#2 mukoma apanduka....munopera. #3 musararama mukutya. Fear can lead you into sin. Murisei mukoma N. Well done and keep up the good work 👏🏾. Your helping God’s children to be delivered from the wicked and unreasonable men. I pray that you are also protected from the wicked and unreasonable men
Mukadzi haanzi akanaka Shaz unoti akandinakira rember your choice is not others uye apo woti akambogara neumwe murume futi iwe unewawechi number hamheno umm woti mundex futi apo diaspora 😂😂😂munezvivindi baba zvatondiratidza Kuti nemi hamusiright ijoni ino 😮😮😮 dzoraimoyo baba magaro ndeyekutenga Ayo 😮😮😮
1.ps refer kuti aende ku rehab iwewe dontt be devil usaite basa ra satan ndiye snoda uye anoita anofara kana vanhu vachiitadziramwa Mwari also iwewe TADZA WEGA PS ita umbwa hwako eega ps that unoenda ku gehena wega handiti
Last confession kutaura kwako unenge inotozvida zvehurombwa izvi uchinyebedzera kunzungaira,asi kana wazoromba wazopenza dzinza rese iwe wakitambudziwa nehurombwa wako usazodzoka pano handiti, we are tired of people vasingade kudzidza tsvaka Mwari achirikuwanika iwe ,ita mushe
Tsvaka $1500 unodzorera bag iro kana kutobuda pachena kuhama dzako kuti ndiwo utsinye hwawakaita vanogona kukubatsirai but newe uri mumiririri waSatan iwe usimbe hwekushanda hre
#2 mukoma apanduka....munopera.
#3 musararama mukutya. Fear can lead you into sin.
Murisei mukoma N. Well done and keep up the good work 👏🏾. Your helping God’s children to be delivered from the wicked and unreasonable men. I pray that you are also protected from the wicked and unreasonable men
Prophet Miracle Paul
Mkoma vemuti fambai musati matema muti bcz mungapera
Aah wangu Dai urimumwe waend kunodzosera beg renyu mukomana Wang ende dzosera kwawakari Tora chaiko chaiko
Yellow yellow guys 🎉🎉
Vekunzi temai muti after 10 years, madii kutanga mazvifambira musati maita anything.
Mukadzi haanzi akanaka Shaz unoti akandinakira rember your choice is not others uye apo woti akambogara neumwe murume futi iwe unewawechi number hamheno umm woti mundex futi apo diaspora 😂😂😂munezvivindi baba zvatondiratidza Kuti nemi hamusiright ijoni ino 😮😮😮 dzoraimoyo baba magaro ndeyekutenga Ayo 😮😮😮
Webag arikunyepa
2nd conf your brother haana chaakapuwa but mukatema muti pane arikufa pakati penyu and your brother kana aramba zvitori bho
Uyo we bag irikuzvida zvekuromba
Ehe kana neni ndazvionawo
1st pamunotema muti uyo muchatanga kufa mese
Mkoma ava havasi serious pamakaenda hanti maitoda izvozvo zvekuromba saka munoti hazvisi zvechokwadi sei imi makatombozvifambira
2 Mukomana webag zvakaitwa it's not fake at all don't ever think it's fake
Mukoma vebag avo, pane akabatsirwa anorombeswa asingazive akazotsvaka rubatsiro akabatsirwa kwasekuru Ndudzo imbozamaiwo pamwe mungabatsirike
Shamwari zvaizvezvi hakuchina uchazvidemba wafa ko chirwere hautye hr Uri hure
Good morning Mkoma Nash nevedare
These days hapana zveshamwari. Shamwari mashata nxa
Ndofunga kuutema ndokunoita ini ndokuti zvipere zveurombwa
Didn't finish tat lady audio noise background
😂😂😂 Mari ye 6 months chete kkkk wochekeresa mwana were mumhuri 😢 dzoserai bag Mari ishpma iyo hustle kana kuti zvinhu zvoenda kunopiswa izvo
1st confession musafunga kut munhu wese anemoyo wakarembera sewenyu
I m failing to join that group rema members ndoita sei
Ko madiii mambofamba semhuri pamusoro penyaya yemuti uyu sure pamwe mukoma vanogona kunge vanemamwe mafungiro vorega havo kutaura or kuenda kwamunoenda musina mukoma fst mimbodzwa kuti zvakamira sei
1st confession uridofo uchafa manje manje
1.ps refer kuti aende ku rehab iwewe dontt be devil usaite basa ra satan ndiye snoda uye anoita anofara kana vanhu vachiitadziramwa Mwari also iwewe TADZA WEGA PS ita umbwa hwako eega ps that unoenda ku gehena wega handiti
inini ndofunga kuti kuwutema muti munenge muchiwuraya munhu kutozadzikisa mhiko dzamudara,chitanga wazvifambira wega mukoma
2. Iwe famba secretly mweya will tell you . Don't ask your brother.
Last confession kutaura kwako unenge inotozvida zvehurombwa izvi uchinyebedzera kunzungaira,asi kana wazoromba wazopenza dzinza rese iwe wakitambudziwa nehurombwa wako usazodzoka pano handiti, we are tired of people vasingade kudzidza tsvaka Mwari achirikuwanika iwe ,ita mushe
Batsirai munhu waMwari erase ruchiva nkt apa muri body iyo chete saka makawana zvamaona munogona kuzoona kuti hapana hapana
Tsvaka $1500 unodzorera bag iro kana kutobuda pachena kuhama dzako kuti ndiwo utsinye hwawakaita vanogona kukubatsirai but newe uri mumiririri waSatan iwe usimbe hwekushanda hre
Mkoma.ingobvunzaika brother yenyu directly kuti pane zvakaitika here na baba venyu.
Why are you afraid to ask your brother?