hangatadzi kugadzira musha wake mbavha ngadzife mai shanty ramba wakatsika ipapo

  • @phillipmawonde1776
    @phillipmawonde1776 ปีที่แล้ว +5

    Kufa kwemunhu is not a joke but vainanira kuita something before mkomana afa

  • @rosemarymukuruva5559
    @rosemarymukuruva5559 ปีที่แล้ว +3

    Zvakaoma hazvo pakuzouraya .mai shanty chokwadi ngozi munayo

  • @ppiro8084
    @ppiro8084 ปีที่แล้ว +1

    Mai Shanty ngavaende kumapurisa vatore peace order.

  • @maiteechirangamapenzi329
    @maiteechirangamapenzi329 ปีที่แล้ว +3

    Mufi anogona kupfuka even achiri mu mortuary.....ndakazviona ku Chishawasha ...mai vakabuda pamwana wavo vari mu mortuary

  • @nomathamsanqamlalazi7216
    @nomathamsanqamlalazi7216 ปีที่แล้ว

    Mai Shanty you are right....mbavha inobhowa too much

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 ปีที่แล้ว +5

    Karanganda woyeeeeee, tokumbirawo number dzasekuru avo pliz

  • @catherineshangwa1814
    @catherineshangwa1814 ปีที่แล้ว +3

    Topedzerwa hama nen'anga dzemalawi

    • @maudysvipo3358
      @maudysvipo3358 ปีที่แล้ว

      Kana dzichiba ngadzipere dzese

  • @gusemukomawasha6308
    @gusemukomawasha6308 ปีที่แล้ว +4

    Hakuna munhu anofuka achibata vanhu 5 kamwechete baba avo havana chavanoziva avo

    • @sekaimashaira1655
      @sekaimashaira1655 ปีที่แล้ว

      Ichokwadi kuteya musha wamai shanty mkomana onzi afa nezvaakaba kune umwe musha

  • @larochelleguwa47
    @larochelleguwa47 ปีที่แล้ว

    I stand with Mai shanty even ikaita cup yesimbi inorwadza so long long wakaishandira in either way kana wagadzirwa tarisira zvese zvese

  • @lainahmusariri5111
    @lainahmusariri5111 ปีที่แล้ว +2

    I hope mai nyakubereka havana a hand pamwana wavo nokuda kukanganisa zita ramai shanty

    • @brendarutendo2231
      @brendarutendo2231 ปีที่แล้ว

      Taurai henyu Cz burugwa rarakunzi nderawooo fut

  • @catherinekangoya8964
    @catherinekangoya8964 ปีที่แล้ว

    Tisiyei to commente chokwadi munhu akafa uya imbavha akaba pamba pemunhu,akuna svikiro rakadaro nyararai baba imi vatanga kutaura ava musatura kunge makamama moyo ,Saka imimi muku.suppoter mbavha here Imi baba msoro bhangu

  • @shingaimasvaure6997
    @shingaimasvaure6997 ปีที่แล้ว +1

    Mai Shanty is 100% correct...don't support mbavha. Akazviuraisa mbavha uyu

  • @emmachipokosa1520
    @emmachipokosa1520 ปีที่แล้ว +8

    Tipeiwo numba dzasekuru kabambala

  • @brendaziyenge207
    @brendaziyenge207 ปีที่แล้ว +1

    Mai Shanty vakagona basa ndoidawo N'anga yamai Shanty iyo ndanzwa nekubirwa anhuwe

  • @ruemamoyo9259
    @ruemamoyo9259 ปีที่แล้ว +1

    Avo baba vaphona avo njere dzavo hadzishandi mai shandy havana kana mhosva vanhu 10 vobudwa nemunhu chirudzii

