ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Munhu washe kuno hupenyu wangu hausi kuita mushe, kana mukandibatsira ndingafare... Ndinoziva chirevo chokutenda basa ramunoita guru.
Akambonzwawo T Freddy achinamata ndiyani kunamata chaiko ingori iti Mwari nyaya dzangu ngadzinake chete or zvkanaka nezita raJesu munamato chaiwo dololo
Ndodawo Kuti upenyu hwangu unake profet ndiri kuuyawoko
Myyyyy name is Prophet T Freddy Reeeeporting as it written in heavennn I report what I seeeee & what I hear 🙏🙏
Ndoshirawo kusvika ikoko Prophet pamwe matambudziko angu angapera
Reporting as it is written in the volume of the books in heaven..T Freddy the servant of God..
Mwari nyaya dzangu ngadzinake nhasi kwete rimwe zuva. Amen
Prayer yangu profet hubby ashande from South Africa watching
Amen munu wamwari vhurai zvese zvakavharika
Voice rinodavira mumashure uko rine annointed 🎉
Prophet Freddy ndibatsireiwo nditewo musha Wangu handinawo vabereki
Mnhuwashe ndr pama one onaiwo papa ndrkunzi ndakaba ndsina pabasa papa please ndrkushuvira kt akaba abatwe please papa zvnhu zvakatorwa zvidzorerwe.
Prophet t fraddy basa rashe nderenyu zvangu zvirikuto sununguka kana ndichichiku floway
Amen Lord open doors so that our lives are changed
Amen imboitai. Ndakazvionera nameso angu ndatenda
May this grace locate me too, Mwari nyaya dzangu ngadzinake nhasi kwete rimwe zuva 🙏
Amen and Amen Prophet ko online hamuporofite here Prophet watching from SA
Prophet ndinatireiwo . Hupenyu hwangu hune matambudziko akawanda .Pese pandinosvika hapana anondita munhu,chero navana vangu vane kundishora..Chiri kunyanya kundinetsa pari zvino hutano muviri wangu urikundi dzimba.Ndinatireiwo Prophet 🙏.
Mai mhofu varimuno varikuzvinzwa uchitotaura kuti waifambidzana namhofu
Very good advice kunosiyana ne babanhu...
Amen Prophet I tap to the powerful grace
Amen amen taurai zvenyu munhu vamwari amen
Prophet wangu ndinoti dai mwari anditungamira ndakuonai prophet wangu ndashunguridzika dai mavhura mafiles angu
I love this Prophet
😂😂😂 ndikunzwa kuda kudhomoka boys dzangu ❤❤❤
Nyaya dzangu ngadzinake nhasi,, Iam first pano
Makanyanya papa ndrikuya kuzoyambutwao nemi men of God
Keep it up the good work prophet 🎉🎉🎉
Ndinoshuvira kusvikako chete .
Saka anoda kuroorwa nemurume wemunhu here nxaaa benzi
Prophet imbopindawo mumba mangu imbodhomakai
Thank you prophert t freddy
Oooh Yes . God is still God .Ooh Yes
Mwari, Nyaya dzangu, Ngadzinake, Nhasi, Dzanaka Dzanaka Dzanakaaaaaaaaaa
Kubvondora mafile Prophet,
Shuwa hanzi ifack asiini ndinoti papa itai basa rakamatumwa nabb
One day I will be there munhu vaShe
Mwari ndirangarireiwo
Prophet talk to my life
I love it!!
Amen munhuwamwari
Mwari nyaya dzangu ngadzinake nhasi kwete remwe zuva
Munondigonera proft
Ndinoshuvira kusvika mumbondionesawo nekundivhurira.
Amen profet
Itai wo pandiri prophet ndarohwa nenhamo
Vakadziwo futi ko mhere ne ruzha zvanziiko xhaaa
Amen and Amen l receive
Prophet makanyanya ndikudzwa Kuda kumbokuonaiwo
Powerful prophet
Proft mwari nyaya dzangu ngadzinake kwete rimwe zuva
I like the part my name is T Freddy I report what I see and what I hear and oracle mistries of God
Tombodawo kani kunzwa ma testimonial acho pliz
Love it Profet
Yaa mjolo hautorina tsitsi chokwadi kana uchidaiwo vanhu vakuru kuzoti isuwo hedu
Baba l love you keep on
I'm trust from Zambia prophet I m asking for your help
Nyasha dzangu ngadzi nake Nhasi
Vhurai mafils angu proft
Papa munogona ngazvinake nhasi papa 🙏🙏💯
Doctorrrrrrrrrr...
