I know someone who has been hiv positive for more than 25 years. She is a nurse and have her two kids. Being HIV positive is not the end but just a condition just like BP and diabetes
Pawave mai Malcom chirega kuchataura zvaana amwene tezvara pamhepo chisiya. Chingorumbidza Mwari for peace to reign. Vatori venhau vanoda kufambisa ravo basa. May God continue to bless you.
I love you mai juju dai usina kuzvishambadza dai usina kuvana rubatsiro kuvana wezimbabwe paye vanhu vakataura zvakavanda asi iwe vakaramba vakashinga wena well done mwanangu
Not on a bad note. I love mai Juju zvekudaro. When I said unotaurisa ndepekuti amwene had disclosed to her tha she and her siblings had different fathers. She further went on to say she had been shunned kuti iye mwana we hure. Iye akazozoto commentary kuti ko imi zvemune vanababa vakasiyana saka mwana where ndiyani. Fast forward ngatirambe tichivumbiridza grand ambassador yedu kuti silence is Golden. Mai JJ ndevemando yepamusorosoro
Looking good mai Juju. Thank you for keeping yourself well and ever smiling. You v got such a sweet spirit. May God continue to bless you zvemhando yepamusoro.
Ummmmmm Amai Juju she is such a very intelligent woman. A very sociable woman. May God Almighty continue to bless and protect her and Amai Juju.❤❤❤🎉🎉🎉🎉❤❤❤🎉
Zim men here kuoorwa navo itori underworld iya dining naSatani tabhoe it’s only a few women who are happy. Plus havachengete vana vavo vakati zunga zunga these men it’s sad. May God bless u more and many of us Zim women tiri kwa Satani chaiko
Yambiro yangu mai mwana .Musazonyengedzwa nababa vemwana becoz varume vanogona kudzoka vaichiita semunhu atendeuka.shut him out and move on with your new life.
A Pure Heart of Love & Fear of God will do it for you, keep on loving,there is power in love, it covers multitudes of sin. 😊 Thank you Chief Nyamaropa be blessed.3
Mai Juju our future Lawyer hokoyoyi Varume vanonetsa vakadzi. Verenga it is never late to go back to school📕 📖 Make Education your first husband, hakutiki, hakurasise huye hakurovi.
Usasiye Mwari & His Righteous Word , may you be in Him eternally,be Holy for l am Holy,1 Peter 1:15-16 for without Holiness & Righteousness noone will see God & His Kingdom Hebrews 12:14
Mai Juju job well done, do you know a winner and a successful woman is focusing and looking ahead. Chirega kutaura zvaMalcom, vana aMwene naTezvara. Makomborero awava nawo you are bigger than who they are. The person in you is greater than vanhu vawakagara navo kumashure. Chivasiya Mwari ndeweMunhu wese. Heal from them. Ndakabva neko ndiri kwaMutare kuBocha uko now am so learned ndichizvichingetera Vana vangu
Happy to see mai Juju smiling and healthy. Totenda mambo Nyamaropa nd team Sly media tv nevose vari kubatsira. Tumikono twetsambarafuta twanetsa munyika , Zim man itai serious pavana vevamwe, too much abusive.
Big up to chief Nyamaropa for handling this matter amicably he stands with oppressed for the betterment of their lives this is pure change hands up for chief Nyamaropa and slymedia the game changers
Keep up your identity in Christ. May your joy usher Salvation to know that your Test has birthed Testimonies this is just the beginning. The fear of the Lord is the Beginning of wisdom & Showers of Blessings.
Repent now Ba JuJu & Family we're in the Endtimes, marasikirwa ne the true definition of a Godly Wife & Daughter , thank God for the Fear of God in her .
Mai Juju bhora pasi. Unotaurisa dzimwe dzenguva vatori venhawu varikumwaya zvaunotaura. Siyana navana mbuya va Juju don't say anything about that family. Continue to respect her nevatezvara.and keep on praying. Pamberi nechikoro. Unsaturated nevanhu ungazonyadzisa Chief Nyamaropa.
