Bhozhongora latest || Baba vanoita matare avo vaine nyoka muhuro

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 26 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 14

  • @PrideKuzanga
    @PrideKuzanga 4 หลายเดือนก่อน +1

    Bhozho kwaMuzokimba iBuhera tichangodarika Murambinda,nyika yakatakura kurema,uyo wejoni aitoziva nyaya dzbaba vake,nyika iyoyo zvikada iri kutomushavira,life yake itori bhoe

  • @langtonmurambwa4087
    @langtonmurambwa4087 8 หลายเดือนก่อน

    Buhera irikupisa bhozho uuuumm. Asi mukomana arijoni uyo airoya yababa

  • @clivechigaba663
    @clivechigaba663 8 หลายเดือนก่อน

    Bhozho na kb ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤😂😂😂😂❤❤😂😂❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @richardmuswavinda1741
    @richardmuswavinda1741 2 หลายเดือนก่อน

    Hesi bhozho unogona iwe

  • @SibongileNdlovhu
    @SibongileNdlovhu 8 หลายเดือนก่อน

    Muzokomba ku bhowera

  • @uhmtapza5635
    @uhmtapza5635 8 หลายเดือนก่อน

    Muzokomba iri ku Buhera kwete kuChiredzi

  • @EdithBondera3
    @EdithBondera3 8 หลายเดือนก่อน

    Zimbabwe yazara hurombwa 😢😢😢

    • @vividbluesea1
      @vividbluesea1 8 หลายเดือนก่อน

      Hurombwa wagara uripo. Inguva chete yakwana

  • @JuliusRumbi
    @JuliusRumbi 8 หลายเดือนก่อน

    Muzokomba I Buhera

  • @LLOYDNYANGANI
    @LLOYDNYANGANI 8 หลายเดือนก่อน

    Mzokomba I Buhera

  • @reginadzapasi9668
    @reginadzapasi9668 8 หลายเดือนก่อน

    Muzokomba i Buhera kwete Chiredzi

  • @ReginaShoko
    @ReginaShoko 8 หลายเดือนก่อน

    Asi zvirinani .vakaita vaka vakaurayiwa nezvinhu zvavo.vana Havana mhosva..kana mubatsiri haana hake mhosva.akadyiwa nechokucherera.

  • @PatientByo
    @PatientByo 8 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂nyoka simuka

  • @jorummushamayenza783
    @jorummushamayenza783 8 หลายเดือนก่อน

    IBuhera kwet chiredzi