Amen Prophet
mwari nyaya dzangu ngadzinake nhasi kwete rimwezuva
I will be there no matter what
Bless me men of Gog
Mwari vhurayi mafiles angu nhasi kwete rimwe zuva
Maihwe nyaya dzevarume vevanhu
Prophet itai kut zvandinobata zviropafadzwe
Fekenure pamuri
I love it
Nyaya dzangu ngadzinake nhas
When ever there is poverty prophets prop up to give people hope just saying
Prophet makanyanya musikana ATI anonzi Shylet Huni ndewekumaraini kwangu
Prophet plz vanavangu hupenyu hauna kumira zvakanaka
Prophet ndanzwa nemakumbo anotozvimba mumabvi uye kumusana kune bayo randirwadza
First to comment
Ndikunzwa kuda kudhomoka boys rankj😂😂😂
Makànyanya prophet
1st to comment herr
Amen and Amen
Ndiri kunzwa kuda kudhomoka boys rangu
First coment
Prophet plz pray fo me zvnhu zvakamira
Munhu wamwari vhurai nemabasa anguwo
Munhu wamwari makanyanya ndichauya one day
Rabishi remukadzi wena hey varume wakawanda kudaro
Wig yabatsira unonyarira Pai kana unezuda😂
Taurai papa
One day I will be there serious
Vevanhu ndovarikubatika pazera iro prophet😅
Amen Papa
Kkkkkk prophet manyama
Noise yacho inotobhowa ko kudzikamawo zvineiko
Baba makanyanya daimambosvikawo kuno
Ko mazamu anozunzirweiko😂
😂😂orema
Amen
My sister Lynn
Go deeper papa
Vavhareiwo kumeso amai avo😂😂
Prophecy Papa
Munhu washe kuno hupenyu wangu hausi kuita mushe, kana mukandibatsira ndingafare... Ndinoziva chirevo chokutenda basa ramunoita guru.
Akambonzwawo T Freddy achinamata ndiyani kunamata chaiko ingori iti Mwari nyaya dzangu ngadzinake chete or zvkanaka nezita raJesu munamato chaiwo dololo
Ndodawo Kuti upenyu hwangu unake profet ndiri kuuyawoko
Myyyyy name is Prophet T Freddy Reeeeporting as it written in heavennn I report what I seeeee & what I hear 🙏🙏
Ndoshirawo kusvika ikoko Prophet pamwe matambudziko angu angapera
Reporting as it is written in the volume of the books in heaven..T Freddy the servant of God..
Mwari nyaya dzangu ngadzinake nhasi kwete rimwe zuva. Amen
Prayer yangu profet hubby ashande from South Africa watching
Amen munu wamwari vhurai zvese zvakavharika
Voice rinodavira mumashure uko rine annointed 🎉
Prophet Freddy ndibatsireiwo nditewo musha Wangu handinawo vabereki
Mnhuwashe ndr pama one onaiwo papa ndrkunzi ndakaba ndsina pabasa papa please ndrkushuvira kt akaba abatwe please papa zvnhu zvakatorwa zvidzorerwe.
Prophet t fraddy basa rashe nderenyu zvangu zvirikuto sununguka kana ndichichiku floway
Amen Lord open doors so that our lives are changed
Amen imboitai. Ndakazvionera nameso angu ndatenda
May this grace locate me too, Mwari nyaya dzangu ngadzinake nhasi kwete rimwe zuva 🙏
Amen and Amen Prophet ko online hamuporofite here Prophet watching from SA
Prophet ndinatireiwo . Hupenyu hwangu hune matambudziko akawanda .Pese pandinosvika hapana anondita munhu,chero navana vangu vane kundishora..
Chiri kunyanya kundinetsa pari zvino hutano muviri wangu urikundi dzimba.
Ndinatireiwo Prophet 🙏.
Mai mhofu varimuno varikuzvinzwa uchitotaura kuti waifambidzana namhofu
Very good advice kunosiyana ne babanhu...
Amen Prophet I tap to the powerful grace
Amen amen taurai zvenyu munhu vamwari amen
Prophet wangu ndinoti dai mwari anditungamira ndakuonai prophet wangu ndashunguridzika dai mavhura mafiles angu
I love this Prophet
😂😂😂 ndikunzwa kuda kudhomoka boys dzangu ❤❤❤
Nyaya dzangu ngadzinake nhasi,, Iam first pano
Makanyanya papa ndrikuya kuzoyambutwao nemi men of God
Keep it up the good work prophet 🎉🎉🎉
Ndinoshuvira kusvikako chete .
Saka anoda kuroorwa nemurume wemunhu here nxaaa benzi
Prophet imbopindawo mumba mangu imbodhomakai
Thank you prophert t freddy
Oooh Yes . God is still God .
Ooh Yes