Ogara mudanga retsuro mushure mekunge arojesa imba kuti atenge mutoriro nezvinodhaka
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 8 ก.พ. 2025
- The Village: Munyaya inosuwisa vana vechidiki vapararara nezvinodhaka zvakaita sana Guka(Mutoriro) Bronco, zvekusvika pakuda kutorasika njere.
Umwe ndiye ari kugara mudanga retsuro arojesa imba kuti atenge mutoriro nezvinodhaka
Ngatibataneyi mukurwirisa kutorwa kwezvinodhaka izvi
Betserai mwana uyo njere dzake dzarasika
Thanks Heñny nekutaura nyaya yako i hope it helps someone😢tashupika nawo ma drugs aya ndonamata mwana wamai vangu abatsirikewo
Stella's reaction after anzwa kuti its God's blessing bcoz zvese ndezvaMwari 😂😂😂😂😂😂😂😂.
Yoooo Dai mwari mapindira mwana uyu njere dzatorasika zvachose Mai vebenzi Havana muforo😢😢😢😢
Haaaa veduwe its a blessing here ko akaberekwa ari ega here mwana uyu
Jeso tiri kuendepi seNyika kana vechidiki vachiti it's a blessing kutora zvodhaka 😢😢
The presenter's expression 😂
Wapererwa ka!
Uyu hadzimo chokwadi hanzi it's a blessing nhayi Mwari pindirai chaiko muvana vedu ava
Mwana akutopenga Uyo zvakaoma sure
It's a blessing of God,,,madrugs arikubva Kuna Mwari 😢
Ndarwadziwa nemwanakomana aparara uyo Mwari pindirai vana voarara😭
Ooh the Lord is coming soon ,bhaibheri rakataura kuti ukaona nyengedzi yagara pachigaro ziva kuti nguva yakwana
Be forward boyz ummm pakaipa
Otorasika njere ne ma drugs mwana uyo yoo zvakaoma shuwa 🙆🙆
Well said to that activist wearing yellow 👌
Ko hanziiko nechirungu?, asi mutoriro unoyita kuti munhu ade kutaura chirungu kanhi?. Hanzi "it's a blessing of God kuputa maDrugs".
Akutopenga mwana uyu chokwadi
Ndamboda kuseka but mwana anoto nzwisa tsitsi uyu. Very sad
May the Almighty have mercy on our generation 😭😭😭😭 my heart is broken 💔💔 our mothers they never slept praying for us since we where in their stomach .lest pray for our brothers and sisters guys I'm broken 💔💔
Mwari tiwanirei nyasha senyika vadiki vaparara
Umm Mwari pindirai akurasika jere uyu
Reprisenter vagumirwa .Mwari pindirai
Uyu nditsaga kana mtoriro wacho haarovi
Mmmmm zviriko here izvi amana nda chema hangu
Interview nebenzi 😢 Lord have mercy 😢
Uyu akatobatwa hake uyu ..Lord hv mercy
😂😂😂😂😂ndachema zvangu...its a blessing
Apa maOff topic manje😂
Haa zvakaoma hazvo Mwari ngavatibatsire vana vedu vaparara. Apa pfungwa dzake hadzichatoshande akutotanga kurasika jere 😢😢😢
Ndomatauriro aMad Mighty, ndazozviona
Yaah akatomukanganisa eish mwari pindirayi
Muyendesei kwasekuru Kanengo zvinopera izvo
Hanzi mari inobva kunaMwari,ndaseka apo ndichirwadziwa at the same time 😢😢
Zvinonzwisa tsitsi shame
Hahahahaha haaa vakurasa nyaya.