You're doing well in loving your in-laws. 😊Stand in God in Love Peace & Holiness 🙏🏽Hebrews 12:14-15>Work at living in peace with everyone, and work at living a holy life, for those who are not holy will not see the Lord. 15 Look after each other so that none of you fails to receive the grace of God. Watch out that no poisonous root of bitterness grows up to trouble you, corrupting many.
Mbiri yese kuna Mwari mai Juju live your life usatarise vanhu.Ngavataure asi siyana nazvo.Mwari vanokuda nesu tinokuda zvisingaite tichange tinewe kusvika paunoda.Enda kuchikoro mwanangu ndiyo nhaka yehupenyu hwako nehwaJuju.Tinokutendai vese vari kutambanudza maoko,Mwari varambe vachiwedzera pari kutapudzwa.
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY
bravo
Chief Nyamaropa thank u so much for stand with this lady
Good chief
Chandafarira Pana Mai JuJu ane confidence plus wisdom and respect chokwadi mwari wekudenga warambe wachikuitira zvese zvishuwo zvemoyo wako.
Ever smiling Mai Juju.
I like Mai juju guys she is open and she is ever smiling chengetwai na Mwari Mai juju
Minodirei kungokazhana nevamwe isu tinofarira progress ye baby girl yedu.
Mavonero edu anosiyana so let's accept constructive criticism.
Hapana anzi average munhu
Organizations anoona nezve madzimai Mai Juju is a good brand ambassador
❤❤❤ chokwadi
Agree with you
True
Like her energy so positive even zvakaoma
She's a lawyer already ,the way she talk ,may GOD give you wisdom my sister
Munofanira kuita journalist mai Juju ,you are beautiful
Mai juju ndada zvamuri .eish ndadzidza never show your hatred but submit yourself to God and people dispite what they say.salute you .ndadzidza
❤❤❤❤
I know someone who has been hiv positive for more than 25 years. She is a nurse and have her two kids. Being HIV positive is not the end but just a condition just like BP and diabetes
Ministry of Education time to Put day care in schools for Mother's desiring. To go back to School or start Adult School for Single Mothers🙏🏽
Mai juju ukuglower ,thank God chengetwai nedenga ,,ndozvinoita nyasha ufunge
Kwanzi ndoda kudriver ndege kana kuita lawyer ichooooooooo wandifadza nhasi
Mazimbabwean ndinokutendai mose vari kunze kwenyika nevari muzimbabwe Mwari chaiye ngaakuitirei nyasha mose wedzerwai pamatapudza huye mune moyo yakanaka shuwa handina kumbozvitarisira shuwa mazimba thanks ndakatarisa nyaya yemwana uyu kubva musi wekutanga munerudo veduweee naChief Nyamaropa mune moyo munyoro Chief pamakangobvisa mari muchipa maijuju makabva maita kuti maoko evanhu vose vatambanuka thanks mambo nemi ve social media rambai makadero love you all ❤❤❤❤❤❤
Beautiful mai Juju
I like your spirit my dear.
Being HIV positive is not death sentence.
Amen❤
Kna Mwari vati yes hakuna anoti no mwari ndimwari anoshamisa 🙏 l know hwang hupenyu huchanjiwa sehwa mai Malcom ✅✅✅
Mbiri yese kumusiki ,I love that smile
😂tears of joy only God can do this mai JuJu, to God be the Glory, tinotenda chief zvakanyanya nerudo rwavo uye vese vakabatsira mwana wenyika yedu👏👏👏
Pawave mai Malcom chirega kuchataura zvaana amwene tezvara pamhepo chisiya. Chingorumbidza Mwari for peace to reign. Vatori venhau vanoda kufambisa ravo basa. May God continue to bless you.
Pfungwa dzenyu dzakanaka pakumuraira kuti achisiyane nenhau yavamwene natezvara. Asi vatapi venhau vanofanirwa kutendwa nekuti ndivo vakaita kuti aonekwe nenyika yeZimbabwe. Nhasi asanganiswa nemumwe arikuda kumuendesa kuchikoro. Ngatitende Robert Tapfumaneyi nebasa guru.
