Now that you're normal hamusisina kuputirwa. Forensic files iriko, mwana ngaanofukunyurwa avhenekwe, they will see zvakaitika. Dai ndirini ndaizoendesa meanasikana kumushabir elsewhere because ndiye next amainini. Muri kugara nemhondi chaiyo. Anotya kuzopenga kudii, ngaapenge hakezve he chose that lifestyle
Iih veduwe ko mukazo uraiwa murimi nhai kwekuenda hakuna sei nhai vanorevei kuti kwekuenda hakuna amai itai serious ko mwana asara kafa u have to thank God kuti akakuonesai please ibvai ma Nigerians keep sacrificing
Please madii kubva ipapo nemwana wenyu before it's late.Munoshanda wani atleast you can take care of yourself.Next victim ndimi or mwana cz already akuziva kuti makusiva secret yake and hamusi kuwirirana so he's going to kill you
Thank you for entertaining us !Ini hangu sa housekeeper it keeps me going doing my job listening to this and it’s educating me as well 😊
Me either
Amainini cana vakatounzwa kubva kumusha kunoitwa chipiriso. Ngatiitei normal kuzvishandira tirege kugarira mari pamurume.
Problem vakadzi modisa tumarriage twenhema nhema muchirega kukoshesa vana venyu and urself
Uuummm aka ukuramba,uchigara neminhu wakadai apo une mumwe mwana hautye kuurairwa ft asara iyeye
Women can be silly sometimes
I agree with you hanzi kwekuenda unenge usina wakakurira kupi
AAA aaaaa makanyarara muchingogara nemurume uyu hamurevese mai nhanha
Now that you're normal hamusisina kuputirwa. Forensic files iriko, mwana ngaanofukunyurwa avhenekwe, they will see zvakaitika.
Dai ndirini ndaizoendesa meanasikana kumushabir elsewhere because ndiye next amainini. Muri kugara nemhondi chaiyo. Anotya kuzopenga kudii, ngaapenge hakezve he chose that lifestyle
Mainini amurevesi......kana 1 munhu wamakaudza here......soft life + pain = misery
Ndidzo mhiko dzake dzekuita ngochani, akatorara newe zvino parara
Hapana kwekuenda when the lady is already independent and can work for herself 😢eish. Lets not normalize zvisingaite veduwee. Kana zvisingaite leave
Iih veduwe ko mukazo uraiwa murimi nhai kwekuenda hakuna sei nhai vanorevei kuti kwekuenda hakuna amai itai serious ko mwana asara kafa u have to thank God kuti akakuonesai please ibvai ma Nigerians keep sacrificing
Uuum mai avaka dai vakatevera ivo kuchekereswa munhu anotoshanda why cant she find a room to rent nhai vabve nemwana
Amai makapfungaidzirwa to be honest hapana kupusa kwakadaro😢he dealt with you first
Hauna kwekuenda iwe uchishanda uchiwana mari
First
Iwe uchiti unozvishandira unoshaya kwekuenda sei
Tete makugona kutsanangura nyaya rambai makadzvanya ipapo
Thank u my love❤❤❤.Ipapa ndenge ndichitya kuti hazvisi kumaker sense
Haa zvakaoma 💔varume ava🙌
Ivo Amai away anoda kuoneswa nengirozi here. Can't she see kuti munhu akaromba nemwana. Why it took her so long to do something
Kana newe Gaya how long it took to see what’s going on
kuda imba kudarika anything else vanenge vachitya kurambwa
Amai imi why maka pusa kudaro
Zvakaoma shuwa 💔💔💔😢😢😢
Ummm sure kuSacrificer mwana vako kurovera kumadziro shame hey
Mudzimai ndie achchekereswa manje nekuramba makagara nemurume wenyu ko wy musingaendi kumusha muparadze zoce izo
Nhayi iwe zvako iwe, handiti akatenga kaFord focus here adiyi kukatengesa owana mari yekuendesa kumusha onowana pekutangirawo?? Ini ndipo pandinozorega kuterera nyaya idzi
Thank u tete
Hey hey sisy thank u
We need to put ourselves in her shoes pamwe akatopedzwa naye 😢
Tete makunzwa sei
Tete vanguu
Yes tete
What about your baby girl.
😢😢😢
Hey auntie hw are y
Mai send mwana to your mum , munoita stay in
zvakaoma
❤🎉
Aah hama dzaivep paiitika zvese izvi paruf
Please madii kubva ipapo nemwana wenyu before it's late.Munoshanda wani atleast you can take care of yourself.Next victim ndimi or mwana cz already akuziva kuti makusiva secret yake and hamusi kuwirirana so he's going to kill you
4th
We apreciate you❤❤❤❤
Shame matove satisfied nezvakaitika bodo
Mkunda une zvivindi unogara nemuSatanist une chokwadi next time ndiwe urikupinda apo plus murume uyo haachafi akaita mwana nekuda kwekutomba kwake saka nhai mkunda unoti zvinoguma neyi .
Wati kokuinda hapana Zimbabwe unoreva kuti wakadonha mumuti hre hama dzababa ,dzamai hauna urimunhu rudziyi tiza nguva iripo ugere nemumiririri waSatan uyo .
Women can be silly sometimes