Stella ukutadzda kunzwa here kuti its a Blessing HERE! HAHAHAHAHAHAH
Presenter nhasi ayita hasha kkkk😂 cc Stella pakaipa . Its a blessing through out 😂😂 Haii khona
Yhooo kugara mudanga retsuro herr😢😢😢
Yooooh zvinorwadza veduwe am heart broken 💔💔💔💔
Pakaipa
Eish zvakaoma haaa hakuna kwatirikuenda seNyika
Ane 21 yrs akatanga madrugs aine 21 yrs but akutopenga kare ,,Haa ndashaya chekutaura shuwa hapana kwatiri kuenda
1st guy in silent killer voice kkkkkklk unopera strong mhinduro dzacho😅
Very sad atorasika njere ndakasangana nedambudziko rakadai pamwana we my late brother tried everything kuti aregedze bt heyii I ended up ndakutonzi muroyi zvinorwadza vana vaparara mufunge Dai Mwari vatibatsira😢😢
😮uyu akatodhakwa
Kuswerobvunzana nemupengo uyo
Iyooo ma1
Akutopenga njere uyo 😢
Eish mwari zvakaoma hazvo uyu dzatorasika mufunge
Se country...puritsi reWhite
Iyi imboko
😢😢veduweee hapana hapana brain yakatomogodzera and it's sad
Kkkk hadzichatoshandi booo dzakatodambukira
Kkkkk zvakawoma hazvo apa chirungu nekuziva mwari kwacho ma1 apa ari kutorasika zvake
hanzvadzi thank you for this prog , you deserve an award for your professionalism . how you kept your cool and focus with all the incoherent answers you were getting is beyond me
She is really calm and good
Aàh zvakaooma madrugs auraya pfungwa
Akatorohwa ne guka uyo
Kutaura nebenzi ndatenda hngu kkkkk
😂😂😂
Chakonzera kuti vana vatore ma drugs, hutangamiriri hwe hirumende iripo, ndovane vanhu vari ku supplyer zvese izvi. Plus lockdown yavakaita iye yakakuvadzisa vanhu
Hiya zvinorwadza izvi todiiko 😢😢😢
Jesooo
Udakiwe lo😂😂😂
Uyu munhu uyu haasi kupindura achizviitisa here
Baba veYellow t-shirt has valid points
,,,,,,,,, also 😂😂😂😂hayas dzakatodambuka idzo
Akupenga mupfanha uyu mmmmmm..... This is sad
Shisha like air all those 😂😂😂😂 unopera strong. Anoda zenya munhu uyo
Zvakaoma, unosvika pachikamu chekuzororora
Zvakaoma hazvo
Ummmmmmm ma1 aya
Zodwa Kodza inzwai tsitsi
Nyaya iyi inorwadza apa ukutoona kuti anotoita kakupengesa so
Pliz munhu uyu musoro wake akutooenga Stella are you also one waya kuita interview benzi ririkuto oenga
Arikurwara.kutaura .zvaarikuita zvakatomubata.nematauriro acho
Mwari ndionereiwo vana vangu chii chakadaro
Akati TV nechirungu zvofambirana akashaisha
It's a Mari yangu😂😂
Mnangagwa what do you think about all this? Are you there, can you hear me Ed munangwangwa???
Idiot Munangagwa nxaaa
Kovakadzi varikungourayiwa everyday 😢zvavo
Pakayipa
Aaah arikutoita offside hake haaa no to drugs
Yaaa mutoriro vakaoma chokwadi
Wakamboita seiko mutoriro wacho ndewe kunwa here or kubhema?
Nhai mwari chiii vana vaparara
Kuseka nhamo kunga rugare 😂😂😂hanzi air air air haaa kunzima hatozi nebasa ranoda kuiyq😢😢
He is off on a tangent kutongotaura zvisiko
😂😂😂😂😂aaaah zvakaoma ndaseka ndisingade
ED ndiye akukonzeresa madrugs
Uum zvakaoma izvi Mwari vapi chokwadi vano blesser vanhu nema drugs
Ummm zvakaoma kutorasika njere
Tsom Tsom 😂😂😂😂😂
Ukotopenga uyo
Kushaya basa 😢😢😢
Aaaa shame mwari pindirai nyika yedu tichikura isu kwakusina izvi pindirai mwari
Iiiih zvakaoma arikutodhomoka
Akatorohwa zvake
Amai imi endesai mwana uyo kumusha kwa baba wake. One day vachauraya munhu makavarairwa
And Will that help him bcoz nako ikoko kune vanhu anongosvikouraya sezvamataura 🤣🤣
Zvakaoma
Yoo wakabva nepiko mutoriro wacho waparadza vanhu vazhinji
Presenter ane patience, zvakaoma, dzakatorasika zvadzo
This is heartbreaking moyo wangu watsemuka
Nhai Mwari 😢
Is it possible to have subtitles in English i have a family going through this please put English subtitles i need to share this plis plis
Aaaaah ma1