Hwani muimbi wesungura asina discord. Papa Para thank you so much for this masterpiece. Makumbe Production urambe wakadaro pamushina ipapo quality ye sound yako iri kuseri kwekuseri keep it up.
Waya dzandanzwa apa haasi maFunnies. Lead guitar in on point the Left Rhythm inei kunaka zvekuti dhuuu🔥🔥🔥. Overall the song is massive we are learning from the Master!👏
Paradzai Mesi still have this good guitar touch. Very good instrumental and vocals. Well polished. Makumbe akaita basa apa. no discord at all. This is what i call good production.
Uyu mdhara is one of the few musicians who are naturally talented n he doesn’t force things zvirimuropa.
❤❤❤❤ thus true
Taura zvako
For sure pakabatwa wire apa
❤❤❤❤❤Ndafara kuti Trademark Rhythm yeNjerama ichiripo uye vapfana Ava vauya kuzonyurura mudhara wedu 🔥🔥🔥🔥.Big up Njerama boys,ukaona ukagara wakabata trademark yako hauzombonzi warasika🎉🎉🎉🎉
Zvipo ndezvamwari uuuummm mwari variko guys basa rakabatwa ,God bless u all Nyerama boys good work NHASI NDOISWERERA
One munhu ane originality muSungura and a lead Maestro...apa Papa Para vakarova Njerama flavour yatoziva..Big Drunken Master
Ndokumbirawo muise like pano ndozodzoka after church please 🙏
Makumbe imhondi 😊😊 papa para my favorite keep it up 2025 toda bhama
😅taura zvako
Wilis na Weby vapfanha wangu aya ndo Ma1 aya ndatenda zvangu the future is here thanks Baba Para for this master piece Njerama original Beat
Loud and clear makumbe production, Thanks to njerama boyz makabura chaiyo makabika mutakunanzva 🙏🙏🙏👍👌
I'm happy for the whole band. What an excellent comeback. Watching from Ireland
Tavaziwa 😂😂😂 and tirikuvaziwa njerama irikutoda big up grootman press on😊
Yaah voice rababa Para ndaakurinzwa, voice chairo renyu rataiziva kare. Well done ❤
I respect you papa Para. Keep the fire burning you rank among the best
Can someone like my comment so that i come back here every time and again
Taliker
❤❤❤❤ Tavaziva kana neni wo ndava ziva vana tesvere ngoma bho heavy
Chimudhara icho Para isimbi yebasa Talented keep it up Para
always getting better, ngoma yakabatwa ini
Zviri kunzwika here ndini ndanga ndichimhanya pamanzwa kufemereka apo😂😂😂 Para chino Para-para wena
Am from Nigeria not understanding what they mean ,but am listening to music, Ngoma dzekusimusi dzavepo manje
😅😅😅
Hoo uri igwee nhai. Hakuna igwee akadai
😂😅😢😅😢😂😂😂😂😂
Ndikhou tenda. U fana nanne. Athi khoupfa, fhedzi mdra na vakomana baita basa. Rido jaiva ngamaanda 😂😂😂😂
Hwani muimbi wesungura asina discord. Papa Para thank you so much for this masterpiece. Makumbe Production urambe wakadaro pamushina ipapo quality ye sound yako iri kuseri kwekuseri keep it up.
Thnx mudala ziri right or Boo 👍 watching from South Africa 🇿🇦
Baba Para hamuna kumbobvira matírasisa kugona chaiko munogona,njerama ❤
He needs God in his life. Total deliverance. Chivanhu chakasunga. Well done papa
Mudhara anogona uyu. Hazvina noise. Kudzikama kwacho kunodekadza kunyange wakagara kana kuti uri mu highway. This is good.
Waya dzandanzwa apa haasi maFunnies. Lead guitar in on point the Left Rhythm inei kunaka zvekuti dhuuu🔥🔥🔥. Overall the song is massive we are learning from the Master!👏
On repeat ishasha iyi
Paradzai Mesi still have this good guitar touch. Very good instrumental and vocals. Well polished. Makumbe akaita basa apa. no discord at all. This is what i call good production.
