Ok itayi sooo tangai kuenda Kwa T freddy then mozoshanda nezvaataura mwana abatsirikane nguva ichiripo chimwezve taurira Sisi vazive zviripo cos hauzivi zvichazobuda munozovengana nasisi
But door rakanga rakavhurwa here no zvikureva kuti its spiritually but pliz tell your sister before its to late cz u never knw pamwe sis yako atoriwo pachannel iyoyi ari kutozvinzwa gara wamuudza cz uchazongozvitaura whether nhasi next year or next month gara wataura sisi kuno kune nyaya asi tichataura hedu kna mauya kuti zviii zvakaitika, and if its the husband anditi dai akareporter pane matests anoitwa here kuti vaonekwe kna varivo vakazviita but fact yekutiwo baba muri mumba mune mwana maita dambudziko wotobatwa nehope kurara zvinhu zvaitika under your roof its not easy vaifanirawo kuitawo moyo yasababa unobva watoita kunge usina basa naye
Iwewe mira sis wako vauye then udza sis wako private kuti ndozviripo because iwewe sekutaura kwako urikudawo justice pamwana ,so itai idea yekuenda kwa Prophet Miracle Paul harare unit L chitungwiza or kwa T Freddy mese muri 3 ne mwana munozvinzwira nekuti murume wako andisi kumuchenesa what if iwewe vakange uri mu deep sleep or kutokotsiririswa ne drug from a drink baba vakabata basa ,varume handivachenese ini,or akaita ma tricks ake kubata mwana chibharo ,and kana zviri zvemushonga why zvakangoitika one day ,aaaah aaah .hurombwa huriko asi iyi inoda kuongorororwa ne vane pfungwa chaidzo,and imbotsrisa movement ye murume wako uye usasiya mwana uyu na hubby wako .
Ko kana iri UTI, first go to hospital to rule that out Because kana une UTI wakayi nonokera unobuda ropa paku weta andd zvino rwadza paku ita weti... Please go to the hospital to make sure kuti it's not a medical issue.
it is pointless, the rape happened in the realm of the spirit...the police will think that she is crazy....how are they going to catch a rapist who committed the crime of rape in the realm of the spirit?
@@PanasheMusariri-x6z I am not spiritualizing anything, sexual demons are real, witchcraft is real, spiritual husbands and wives are real, marine sexual demons are real, incubus and succubus is real....witches and some people who astral project in the realm of the spirit rape people in the realm of the spirit during the night or when people fall asleep....I am not going to continue to try to show you something that you a re not willing to see....when it happens to you one day, you will remember what I said....if I am spiritualizing things then endai, kumapurisa kwacho,sezvamataura.......
@DarksecretsConfessions Tete I'm sure the child was not abused just that people see the hospital as a last option in cases like these.the problem will worsen with time.its called hematuria.hapana abuse apa.dai mwana uyu aitwa mainvestigations like scans urine tests so to find the cause of bleeding.ngavaende nemwan kuchipatara please.im a trained nurse in children care
True, they need to rule out medical issues, we don't want ma cases like mwana anenge ari dehydrated onzi inhova, mwana okweshwa nemazi salt iwee... apa it's just dehydration.
@ThabisoGandari yes UTI is not only transmitted sexually. It can happen due to unhygienic behaviors. For example, kusapukuta mwana pupu the right way yosvikaa panoitwa weti especially kuvana vasikana atori ma 1
Ukamuudza auya in dec she will assume ur husband raped the child so suggest u take that baby to the hospital and please try praying for that baby asati arara kutotsanya chaiko
Ok itayi sooo tangai kuenda Kwa T freddy then mozoshanda nezvaataura mwana abatsirikane nguva ichiripo chimwezve taurira Sisi vazive zviripo cos hauzivi zvichazobuda munozovengana nasisi
Yohwe KO kuenda kumusha kwemwana,wacho or let your sister know everything mofamba kumaporofita nen'anga
Endai kwaprophet Miracle Paul nemwana nekukasika ku unit L chitungwiza on Sunday mubatsirikane, endai fast fast pamwe akabatwa chibharo nezvinhu
Murume handifungi pane zvaakaita.Kuti muzive chokwadi endai nemwana nemurume wenyu kwaT Freddy.Dai zvaibvira mashevedza sista yenyu manozvinzwira muri pamwe chete.Varoyi variko vari kuita zvinptyisa zvinoshamisa zvinoda kufumurwa.
