Mocambicans we're not turning back also Zimbabweans must learn what we're doing because without that there's no change more respect to the living legend of Zimbabwe Doctor Thomas Mapfumo,he stand for both of us Mocambicans and Zimbabweans.So Zimbabweans must wake up
Vana Vemu Zimbabwe hamuzivi chinhu 1 chamisa uyu wamunoda Munoziva hre Kuti baba vake vaive general we Airforce manyame base so kuvanhu vese vanoziva kupindwa kwaiitwa Ku army ye Zimbabwe Uri mwana weuto waipinda chiuto easy uye mwana ana baba mu war veteran haasaifa akapandukira Zanu pf so l don't understand why ma Zimbabwe muchida zvinhu nyore so be serious

Powerful words Mukanya
The Mozambicans are resolute and will continue fighting to the last man. Those who think they willl relent are day dreaming.
That's it! great man ❤❤❤❤
Zimbabweans would rather die of hunger than release themselves by way of a general uprising
Viva nekusunungura Zim , viva .
Protests need a leader. Chamisa is a Priest
Why can't you lead yourself and leave Chamisa alone
Unorwara and haunyare kuMozambique president wavo aripi hautozivi dofo ...Kenya yakaitwa paiva nani ...Botswana yakangobvisa yega wani ...murimagwara huyai kuZim tipinde muroad kwete kumirira Chamisa
People undermine Mozambique hamuvazive mushe ,they are not threatened nezvisina basa
Problem yedu maZimbo tine mutyutyu/too much fear 😜😜😜
ISU TIRI VANHU VA CHAMISA
MUKURU WEDU AKATI ITYAYI
TINOTYA ...AKATI NGATIBUDEYI.. HATIBUDI
Bofu rakapiwa pito. Zvinorwadza akabereka
😮
MaZimbabweans takangongwarira kutonga kunyika dzevanhu ,huzivi hwenhema nekutuka pafb isupport you mukanya ,apa nyika yese yakawanda kudarika masoldiers nemapurisa
Vana Vemu Zimbabwe hamuzivi chinhu 1 chamisa uyu wamunoda Munoziva hre Kuti baba vake vaive general we Airforce manyame base so kuvanhu vese vanoziva kupindwa kwaiitwa Ku army ye Zimbabwe Uri mwana weuto waipinda chiuto easy uye mwana ana baba mu war veteran haasaifa akapandukira Zanu pf so l don't understand why ma Zimbabwe muchida zvinhu nyore so be serious
Chamisa ari busy kutsvaga ma followers pama Facebook ipapo nema TH-cam asina cent onyepa Kuti hee uye Zanu pf ndibaba vake ngwarai SADC haina chainoita even Tsvangirai akatobhaizika woo akatadza kuziva izvi kare
Come and join us in Zimbabwe stop talking nonsense urikunze aunoda kuti aurawe achiita zvaurikutaura ndiyani
Stop mentioning Chamisa Zimbabwe we can do it if we see we are not happy with the current leadership.