If chekaukama was done between tete and deceased bro it means she is no longer tete but mainini. So no need for another chekaukama again. Such case should be taken to knowledgeable Chiefs than Dotito. Second case just need DNA then resume the matter before court. This court forces one to admit guilty.
I think nyaya yechekavukama is very debatable; and inogona kuva ichifambiswa zvakasiyana from region to region across Zimbabwe. Iri Dare raati chekavukama pertains to specific individuals kwete munhuri yake yose; which may actually be the practice yemudunhu mavo. Asi Dare iri handinyanyi kurivimba zvangu - vanhu vacho vanenge vanomborashika.
Pachivanhu apo Mambo maposha ,,,, nyakufa akabvisa chekaukama ,, uyo ndiye ava sarapavanaka ,,, ko vana vaari kuchengeta handiti ava kuvatora sevana vake here
@Zigo musavhenganisa ma ads ne the real story. You can’t be listening to the story while you’re watching an advert that you are trying to read what it is on about. Kana ivo ma sponsors acho asi haasi kubhadhara ma slots acho here? Just asking😅
Zvawa zvii futi izvi,data is very expensive.munogona kushaya credibility mukaita ma pressntations akadai.we dnt need skits or dramaz munyaya dzemadzishe.dnt distort enthusiasim yevanhu.
Please help that young man get justice. Please @Tinashe Mugabe DNA save the boy child. If ari muridzi we nhumbu let him take his responsibility kana asiriye let these guys be paid
Tinashe Mugabe had a show recently yaakatoburitsa munhu D for arguing like this boy on a minor. i think something needs to be done. on that case based on the chief's sentiments which i agree with. the guy initialy accepted responsibility, paid for prep and DNA tests then 0%. people need to seperate that intimacy and partenity are 2 different issues. and someone needs to educate Tinashe Mugabe on that too.
Tbh, this mambo haana kumanikidza mukomana uyu, but senyaya yauya kudare he can’t just not interrogate munhu amhangarirwa. Mambo has to ask questions. Hoyo oramba kuti haazvizive, asizve oti he wants to see kuti mwana akazvarwa anenge akafanana naye here. Saka if he’s been falsely accused why would he want to see how the baby would look like? It means akarara nehama iyi oda kuramba kusina hungwaru. Mhuri iyi I think they don’t have time with school zvachose. Otherwise his response is simply pathetic.
I think Zigo you need to reedit this video. Please remove all the adverts that are interfering with the real story. Otherwise it looks like you’re not caring about us listening to the real story. I don’t think viewers will pay attention to the adverts either. So what’s the point? Keep it clean, man.
Hi SheStoic Thank you for the concern The advert was not interfering… In actual fact, there was no video footage the camera was not yet recording, we only had the audio So we put that advert on top of the audio because there was no video We strive to keep you entertained rather than obstructed by our adverts throughout the video, that is why the adverts are minimal
Eeeeeh vanhu vacho vanongo danana pachavo kunge mbudzi pahukama😂
If chekaukama was done between tete and deceased bro it means she is no longer tete but mainini. So no need for another chekaukama again. Such case should be taken to knowledgeable Chiefs than Dotito.
Second case just need DNA then resume the matter before court.
This court forces one to admit guilty.
Cheka ukama inobviswa nemupari wemhosva kumunhu mumwechte not kuzoramba muchitora wozoti nekuti kwakabviswa cheka ukama hazvishande
Correct @@nomsanyika151
@@nomsanyika151 its a tricky situation, and there is no precedence. Both sides have strong points.
Dofo ramambo hanty aitova mukwasha kare munin'ina wacho achipo ....mukoma wangu mukwasha kwandakaroora
Mambo Ari correct Cheka hukama haisi Pavese iri pane munhu mumwe chete
Bamkuru mukoma wemurume ndibaba avagare mainini nhaka
Two wrongs can't make a right mambo is correct bamukuru vaisafanira kudzokorora makuna kuna.
Bussiness kuBusiness zvimaAdvert ndezveiko nhaiwe hatisi kushandisa ivhu tirikushandisa data kunzwa nyaya kwete maAdvert ako
@@pastorharris7672 Mukadzi anoroorwa nemhuri/ dzinza... haaroorwi nemurume wake chete.
