This dare is very incompetent. They need to be faire and redo it. I love how that gentleman was mature maintaining his composure in an unfair local court. Those indunas knows the truth but they are afraid of what sabuku is capable of. They are afraid to confront sabuku because mukuru. They took advantage of that young man. Of chiefs would Preside in different jurisdictions, I would like this issue to be handled by mambo mutasa. Very knowledgeable about the laws and very intelligent. Hatisadzwanyirirana!
The young man is not taken advantage of... If you understand how young male lions fight for territory unonzwisisa... That guy is a crackhead ....less knowledgeable of the territory and tries to sympathize simply because he's an orphan
Mkomana haana kuwedzera, that was one solid space which they'd shared with his brother unfortunately the brother is late now and he thot of fencing the whole space as he's now the custodian of that land keeping it for his brother's 3 kids dare MUSABIRA mwana😢😢😢
Mambo uyo muroyi atotaura kare kuti anodarika muganhu anofa chete vanhu vakasiyana mafungiro i have been thinkin kuti vanhu vekwacharadza dai vanga vazviita munhu anenge ini vaipata muruzevha ende musha wacho wandinovapatisa ndichiusiya usina kana kiti pasina anotsika negumbo rake😂😂😂😂😂😂
Young boi seems to be well versed nenyaya iyi. Sheedzai venharaunda ndoovanopedza nyaya munhu akave mukuru hazvireve kuti mudiki haana chaanoziva madzibaba edu anotiudza zvinhu as we grow accordingly kusvika pavanoonao kuti nguva yavo yave kukwana vanotaura zvese. Dare pepukai, yes vana vari kuna amai wavo mutown but vachada pekuvaka parijuchengetedzwa nababamunini
That young man is in a very vulnerable position that he would never dare to take on that huge clan, iri imba yehusabhuku futi, asina nyaya yakasimba. Avo vanhu avo vari dzvanyirira mwana zviri pachena; imbavha dzevanhu. Kugombira Land yemwana majena musoro ose-ose havanyari.
This young man appears to have been ambushed hence he had no one with him also the fact that he was up against the sabuku who also appears to have numbers within what appears to be a well to do family within the community. Everything was against him. But kudos to Mambo as he appeared to be very much impartial.
Koo munonogara sei mfana wangu asina kunongedzerao, Nyika irikuona young man just get your LC4 judgement form wakaenda mberi, sacritary vakabhadharwa, 2ndly Sabhuku is conflicted in this issue so he wasn't supoz to b involved in this case wavakidzane ndoovanoziva zvisina divi. @mambo Mutasa teereraio nyaya iyi
@talentkuvheya8434 maWitness ese aifudzira mombe paakaisa fence zvemusoro wake ndosaka Ari kuda kudeedza hama dzake dzinogara kure kkkkk munhu uyo ndewe nharo kana kuremekedza mambo aisakwanisa asi ndofunga hamuna kunyatsoteerera
This issue need sabhuku varisiri involved muanyaya iyi mambo hamumbunyikidze munhu cz how can u rule one side isina witnesses n other one have been informed for the meeting 😢😢😢 ityai mwari
That guy aisava in that area kutozouya 2019 kuzovaka ende futi pari padongo kudaro pamusha pambuya vake kubva vari vapenyu kusvika vachifa hapana kumbobvira pakarimwa kana kubiwa stand .... Munhu ane nharo akasvika nzvimbo zvinototanga kunetsa
Secretary uyo (Ane blue shirt next kuna Mambo) must recuse himself from the next hearing. Hapana justice apa 1 vs 20. Team Chiradza iri kubatirira mwana apa. Nyaya iyi ngaitongwe naChief Mutasa. Chief Chimombe is compromised. His Assessors are biased.
Young man ramba wakadzanya ,no corruption
This dare is very incompetent. They need to be faire and redo it. I love how that gentleman was mature maintaining his composure in an unfair local court. Those indunas knows the truth but they are afraid of what sabuku is capable of. They are afraid to confront sabuku because mukuru. They took advantage of that young man.
Of chiefs would Preside in different jurisdictions, I would like this issue to be handled by mambo mutasa. Very knowledgeable about the laws and very intelligent. Hatisadzwanyirirana!
