Jah Prayzah Sings @Sekuru and Ambuya Tasvu's Wedding A MUST WATCH 2 p.m
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 18 ก.ย. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
The unity displayed among traditional healers at this wedding stands as a powerful testament to their tight-knit community and shared values. Unlike the occasional divisions seen among church leaders, these healers come together seamlessly, drawing strength from their collective traditions and mutual support. It's a reminder that sometimes the most profound bonds are forged outside the confines of organized religion, emphasizing the importance of solidarity and understanding across diverse belief systems.
Aaaaash nhasi vanhu wematare mandifadza ndafara zvangu negwara iro rekubatana kutsigira sekuru Tasvu tafara vazukuru wenyu kuno ku Capetown zvatendwa vazukuru vafara sekuru 👏👏👏👏👏
Religions were created by man to control people.
Ndozvo sekuru nambuya we love you mwari vakuwedzerei mufaro nguva dzose zvofadza
I second you strongly
Wen yu hire Jah it's expensive Hapana.halasi apo congrats vatasvu and madam❤😂❤❤❤
N'anga one wandaona yachata thank you gogo and kule tasvuu❤🎉
JP racho rinokwatura pa live kunge parikuridzwa CD. This is góod.
anogona mfana uyu, chokwadi chakanaka
Haaa live anorova,anodzorera,kwete vafana vaya vemalaptops pastage,voice riya rinenge ragadzirwa parecording kana rakuzodiwa palive apo haa panoita kunge parikuurawa hwai
Taura hako Jp chibaba anogonesa hey
Mwendamberi zvava zvinhu rorema iro zimukomana rekureba
Zvirimuropa kani
Sekuru Kanengo is present n'anga dzisingaitirani godo
Taura hako
asi vafundisi vedu kkkkkkkkkk
They come from same district.
N'anga hadziitirqne godo nekuti mudzimu pachawo unoti tsvagq sahwira ...
That's true..
This is lovely 🌹 sekuru Kanengo thank you for coming
Congratulations sekuru and gogo welldone
Kanengos wife is very beautiful
Sekuru tasvu
Vadadisa sekuru
🥳🥳Congratulations Sekuru Tasvu and Gogo this is lovely🎉🎉🥂🍾💐💐
Gogo deserve zvakanaka coz she always support her husband. Ukavaona vachiimba kana kutamba ❤❤woow
This is wonderfull❤.
Sekuru Kanengo maita rudo. Tateguru Tasvu madadisa.
Kuna Gogo Tasvu ndinoti makorokoto
Haaaa jp kumberi munodhonza mbira
I am happy to see Sekuru Kanengo
Sekuru Kanengo varikuita kyushaya zvekuita nemufaro. Makorokotooooo tateguru namuchembere🎉🎉🎉🎉🎉
Makorokoto Sekuru Tasvu. Honestly speaking mune chigagairwa chenyu. Mwenje. She deserves this day zvedi. Make-up iyo I like it. Her natural beauty is showing perfectly.❤
Congratulations sekuru venyika, sekuru makatanure well-done hamuna godo nevamwe sekuru Kanengo
Great to see ana Sekuru vari ku supportana zvino ratidza kubatana ...pamberi nemi ana kulez...hapana chinokunda a true friendship and unity yakadai...kule Tasvi na mbuya congrats...not forgetting ...Robert Tapfumanei bless you all....kule Kanengo thanks for supporting your collegue..👏👏
N,anga dzinoziva kuti Mwari ndiye mukuru wezvese.....
Hakuna munhu asinganamati Mwari ndosaka vachiti Mwari navadzimu vanotanga vadana Zita ramwari vepedzesera vadzimu
Mwari nemidzimu hazvipindirane zvachose tisanyeperane
This is Ubuntu to see our tradition healer unit like this they are so blessed crs keep it up vana Sekuru vedu
This is so halirious❤i like it and im so so proud of my Country Zimbabwe you nailed me Zimbabweas and we're so blessed and we're always happy keep fire burning🎉🎉maTateguru edu Tasvu and Kanengo to show us love and to uniting us as your children❤❤❤❤❤❤❤❤
The two musketeers😃😃, they dont play they fire 🔥 evil out of people. I love them may God keep them and may they continue to do good, Congrats sekuru na Gogo Tasvu
Yaaaaah it's a must to be blessed sekuru Tasvu ne mhuri yenyu cz ruoko rwenyu rukuropafadza nekubatsira vakawandisa pachindevere tinoti kufanele kuyenzakale ngaleyiidlela ❤🎉🙏👏am so happy mazvita
Woow l love this, from their immense support towards one another as traditional healers who are changing people's live in once space, & also proving you can actually pull a beautiful wedding because they are also humans just like us & deserve also beautiful things. Well done & Huge congratulations sekuru
Nice to hear rich Zimbabwean traditional music. The lady artist in black dress is talented. What a conclusion❤❤❤
Madhuve Sasha👏👏👏👏
what is her name?
