Uyu mujekenishen, kana vachienda kumawekshop esse evaporofita, zvawarikuita kutaura ngezvemashandire avanoita pa média, azvitenderwi. Kana Ivo baba send Philip avafambe vachizvitaura izvi, kana kuzvitutumadza se zvawarikuita, baba ava. Zvazweun'yanga izvi.
Let me confess,true speaking ini ndakabatsirwa naye murume uyu mapipi angavako zvavo but hama dzangu kana usati vaane dambudziko unoshora,handichataure zvizhinji asi ndavane Mwana after 11years in marriage pasina Mwana,zvipfuyo zvakapera ndichifamba VA Ndlovu ava ka ndotenda mwari
Ini ndakamuka ndichinzwa chinenge tsino paruoko Zvinovava zvakapupurwa ne vazhinji Ndakambogara kwe about 2 weeks Ndichitochinzwa so handizive kuti chingava chii asi I suspect kuti Ndizvo zviri kutaura na sekuru ava Ndingavawana sei please help
Jesus or Jesu never existed hamadzangu.Zvichabuda pachena munguva shomashoma irikutevera.Kune vanhu varikunze varikugona kuparidza nyaya yezita raJesu. Inhema zvaJesu izvi.Kushaya ruzivo ruripavanhu vechitema mu Africa.
@@chichi4316 ndati Jesu never existed.If you are schooled enough you'll understand what I'm saying.He is fictitious character created by the Romans to control their empire back in those days.Everybody is rejecting Jesus except idiots in Africa.
iwe itya mwari,,,usanyengedzwe ne team yeku Europe uchizvidza Mwari ungati jesus never existed sure sure,,unotyisa iweee,,,,kana jesu asina kuwapo chii chichabuda pachena and zvichibva kupi
0775086606 Murapi Ndlovu
Mwaita henyu baba taps asi imboisai dzeuya wekuti Bata potopora
Maita basa ndave kuronga rwendo
Uyu mujekenishen, kana vachienda kumawekshop esse evaporofita, zvawarikuita kutaura ngezvemashandire avanoita pa média, azvitenderwi. Kana Ivo baba send Philip avafambe vachizvitaura izvi, kana kuzvitutumadza se zvawarikuita, baba ava. Zvazweun'yanga izvi.
Anonga anopedza mabasa
Zveshuwa zvitsinga zviriko unotofa nacho, thanks baba taps
Let me confess,true speaking ini ndakabatsirwa naye murume uyu mapipi angavako zvavo but hama dzangu kana usati vaane dambudziko unoshora,handichataure zvizhinji asi ndavane Mwana after 11years in marriage pasina Mwana,zvipfuyo zvakapera ndichifamba VA Ndlovu ava ka ndotenda mwari
Ko hurwere vanogona here
Chokwadi hama ndakasvika pamba oemusharukwa uyu Paine vanhu vakavanda vachibatsirwa zvakasiyana siyana, I remember pakauye murume airwara ne pfungwa akasungwa akabatsirwa akaita zvakanaka zvichinzi ainge apoterwa ne mhepo
Watching from Botswana
Thank you...With our CCC regalia
Watching from Finland 🇫🇮 haaaa apa ndaity ndatiza huroyi kkkk
Baba Taps... Follow up ye nyaya ya matutsa na Chabodo... Zvadini
Ini ndakuda hangu chabodo😂😂😂😂😂😂
Murume andichadi ba ndakuda matutsa 😂😂😂😂😂
Matutsa abvisa $50 ,chabodo kana $1 zvaro vasara kuenda kundotorwa ropa vese vari 4 .mukadzi nevarume vake 3
Chechi yangu I iyi yaaa ku jekenisheni zvitsinga zvobviswa
Handizivi hangu zvemurapi uyu asi vanhu vejeke vanobatsira zvemashuwa
Watching from bhegedhe ....
Which place is that?
Watching from Poland 😂😂😂
Eish vari Kure ndatambura
Tinokumbirawo number.dzemuprofita uyu
Murapi weCCC😂😂
Kkkk😂😂
Problem yevanhu vanonamatira vanotii atibhadarise bt wakavafonera unonzwa vakuti tumors $50 yeback to sender
Ukabatsirwa newevo chitendawo
All facts 🙌🏿🙌🏿
Munhu waMwari wataura chokwadi kuti spiritual husband hayipedzwe paphone kwete mbavha dzatekeshera
Uri Finland 🇫🇮 unogona kufuriwa uri ikweyo😂😂😂
😂😂😂
baba taps sabdo dzenyu makatiyambuta
maka tiyabutsa musinga zive kuti murikutotibatsira
Mubhaibheri hamuna izvozvo zvekuti munhu munhu anobvisa zvitsinga hakuna zvakadaro mu bible mishonga yega yega.