The young man is not taken advantage of... If you understand how young male lions fight for territory unonzwisisa... That guy is a crackhead ....less knowledgeable of the territory and tries to sympathize simply because he's an orphan
The guy is not as knowledgeable as you may assume... It's just that you don't know the place
Mkomana haana kuwedzera, that was one solid space which they'd shared with his brother unfortunately the brother is late now and he thot of fencing the whole space as he's now the custodian of that land keeping it for his brother's 3 kids dare MUSABIRA mwana😢😢😢
Mambo uyo muroyi atotaura kare kuti anodarika muganhu anofa chete vanhu vakasiyana mafungiro i have been thinkin kuti vanhu vekwacharadza dai vanga vazviita munhu anenge ini vaipata muruzevha ende musha wacho wandinovapatisa ndichiusiya usina kana kiti pasina anotsika negumbo rake😂😂😂😂😂😂
Very true
Mukomana uyo akadhakwa
No my brother, Ari kunzvenga nezwi rekuti nherera asi inzvimbo yemusha inofudzirwa mombe iyi
We know it coz we grew up there...anonyepa uyo
Young boi seems to be well versed nenyaya iyi. Sheedzai venharaunda ndoovanopedza nyaya munhu akave mukuru hazvireve kuti mudiki haana chaanoziva madzibaba edu anotiudza zvinhu as we grow accordingly kusvika pavanoonao kuti nguva yavo yave kukwana vanotaura zvese. Dare pepukai
Young boi seems to be well versed nenyaya iyi. Sheedzai venharaunda ndoovanopedza nyaya munhu akave mukuru hazvireve kuti mudiki haana chaanoziva madzibaba edu anotiudza zvinhu as we grow accordingly kusvika pavanoonao kuti nguva yavo yave kukwana vanotaura zvese. Dare pepukai, yes vana vari kuna amai wavo mutown but vachada pekuvaka parijuchengetedzwa nababamunini
Our Government should do something about this
True said that again
Uyu mkomana ariega hake hunherera hwakaoma
Mbuya ngavapfuke varove vanhu pahongonya dzemusoro😢😢😢😢
Aaaaaaa 😂😂😂😂😂😂😂 this guy is too much haatozive kana chinhu ini semuzukuru wake ndanyara 😮😮😮😮😮 haaizive
Ngaayende kuna Mambo Mutasa😢😢😢😢😢😢
That young man is in a very vulnerable position that he would never dare to take on that huge clan, iri imba yehusabhuku futi, asina nyaya yakasimba. Avo vanhu avo vari dzvanyirira mwana zviri pachena; imbavha dzevanhu. Kugombira Land yemwana majena musoro ose-ose havanyari.
Kudya zvevapfupi nekutemba kureba ! Mwari haakotsiri 😂😂
Honestly Sabhuku haamire sa sabhuku in a case that involves his children
Kkkk mfana wema ghirazi wanga otovhura hombe dare richinzi rapera 😂😂😂
😂😂
Mmmmmmm welly usazodaroo 😮😮😮😮😮 aaaaaa nhema dzega dzega
Dare iri madhodhi Kan muchiita masbhuku akadaro munzvimba that's why I like mambo mutasa
Ma costs anobhadharwa neboth sides as they're both conflicted also judgment for now is void also matenderera muchiona muchiratidzwa ne2 side.
This young man appears to have been ambushed hence he had no one with him also the fact that he was up against the sabuku who also appears to have numbers within what appears to be a well to do family within the community. Everything was against him. But kudos to Mambo as he appeared to be very much impartial.
Finally chief vagona kuti vakuru vemukomana vange varipo. But mukomana achaurayiwa chete uyu haapararame ba tozoona zvekare omuka ngozi sa Tencen
Vana ve brother cake vakasa tsvimbo they will come to him as he is now the father.
Dare ngaritonge patsva mbowo dzemukomana dzauyawo coz Mukomana abaririrwa zvakanyanyisa. Chekupedzisira hedge yaiva pastand pairimwa nechembere dzakura asi zvisingarevi ndiyo yaiva boundary yeminda yambuya yose as such. Mambo Chimombe makundika kuenzanisa zvachose, ipai dare iri another dy mbowo dzenharaunda nehama dzemukomana dzauyawo.