But door rakanga rakavhurwa here no zvikureva kuti its spiritually but pliz tell your sister before its to late cz u never knw pamwe sis yako atoriwo pachannel iyoyi ari kutozvinzwa gara wamuudza cz uchazongozvitaura whether nhasi next year or next month gara wataura sisi kuno kune nyaya asi tichataura hedu kna mauya kuti zviii zvakaitika, and if its the husband anditi dai akareporter pane matests anoitwa here kuti vaonekwe kna varivo vakazviita but fact yekutiwo baba muri mumba mune mwana maita dambudziko wotobatwa nehope kurara zvinhu zvaitika under your roof its not easy vaifanirawo kuitawo moyo yasababa unobva watoita kunge usina basa naye
So true Kushaya hanya kutorara.Deno ari wavo vairara here
Fambirayi mwana muzuve chokwadi
I think it's spiritual...ingovaudza kuti kune nyaya asi mwana anoda deliverance
Uuuum this is heartbreaking shame why vanhu vachidaro
You’re a star this older sister but please go to the hospital
Endai kumaporofita then mozoona next move
Iwewe mira sis wako vauye then udza sis wako private kuti ndozviripo because iwewe sekutaura kwako urikudawo justice pamwana ,so itai idea yekuenda kwa Prophet Miracle Paul harare unit L chitungwiza or kwa T Freddy mese muri 3 ne mwana munozvinzwira nekuti murume wako andisi kumuchenesa what if iwewe vakange uri mu deep sleep or kutokotsiririswa ne drug from a drink baba vakabata basa ,varume handivachenese ini,or akaita ma tricks ake kubata mwana chibharo ,and kana zviri zvemushonga why zvakangoitika one day ,aaaah aaah .hurombwa huriko asi iyi inoda kuongorororwa ne vane pfungwa chaidzo,and imbotsrisa movement ye murume wako uye usasiya mwana uyu na hubby wako .
Endai ku prophet miracle paul or prophet T Freddy
Ko kana iri UTI, first go to hospital to rule that out
Because kana une UTI wakayi nonokera unobuda ropa paku weta andd zvino rwadza paku ita weti...
Please go to the hospital to make sure kuti it's not a medical issue.
Ndizvo unonzi mubobo Enda nemwana kuvabatsiri
Tell your sister what happened now
Go too the police they will investigate
it is pointless, the rape happened in the realm of the spirit...the police will think that she is crazy....how are they going to catch a rapist who committed the crime of rape in the realm of the spirit?
100% correct.The only man who was at the scene wll be found guilty
@@life7777ful well at times we spiritualize things that are not spiritual.
@@PanasheMusariri-x6z I am not spiritualizing anything, sexual demons are real, witchcraft is real, spiritual husbands and wives are real, marine sexual demons are real, incubus and succubus is real....witches and some people who astral project in the realm of the spirit rape people in the realm of the spirit during the night or when people fall asleep....I am not going to continue to try to show you something that you a re not willing to see....when it happens to you one day, you will remember what I said....if I am spiritualizing things then endai, kumapurisa kwacho,sezvamataura.......
Uudze nyaya kuchiri kuseni ngauye mofamba mose
Mainini endayi kunevanobetsera chokwadi chinobuda pachena
Akagadzikwa chikwambo
Uuumm ndezvekumusha kwavo izvo keep praying uchiisa salt iyoyo
Zvinotyisa izvi iiiih
Asi bluetooth inobreaker mwana kusvika pakuoneka here
Amai vemwana wekubuda ropa avo vakadzungaira ibenzi, vanofanira kuzvifambira not kumapurisa.Ko unoregerei kuudza sister yakochokwadi .
Haa vamwene vanoziva havo zvavanoita haa zvotyisa hazvo
Tete it could be a problem yesexual abuse or a problem with the genitourinary tract or an infection...go with the child kuhospital
Chokwadi
@DarksecretsConfessions Tete I'm sure the child was not abused just that people see the hospital as a last option in cases like these.the problem will worsen with time.its called hematuria.hapana abuse apa.dai mwana uyu aitwa mainvestigations like scans urine tests so to find the cause of bleeding.ngavaende nemwan kuchipatara please.im a trained nurse in children care
True, they need to rule out medical issues, we don't want ma cases like mwana anenge ari dehydrated onzi inhova, mwana okweshwa nemazi salt iwee... apa it's just dehydration.
Uti mwana ane 2years
@ThabisoGandari yes UTI is not only transmitted sexually. It can happen due to unhygienic behaviors.
For example, kusapukuta mwana pupu the right way yosvikaa panoitwa weti especially kuvana vasikana atori ma 1
Answer dzese unadzo iwe police inobatsirei pshurombwa.
Ngaudze sisi vake vauye vofamba kumaporofita neku n'anga munowana rubatsiro
If this happens munhu uno famba next day . Enda pamweya
Udza Sisi wako mufambe
If you not sure what happened sei usina kufamba kut utsvake kut is this spiritual or not
Madii mambofamba
Hospital first then kwaProphet after
@@edithmutizwa5712 so true let m tell her
the child was abuse please do something , your husband knows
Udza cc vako chete
Cc go to prophet poul
Hie aunty
Maswera sei askana ❤️