Mambo rikava dofo nyika inoparara😂😂
Izwi rekuti makunakuna marida chaizvo Mambo riri kupfumisa nhasi mmmm
Aripo zvawo makunakuna acho
Mukadzi uyu boe here
😂😂😂😂😂 Mr Ridhikurasi
Baba ava vanopenga haungatori mukadzi wemuni"na wake, ndibaba zve ava plus vatete futi mvura inganaya here
Mukomana uyu anoda rumamiso nxaaah
kkkk saka kuzobatanidzira mr ridhi kkkkk
It is not fair mhosva yakabhadharwa kare they is no need to pay again for the same problem
I think nyaya yechekavukama is very debatable; and inogona kuva ichifambiswa zvakasiyana from region to region across Zimbabwe. Iri Dare raati chekavukama pertains to specific individuals kwete munhuri yake yose; which may actually be the practice yemudunhu mavo. Asi Dare iri handinyanyi kurivimba zvangu - vanhu vacho vanenge vanomborashika.
Apa tete mudzimai wacho anoita seachakuruma nxaaa
Ndokuti mupfidze kubvisana mabhurugwa murihama at first ndamboti kudzvinyirira bt ndazonyatsoona kuti yaaah dare ririRyt coz akaripa ndakaita misikanzwa bt hazvina Kureva or kumisa hukama huripo Tete ndiTete Munin'ina Munin'ina hapana pazvakachinja hukuma hwemhuri bt it's a way of of making it easy btwn nhunzvatunzva idzi dzichirerukirwa kubvisana bhurugwa so vamwe mose hukama hwenyu mumhuri hauchinje hence uyuwo uyu anotoripira kubvisa hanzvadzi yaBaba bhurugwa dats how complicated it becomes hence muchinzi hama hairarwe nayo onzi makuna Kuna
Mombe ngavabvise havo besides kuti nditete bmkru havagare nhaka yamainn bmkru ndibaba
True
Ichokwadi ichocho
True
True
Pachivanhu apo Mambo maposha ,,,, nyakufa akabvisa chekaukama ,, uyo ndiye ava sarapavanaka ,,, ko vana vaari kuchengeta handiti ava kuvatora sevana vake here
Musha uyu ma1 mambo ribisawo nxenza idzo dzinoda bba nemwana
Murume uyu nemushakabvu iropa rimwe saka mhosva imwe ahibhadharwi kaviri
Kkkkkk vanoziva naRidhikurasi here
Ridhikurasi ridhikurasi ridhikurasi ndati kudii
Zigo Caption yako kwana kkkkkk Mr Ridhikurasi rabuda
Kochenuro inongoramba ichibviswa here Ivo Tete avo vari rty mumunyati here
pandangoon ridhikurasi ndabva ndaziwa kt zvafa 😅
Anogova makuna kuna Seiko ..akabvisa Cheka hukamaka mukdzi anogarwa nhaka Wani nemuninnina wake
Chidare chakawora blaz uyu akaita mkwasha pakaroora munin’ina wake. Mkadzi was mainini to this guy as she was married to the younger brother.
ndizvo chaizvo mambo vafoira pachena
Dare iri ummmm rine hudyire ndabvuma hangu
Same blood there's no problem
Iyi mhuri yakatukwa chokwadi it's a curse chokwadi
Solomon ne bbe rake zvakaoma
I like this court
Mu Zimbabwe, vanhu kadzi vane ma learning disabilities vari at risk ye sexual abuse. Varume ve Zimbabwe havana matyira or nyadzi.
@Zigo musavhenganisa ma ads ne the real story. You can’t be listening to the story while you’re watching an advert that you are trying to read what it is on about. Kana ivo ma sponsors acho asi haasi kubhadhara ma slots acho here? Just asking😅
Chief is right. they are still related regardless.