DARE RAKADHAKWA IRI TICHKACH PLEASE DONT BRING THESE CORRUPT PEOPLE , TIPEI CHIEF MUTASA KWETE IZVI ZVISINA DIRECTION
Ngai ende Kwa Chief Mutasa nyaya iyi.Va Chimombe maitadza
Nzvimbo iyo haina kumbobvira yakarimwa anonyepa mhani uyo kkkkk😂😂😂😂😂 aaaaaaaa I ground rekufudzira mombe haewa tsotsi chairo
MAKUVA AKAUYA EGA IPAPO HERE?
@talentkuvheya8434 kkkkk bro dunhu kumaruzevha zvakasiyana nekudhorobha.Harisi roga rasekuru vake riri pachikomo ichocho
Hakuna rinda rinoiswa kumunda weumwe munhu hazviite😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Good sound
Masadare mese imi murizvimhata zvevanhu
Marinda haaiswe kusiri kumusha kwako . That is a strong point
It's a strong foolish point when you understand reserve areas and how land was distributed
Mfana ari stubborn uyoo
Madzimambo munombasanganawo here muchionesana matongero coz mambo avo havazive zvavanoita
Game inotambwa 1 vs 20 plus ref plus lines man. Uriwhani apa ndiwe keeper, ndiwe defender, ndiwe mid uriwe zvekare striker wobva waita futi supporter 🤔
Mambo akushaishirwa dare rake nezirume rine zuda iro
Mukomana uyo anofanira kuita Sabhuku ,anogona uyo.kkkkkk
Mukomana haapengi kutaura Kuti ndepemadzisekuru angu iri team iri ririkudzwanyira mukomana mambo vanonge vapihwa cheuwiri
Musambunyikidze mwana itai auunze huchapupu
Guys let's be honest our chiefs is embrassing us just build a small building
Don't sit on those bush shame
Shedzai Chief James Mutasa azopeddza nyaya
Mambo that guy ane blue also ari kunyora mabhuku anokurasai ,mukomana haana kuwedzera island yabrother kasabhukukane uori
Thank u Tichkach TV mudzoke ne nyaya iyi fut kana vakapa hanzvadzi yangu mukana wekuunganidza hama dzake
@@JessicaMukora kkkkkkk asi vana Tete avo vakauya vachamunyadzisa motanga futi kuchinja mafungiro kkkkkkkkkkkk nekuti Ivo vakataura makuriro avakaita pamba ipapa nezvaari kutaura zvichanetsa
@El-zhet apa chero ndiwewo hama yangu pane kumbunyikidzwa kwa yellow color uyo regai tigoona
@JessicaMukora kkkkkk uyo ndimoyondizvo wechidiki wekudivi ramambo haasi witness
@El-zhet haaaa iwe usadaro iwe ndiye zve arikunzi akawedzeredza munda ane yellow kumusoro yakanyorwa 7 uyo
Tora LC4 uende kwa chief mutasa vanokubatsira munin'ina wangu
Mambo Mutasa havana jurisdiction yeumwe Mambo. Kana watadza kugamuchira judgement yaMambo unoenda kudare repamusoro..asi kana dispute iripa communal land vanokudzora kudare raMambo
Sabhuku is an interested Part.....he was not suppose to take the lead
Koo munonogara sei mfana wangu asina kunongedzerao, Nyika irikuona young man just get your LC4 judgement form wakaenda mberi, sacritary vakabhadharwa, 2ndly Sabhuku is conflicted in this issue so he wasn't supoz to b involved in this case wavakidzane ndoovanoziva zvisina divi. @mambo Mutasa teereraio nyaya iyi
The Mambo is correct in his judgement Uyo mufana ngaadxokere kudongo rababa vake plus Sabhuku represents the GVT at village level
Excellent
kuhoro kwa mambo na sabhuku ,makamboona kupi nyaya inotongwa pasina maa witness ,ndarwadziwa
Musadzvanyirire mwana uyo imi mambo imi itaisemunhu mukuru uue musaitr kunge makatengwa imi nasabhuku wenyu nevana vasabhuku
Kkkkkk vanoziva zvenzvimbo iyi haasi kudzvanyirirwa mukomana asi kuti kana usingazive nhorondo zvinoti netsei
Dare rinopa musungwa samanisi tym ichipo yonyora kut huya nemboowo nemawitness akakwana anofadza dare. not kungoerekana mauya semvura inonaya.