  • @AM-di5eg
    @AM-di5eg ปีที่แล้ว +27

    What if this guy akaroyonorwa bt bvaano commiter suicide murwizi becoz of nyadzi

    • @blessingmurozvi6059
      @blessingmurozvi6059 ปีที่แล้ว

      Taura hako Ini ndomaonero angu.Nyadzi dzinokunda rufu

    • @paterniahchitems824
      @paterniahchitems824 ปีที่แล้ว +2

      Pamwe ahana kutaura chokwadi anogona akaba nembudzi

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 ปีที่แล้ว +1

      Becoz akaba zvsse mbudzi...mazai...chibage....peaches.....radio

    • @netsietumu7767
      @netsietumu7767 ปีที่แล้ว

      Ndomaonero angu ini

  • @portiagova1535
    @portiagova1535 ปีที่แล้ว +1

    Sekuru huyai joni kwarura mbavha

  • @asaliatakadiiasaliatakadii3130
    @asaliatakadiiasaliatakadii3130 ปีที่แล้ว

    Mai Shanty havana mhosva mubairo.wechivi rufu
    The Bible says
    Usaba
    Usauraya
    Usapomba
    Kuba kwakaipa ende anotoratidza kuti ndozvaaigara achiita yaitova mbavha chaiyo

  • @miriamphiri7204
    @miriamphiri7204 ปีที่แล้ว

    Tipeiwo nhamba dza sekuru kanambala

  • @muchanetamariyo4417
    @muchanetamariyo4417 ปีที่แล้ว +10

    Mbavha ngadzife

    • @elizabethbongers1124
      @elizabethbongers1124 ปีที่แล้ว

      Even varoyi ngavafe.

    • @chipochipo8415
      @chipochipo8415 ปีที่แล้ว

      Kubirwa kunorwadza kani

    • @sabinajesman3431
      @sabinajesman3431 ปีที่แล้ว

      Sua ngadzife dzese ndakabirwa R25k handna tsitsi nembavha stupid dzevanhu

    • @maudysvipo3358
      @maudysvipo3358 ปีที่แล้ว

      Ngadzife dzese nekuti idzo padzinokupindira dzimwe dzinotosiya dzauraya ,kuremadza kana kuraper chaiko

  • @kelvinmarwizi8769
    @kelvinmarwizi8769 ปีที่แล้ว +3

    Ungabve kuMalawi kuuya kuzouraya vanhu kuno urimuroyi zve

  • @Mchilowamakhosikazi
    @Mchilowamakhosikazi ปีที่แล้ว

    Mai Shanty Havana mhoswaishuwa hapana munhu 1 anobudira pavanhu hobho neniwo izvi ndakazvishora WA

  • @ruruemunaki6195
    @ruruemunaki6195 ปีที่แล้ว

    Mai shanty ramba wakasimba hauna mhosva

  • @Natty908
    @Natty908 ปีที่แล้ว +4

    Tipeio Number yembavha tanzwa nekubirwa zvinhu

  • @Vemasoweupdates2019
    @Vemasoweupdates2019 ปีที่แล้ว +4

    Munhu akaisa electric fence pamba pake iwe ukabatwa nayo Uchida Kuba mhosva inopiwa ani? Mai shanty vakaisa electric fence pamba pavo

  • @mrstmagorinbo5989
    @mrstmagorinbo5989 ปีที่แล้ว

    Bhurugwa nderagogo iye zvino vapora mnje

  • @prettynyamuda1067
    @prettynyamuda1067 ปีที่แล้ว +1

    Imi kubirwa korwadza mbavha ngadzisiye kuba

  • @michelmichel8020
    @michelmichel8020 ปีที่แล้ว +3

    Baba taps nyaya iyi yakaoma kani asi kuona kwangu kugadzira pamba akuna kuipa asi pakuuraya apo ummm pakaoma dayi vakamuripisa vakamusunungira .

  • @perseverancedube3156
    @perseverancedube3156 ปีที่แล้ว +1

    Mai ava vanonyepa

  • @manyarachakandinakira4711
    @manyarachakandinakira4711 ปีที่แล้ว +1

    Endai kwasekuru Tasvu nenyaya iyi both families munobatsirika

  • @nyashamuviza6975
    @nyashamuviza6975 ปีที่แล้ว +3

    Tipeyiwo number dzaSekuru

  • @carolinechingosho5457
    @carolinechingosho5457 ปีที่แล้ว

    Vanhu vapfidze kuba ...mai shanty havana chavakatadza vakagadzira pamba pavo ...iye munhu aibirei ...tsvatu .....vanhu vagure kuba iko kubirwa kunorwadza ...unenge wakadikitira uchishanda kuti utenge chinhu chako mumwe munhu ongouya hake otora .

