This song remains me of 2010 when i lost my husband apa ndiine mwana mucheche akaremara. Vanhu vaiuya sevarikuda kundinyaradza vachiuya kuzoona mwana voenda vachiseka,asi kuna Mwari kudenga vano tuner matables.
Ini 2014 ndakasekwa pandqishungurudzwa nababa vevana ndavasiya achiudza vanhu kuti ndiri kuhura iye aindishungurudza vanhu vese I avovakabuda vese mudzimba achiti anoda iwe ndiani uchatambura iwe but my life handishore ndotenda Mwari bvuma kusekwa kuseri kune makomborero ndinongoona nyasha
Mhanza haisekwi. They are people who doesn't appreciate single mothers. Hauzive chakaitika kuti ndive single. Hapana asingade kuvawo nemunhu wake. Musaseka🎉❤Big up sisi Dorcas
thank god brought you for us esp when our ever best fishers of men took leave from th game, i lik your prowess dorcus. as kufmamoto music,w wish you bst
Magonesa mai Dorcas Moyo kubika zvinodyika nemunhu wese, mazera ose uye from different social backgrounds. Makorokoto kuita number 1️⃣ song trending song on TH-cam on the second day of release. Muri nyanzvi henyu. Mwari achengetedze chipo ichi from the vultures of this world
Mai Moyo baba Shero, Mai Moyo baba Shero Mai Moyo baba Shero how times did I call you guys izvi zvanyanya apa guys maratidza hunyanzvi baba Shero shavi ravo rekushawura nekubata guitar rabva rasvika I salute you guys this is the best 🔥🔥🔥🔥🔥👌👌👌
This reminds me of the Beatah Mangethe-Baba Macheso collabo. The two artists maintained their original identity yet giving one solid item. Perfect!!!!!
My first comment and marking the day I am subscribing to Dorcas, mai vanogona havo ava. Gospel hainakidze, but inokomborera, through the lyrics and meaning
Chingoma chiri kunaka ichi tiri kuda dzimwe pamberi apa ngazviende mberi
Mhanza. Haisekwi ndiko kugona
On behalf of all diasporans, ndinoti mhanza haisekwi... sango haripi nguva dzosr
baba Shero you are a star.
On behalf of all single mothers 👩 mhanza hayisekwi, single mothers lets gather here⚘
haisekwe wenaaa
True tmrw ndiwewo unongofuma wakaŕambwa
Yes my sister
Haisekwi ichokwadi
chokwadi haisekwi munondikomborera handigoni nemwi ndinokudai Mai Moyo may the Lord continue to give u strength to preach to the world
Ummmmmmmm ndanzwa manyaunyau
On behalf of CCC members, I approve this song.
Bata panonaka ipaaaaaapooooooo pachigunwe
kuti dzviiii
Yes yes ☝☝☝ndinewe ipapooo
Kkkkkkkkkkkkkk
Yellow yellow
Ukaona ukaita collab nabashero unotora #1 chete
On behalf of all orphans out there we approve this song ...iiih haisekwi
Amen 😢
Wabaya dhodhi nechigunwe 😂😂
Chaona munzako chapita, mawa chilikwaiwe
Mberikwazvo fans let's gather here 👊👊 as for mam Dorcas handina chekutaura you nailed it
❤❤❤❤
Bass guitar rakaridzwa apo rinotapira rine melody yakanyanya baba sharo sando dzenyu maestro
On behalf of all Manicaland residents i approve this song😅😅tisu anhu acho hameno vanoseka accent yaWasu haisekwi😂
Wasu haasekwi ba
Manicaland kumhatso kani
Zviro zvacho. Akisendi yaWasu haisekwi
@@lloydndedzu6172gkgjbbhghhhgggggggrfghb
Uku kwava kuseri manje Chele fans let's like this
Mai vanoziva zvavanoita ava..thank yu baba Sharo voice renyu pariri ndopandiriwo
Macheso imboko iyo
Mahwan aya 🔥🔥🔥🔥🔥
This song remains me of 2010 when i lost my husband apa ndiine mwana mucheche akaremara. Vanhu vaiuya sevarikuda kundinyaradza vachiuya kuzoona mwana voenda vachiseka,asi kuna Mwari kudenga vano tuner matables.
Ini 2014 ndakasekwa pandqishungurudzwa nababa vevana ndavasiya achiudza vanhu kuti ndiri kuhura iye aindishungurudza vanhu vese I avovakabuda vese mudzimba achiti anoda iwe ndiani uchatambura iwe but my life handishore ndotenda Mwari bvuma kusekwa kuseri kune makomborero ndinongoona nyasha
@@PamhidzaiMugazambi❤❤truth
On behalf of those so called Vana wepanze (Mubvandiripo) sure mhanza haisekwi
alick macheso stabilized Dorcas moyo's voice which is always on high pitch . What a great song .