@talentkuvheya8434 conclusion yakaitwa wani kuti ngaauye navo uye chandinoziva ndechekuti vemunharaunda vachamutsverudza nekuvhara kwaakaita nzira
@talentkuvheya8434 maWitness ese aifudzira mombe paakaisa fence zvemusoro wake ndosaka Ari kuda kudeedza hama dzake dzinogara kure kkkkk munhu uyo ndewe nharo kana kuremekedza mambo aisakwanisa asi ndofunga hamuna kunyatsoteerera
Inzvimbo yemombe ,guva rasekuru vamajakwara rakagara risiri mustand mavo ivo vaigara kumagwakwa vakazongouya kuzovigwa kuraini chete,kana munhu akagara kutown hazvirevi kt momutorera
Ko imi makavaona here vana sekuru vake imi
mmmm hapana kutongwa zvakanaka apa
Chief haasimudzwi ne one side, izvozvo chete zvinotiratidza kuti dare riri compromised
This issue need sabhuku varisiri involved muanyaya iyi mambo hamumbunyikidze munhu cz how can u rule one side isina witnesses n other one have been informed for the meeting 😢😢😢 ityai mwari
Sabhuku wane hudyire,mukomana uyo ari very credible in his narrative.
When you try to imagine otherwise or rationally... You could come up with something different.... Don't just take things at face value.
Daidzai hama nevenharahunda please
mambo vane hundyire
That guy aisava in that area kutozouya 2019 kuzovaka ende futi pari padongo kudaro pamusha pambuya vake kubva vari vapenyu kusvika vachifa hapana kumbobvira pakarimwa kana kubiwa stand .... Munhu ane nharo akasvika nzvimbo zvinototanga kunetsa
Haaa iwewe uri wevanhu varikuitirwa favour asi dare iro rakdhakwa nxaaa
@CherittyNyamadzawo nzira has been there for decades iwe wongouya for 3yrs wakutoisa fence unoti vana Mbuya vake vakadhakwa here vaisaisa
Besides ko kumbozamawo kufunga kuti vanhu ivava vanotokuziva vese kusanganisira mambo
Ko sei musina kupawo mukomana mukana wekuratidza muganu wake waanoziva ?mapa one side chete mukana apa musabira mwana imi!
Sound quality gadzirisai please TICHIKACH MTV. Improve on that please
These guys vamambo vanehutsinye.....
Mambo nedare renyu manyadzisa , madzvanyirira mukomana uyu
Secretary uyo (Ane blue shirt next kuna Mambo) must recuse himself from the next hearing. Hapana justice apa 1 vs 20. Team Chiradza iri kubatirira mwana apa.
Nyaya iyi ngaitongwe naChief Mutasa. Chief Chimombe is compromised. His Assessors are biased.