  • @pascaliamugwagwa8428
    @pascaliamugwagwa8428 ปีที่แล้ว +2

    Chandoona n'anga iyi inogona kuroya but ahigone kuroyonora ndiyo problem yakaitika

    • @noahchahwenga2213
      @noahchahwenga2213 ปีที่แล้ว

      You're very correct and yakarombesa Mai Shanty vasingazivi

  • @abigaildzitiro8449
    @abigaildzitiro8449 ปีที่แล้ว +1

    Itsamba dzekurapa hr kana kt muroyi

  • @cuthrenematava2633
    @cuthrenematava2633 ปีที่แล้ว +6

    Mai Shanty Havana mhosva huyezve hapana ngozi,

    • @elizabethbongers1124
      @elizabethbongers1124 ปีที่แล้ว

      Haiwa, vane mhosva saka vachimhanyamhanya. Ngavazvigarire kumba kwavo kana vasina mhosva.
      Vakauraya munhu. Ende I think vaimhanya mun'anga dzakawanda. Iyi n'anga yavarambira zvekuuraya.
      Vachanzwa butter. Gare gare murume achabuda maviri. Wait n see. Munhu haisi huku. Zvekuba is one bad thing but zvekuuraya zvaa zvinhu.

    • @dorcassithole4952
      @dorcassithole4952 ปีที่แล้ว +1

      Taura hako mbavha kungotora chete umwe ashanda.munhu anofa nemabasa ake

    • @cuthrenematava2633
      @cuthrenematava2633 ปีที่แล้ว +1

      @@elizabethbongers1124 hapana kuuraya munhu zvakafanana nerunyoka izvi,ukatora mkadzi wemunhu akagadzirwa unofa,ukaba zvakagadzirwa unofa,mbavha dzinongoonekwa mataurite adzo coz dzajaira kuba dzoti kune ngozi,shandai zveziya renyu

    • @dorcassithole4952
      @dorcassithole4952 ปีที่แล้ว

      @@cuthrenematava2633 Chokwadi chaicha

    • @samuelngirazi9636
      @samuelngirazi9636 ปีที่แล้ว

      @@elizabethbongers1124 mbavha ngaife

  • @placxedissami3792
    @placxedissami3792 ปีที่แล้ว +2

    Kana munhu abvuma kuti akaba. Chakatadzisa.kumuroonora.chii.mune.ngozi.mai.shanty.muchazouya.zvenyu. pano zvakare.

    • @pascaliamugwagwa8428
      @pascaliamugwagwa8428 ปีที่แล้ว

      N'anga yakaroya but yakatadza kuroyonora imhosva yamai Shanty

  • @abigailchisekereni7680
    @abigailchisekereni7680 ปีที่แล้ว +6

    Ndipeiwo number dzamai Shanty baba vaTaps

  • @josephtomu252
    @josephtomu252 ปีที่แล้ว

    Mai Shanty vari innocent. Mbavha dzinofanira kugadziriswa.

  • @lindsaykaridozo9811
    @lindsaykaridozo9811 ปีที่แล้ว +4

    Mai shant ngozi haikubati vakagadzira pamusha pako haiwawo varikuda drama vanhu avo

  • @tektekchihera8466
    @tektekchihera8466 ปีที่แล้ว

    Mukomana akanoba ane mhosva. Akagadzira musha wake haana mhosva. Mukomana uyo akaba zvakawanda akanyara kutaura that's why zvisina kupera. Akapihwa magwere aienderana nezvaakaba. Akasiidzira kutaura zvaakaba. Mbavha ngadzigadzirwe. Akaba mbunzi dai akangotaura. Dzidzsai kuti vana vasabe. Ini vangu musha ndakagadzira wo pane arikutopengawo. Handina tsitsi nebhavha and hapana ngozi inobata mai Shandy