Bhozhongora Latest || Sabhuku vakachera nekuisa mushonga muyard memunhu (1 May 24)

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 26 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 28

  • @takemoregoko5346
    @takemoregoko5346 5 หลายเดือนก่อน +6

    Bhozhasi matiregerera ..please we want more updates please

  • @alicealice5904
    @alicealice5904 3 หลายเดือนก่อน +1

    Go to the nganga

  • @EstellahMashuhwa
    @EstellahMashuhwa 2 หลายเดือนก่อน

    Mwana sikana uyo pamwe ahaka hepo yekurudzi irworwo kwaarikuenda. Muchaiyeuka here mhepo yaRabecca yaibata pana mai Tino ichitaura kuti ndoda kuenda kumusha kwangu kuMalawi. Pamwe ndizvo zve rikuitika pamwana , ndini Chiwoneso kuno ku Cape town

  • @GetrudMayi
    @GetrudMayi 3 หลายเดือนก่อน

    Ngavataure chokwadi Mai vemwana uyu pakaitwa hunhubu apa

  • @mamarue2542
    @mamarue2542 5 หลายเดือนก่อน

    Bhozho pliz tipeiwo ma updates mazuva ess dzimwe nguva andina radio ne facebook kukuonai nekunzwa live please... poooooo

  • @CleverPereya
    @CleverPereya 15 วันที่ผ่านมา

    Tsudzurai tinzwe ❤😂

  • @FanwellPanaishe
    @FanwellPanaishe 5 หลายเดือนก่อน

    Baba Isa tsvudzurai ndakachibata chimuti ndiripa Mozambique ndi fanwell Panaishe

  • @benardtatendachateya
    @benardtatendachateya 5 หลายเดือนก่อน

    Wagona wena Toda more updates darling

  • @CloeZimunya
    @CloeZimunya 5 หลายเดือนก่อน

    Dhenyiyoroshi simbiniti horomaiti Wakachiemba ❤❤

  • @chipomchenje8987
    @chipomchenje8987 5 หลายเดือนก่อน

    Mwana agarwa nemhepo yekudzinza baba avo vane Mubhobho vakabhobhodza mukadzi wemunhu vakamupa nhumbu sure mai avo havana kuhura mwana wemubhobho

    • @EvelineJeremaya
      @EvelineJeremaya 5 หลายเดือนก่อน

      Mubobobo wakambozvarisa kupi

  • @NyengeMakava
    @NyengeMakava 5 หลายเดือนก่อน +1

    Haina volume wan

  • @PrideKuzanga
    @PrideKuzanga 4 หลายเดือนก่อน

    Nyaya yemwana uyo yandisiririsa mufunge,mhuri yake ngaitsvage mubatsiri pachiri pedo mwana abatsireke mufunge,avo sabhuku vakatsveruka uye kakutodheerera kekuda kushandisa hukuru nepahusiri,ngavaendeswe kwamambo,vapiwe mutongo wavo uye vazobvisà twese twavakaisa pamusha wamadzimai,chimuti ndinacho ndakatochibata kuti dzvii ndiri kuno Joni zita ndiPride

  • @RunakoTrish
    @RunakoTrish หลายเดือนก่อน

    Amai torai mwana aende kudzinza rake

  • @beatricenesu2228
    @beatricenesu2228 5 หลายเดือนก่อน +1

    Poooo rikiti bvuu 🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @Travoltacharm
    @Travoltacharm 5 หลายเดือนก่อน

    ❤‍🔥❤‍🔥

  • @sarusoko9785
    @sarusoko9785 5 หลายเดือนก่อน +1

    Maswerasei baba Isabel na papa Partie

  • @DivyBakes9874
    @DivyBakes9874 5 หลายเดือนก่อน

    Mwana uyo ane shavi haasi ega 13 years kubura nyaya ihombe nekuzofunga kupisa nekutiza ne4n uye kuchengetera mbatya dzake kunba kusi kwako ndochii

  • @sarusoko9785
    @sarusoko9785 5 หลายเดือนก่อน +1

    Wakachiwemba in baba Isabel's voice 😂😂

  • @fanwelmutare8662
    @fanwelmutare8662 5 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂😂wakachiwemba to the world kkkkkkkkk

  • @BhuruRemusindo
    @BhuruRemusindo 5 หลายเดือนก่อน

    Basa se basa

  • @simbakapondoro2600
    @simbakapondoro2600 5 หลายเดือนก่อน +1

    Maswera sei maporofita mahombe munyika yedu ye Zimbabwe chimuti ndakachiisa urimbo handichiregi kusvika mati hooo kubata chimuti

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika 5 หลายเดือนก่อน

    Ko varikutadza nei kubvunza kuti sei urikuti ndini baba vako varikunyepera kudzungaira asi vachiziva havo zvavakaita

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika 5 หลายเดือนก่อน

    DNA ngaiitwe

  • @chikomboreromuringami6776
    @chikomboreromuringami6776 5 หลายเดือนก่อน +1

    Bvopfopfoooooooooo 😂

  • @sekuruvaJamella1078
    @sekuruvaJamella1078 5 หลายเดือนก่อน

    BHOZHONGORA UNOSVOTA. BETTER TO LOOK FOR A MANAGER TO MANAGE YOUR PAGES. U TAKE LONG TO UPLOAD.. THE OTHER GUY WHO PUBLISH YOUR STORY IS QUICK IN UPLIADING AND IS ENJOYING FOLLOWING

    • @EvelineJeremaya
      @EvelineJeremaya 5 หลายเดือนก่อน

      Ko makarega henyu kumu follower kana achikusvotai pakutanga ndimi maibhenge mamurongera here

  • @FanwellPanaishe
    @FanwellPanaishe 5 หลายเดือนก่อน

    Baba Isa tsvudzurai ndakachibata chimuti ndiripa Mozambique ndi fanwell Panaishe