Enda kwamambo mutasa shaa bcz vanhu ava havatongi mushe
Dare re mahumbwe pase ne unfairness
Haaaa Dhoiro chii newe😂😂😂
Secretary uyo why achipaka mashoko mukanwa mevamwe avo haazive kugadzirisa adzvinyirira mwana. Appeal nyaya yako iende mberi
hamugone kutonga nyaya imi madii kumirira vakuruwo vake kwete kumumbunyikidza imi musadaro imi vanhu nachief wenyu makadakwa
Kuva nemari kwakanaka mwana ari kungowombera maoko kuna mambo vemari kungosimuka nekutaira havakwidze kana maoko muzazodero
Sabhuku is very corrupt. Mukomana uyu arikubatirirwa. Vakabata mabhuku itsotsi varikunyepera mambo
Secretary dudzvi rambuya vako y usina Moyo iwewe wapiwaka yesugar
Chimombo chemhangamhanga
MUKOMANA WAS NEVER GIVEN A CHANCE TO EXPLAIN OR SHOW DEMACATION LINE
Tsvaga kumwe kokugara Sahara imhondi especially rinemabhuku iri
This court is not justice. This guy needs to appeal. Haa, kupihwa chance yekuratidza boundary
Ngaaite appeal kudare ramambo mutasa. Chimombe anehuwore
Sabhuku mudzvanyiriri nemhuri yake Moyondizvo Dhehwa bvumavaranda musatongere fevha bvumavaranda zvorevei musashungurudza Nherera imi
Mukomana arikuda kutsikurirwa uyu asi anogona kutaura paitwa chiwoko muhomwe apa idare rudziyi rine vanhuvashoma vakadai yellow uyo haana vanomirawo naye veduwe
Chief vanotonga nhema musadzvanyirira mwana
Brother yake yakafa ka ,saka iyard yake futi ka.muri kurasika papi.
Ko dare raregerei kunzwa side of the story yemukomana. Haana kupiwa kukana again mawitness emukomana hapana
Mukomana anogona kutaura uyu uye anoratidza kuziva zvaari kutaura nyaya ngaibatwe zvakanaka iyi.
CHIEF CHIMOMBE SABHUKU ONLY WANTS ROAD YEMOMBE DZAKE HE IS AN INTERESTED PART SO HE CANT BE A WITNESS
I Gutu here iyi ndanzwa charadza na shoriwa kumbakwedu chaiko.
Those guys are taking that land by force
machief anofana kupiwawo retirement age mambo chimombe vakura ava logic hapachina
Vanopihwa nani?
DONT BRING NYAYA DZENYU MAMBO KANA MUSINGATONGE ZVIRI FAIR SHABHUKU VAKATOTENGWA KARE
Ha dai vari chief Mutasa would have said sabhuku is conflicted havagoni kupa uchapupu panyaya iyi. Mukomana uyu ndoona seakudvanyirirwa
Mwana mudiki akaremera chembere dzachenq mberi nw shure vakarwadziwq ne kuvaka kwaakaita akangobva kuchirungu achisimudza musha wake wakanaka siya mwana adane veukama hwake pane chioko muhomwe chakaitika apa idare rudziyi rine vanhu 14 chete kutouya vakamurongerq Satan mhani imi Makena musoro dzikamai
Chief batsirai mukomana uyu ,arikutaura chokwadi
Sabhuku is an interested party, should excuse himself. The young Majakwara stood his ground. This case must be reviewed.
Haa ichi chidhara ichi ngachibve pachigaro fokofo mhani
Varikuda kutomuurayq mwana we 31 yars uyo
Mambo vatadza kutonga apa, varatidza kutoradivi. This is bad!
Musabatitirira mwana. Let him get his relatives
Shuwa hakuna munhu anganovigwa kune mumwe musha vanhu ava varikuda kutora nzvimbo isiri yavo
Ignorance is not an excuse, mfana uyu needs to be well be educated, he own the land from inheritance ye madzitateguru a asina history yakakwana
Kasabhuku kane hudyire inyoka yataurwa kuti ine musoro miviri ichokwadi chaicho saka kufirwa imhosva hre nhai veduwe😢
kumbirirai vana ku hurumende vaende kuminda mirefu
Pari kuitwa favour
Gweja ma1 kana tazogara
Mambo avo nedare ravo imbavha. Havana kupa mkomana uyo mukana wekugadzirira dare iri. Vamunyepera kuti kumugano mose muchataura but vapa sabhuku chete.
Haaaa dare iri rakadhakwa , kuhudvanyiriri
Ndatodzidza neComment section.... don't judge kana wanga usipo pakutanga kune vanoziva zvedunhu iro inyaya yakapera kare iyi zvinotonyadzisa kunzwa achitaura zvakadai motomunzwira tsitsi musiri kuziva kuti arikuda kutotsotsa
hakuna munhu avigwa pazvimbo isiŕi yake zvimbo ndeyake mukomana waya aka wedzera zvimbo yamukoma vake