@@AgentMazvanya291 it's an opinion vakuru , I happen to have attended vanaIsau vachirova and ndotevera Mberikwazvo pamaSocials , maonero angu vanokundwa nevana vaParadzai even naTedius Jnr avakwane
Zvimwe zvacho zvinoda Talent, zvimwe zvinokunda talent unodzidziswa nenhamo. Kutambura kunokupa chipo, shungu uye Ushingi. I have witnessed the boys trying hard to get where they are vari pa Glendale apo. Munosvika kure
Vafana ava 2 and mwana waMatsito vanozhaka wire zvisina mukare akamboona. VekwaMacheso dzinde rinorema, imbeu yakaenda paivhu rakaorera so vanonetsa kuvati vanogonesa here or not...I hope vanozokwanisa kusimudza band revanhu.
Njerama yadzoka zvine moto.....ndinoshuwa nzira inerugare kuvana avo nekusingaperi 🙏
Proud moment for a dad,,,seeing your boys keeping the legacy alive ,,well done Baba Paraa
Wakapenga iwe
Pavanhu vese Gasa ndiye akanakwa nengoma thanks Gasa
Keep fire burning
Tears every time I watch his videos
Webster Messi paLead apo 🔥🔥🔥🔥. Willis paBass 🔥🔥🔥🔥
Keep on going
These kids are extremely talented
Ndezvedzinza
@@stevenruzvidzo5570
You can say that again
Vanozhaka kudarika vekwaMacheso , Romeo ndokusimbisa mafana sando dzako
Vafana avo vane chipo kwete chipo chekuti baba vane mbiri Saka nesu tichanzi tiine mbiri . ..but Webster na Willis vakomana chokwadi havana kumira zvakanaka
Hamusi makunyepa here mambo
@@AgentMazvanya291 it's an opinion vakuru , I happen to have attended vanaIsau vachirova and ndotevera Mberikwazvo pamaSocials , maonero angu vanokundwa nevana vaParadzai even naTedius Jnr avakwane
@@AgentMazvanya291 Aleck Macheso hatitaure ndibaba avo but vana vacho vane shungu
Mambo tarisa ma age evanhu vamuri ku compare hre nhai mkuru plus hatitarise zvakaridzwa nemumwe ivo vane album hre vana vapara avo
Zvimwe zvacho zvinoda Talent, zvimwe zvinokunda talent unodzidziswa nenhamo. Kutambura kunokupa chipo, shungu uye Ushingi. I have witnessed the boys trying hard to get where they are vari pa Glendale apo. Munosvika kure
Vanogoona vanogona avo 👆👆👆 big up to Papa Para
Njerama moto
Papa para is a good teacher
Indeed
These kids are good, they were taught well.
He is very talented
Arikutorova waya uyu 💥
Talented family. Chimutsai company iyi varume. Kwete kuzokara motanga kuspliter
Wire wire bassssssssssssss
Willis on Bass, Webster rhythm, mukuru on lead, band ratokwana ka iri. At least vana vako havakupandukire as happened with the original Njerama.
Eish the kids anogonesasure...the guys are talented big time!!
But kuti vanhu vane jealous. Murume uyu anogona zvisingaiti
He is talented mwana uyo
Willis is my favorite. Haaa bass iro harisi rePondo kana reshumha shumha
Hoyo
Well done boys
Chesology and Mesilogy ramangwana mukaka paita madhonza kwese
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
But Mesiology inenge yaibvaaaa
manje idzi boys dzinorova waya idzi...aikazve
Dzinodambura shamwari
ndanakirwa ini mhai kani
❤❤❤❤❤ haaaa boiz ummmmmmm😂
Kubereka kwababa para
😂😂😂😂😂 Hanzii rova haridambuke wire
I salute you Romio Gasa urichibaba unemoyo wechirume
Vafana ava 2 and mwana waMatsito vanozhaka wire zvisina mukare akamboona. VekwaMacheso dzinde rinorema, imbeu yakaenda paivhu rakaorera so vanonetsa kuvati vanogonesa here or not...I hope vanozokwanisa kusimudza band revanhu.
Well done boys haaa munogona pamberi neNjerama😊😊
He is dangerous
Ko paradzai Mesi unomwa Doro here
@@rumbi6789Kumwa zvekurarirako
@@qjjthebest2341 kkkkkkk ngavambotrgera doro vachaona zvinhu zvavo zvichifamba mushe
@@rumbi6789 Nhai zvako Rumbi shuwa zvingamuitira zvakanaka apa munhu wacho ane chipo zvekuti dhu
Keep it up
Anogonesa mufana uyo
Way uppppp🎉❤
Pure talent
Vaparadzainwmhuri
Kuzvara kwakangonaka soo
What’s this guys name please
rambai makadaro boys munogonesa
Para ndaachisiira vana vane chipo avo. Vanonfoda support chete asi vanovona kare
Vanogona sabamnini vavo Linel Mesi
Ngavachingotora band mudhara vazororr
Ndofunga ndozvaanoda kuita coz iye akungoimba haachanyanyorova magitare vakomana vachikakata waya
Thanks guys salute 🙏 🙌
😢zvinochemedza mufunge
Vanogona avo
🔥🔥🔥
Ngazviende mberi
Ko papa para vanomwa doro here
Kumboti kumwa here kuraradza chaiko
Zvekudaro pamwe pavakanzi paradzai vanenge vaida kutonzi raradzai 😄 🤣 😂
@@uncle_trust_gwishiri kkkkkkk kana pakadaro pakaipa
Vanorembera nahwoo hwahwa
Sando kuna Romio Gasa hamurwadziwe mdhara vana vane chipo avo
Romeo ndeupi
@@kudakwashehove3005 wearing black
@@kudakwashehove3005 the one hu hugged thos 2 Mess brothers in black
Okay thank you guys
ANOROVA MWANA WEKUMBA KWEDU
They look like their father.
Vekwa Cheso vanoda more practice bt Ava vaibva ava
He must not drink mutoriro like father
He mustn't drink mutoriro like father
Hope haati rombe sababa vake
Pure talent