Very good Peter shamwari, magitare akadzikamira ndiko kune yese . Thats what real legends used to do check vese vairidza kare.. haaa urikuuraya jealous down
Titiritititiri,,, Titiritititiri,, am in luv with this pole pole lead guitar sound,, am in luv with this good song,, makagona bhangu,, itai more pole pole luv songs l feel tts where you have competitive edge,, momagona mopao
Ramba wakadzvanya Peter urikuziva zvaurikuita wangu... Mhanzi yako inozipa...
Madiz matozomugonera kuisa karhumba plus mberi @camera dance🤩
This is absolutely excellent utakataka ,video of the yr,father flower keep on,peter thank you so much brother
Simbi yebasa igwe mopao mwana wemurozvi mwana pikoko mwana bela bela murume wa carol father flower murozvi mukuru shiri yekwekwe sungura bae munhu wevanhu ...kuti taaaaaaaa ichooo
Baba Hre majaira jiti ka makutamba gwara gwara
t z system ya kungu fu..
kwaaaah
Baba Harare namadiz guyz makapenga kusimbisa muchinda wangu Peter ndafara zvangu in love with this song
Ndanga ndisati ndamboterera masongs a Peter and i came across this one its on repeat covering for the time i didn't listen to it
Peter younger l wish you the best and to become the best in Zimbabwe l like your voice and creativity keep it up
As if Tongai Moyo never left us.Ramba wakadzvanya 🔥🔥🔥
Mukuutei vadhewa mutweka haa I video haina kurongeka iyi zve level rako
Dhewa vangu,Peter wangu weeeee,bhora mberi.vaera moyo tiriko here,
Madiz hey wandifadza l was missing the voice wooooo
Very good Peter shamwari, magitare akadzikamira ndiko kune yese . Thats what real legends used to do check vese vairidza kare.. haaa urikuuraya jealous down
Sekuru komborerwai shem this is t malume I always PRAY for you Dewa ini muzukuru wedhewa
Madiz Dangerous Zimbabwean Rhumba Maestro
Titiritititiri,,, Titiritititiri,, am in luv with this pole pole lead guitar sound,, am in luv with this good song,, makagona bhangu,, itai more pole pole luv songs l feel tts where you have competitive edge,, momagona mopao
Makanaikrwa Buwe mimosa
Alex..wanatsorirova lead guitar iri
Ka lead Ako Dehwa kaakumberi manje. Keep it up, zvakarongeka
Keep it up Mopao peter mokonzi...the big boss .@ K.O.M studios shout out to producer Oscar Chamba you guys are doing fine
Haaa guyz Peter moyo anopedza masports tikangorega kumu underater muchaona henyu mwana anogona uyu big up Dhehwa bvumavaranda mwana nzambe mwana bhelabhela vakomana vemucheno utakataka express murume wa Kero Shiri ye Kwekwe muzukuru wava Chihera makapenga moyo
This is a great hit. You are maturing with age like wine, Peter.
Who else is here from munhanga yevasikana?🤗
Madhanzi ababa Harare veduweeka nikisi 🙌
This is awesome mr shiri yekwekwe dhewa vakatisiira nhaka nekusingaperi🙏🙏🙏🙏
Yah Rhumba style Koffi Olomide Mopauo Mokonzo is the way to go mwana Nzambve
Apa wakarova Bhangu. Keep it up youngman...carry the legacy forward
Welldone Peter Moyo wabata basa igweee ndokuti varozvii ka uki
haaa manga makaporishwa zvomene mene chaiko,,,,,,mhanzi yonaka
Nice cool vybes vs moyo
ka softz aka
Keep iiiit uup Moyo l like the song can't stop playing magonesa
Romeo Gasa uyooo
Uyu unozivazve kandi ndi Mwana Nzambe ka
Peter yuah de best the Scorpion of sungura haaaa makapenga
Mmmmm this track wakapedzera kuita Tongai chaiye
FAMBA WEZHIRA
BBY NARO PAMASHOKO APO
This song is number one keep it up Dewa
Ndatenga hangu bvumavaranda makabata basa rinonwisa mvura.
peter chibaba.keep up the Good work Mopao
Is that romeo gasa good combination👏👏👏
Chemunhu chogona ichi, haaa usadzora tsvimbo wangu , this is great bro , keep up the good work, dai vakarara vaimuka voteerera vaokurovera maoko wangu
Much love keep it up,apa waridza kuita Tongai the late
Muri kuzvigona sei zvakanaka so...