Mai Juju chief vakakubatsira kuti uve nepako so chirega kutaura nezvana mwene vako yatove past chero zvavarikufunga kana zvavarikuita vatori venhau vaudzezvako chete azvina kunaka nokuti mava vagarisani manje
Kutenda kukuru kuna vose vakatambanudza maoko avo ripirwai nedenga veduweee 🎉🎉🎉
Mwari makanaka sure
Tinotenda rudo rwevatapi venhau vakaisa dambudziko raamai juju pamhepi kuti vane rudo rwamwari vavabatsire kunyanya chief , thank you very much, be blessed ,bt advice iri important amai Malcom chiregai kuisa nhau yatezvara navamwene pamhepo, munotapudza nyasha
im so happy for you Mai Malcom. Mukoma Rob and everyone who is helping BE BLESSED!!!!! God bless you mese. Mai Juju keep up the spirit!
U deserve Mai Juju u are so free nd happiness
Through thick and thin, Mai JuJu is ever smiling and very beautiful 😊😊
May God continue to bless you mai JuJu
Aww she’s changed. She looks pretty. Thank you Chief Nyamaropa for standing with Mai Juju❤
Tinotenda chief Nyamaropa vakatanga kumu blessa maijuju akuraramawo hupenyu wakanaka every smiling now
So beautiful musoro wagadzirwawo, apa vakashambidzika🎉🎉🎉
Hesi mai Juju
Zano rakanaka mwanangu now chisiyana ne nyaya dze mainlaws ako usasazvitarise usasazvitaure chiita zvekumba kwako ne mwana wako vanhu ngavashaye mhosva zvachose pauri . Shanda nesimba zvoita chete . Takabva noko kunyarara kunokunda zvose hondo dzose dzorwiwa na Mwari . I wish yu the best kuzvidzidzo zvako . Zvakawanda Mwari vanogadzirisa
Mai juju mwanangu pawakwidzwa namwari hapana achakuburutsa ramba uchinamata kuna mwari kudenga🙏🙏🙏
Musikana ari kufara zvake...Dzidza my girl. Unosvika kure siyana nana bhangu unosvika kure iwe utori intelligent iweee
Such a beatiful woman keep focused usadzokerane na bhangu anokupa mumwe mwana nokuti anenge avakuda kuchengetwa.
I love you mai juju dai usina kuzvishambadza dai usina kuvana rubatsiro kuvana wezimbabwe paye vanhu vakataura zvakavanda asi iwe vakaramba vakashinga wena well done mwanangu
Not on a bad note.
I love mai Juju zvekudaro.
When I said unotaurisa ndepekuti amwene had disclosed to her tha she and her siblings had different fathers.
She further went on to say she had been shunned kuti iye mwana we hure.
Iye akazozoto commentary kuti ko imi zvemune vanababa vakasiyana saka mwana where ndiyani.
Fast forward ngatirambe tichivumbiridza grand ambassador yedu kuti silence is Golden.
Mai JJ ndevemando yepamusorosoro
Ndikafarisa ndochema ,ndikarwadziwa ndochema ,now handichaziwi kt ndri kufara hre or ndri kurwadziwa ,ndri kungochema
Unogara uchingoseka mai juju ndinodzidavo nyasha idzo
I'm happy for you mai Juju ❤Kana Jehovha avhura masuwo hapana avhara
Fellow Women Lawyers lets sends 👍🏽, ❤& 🙏🏽 boost Mai Juju🎉😊 a Godly Daughter in law press on. In prayer & spirit of fellowship 🙏🏽😊
Wooooow she's an advocate sure....there is need for a Mai Juju foundation for survivors of Gbv and exploitation.
True ❤❤
Amai Juju to the world. Wisdom yavainayo inotyisa.Nekuziva Mwari. ❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉❤❤❤
Looking good mai Juju. Thank you for keeping yourself well and ever smiling. You v got such a sweet spirit. May God continue to bless you zvemhando yepamusoro.