@@mpasichris madhuve Sasha
@@EmmelySibandaanogonesa
Makorokoto sekuru dai makatiudzawoka takauya takatambawo kusvika Mai vapopota ne kufara. Sekuru na gogo ndafara chose🎉🎉💃💃💃💃💃💃🥮🥮🎂🎂🎂🎂🍾🍾🍾🍾🍾
Congratulations sekuru nagogo ❤❤❤
Big up to the Sangomas the TATEGURUs n GOGOS❤🎉❤❤❤ MACHEMBERE. Unity United sounds lovely sweetness and cool. Nice n memorable moments that left n exemplary maturity in professional fields n societies
Beautiful ❤🎉 congratulations,she really does deserve this Ambuya ndovafarira hangu havana hutsinye vanotambira munhu zvaari 🥰💕
Makorokoto sekuru Tasvu nambuya magona chose
Congratulations sekuru nambuya tasvu .....thanks to kanengo family to attend the wedding maratidza rudo rwenyu rwakanyanya❤
Thoroughly enjoyed we watched it live from UK thanks sekuru Robert great coverage 👏👏👏👏🎊🎉🔥❤️
Mukoma Roberto thank you so much. Ndinoti makorikoro Kumhuri yasekuru nambuya Tasvu. Matiratidza ngwara.
It's so nice kuona ma champion ari pamwe chete
Gwizi so much❤ you are always the best of them all 🥰
Baba vatamba zvavo avo ndafarira ka dance ke South Africa ako 😂😂❤❤❤🎉🎉🎉
Anojaivha kapfupi junior
Watching from SA thanks sekuru tasvu and thanks for for sekuru kanengo with your support
Thank u vasekuru for the united madadisa. Mberi nebasa rokubvisa tsvina munyika
This mbira group is just superb , I wish they record nambuya Tasvu as lead vocalist
Woooow .Congrats 🎉🎉🎉🎉Sekuru Tasvu and gogo to the world 🌎 🎉🎉❤❤❤
So beatiful. Gogo you looked mwaa. Sekuru Tasvu zvinodadisa izvi makorokoto.
Gogo nasekuru kanengo thank you for yo support 💕
Zvinovengwa chete nevaroyi, congratulations Mhondori Tasvu nagogo.Sekuru Kanengo and other traditional healers thank you for the support,let love lead!!!!
So lovely congratulations, sekuru tasvu. May the Lord keep on blessing you❤❤
Gogo kanengo vanotambaaaa yoooooo ,l really lovr it❤❤❤❤❤
Congratulations my best sekuru and gogo i love you so much ,rambai muchiputitsa varoyi big time
Congrats sekuru Tasvu ❤❤❤. Thank you so much sekuru Kanengo hamuna godo much luv kanengo
Makorokoto emuchato nekuratidza vechiduku kuti muchato chinhu chakanaka. Zvikuru. Weldone our cultural life should go on to the next generation ❤❤❤❤
The most stylish wedding I have ever seen ❤❤❤🎉🎉🎉
Makorokoto sekuru n!ambuya Tasvu may God bless you without measure .sekuru Kanhengo ma gogo wau thank u l salute u God bless u
kule kanhengo munojaiva idi you have show love we salute you that's a good lesson to zimbabweans kwete kungowengana and
Congratulations sekuru Na mbuya Tasvu madadisa
This was beautiful am proud of our culture💃💃💃💃💃💃
Wow Sekuru Tasvu that was a beautiful wedding. Idi sekuru vadzimu varambe vakadaro. Thank you nerudo rwenyu kuvanhu
So good .. muchato we n’anga asekuruu ahh zvoodakadza izvi guys
This is beautiful makorokoto sekuru nambuya tasvu
Thanx JP with your cool music,
Mukoma Robert Tapfumaneyi sando kwamuri for the occasion. Sekuru and Mbuya Tasvu makorokoto 🎉❤
Haaaaaa ndikusvetuka zvangu 💃💃💃💃💃💃💃💃svaaaaaa,Madhuve nhai muchembere ipapo❤️
Thank you sekuru kanengo mauya kuzofara navo
Plus kuuya newavo mukadzi aaaa this was beautiful
Mafundisi ekuZim basa kutukana nekushorana kukundwa neN'anga
Aaaaaa futika welldone sekuru Tasvu and Kanengo
Unozorora
Congratulations sekuru naGogo Tasvuu.. Tinotenda sekuru Kanengo Havana godo nezvinhu zvevamwee
Zvinonakidza sei uchiona ana sekuru nana gogo vachichifara kudaii zvinokudzwa ❤❤❤
Waaaaal nice sekuru tasvu, sekuru kanengo tinotenda nekutsigira❤❤❤❤👏👏👏👏
Nice to see kule Kanengo. Beautiful wedding kule Tasvu weldone. Tradition was maintained I enjoyed watching this. Ambuya u just Beautiful
May Jehovah God through Jesus bless your union, u both look so Beautiful ❤❤❤❤❤❤💥💥💥💥💥💥
Congratulations sekuru & gogo ..l love you ❤❤❤❤
A HUGE CONGRATULATIONS to Sekuru & Gogo Tasvu on your Wedding 🎉🎉🎉💃🏽🕺🏼💃🏽🕺🏼💃🏽🕺🏼🍾🥂🍸🍻🍷🍺🍹🧁🍰💃🏽🕺🏼💃🏽🕺🏼💃🏽🕺🏼🎉🎉………This is utterly very BEAUTIFUL !!! 👍
Zvakanakisa izvi... 🎊🙏🏿
Inzira yakanakisa iyi🎉
VaTasvu maitabasa kuratidza pachivhiti vhiti kupa yambiro kurwuzhinji as welo...
