Exactly. Apa dare zvaro ratadza kunyatso vhunza Malvern and his mother coz last time vakaramba kuti hapana chakamboitwa besides kupiwa jira netambo. Brother yemusikana ikataura kuti ndakaona achichekwa nereza vakaramba now mbuya Sithole vabvuma kuti that procedure happened zvekuti vaibvisa not kucheka yatove different story
Nyaya iyi Headman Chigodora maitadza last time makati iwe Malvern namai vako mai Sithole akazoti vakacheka mwana uyu imi muchiramba ndinokuripisai ko nhasi mazodii
Medically it's normal for a pregnant woman kubuda mukaka, it's called lactate in pregnancy and the milk is called colostrum, it's a normal change in a pregnant woman to prepare for breast feeding. This usually happens from 16weeks of gestation or of pregnancy. That's exactly the time she was was producing that breast milk. Nyaya iyi yanga ichidawo divi ranachiremba kana vanamukoti.
Vanhu ava vanotya maporofita shame chaunza mai Sithole kuda kuziva kuti vakacheka mwana whether vairoya ka kuroyonora nekuti Malvin na mai vake vakaramba zvenyora
I hope kwa chief real issue raised by the complanant will be solved. Makunzvenga nyaya yekuti Malven akaendesa mwana wevanhu kung'anga without the relatives emukadzi. Chisi achieri musi wacharimwa, zve 3yrs means nothing. Idzo ng'anga dzorapirei munhu pasina hama dzake.
Mai Sithole vanesimba rekudzungaidza vanhu vese avo including mambo kutopera simba pfungwa. Nyaya vakanga vapedza kudhara asi nhasi mai sithole kungosvika padare vanhu vese kudzungaidzwa brain. Mambo vanoda kutsigiswa vapote vachiona zvakavandika. Apa mambo maraswa apa
Malvin na mai vake vakanyepa last time kuti akapihwa Tambo chete vakadii kutaura chokwadi kuti akazobviswa nyora pane nyaya
Hapana kunyepwaa baaa,vkataura zvavakaitaa zvavanozivaaa
Exactly. Apa dare zvaro ratadza kunyatso vhunza Malvern and his mother coz last time vakaramba kuti hapana chakamboitwa besides kupiwa jira netambo. Brother yemusikana ikataura kuti ndakaona achichekwa nereza vakaramba now mbuya Sithole vabvuma kuti that procedure happened zvekuti vaibvisa not kucheka yatove different story
You getting mature with each day Headman Chigodora, Well-done
Next tym Mai Sithole vakaunzirwa mwana wevanhu ngavatange vati vanoda kutaura nevabereki vake
ichokwadi chaicho
Very true
Well done job headman chigodora nyora dzogona kuiswa isingazviziyi
Magirazi to the people,mai avo vemazamo ibenzi zvese nemwana wacho matsotsi vakarwadziwa kuti hure ravo rakarambwa akaendererei nenhumbu isiri yemunhu
True
Musikana uyu avhitanga kutaura ndanzwa achiti ndakanzi ndirikunoparwa nyora asi kuona kwangu mai vemusika varikurwa nekwanga kwakaroora mwana
Last time Malvin namai vake vakaramba kuti mbuya Sitole havana kumbo shandisa Reza ,nhasi mbuya Sitole vanoti ndakabvisa nyora ,nyoro dzinobvisiwa nokupariwa ,asikupara kwacho kutemera nyora dzime kuti mushonga wema banana wacho upinde ,sabhuku akapiwa mari uyu naMalvin namai vake,dai asina kupiwa mari angadai avaripisa kunyepa kwavakaita pokuranga,hazvidi muporofita izvi ,kana godoboro nokuti chataida kuti mbuya Sitole vataure marapiro avakaita chete ,vataura kuti vakatenera mwana nyora ,nyaya yatopera ,zvava kwavari kuti vakidze nyaya yavo mberi mbuya Sitole ,nokuti mwana akaenda kumurume asina nyora .Malvin aitofaira kuripa vabereki vomwana ,zvese nomukadzi wacho
Mawonero anowo but haaa mukadzi wa malvin na mai vacho vane ma one manje havagarike navo
Shuwa muroora ibhishu
This guy anema glazi shuld be made one of the left hand man for the headman coz anema points kudarika headman chaivo
chokwadi
Vangani wanofamba nevakadzi wawo pakagona munhu pembedzaiwo mufes hapana chakatadza zvake 3yrs munhu akutoda kurorwa
Shuwa bhudhi magirazi wanoziya zvawanoita hawo
Ngawapuwe bsa mucommitee imomo
True
Baba vemaglass avo ngavaite advisor wamambo anotaura zvinobatika zvineudzamu ndapa kutenda hangu 👏👏
Always on point
True
Thank you baba Taps,magirazi to the pple
anotaura kani zvinemusoro chaizvo
Zvino tichaziva here kuti arikutaura chokwadi ndiyani apa kwahaedman chigodora kunezvinopisa veduwe🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Ndezvemweya kkkkk but kutena kwayaita pakaitwa draft
@@Cutetsambarafuta756 taura hako kuti chuuuuuuuu
Ndinokumbirawo number dzamai Sithole ndinodawo rubatsiro🙏🙏🙏
May God bless you guys keep it up
Mmm asi pa part2 makazobhadharwa here
Mistake ndeye kutora mwana vewaridzi without knowledge of the parents.