Ummmmmm Amai Juju she is such a very intelligent woman. A very sociable woman. May God Almighty continue to bless and protect her and Amai Juju.❤❤❤🎉🎉🎉🎉❤❤❤🎉
Itirwai nyasha mai juju uye ndotenda vose vakabatanidza ruoko ❤
Amen❤
Zim men here kuoorwa navo itori underworld iya dining naSatani tabhoe it’s only a few women who are happy. Plus havachengete vana vavo vakati zunga zunga these men it’s sad. May God bless u more and many of us Zim women tiri kwa Satani chaiko
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤
Mai Juju I like your positive mind
Yaaah ruoko rwaMwari tinoruona, watochinja ufunge. kugainer body sure . Chirega kutaura zvababa na mai, please chivasiya, zvawakataura zvakakwana shaa
True
She is like my blood sister I love her and will keep on praying for her everyday
Mwari weminana, majuju zvakatori kabullet nhaimi, nhamo muroyi chokwadi
Mai juju ndokudira kuti u are an ever smiling lady keep it up ,Mweya Mutsvene aiziva hake mufunge
Kufara kwaunako Dai Mwari vakuchengeta wena nyasha unadzo pamberi ne happiness yako
She is such a positive spirit this lady!!!!!!
Mai Juju is glowing ,thank you Chief and Zimbabwe
Yambiro yangu mai mwana .Musazonyengedzwa nababa vemwana becoz varume vanogona kudzoka vaichiita semunhu atendeuka.shut him out and move on with your new life.
She is glowing indeed❤
God bless this lady. She is a happy soul now. Thanks to the hands that opened up..
Itsika yavo mwari kuropafadza pakashoreka mai juju ❤❤
News repoter manyama ndokufarira. Thanks for keeping updating
ndosaka zvichinzi gutsikana nezvauri this woman is always happy even though zvinhu zvakaoma !
Such a sweetheart, sending hugs to you mai Juju, it shall be well lil sis. God loves you❤
I was smiling while watching mai Juju .Kudenga kuna Mwari .
Its great to see you happy my sister.. God bless you
Very intelligent lady
Thank God for people helping my juju
Kudenga kuna Mwari mufunge zvenyu I'm so happy for you mai Juju
Mai JuJu kukika datya kuriyambutsa wakayambuyatswa funge chengetwa nashe mwanangu
Elizabeth best journalist ever love you girl
A Pure Heart of Love & Fear of God will do it for you, keep on loving,there is power in love, it covers multitudes of sin. 😊 Thank you Chief Nyamaropa be blessed.3
Mai juju varikuchinja zvekut thank you kune vese vakabatsira
I love the way she is now happy vasimba zvekuti mai Juju ❤
Waaaal I'm happy fr yu mai Juju...thank yu cheaf Nyamaropa makavhura nzira dzaive ne zigata,mafeso.,misodzi musikana ari kufara
this lady will go far with her confidence ,dai akasangozomgo rasika.
I like the confidence in you mai Malcom
Very true mama Juju kuenda kubhawa haisi solution
Love you mai Juju i can see you are glowing God is good. Thank you everyone for helping mama juju❤ baba juju will regret shame
Mai Juju our future Lawyer hokoyoyi Varume vanonetsa vakadzi.
Verenga it is never late to go back to school📕 📖
Make Education your first husband, hakutiki, hakurasise huye hakurovi.