😂😂😂Zigoooooo wandityora keep it up
It's not fair
HAAA UKUNDOKUVHURA HOMBE BUT NDINOONA KUNGE MATRE AYA ANE KAKUBATIRANA INI
Mambo muneudyire imi hamugoni kutonga hapana makunakuna apa chenuro yakabiswa kare
Munhu wacho arikugarwa nhaka Mwariwe
Huwori pachena😂😂😂 appeal it's needed here
No need
Mambo vafoira pachena
Mombe ikanzi inoenda ku mhondoro zvinorevei🤷♀️🤷♀️
😂😂😂😂😂😂😂 ndaseka zvangu
Hamunyare here varume vakuru
Mambo awo vanehuori akabhadhara kwaMambo dotito akatobhadhara zvishoma pane munhu akagara nhaka.Maifanira kutomutenda kuchengeta Vana wemufi ..Munehuori Mambo ndatenda hangu
Cheka ukama zvoreva here kuti ukama ndehwemunhu hwa1
Ko DNA ikati zero percent muchaita cy mambo madya mombe dzemwana
Zero percent haina basa....chine basa ndechekut akarara naamai
Mambo Ava havazi chivanhu ava
Zidofo ramambo chinoziikanwa hapana kuba chete ... murimborinematanga mangani emombe mbavha
Zvawa zvii futi izvi,data is very expensive.munogona kushaya credibility mukaita ma pressntations akadai.we dnt need skits or dramaz munyaya dzemadzishe.dnt distort enthusiasim yevanhu.
Mambo muri mhat* panyaya yekutanga maresva zvachose nyaya dzose dzongopera nemombe hr chero munhu akaripa kunamambo wekutanga
It was paid for, zvakaoma skiri yekudyirana shuwa shame on them
Cheka ukama zvireveiko imi madzishe.... cheka ukama ndiyani qnonzi acheka hukama nhaimi aaaaaa shoma hamuizive zvachose
dare iro pamwe pacho kubatana kwiya kodzero dzevanhu dzodamburwa 😢😢😢
Vanhu ngavasiyane nekuroora hama haumboripiswe
Iko kuda kugara nhaka kuda vakadzi here
Rabishi family
Double jeopardy. This was done already why repeat. He simply inherited
Kufurikwa Shona kudzidza hakuperi
😂😂😂😂😂😂😂😂😂ndaseka zvank 😊
Mkadzi uyu haasiurwere kuzenge asingagoni kutaura itsika hre kana kt arikutya baba ava
Pamberi ne Date babamukuru havasati nhaka yemunin'ina nei baba kana kuti vatezvara ngaabhdhare uyo
Podcast na Ngwere lite please we wanna know wat happened to him Dj Sparks zw prizz
Nhayimi which country is this...😢😢
🤣🤣 its mr Ridhikurasi for me
Paseri kudanga rembudzi 😢
Like father like son, adultery tag team #1 😢
Apa munhu wacho waunofira nemakunakuna😂😂😂😂. Kuda zvakareruka here, chii chakadai😂😂😂😂. But chidare ichi ndechekumama, munhu anoita DNA zve, vangani varikunzi vakavata nemunhu vachiramba kozobuda 0% kuDNA. Imboko zvidhara izvi
Chief makamboenda kwachief Bushu wani hamuna kunotora manotes here. Mwana ngaazvarwe pozoitwa DNA
Voice remukadzi uyu rakafanana near Ridhikulas 🤣🤣🤣
Chekaukama ndeye mhuri kwete mufi chete. Tete vakava muroora anekodzero yekugarwa nhaka mumusha imomo
Please help that young man get justice. Please @Tinashe Mugabe DNA save the boy child. If ari muridzi we nhumbu let him take his responsibility kana asiriye let these guys be paid
I feel the same.This young man anogona kunge arikunyeperwa nehanzvadzi ya Ridhikurasi iyo
Not a wise chief 😢
These courts and Sabhuku deal must be abolished
Tinashe Mugabe had a show recently yaakatoburitsa munhu D for arguing like this boy on a minor. i think something needs to be done. on that case based on the chief's sentiments which i agree with. the guy initialy accepted responsibility, paid for prep and DNA tests then 0%. people need to seperate that intimacy and partenity are 2 different issues. and someone needs to educate Tinashe Mugabe on that too.