True brother
Chesology
I second you on that
Say it aloud
Lol
Best song mother napinda machena
Baba Alick You make us happy wedzerwai makore u a real father
🔥🔥🔥🔥haisekwi
Olin Anderson is the best gospel bass guitarist in Zimbabwe gaya gitare rake rabatwa nababa Shero
On behalf of Chivhu mudhara kusvika Bhuhera Daramombe ukoooooo ❤
Murambinda
Chesology achisimbisa icho aiwa mhanza haisekwi.
Murombo munhu haavigwe ari mupenyu 💥🔥🔥🔥🔥🔥
A genuine question BABA SHARON VAYIYEDZA KUITASEI PAGITARE APA NHAI NDIUDZEIWO NHAI!!
i bet this song will be at number 1 this year top 50 kuradio zimbabwe
True iyi ikupinda☺️
Ummm
😂😂
The best of the best
Kkkkk unaziwa kut kuna mwana wekuNjanja uko
Ndo voice raMacheso ratoziva kwete zvaakutiitira kunziyo dzake
Mhanza haisekwi. They are people who doesn't appreciate single mothers. Hauzive chakaitika kuti ndive single. Hapana asingade kuvawo nemunhu wake. Musaseka🎉❤Big up sisi Dorcas
Thank you Docus & Aleck Macheso chibaba baba
In the rain of the holy spirit, this collaboration's best track end of this year is going to be number one.
Create a group, tiipushe kradio Zimbabwe
What a track❤️❤️❤️❤️❤️ how do I vote millions times so that it'll be #1
Ichi chinokomborera
Ndakamirira vanhu vamasvingo Aiwa mhazha haisekwi
I still dont understand why Macheso hasnt been awarded an honorary PhD in Arts
Vane husvinu but avo ndi Baba vedu
Apa panoda video pa this song na baba shero tichipinda mumweya 💯🙏
😂
Xtra Basso on bass guitar👌
Ichodi mai moyo na baba shero mhanza yaisekwi from mozambiqui 🇲🇿 Tete province
papa Alick Macheso voice renyu apa mukaka well done mhamha moyo and papa alick macheso
babaShero spices everything 👌
I'm here for chesiology ✌️✌️ voice on point
thank god brought you for us esp when our ever best fishers of men took leave from th game, i lik your prowess dorcus. as kufmamoto music,w wish you bst
On behalf of parents raising children who has disability , we approve the song
Yah that's another intravenous pain. Mwari ngavatinyaradze nenzira yavo ivo.
Mudanane , muwirirane
Mhanza haisekwi vanhu vaMwari 🙌
The instruments, that bass guitar ndobva ndapinda mumweya thank you for the beautiful song
Magonesa mai Dorcas Moyo kubika zvinodyika nemunhu wese, mazera ose uye from different social backgrounds.
Makorokoto kuita number 1️⃣ song trending song on TH-cam on the second day of release.
Muri nyanzvi henyu. Mwari achengetedze chipo ichi from the vultures of this world
Ichooooo mmmm this track is outstanding mhanza haisekwe thank you mama and baba Sharooooo mapedza masports musandisekewo
Haa zvirikunaka izvi.
On behalf of all MAN U supporters, i endorse this song
Lol kkk
Kkkkk Tamura hako
On behalf of South Africans,,,,,,, learn to respect other nations
Ma1 ayaa "iii haisekwi, mhanza haisekwi" for me.. keep shinning mhamha Moyo and the legendary mhondoro yemagitare baba Shero🌟
Mberengwa yati mhanza haisekwi 🔥🔥🔥🔥🔥
Mberengwa inoti Mhazha😂😂😂
On behalf of all Chelsea supporters haa track iri inyama
Chawana hama hachisekanwi iiiiii mhanza haisekwi what a master piece i love it!
