Very true my sister, love from Mozambique I am big fan of njerama boys, pane inwe album yavo inonzi pane chariuraya harife ne mhephfo, l like that album all the tracks from that album are so sweet.
Much love papa para following from USA, ndichienda kuCampus nekudzoka ndamboisa mukanya paside ndakungotsemura your music chete it's taking my memory back to Macheke resettlement paGMB apo playing this music with my friends in the early 2000s I greatly miss there. Be blessed.
God bless para HANZI nguva ndeya Mwari homwe yairamba but zvandafarira pazvairamba waitodzidzisa vana vako kuzvambura now Vaya vakakusiya vawaimboridza navo vachaziva kuti band or nyerama ndimi Papa Para
True legend, its in the blood, real talent. May God continue to guide, guard and protect him so that he does explore and express his talent to the fullest and be elevated in life. Thank you the organizers and everybody supporting a soul. One love. Shalom
Next time promoters pleas ve security to protect elder papa Para he is yet to kno hu is to grab nd to push away.those peopl re destructin let him gain his composure day by day lettin those peopl gettin close to him wen he is performin wl disturb him. I thank u Zim family.hats Off. Willis nd Webster Messi stand wth your father he laid a platform for u.don judge your elder life has ups nd downs
The best way to help that man is to put him in Rehab for at least 6 months, alcohol addiction is like TB disease, it's treatment is a long-term solution that must be taken to completion, otherwise izvi zvima sideshows
Thanks for your support maFuns ndimi muneyese
Kudos to Mudiwa for uplifting this guy. Everyone needs a second chance.
Thanks for the support. Makaita rudo mhuri ye Zimbabwe
It happened again 2/3 years ago very soon no one will remember him
Zvinofadza izvi
Thank you Zimbabwe nekuziva kuti hakuna bin rekurasira munhu 😭 makaita rudo Mwari aropafadze
Ndarwadziwa necomment yako asi kuri kunakirwa
Amen Mwari akutungamirire newe munyori
Thanks nemanzwi akanakisa
Mashoko makuru aya ndanzwa achigara muhana @carolmakaza9625
Very true my sister, love from Mozambique I am big fan of njerama boys, pane inwe album yavo inonzi pane chariuraya harife ne mhephfo, l like that album all the tracks from that album are so sweet.
His music will be generational his sons are extremely talented as well .True legend.
Much love papa para following from USA, ndichienda kuCampus nekudzoka ndamboisa mukanya paside ndakungotsemura your music chete it's taking my memory back to Macheke resettlement paGMB apo playing this music with my friends in the early 2000s I greatly miss there. Be blessed.
Zimbos should learn their talent. This man contributed so much to the music circles of Zim
God bless para HANZI nguva ndeya Mwari homwe yairamba but zvandafarira pazvairamba waitodzidzisa vana vako kuzvambura now Vaya vakakusiya vawaimboridza navo vachaziva kuti band or nyerama ndimi Papa Para
Thank you guys for supporting the legend
Very ture
I ended up crying 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭 maona ndasgupika batsiraiwo
This guy is a legend considering kuti munhu anga asiya music for that long but zvikutongoendeka
Haana kubvira asiya music anga asiri kuwana maShows chete
True legend, his songs are great
this gy Para Mesi is vry vry talented ummm
True legend, its in the blood, real talent. May God continue to guide, guard and protect him so that he does explore and express his talent to the fullest and be elevated in life. Thank you the organizers and everybody supporting a soul. One love. Shalom
Tnx to Mudiwawood pakunhonga dombo rakarasiwa ratogadzira corner yemba🔥🔥
So touching is the message on the song, May the Good Lord continue to bless him.His sons too are just too good .
Hoyooo PAPA PARA👊👊👊🔥🔥
maona ndashupika batsiraiwo.... i felt the tears in my eyes
That guy ane hat maone pabass 🎸 😍😍
The crowd reaction is therapeutic
true😢😢😢
The guyvis talented.Those of influence please help this man out to go for rehab tisazoita zva Jah love ❤️
Zvipo ndezvamwari,chirimumongo chaimo
This guy is a Legend
Ndino tendawo zvangu kune wakaronga kutora mukoma Messi makagona weduwe makarakidza rudo chairwo uye vatsigiri wakauya kushow kwacho kuti paine vanogonawo kumuita kuti awenge doro zvachose mubatsireiwo please. Kune mweya yekwataka berekwa inoramba chakanaka muupenyu hwedu inongoda kudzingwa nemunamato murume uyu adzokere pachiraramo chake chekare
One upon a time there was a Sungura professor who's name was Paradzai Messi
But original Njerama yana Silas Ngirazi, Richard Zandiya, Norman Makina, Sherpard Mesi kozoti Zaka Zaka mmmmm
Hahahahaj
@@Tinah1450 vakatorwa nenguva avo
The voice is still there
Dzanga dzaka kakatwa Tambo
Maona ndashupika batsiraiwooooo Ndabatikana mumoyo
Bass rakabatwa nemfana uyo
Next time promoters pleas ve security to protect elder papa Para he is yet to kno hu is to grab nd to push away.those peopl re destructin let him gain his composure day by day lettin those peopl gettin close to him wen he is performin wl disturb him. I thank u Zim family.hats Off. Willis nd Webster Messi stand wth your father he laid a platform for u.don judge your elder life has ups nd downs
Willis ano gona (bass)
Much love for you baba para .live long.much love from zambia
i watched this video w tears 😢😢 may God bless Mdiwa
This guy is underrated anondigonera hangu.