Bhaibhiri harina kunyorwa naMwari rakanyorwa nemunhuwo
Thanks baTaps
Zviri kutsvobida here wasu.taisawapo hedu .sei kumakomoyo baTaps nemhuri.
👏👏👏😍
😂😂😂😂😂 Baba Taps chenjerai kutsingwa. Baba Taps tiri ku UK 🇬🇧 musatityise 🙈🙈🙈
Caroline long time
Mwashuma ndaivatsvaka
Pane umwe aibvisa zvitsinga muchirongwa chenyu baba taps do u remember that vedio
Daisyhill kanyi kwangu paMusirizwi apooooo
I phone here iyo a ndlovhu woye
Kkkkkkkkkk kukwachurwa nyama uri mupenyu here amana
Motsingwa baba 🤤
Shuwa zviriko izvi, dai ndiri pedo ndambouyawo mandibatsira
Mwari variko..varoyi variko
Zviposwa zviriko dii
Baba Taps iye uyu ndiye unokona ku tsinga futi ozokurapa Kkkkkkkk
Bhishop of the bishops ... Pa fair
Kwete asiri bishop uyo anoziya kuna bishop wake ngaabvunzwwe muzwe arekete
💯
Hokoyo nechitsinga BA taps
Waiyepo here hokoyo finland ndoyeko
Hie there
Mudhara uyu ndamuziva
Vanobatsira here pa fon
Ehe ndanzwawo wachidari hngu pa video irori
Karanganda family woyeeeeee maiyepo eeere
Taingepoooo kakakakakakakakakaka
Ndakambodzurwa chinhu chinenge zino rembwa pachest after ndangonzwa machest pains pachest and ndandisisafeme bt pandakadzurwa fair ndakaona change.
Varoi variko fair.and zvitsinga zviriko
Ini ndakaona akabviswa $1 riya rekudhara pachest
Baba Taps uchenjere kuteverwa na SLYMEDIA arikupota achitora kwese kwamaenda
Uyu sly anobhowa nxa
Maybe anoziyana unozviziya sei?
@@netsaitrishchikukwa1964 ko kana arikubira vanhu unozvizivasei
@@fofoemaibvise2768 taura hako
Mapipi huroi baba chii chamoti bipi
Zvemweya zvese ndezve mashiripiti(mysteries) , whether church of chivanhu.
Ini ndakamuka ndichinzwa chinenge tsino paruoko Zvinovava zvakapupurwa ne vazhinji
Ndakambogara kwe about 2 weeks Ndichitochinzwa so handizive kuti chingava chii asi I suspect kuti Ndizvo zviri kutaura na sekuru ava
Ndingavawana sei please help
Pane #yawo yavapina apo pamusoro ukatarisa unoina
Zvakaoma
CCC member iyo
BaTaps ko chabodo namwatutsa howfar kwamambo 15 wakadarika
Wotoenda kwaSlymedia ndye wakapedzisa basa
Ko sly media inodarirei ahhhh awawo futi
Dzungu rake sooo ndozvaiita futi kudrewmars media
Yakatongwa ere kwasly kwacho zibenzi chairo sly
@@fofoemaibvise2768 yah-katongwa
Jesus or Jesu never existed hamadzangu.Zvichabuda pachena munguva shomashoma irikutevera.Kune vanhu varikunze varikugona kuparidza nyaya yezita raJesu. Inhema zvaJesu izvi.Kushaya ruzivo ruripavanhu vechitema mu Africa.
murikumbotiiko imi
Honhai
@@chichi4316 ndati Jesu never existed.If you are schooled enough you'll understand what I'm saying.He is fictitious character created by the Romans to control their empire back in those days.Everybody is rejecting Jesus except idiots in Africa.
iwe itya mwari,,,usanyengedzwe ne team yeku Europe uchizvidza Mwari ungati jesus never existed sure sure,,unotyisa iweee,,,,kana jesu asina kuwapo chii chichabuda pachena and zvichibva kupi
@@sophiatamayi8728 KTM Uyo kutongomusiya akadaro kupedza nguva kutaura nevanhu vakadaro
Kuti chuuuuuu ...muricy baba taps
Ummm tiri munhamo shuwa veduwe
Ko day of birth ne surname chete unoto roiwa here nemutorwa😢
Ndini ndatanga karakanda
BabaTaps murisei zvenyu? Ahooyi Karanganda family
Kuti chuuuu
Am from borrowdale Where's your Instagram page have you got a laptop I would like to contact you what is chitsinga chinodyiwa here I don't understand