Ndakamirira mhofu dzese nana mhofukadzi haaaa apa makatigonera alongside Cheso power😍
This is Massive , ❤ zvokudzwa kuno South Africa tayifarira Album❤
Baba shero song iyooo inoreva zvakawanda haisingori manza chte well done baba shero
I never thought Alick Macheso can be this creative. Well done Mhamha moyo, and music professor Alick Macheso
Uchimbothoterei
Zvine nyasha mukati izvi
Ndine kafeeling karikuti bass ranga rakabatwa nababashero....kamunakiro karo kariextra ordinary
Uuummm best song of the year....dorcars ft chesology lit lit
Chizimbe ichi. Excellent collaboration
Maghost eku Mafira kureva jus approve this masterpiece 🤣🤣
Well done Dorcas + Macheso = bviravira
This is a banger ..... sure Mhanza haisekwii...haa makakwapura ngoma iyi zvemene chaiyoo ndabviro iyayeya kakawanda haaaa irikubadakadza kaniii ... Cheso Cheso haaa excellent ... instrument yacho irikutapira kuzoti mashoko akarungwa munyu chaiwo🎶🎶🎶💎💥💥💥💥💥💥💥💥👏👏👏👏👏
Ichoo chasvika pa Gaborone thank you mai Moyo
Mai Moyo baba Shero, Mai Moyo baba Shero Mai Moyo baba Shero how times did I call you guys izvi zvanyanya apa guys maratidza hunyanzvi baba Shero shavi ravo rekushawura nekubata guitar rabva rasvika I salute you guys this is the best 🔥🔥🔥🔥🔥👌👌👌
Well done mhamha moyo ❤❤mhanza haisekwi
Thank you mhama dorcas I love your music kunyanya zvamakazoita izvi makagonera mweya wangu
Sure mhanza haisekwi
On behalf of maYellow bone vese I approve this masterpiece 🤣
Hahahahaha thank you our yellow born
Kkkkkkkk
Tichanakidzwa tikazvirega .Congratulations sis.💃💃💃💃Best of all times
On behalf of all single mothers, we approve this song. Mhanza haisekwi shuwa
Kudyiwa akusekanwi
Hameno zvenyu na Shadaya. I love you all Zim single mothers though
Song inotapira ZVAYO iyo... God bless you more minister Dorcas Moyo
This reminds me of the Beatah Mangethe-Baba Macheso collabo. The two artists maintained their original identity yet giving one solid item. Perfect!!!!!
Beatah sure, u are on point.
Beatah was such a beautiful lass. May her soul rest in peace
Beatah was such a beautiful lass. May her soul rest in peace
Murombo munhu ,,,#mhanza haisekwe 🥰🥰🥰🥰🥰
Baba sharo thanks for gracing the album madimbisa
Mhanza haisekwi this song is on fire 🔥🔥🔥🔥🔥🔥i put this song on repeat ,mhamha Moyo you are talented including the sungura king baba Shero
I initially played this song because Baba Shero is featured but the Lady is also a powerhouse.Big up guys. mandibata
She's indeed, check her previous albums too, you will be blessed 🙌
Woooooooow the voice of Macheso ndatenda hangu
Two giants in music industry come together and burst the bomb 💣, thanks mama moyo and babashero, much love from Malawi 🇲🇼
Strong massage,big up baba Shero
Strong massage,big up baba Shero
🔥🔥💥🔥🔥Chabva chandifungisa 🗣️Macheso ft Beatar mangeteh
On behalf of those who lost their beautiful moms
I approve this masterpiece...
on behalf of masvingo province ,i approved mhanza haisekwe
Alick Macheso Verse is underrated I am musician today because of people like him 🙏Makagona
Hallelujah keep on the good work mama Mwari ngakuitirei zvidhafu dhafu
on behalf of all Mhondoro residents, I approve this song.
Enjoying ,well done. Iye wakatanga basa mauri acharipedzisa.
On behalf of all diasporians this masterpiece is approved
On behalf of all the baldheaded guys I want to thank you all.
Nice song Mhamha vanogona avo featuring Sungura maestro. Ngazviende mberi
Thanks to mhamha and King of sungura Macheso good featuring
famba hako Dorcas 🔥🔥🔥
😭😭 It reminds me of Beatah ,Rest in peace sister. This song is so so good
My first comment and marking the day I am subscribing to Dorcas, mai vanogona havo ava.
Gospel hainakidze, but inokomborera, through the lyrics and meaning
Lewaaa....elebaaa...this is a Chesology and Moyology sound....well done...Collabo of the year
Powerful Rev .... uuum tikukomborerwa
On behalf of all Tonga people , we have approved this masterminded collabo. Always on repeat "Palo talisekwi" ummm nice one MaMoyo and Chesology !!!.
dayiii vatipaa nguvaa ne base irooo mmmmmmm 💥💥💥💥💥
Thank you Dorcas for this an awesome collabo with Alick Macheso what a masterpiece,mhanza ayisekwi,and sure chawana hama achisekwi
Zvazvinhu izvo keep up the good work mhamha Dee and ba Shero❤️
On behalf of all Ana achimwene who crossed from Malawi to Zimbabwe following the railway line- this song is endorsed
Kenyans, come let us dance, we don't understand the language but we do understand the beats! Haisekwe Dec 2024!
Chesology and Dorcas two great musicians. Pakabatwa basa apa voice ra baba Sharo it's something else
Haunyepe iwe
Baba shero the original voice rakare chairo and ma dorcas moyo thumps up