He is within my top 3 of sungura greats!
It’s worrying to see him trending for wrong reasons.
Kuri kava kuri yambusa shuwa.dzakaita mbavha dzakasiya dzamukanda muchitoro chabiwa.ndange ndamushuva mudhara uyu
Mbavha idzodzo ndodzaive dzakatakura maropafadzo ake.idzo dzaiti bsa dzapedza dzisingazive kt vamuyambusa.kwavari vari kutoshama nazvo kt ndochii ft ichi
@@abigailuzizo6798 🤣🤣🤣🤣🤣
@@abigailuzizo6798 taura hako
Mwari ave nemi ma sponsers😂😂🎉❤
I love this song
Baba para 🕪🎤🎤 with a good sound
Para anoda key inoiswa pamuromo inozongovhurwa akuenda kushow chete anogona mhani munhu uyu
🤣🤣 vakaipa baba ava .
🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂
Tomubatira muteuro wemaBeers here
This is nice...proudly Zimbabwean
My Favorite Song asi ndinenge ndasvika chete
kanonzii zita rako kakapenga kasong ako
Ane voice rakanaka kwazvo
Thank yuh Zimbabwe 🇿🇼for mesi
Pure talented 💪best performance 💯
Macheso waiting for u ufambewo na Messi support needed
Welcome back paradzayi❤❤😅
Uyu murume dai amboitawo serious.
Welcome back papa Para dai zvachienda mberi
The Zimbabwe we love
Willis mesie the Gun man ❤
Mukawona Papa Para purizi mubve pa road..
Aluta continua❤❤❤ god is with the devil he failed such a gud talent.
Paradzai Mesi is a living legend. Still so talented despite the up and downs he has gone through.
Vakamboimba wani vakati chinonzi siya chirimumaoko chirimuropa ndichatofa nacho
Ko vana vako Para inga vanogona zvisingatobviri magitare ayo.ngavasimudzire band ramudhara
Chipo chemunhu kupera afa not achirikupona big up baba para
Mfec anodiwa uyu
@@Madzivas ko ndiwo ma Legends esungura
Thank you @mudiwaHood, this is good
Inonzi chii zita rayo song iyi boiz ndarwadziwa😢
Wakaiwana her
Ava ndimdara ava
Bsa mberi❤
Forward ever & Backwards never!!! ❤
Mmogona baba para
Team rinoridza iro rakaipa .Para usavaomesere pliz dzokai zvachose
His sons
Big up baba para❤
Haaaa this guy is a legend
So touching massage in song
Is a legend this guy
Chinonzi ani song iyi zita rayon please
so touching
Apa anogona mhai
One murume ane style yake ega 🙏🙏🙏🙏🙏
Akaipa murume uyu
😭😭😭😭i love you papa
Take me to 2008 nyika yakawoma kuti gwaaa.....kufamba nepajero muchasiya
Song iyi inonzi chiiko inotapira
Papa para
Like it ma pedza papa
Ndokumbirawo title name yesong iyi guys
Mukuru mukuru uyu zveshuwa zvichirimo tafara
Celeb celeb where were u when we were where we where kkkkkkkk para iwe haaa vauya musavadzinga tovadawo kani 🎉🎉🎉🎉🎉
Ngazviyende mberi performance yakarongeka
So emotional
Iii unorwadziwa ukazvirega kanhi ndabaiwa mwoyo
Great
Mudhara mudhara
Inonzi chiii song iyi zita rayo
Anogona Para
What is the name of the song
Song iyi inonzi chii zita rayo
Baba Mesi vapedza ma sports
What's the name of this song?
Is the audience there for watching a football match on tv or for the band?🤔
Rutsigiro rwaMudiwa rudadiso
Iri igamba paZim
Ndafara kuvaona zvekare😂😂
Madhara aya esungura music,ngaadzoke message chete
Papa para osachita ngati Soo .unogona wani siya hwahwa Kani .Haa Mesi wedu anogona Superstar yours mabhasa pa Glendale
Apa Simba mumuviri hamuchina nekachasu zvinhu zvacho Say NO to alcohol
The best way to help that man is to put him in Rehab for at least 6 months, alcohol addiction is like TB disease, it's treatment is a long-term solution that must be taken to completion, otherwise izvi zvima sideshows
We pray for his recovering
Ndikutsvagawo zita re song iyi
Leather jacket anodeiko apo
Ibig dhara iri,kusangorongeka chete but I hope this time machinja
Guy is talented
He can undoubtedly compete with Cheso only if she adjust his wayward character.😊
Takakura nedzidziso dzenyu blaz Paraa