Parikuda album mudhara unogonesa mhani reminds me my big bro all the time vakaita kuti ndifarire Njerama kuma 2005
Listening from Germany. Living legend papa Para
More 🔥 fire baba Para ndokuzwai #Takuziva
Ndokuti Sungura uku,Welcome Back Papa Para
Papa paraaaaaaaaaa takaenda takaendaaaaaa 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Good work papa para. Less words but punchy message. Lovely
Handina Simba this is massive papa Para Makumbe production is also the best
Nice one baba para
ndezvechipo izvi kwete zvechido,ko chimbotibikirai iri album chaiyo baba Para .zvirimo muropa ndokutembai
Welcome back Mr Para. A Fan gained again. Asante Sana.
inotapira iwo mashoko echenjedzo. Excellent
Papa Para Satan mamukurira aida kukutorerai chipo
Makarova Ngoma
Well done,,watching from Australia
iwe Bongani wakatanga kuteerera sungura riini hahah
Where are you, I'm in Perth listening to this song hahaha 😊
Chibaba madzoka zvine mutsindo
Takuziva neniwo ndavaziva 😂😂😂😂😂😂😂
Instruments arrangement is top notch...Baba Para to the World 🌍
Nice one #Takuziva_vamwe ndivana pesvere
Well done Njerama boys Rythmist na Bassman mean business. i salute
Vanouraya mikono hobho
Haaaaaaah baba Para kuseri mhani. Big up mdara. Hats off to you
To those who liked the song before playing it let's gather here....
C CV
Back with a bang...ndezve chipo izvi...vamwe vane chido
Papa Para ingovhirai riri album chairo ngoma bhooo takuziva
Thank you lord nekupa murume uyu simba ndotenda mucharamba makabata apa chinopisa Hoyooooo
😂aaa... chakanyanya...Good work papa Para Makumbe keep it like that ❤ 🎉
Papa Para 🔥🔥🔥🔥ngoma futi huchi song iyi
Famba mwana wegorekore uye zvibaye wega,Papa Para kunyika pakarohwa bsa Mdhara🎉
Most talented man paradzai mesi
Papa Para show them u are still kicking Njerema Boy's
Afana Njerama rova ngomaaa rova ngoma tiendeee...usazoti igorekore ridonyangara🙌🙌🙌🫵
Heavy musambo masimbisa Sungura kuvanhu
Njerama back in track Willies Mesi mubati wengoma
Well done papa Paraaa... Tiri huruvaaaaa.. ❤❤❤❤🎉
. Kip it up guys
Papa Paras to the fullest 🎉🎉🎉🎉❤ uuu chibba big upp
Njerama yadzoka apa❤
Papa Para 2024 more life munogona
Well done ❤❤ njerama boys,, tavaziva
You ar one of the best mudara more 🔥
Baba Para chibaba hamuperi zvokumhanya ndomangoma aya
Baba para ndomuridziwesungura guys
Papa Paraaaa , urimuhombe pangoma
The King of sungura papa Para, thank you mdhara
❤❤❤❤
pakabatwa wire papa para big up
Yadzoka original Njerama sound. Chinopisa ichi choda magloves e asbestos. Kuita kunge 2 malead. Iri ndiro voice renyu Papa Para
makabata wire Papa Para
Kudai ndrpedyo ndambokutengerai cocokora baba
Ahhhh, Sekuziva kwangu havanwe cocokora ava😅
😂😂mukore uno uchamboda kuvapedyo here
Papa Para one of the greatest Sungura artist
Ndawana song yekisimusi... it's a hit🔥🔥🔥
I m from Iran I can't hear the language but the instrument sound is in order. Thank you papa Paradzai
😂😂😂😂😂😂
Njerama boys ma 1 apa Mhoto Mundhara amuperi manyepo 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
lam from Congo but song bhoo manjee
Bravoo , on yr come bk
Papa para uyu ma1 akandipara pamakoni pajoy center ndikabva ndisisina bvudzi ndanemhanza uyu akanditenderedza musoro aridza zvipo ndezvamwari
Kuudza mwana hupedzesira mukoma you dropped a bomb shell of massage tichipendera gore kudai thanks brother mhofu yemukonyo always proud of you
😂😂mhofu yemukonyo here 😂
My Para... welcome back
Hokoyo naPapa Paraaaaaaa❤
Pakabatwaaa basa Baba Paradzai Mesi
Maximum respect. Izvi zvinokudzwa
Pakarohwa ngoma...
MaGweta tiripo. Ngoma iri is the fulcrum of the pith.
I don't understand the language but this song is super good. Chakadambura
Yaaaaa tadzoka papa para famba will n web
Wangara unogona mdhara wangu
Ngoma rakaipa iri🔥🔥
Neni ndavaziva big up papa Para❤
Unique staff! Thanks Para! ❤❤❤🔥🔥🔥
Matirangarura baba Para musha ngaurire ngoma
Chikomo njerama tiye chimwene Para muu weluzetso nyimbo iyi
Keep it up dhara watching from UK
Uyu haapere anondigonera zvangu .Kudzosera sungura panzvimbo
Hokoyoo Para mwanangu
Good staffs respect Mdhara Para
Macheso wakurirwa 🎉🎉😂😂😂
Mudhara munoziva zvamunoita. Apa makabata ngoma
Enjoying good music in Botswana
paSouth Africa ❤❤❤
Weldone papa Para , mabviravira ayo
Paradzai mesi to the world
❤love yako ndakupa