Pa zvimoko apo zvaka dhakwa song bhoo,Madiz is back zim rubha king.
Madiz wanga warova sechumi yepepa.
Standard, Moyo nice work keep it up, classic sungura
Aaaaaaah ko Mkoma Peter munotozvigona kudai.HAAAA keep it up..
Haaa Peter kuita mdara wako chaiye kip it up
Chakabikwa chikayibva I hi well done gusy
Pinda panyanga Dhewa iyi yakapenga tulika
aaa igweeeee
Yaa keep it up Tongie,madiz mkoba ndafara kuhwa voice rako
Mwana wemurozvi maipa maisa sungura kumberi
Those who are here for Netty Chuma lets gather here😍😍😍 Munhanga girls😘😘 black melanin popping💋
Makaronda tsimba dzaBaba Sharo gents, this is Kunyarara Kunokunda Kutaura
Kupedza ma sports ndokuziva ini . Well done chamhamha
Real thing like this new Peter keep it up and never look back you are to way up to look down...
Handisi munhu wesungura but manditendeusa dewa keep it up, bba harare lots of love
Peter akugona manje
Ndanakirwa nehandover and takeover good video
Ko Dhewa zvamava kungoita sa Tongai
Makurovera kuenda Dehwa. Pachibhanguldinho chaipo
I can feel real Tongai Moyo in your vocal keep it up bro
its simple wangy he is not tongai
Ahhhh
haaa tsvsgai orbert Tongai Junior munonyarara zvese izvi
@@forgetbell9558 zvarwadza ka.
Ndooakati Dhewha❤️❤️ much love
Ukaona Madiz aswika
Madiz you are too much....beautiful
Madiz with a golden voice ulujuluju
ndozvinoita mwana wemuimbi izvi. good one Peter. u make us proud.
Slow beat unorova munin'ina. Keep up the good works
Nakubanga binote nakubanga Nzavmbe nangai
Nice collabo🔥🔥🔥🔥🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Pakabatwa basa
I Tried to like for the second time
Mopao.....zizi harina nyanga inzveve
Chinhu chakabikwa ichi aaaaah. Nayoo Peter and team
Unogona Peter, ramba wakadzvanya
Tongai jnr put u on fire wakuziva zvaukuita manje
Wooow vakomana vanemoto avo I will be happy vakaramba vachimba vese
ummm Dewa wandibata pakadzika unogona Peter rumber yawakarova apa handina chekurova
for me its that baba harare dance.kana peter angosticker akatarisa.munogona vakomana
Aaaaah iwekani iweeeee mapisarema chaiwo💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥guys makachibika you all the best
This one inotapira especially pa gittar apo
wafadza vamoyo igwe
Nhaka haina kutambiswa. Uri kurova murume
Ini ndinoti Dewa vakorinde vangu ,, ndatopedza so
Ummmm changachakandijamba nice song wena
Nice Video. Smart on point. Romeo Gasa i see you
You will be forgiven for thinking Tongai Dhewa Moyo Igweee is vocking,wakumberi Peter
Slow beat unobaya mukomana uyu!
Sungura yakaenda kuPrivate xcol.
Haaasi romeo gasa here uyo
Shiri yeKwekwe.Unogona Peter
WeBikita uyo anoimba uyo. Good voice
Peter uda shamhu unohwa here kkkkkk wakagona homie
Ukaona Madiz Asvika Ziva Kuti Chatsvaaa
Dhewa hamutirasise that close composure yamuinayo apo ndeyemhando yepamusoro Chimbouyaiwo pa Karoi takusuwai
First hearing this song,
Peter bhoo here jive iyo trouse riripadumbu kkkkkkk yah Peter anongondiitira
chakanyatsobikwa chikaibva ichi 👏
Peter anondinakidza comadian haasiye
Peter waakurova manje.Ko wakasiirei Lolo pa video
Mopao mokonzie chakandwa