Ndafara chose kukuonai Mai Malcom..Mwari variko kudenga ndewe nherera neshirikadzi uye ndiMwari vanochengeta
Vhurirai mai juju page guys she can grow so quickly
Mai Juju atori mukadzi musvinu mufunge henyu Mwari kubata kwenyu kunoshamisa 🙏🙏
Mai Juju itirwai Nyasha nedenga❤❤❤🙏🙏🙏
Usasiye Mwari & His Righteous Word , may you be in Him eternally,be Holy for l am Holy,1 Peter 1:15-16 for without Holiness & Righteousness noone will see God & His Kingdom Hebrews 12:14
Mai Juju job well done, do you know a winner and a successful woman is focusing and looking ahead. Chirega kutaura zvaMalcom, vana aMwene naTezvara. Makomborero awava nawo you are bigger than who they are. The person in you is greater than vanhu vawakagara navo kumashure. Chivasiya Mwari ndeweMunhu wese. Heal from them. Ndakabva neko ndiri kwaMutare kuBocha uko now am so learned ndichizvichingetera Vana vangu
Sando Kuna Chief Nyamaropa makasimudza mwanasikana uyu one mambo asingapiwi fufuro
Mai Juju ndinokufarira hangu confidence aaaaa sisterhood z proud of you.enda kuchikoro usadzokere kumashure
Mai juju I love you dea, you are always proud of yourself, apa wakasununguka sei 😂😂😂😂 we love you, enda kuxhol dea
Mai Juju is beautiful ❤️. Wish you all the best Mai Juju .
Happy to see mai Juju smiling and healthy. Totenda mambo Nyamaropa nd team Sly media tv nevose vari kubatsira. Tumikono twetsambarafuta twanetsa munyika , Zim man itai serious pavana vevamwe, too much abusive.
Chief Nyamaropa for the people 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Amai Juju mufana wangu ❤ be strong my dearest God knows ❤❤
Thanks chief Nhamaropa nerudo to help Amai Junior
My juju she is very humble 💖💖 and confidence ❤️
Big up to chief Nyamaropa for handling this matter amicably he stands with oppressed for the betterment of their lives this is pure change hands up for chief Nyamaropa and slymedia the game changers
Thank yu chief nyamaropa itirwai zvakanaka mai juju
Keep up your identity in Christ. May your joy usher Salvation to know that your Test has birthed Testimonies this is just the beginning. The fear of the Lord is the Beginning of wisdom & Showers of Blessings.
Window rinoda burglar bar iro unopindirwa nababa waya
Bubbly mai juju.kuramba blessing mumusha ❤❤❤❤l love you maijuju
I luv this God....mwari vakanaka thnx kunevese varikutambanudza
God is powerful .mai juju mwari mukuru ❤❤
Mambo raramai nekusingaperi , mai juju and juju love u to the moon and back
Mai juju is a free spirit
Repent now Ba JuJu & Family we're in the Endtimes, marasikirwa ne the true definition of a Godly Wife & Daughter , thank God for the Fear of God in her .
Mai Juju bhora pasi.
Unotaurisa dzimwe dzenguva vatori venhawu varikumwaya zvaunotaura.
Siyana navana mbuya va Juju don't say anything about that family.
Continue to respect her nevatezvara.and keep on praying.
Pamberi nechikoro.
Unsaturated nevanhu ungazonyadzisa Chief Nyamaropa.
But haana kutaura zvakaipa pamusoro pavo
Abvunzwaka najournalist but haana kutaura bad
Ma haters
Nhasi moshora vatapi venhau, imi hama yababajuju
@@ronicamazive1506vamwe ndana shorai chete
Mai juju mwari vakuitire zvidhafu l love you so much my sister stay blessed
You're doing well in loving your in-laws. 😊Stand in God in Love Peace & Holiness 🙏🏽Hebrews 12:14-15>Work at living in peace with everyone, and work at living a holy life, for those who are not holy will not see the Lord. 15 Look after each other so that none of you fails to receive the grace of God. Watch out that no poisonous root of bitterness grows up to trouble you, corrupting many.
Kana wakatarisa Mai Juju unenge uchisekerera ndohudawo hunhu hwamai ava ❤ ngoni dzedenga zvadzinoita
Guy's Mwari vakanaka misi yose,, keep on supporting this beautiful woman,,, a big thanks to you Chief Nyamaropa & all Zimbabwean out there 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Can't stop loving this woman ❤️
Mai juju i like your spirit. May all your wishes be granted. Thank you zimbabwe for bringing smile on mai juju. God bless you all 🙏