Mambo abhaiza kutonga apa.. Cheka ukama inobviswa kanganiko? Chekaukama ikabviswa yabvisirwa dzinza rose.. Handiti mukoma nemunin'ina munhu mumwe here? Ropa rimwe... Haaaaa pabhaizwa apa.. Pakaiswa cheka ukama pakatokwana
Hanzvadzi ya ridhikulasi kkkkkk
2nd part Iyo haaaa Mambo apa matonga chaizvo coz kukaramba kuchinzi chekai ukama chekai ukama Hazvibude beta kugara vatopatsunura nhundira mutsime idzi dzirikubvisana mabhurugwa izemo rudzii ko Baba vakatora Tete mwana otora muramu waBaba (Mainini) haaaa rato dambudziko mumusha uyu ko mangwana like mapedzere amaiita Mambo 😊
Ivo vakadzi vapera here kurara natete
Musaite hundyire imi Mambo. Why make people suffer. Nyaraiwo.
Kutonga nyaya hakusi kwenyu ishe,ipai vamwe apa mapotsa
Ko nhumbu ikazonzi haisi yake vozodii.xigo uudze vanhu avo yes we follow them bt vanodzoka vanhu pahuro mhani.vamwe vanozoponera kwaMugabe wani apa vanenge vaiswa gashu chairo muhuro kwanaMambo uko.munhu wese haafanire kumbunyikidzwa
but nhumbu ikanzi haisi yake hazvireve kuti havana kurara vese munhu unogona kuhura but usina kuhura mwana mhosva yake ndeyekurara Na Amai
😂😂😂the caption though
Kana dai munin'ina akaroora ava vachanoroora rwapiri here kwana tezvara
Mhosva yakabhadharwa kare iyo musadaro imi plz
Mambo vaneudyire husingaite this is wrong so it means anofanira kutanga kubvisawo roora here
Mambo watadza kutonga munhu agara nhaka uyu
Vanga vato adzimai vemumusha kare ava
Manyama
Hupenyu kuZim yangova survival of the fitest
Twatanga twumambo twiye kubira vanhu,hapana nexhimina apa and hapana kukama futi,hukoma hwekubira uhu.
Makunakuna ariko even mombe yechekaukama iriko
Kana vanhu vasingade kuibvisa siyana nekudanana nehama period
Chidare chekumama ichi
DNA first why kumbunyikidza vanhu chief imi hamugoni kutonga shame dzidzai kukuna mambo Mutasa namambo Makoni
Tbh, this mambo haana kumanikidza mukomana uyu, but senyaya yauya kudare he can’t just not interrogate munhu amhangarirwa. Mambo has to ask questions. Hoyo oramba kuti haazvizive, asizve oti he wants to see kuti mwana akazvarwa anenge akafanana naye here. Saka if he’s been falsely accused why would he want to see how the baby would look like? It means akarara nehama iyi oda kuramba kusina hungwaru. Mhuri iyi I think they don’t have time with school zvachose. Otherwise his response is simply pathetic.
😂😂😂😂😂😂iwe Zigo bho here
Ngawaende kwamugabe nekuti dzimwe nyaya dzatiri kuona vasikana wari kunyeperwa asi DNA yozo prover
Ridhika kkkkkk
Dare iri harisi pakugadzirisa nyaya iri riri kubira vanhu mari
Haupiwe nguva yekutaura divi rako hey
Senge zvirume zviviri izvi zvinotonga namambo zvine hutsinye zvinhu izvo
Apo nyaya dzacgo vanoita dzekutsvaga kwete kumirira nyaya dzinouya nxaaaaaa
Ndi Mambo ani ava?
KKKKK HOYO RIDHI
Ko ivo mainini vacho, varume vakaoma
Aaa voice ndi ridiculous sure 😂😂😂😂😂
Maporonga apa kubatirira
😂😂😂😂😂 voice ratete
That is her voice.
Ma solar awo muisa anywhere muzim yese here ?
Ko Mr Ridhii kee kkkkkk
Ndokumbirawo kumbotukawo mambo ava zvinyadzi😂
Haikona kutuka mambo chitutsi😂
I think Zigo you need to reedit this video. Please remove all the adverts that are interfering with the real story. Otherwise it looks like you’re not caring about us listening to the real story. I don’t think viewers will pay attention to the adverts either. So what’s the point? Keep it clean, man.
Hi SheStoic
Thank you for the concern
The advert was not interfering… In actual fact, there was no video footage the camera was not yet recording, we only had the audio
So we put that advert on top of the audio because there was no video
We strive to keep you entertained rather than obstructed by our adverts throughout the video, that is why the adverts are minimal