Why is this video not reaching a million plus views l ask myself. Its because its the plain truth and people naturally hate the truth, powerful questions and answers right there. Mwari ngavakudzwe nokusingaperi.
The Evangelist had revelation on the issue of tongues. The idea of the tongues we hear today started in Azusa street and was never biblical. Thats how pentecostalism was changed from its original meaning. Pentecost should be reverted back to mean exactly what it meant on Acts 2:1-31, when it referred to a language that could be heard, a real language of another nationality!
Hakuna chinhu chinonzi unknown tongue, the word unknown is italics which means rakaiswa nevanhu kwete na mwari . There is deference pakuti Peter Ndlovu dead ? Nekuti Peter Ndhlovu dead. The difference is the question mark. So guys we can not ague ne chinhu chiri mu italics its not a fact.

Zvekunyepa izvo.
Pane chokwadi vanhu vashoma
This is very important lesson am happy with this message ndazwa
Amen . Doubts and Air cleared
Wonderful!
Thank you ne explanation yakakwana iyi l'm so happy god is good chasara kubatsirawo vamwe warimazviri
Profound ... Iyi zvokwadi ingatendwa ndeyazvokwadi
Uuuuuuuuum ini handisi kubvimirana nazvo ,pentacost Haina kutaura zvakanaka taurai kuti yakatanga sei , uye vanhu vaimbira chii paJerusalem
Amen amen
Amen thank you for a powerful lesson,it’s a blessing
God is Good!
Wow izvi zvakajeka izvi. Thank you for this clarification.
Wonderful!
Vanhu havadi chokwad vanoda kurambira pazvakaipa zvavo nekuti chokwad chinokanganisa wakaipa kkk kkk
Amen
Nyaya yenyu murikuita sevanhu vasirikunyatsoibata kwazvo ASI kumhanya mhanya nayo.Anobvunza iwewe haikona kuita semunhu anotya wo càmera kana kunge unotya waunobvunza.Paul panavakorinte 14 verse 2 anoti;Nokuti unotaurwa norumwe rurimi haatauri kuvanhu,ASI kunaMwari;nokuti hakuna _unomunzwa;ASI nomweya unotaurwa zvakavanzika.Saka mavakutoona mega kuti zvemitauro yepasi pano zvatobviswa,Nokuti handingati Chizulu ,Chishona kanaChikunda ndidzo ndimi dzinonzwisiswa nomweya Kwete.Kana Mwari varikudenga vanotaura mutauro wavo neNgirozi dzavo.Kana Mwari vachida Kutaura navanhu paNyika vanotuma Ngirozi dzavo /yavo kuti iudzevanhu zvinodiwa; ASI kazhinji inotaura nemumuporofita nekuti muoorofita ndiye akapiwa chipo chinogona kunzwa mutauro iwoyo iye ozodudzira zvataurwa kuvanhu.Saka parikunzi shingairirai zvipo zvomweya ASI zvikuru kuti muPorofite.Muporofita ndiye anogona kunzwa nekududzira ndimi dzekudenga zvataurwa naPaul.Ndimi dzepano Pasi dzinganzi shingairirai zvipo zvomweya here vakomana😅😅 musatore zvinhu zvomweya moisa munyama zvineshamhu kumberi uko.
fambai naro vaMarufu
Amen.
Very clear baba📌
Better!!
With all humility I think Evangelist marasika on this Topic. Kindly interpret 2Cor 14 vs 2 and 14
Evangelist vanoti don't focus on the verse in isolation but the context of the whole passage ...
Ingonzwisisai context baba
📌 📌
Dont defend your doctrine n also answer mibvunzo yese
Its so difficult to defend a doctrine that was started when u were not yet born or there
Ndanzwa Kutaura kwavo hongu,ASI hamuoni here kuti panechinhu chimwe chamusina kuzvibvunza mega;Chekuti SEI vaporofita vese vaMwari Vachiti vakasangana vanonzwanana mundimi zvisinei kuti wabvepi.MuXhoza nemuNigerian vanotaura nema Spiritual tanques vachipindurana uye American versus Chinese vachiitawo the same.Izvozvo zvega zvinonditaurira kuti kumemutauro , Unotaurwa mumweya usinganzwike nenyama . ,ASI zvoose zvakanaka kana bedzi zvichiisa vanhu kunaMwari wavo.Saka hatirambidze vanhu Kutaura nendimi kana vanezvipo zvacho.Asi zvoose zvoitwa nenzira yazvo pakereke
The Evangelist had revelation on the issue of tongues. The idea of the tongues we hear today started in Azusa street and was never biblical. Thats how pentecostalism was changed from its original meaning. Pentecost should be reverted back to mean exactly what it meant on Acts 2:1-31, when it referred to a language that could be heard, a real language of another nationality!
Asi zviri pachena wani kuti pane dzevanhu nedzevatumwa,nokuti pauro unoti iye unotawura ndimi dzikadudzirwa ngaanyarare
Dzokorora kuteerera futi mukomana
Murandarume ndipo paye panzi ngirozi or vatumwa vanotaura me language yatinonzwa

@zigo
Amen
Amen