Kuti BOTA' ravaTasvu UsaBaTaA!!!
😊
🎉🎉🎉Makorokoto sekur Tasvu nagogo, ndafara kuona sekur kanengo well done nekuya
Congrats sekuru naAmbuya,thanks sekuru Kanengo maratidza support hombe
Mai Kanhengo best dancer 💃
I always repeat pavanotamba kudos to her
Mumvana uyo backing vocalist wagogo anoshaisha kuimba 😅😅😅😅
Kuti ndini ndega ndiri kunzwa kudaro? Gogo’s voice is perfect
I'm so happy to for you gogo na sekuru,,may God bless you🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤
Happy to see Jah in his old uniform ❤. Congratulations to sekuru nambuya
Gringos son is killing it on the stage
Kkkkkkkkk aha ndaseka nhasi kkkkkkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣like father like son 💙 ❤️
Kkkkk zvakaoma chokwadi
🎉🎉🎉🎉❤❤❤ congratulations 🎉🎉 Sekuru 1 tasvu nambuya along side Sekuru Kanengo Matakanure toisa maoko nerudo ❤❤
Woow congrats Sekuru Tasvu ginda guru ,thanks Sekuru Kanengo masimbisa nekuuuyawo kuzotsigira .Jah prayzah zvazvinhu
Gogo kanhengo is quite whole vibe she lightened upthe moment havo shame
Makorokoto tateguru Tasvu madadisa watching from south Africa
Wonderful I need the same blessings 🙌
Ndafarira support yenyu Vana sekuru nagogo ndozvaiva zvakanakira chivanhu chedu Rudo ❤❤❤❤❤❤
Helaaa helaaa mbuya kunengo for the people kkkk you are so blessed and beautiful
Wow ndafara kuona sekuru Kanengo pamuchato wasekuru Tasvu❤
Mbuya Tasvu is a real musician mhani..i like her voice ❤❤❤
Well done sekuru tashu na gogo na sekuru kanengo and jp well done my brother I love you ❤❤❤❤❤
Mai Tasvu vanoimba vatikukanganiswa nemukadzi ane voice ririkubuda uyo.mai Kanengo can dance guys❤❤❤with her savanna its dry but u can drink it
Whaaaal🎉🎉🎉🎉 congratulations sekuru nambuya
Haa wedding set manyama kanii wedu.wee , waal this is beautiful ❤️❤️
Makorokoto makuru kwamuri Sekuru na Mbuya Mwari vakuropafadzei murudo rwenyu🎉🎉🎉
Congrats sekuru Tasvu na gogo .........I'm so happy sekuru kanengoni is available also
Congratulations nhari nyamasvisva this is so nice thanx sekuru Nagogo for coming
Congratulations sekuru ve Zimbabwe 🇿🇼.... sekuru Tasvu zvazvinhu
So lovely so United......... Thanks N'anga huru dxemuzimbabwe..... Hamuna anokudarimai imi.......
One n'anga yaita muchato unodadisa muzimbabwe ...congratulations 🎉
Congrats 🎉🎉🎉 sekuru nambuya tasvu ,sekuru kanengo vabatwa nemhamba
Gogo nasekuru congratulations 🎉🎉🎉❤❤
Congrats sekuru naMbuya you did well and am happy neSupport yaSekuru Kanengo.
Congratulations mbuya nasekuru am so happy for you. Keep the love burning
Congratulations sekuru nambuya Tasvu. Welldone and thank you sekuru Kanengo for the support ndokugonazve uku.
COngratulations MR and MRS TASVU GOD BLESS YOU ALL THE TIME AMEN ❤❤❤❤❤
Thanks JP for coming and support sekuru tasvi
Congrats Teteguru/Mbuya Tasvu.Much love
Congrats sekuru Tasvu nagogo Tasvu
Well done 💃💃💃
Ndafara kuona sekuru Kanhengo
Congratulations gogo and sekuru Tasvu this is so lovely ❤❤❤ ummm
Dai pasina huZanuZanu hwampfanha Mukudzei-ka< I would be all in supporing him. But huZanu uhwu aiwa.
ah unebasa reu.by you not supporting zvochinjei.regazve.unotiudzirei
Parabéns, Deus abençõe o vosso lar.