Exactly. They are diverting from the real issue.
Headman Chigodora tinokudayi. Mai Sithole manyepa zvenyu kuti maibvisa nyora makanobika nyaya imi vanhu. Malvin akaramba kuti haana kutemwa nyora.
Babab Taps chimboitaiwo muchichinje matare plz taneta nenyaya ya mambo chigodora plz plz tizweiwo
Amai Sithole vakaziva sei kuti pasi pemazamu pane nyora....saka nyora dzaive dzakatemerwa ndodzaikonzeresa mukaka here..Avo amai vayirambeyi kuti mwana akashandisirwa reza..vakadii kutaura kuti akaparwa nyora dzaivepo kare.. mai sithole vari kunyepa.. vakatemera musikana uyo nyora..
uyo mukomana ane magirazi should get a job,he always want the lime light
anondibhowa zvisingaiti 🤣
@@innocentkaruma5869 huh anozviona senge akafunda kudarika amwe eshe
@@dianah_masvikeni 😂😂😂 eshe
Chibaba chemagirazi icho asi hachiende kubasa here....ambuya ngawarewo kukuwasha
Magirazi hanzi ane church pamba, muporofita
@@ba_Kyle nzungu rachoo ummmm
Kkkkkk vatori padare
Pakutanga zvakanzi akasungirirwa tambo muchiuno wani kuti mukaka umire mai murapi vakuti ndakabvisa nyora zvinhu zvacho
Manyepo avo ari pachena nxii zvandi bhowa
Kana mai ava Vai shandisa Dota ne salt vabvisa not kuisa mazivirewo angu amwene ndivo vakatemera muroora nyorai
Magirazi mupei basa veduwee
haa srs coz ano participater veduweee
Nyaya iyi Headman Chigodora maitadza last time makati iwe Malvern namai vako mai Sithole akazoti vakacheka mwana uyu imi muchiramba ndinokuripisai ko nhasi mazodii
Tatove nema t-shirts akanzi Headmen Chigodora kuno isuuuuuu😊😊😊😊😊🎉🎉🎉🎉
Nyora dzirikuonekwa ndedzamai Sithole idzo dzavakabvisa hapana aidziziva kana kudziona, saka hendei kune umwe anobatsira
Nyaya yemari iyi.. Zvakaoma hazvo vanhu vacho vanodzionepi mari dzakadaro vanhu vari kutambura futi😢
Uyo wekutora mukadzi we munhu dzaifanira kusvika kana pafive haazozvipamhi
Nhy zvako iwe chitsotsi chega
Mmmm apo ndaramba munhu anogona kutemerwa nyora even maskat cz unogona kunyeperwa kut ndedzekukurapa idzo dzichikupa munyama
Mukuru atadza kutonga ,hapana munhu anorapisa mwana wemunhu vabereki vake vasipo,murapi wakatadza basa nokuti angadai akadaidza vabereki vemukadzi,nokuti nyaya yeuroyi haionekwi,saka mutongi watadza chaiko kutonga ,pasi chigare chaipo hapana zvakadaro kuti munhu anorapisa mukadzi urwere hwakaipa saizvozvo pasi vabereki vemukadzi
Musikana uyo anga agara asingafanirwe kuroorwa thus why aingobuda mukaka kt Malvern arikudiwa kt aite mukwasha namai avo chete
Nyora dzimwe dzotemerwa husiku hadzisi kuonekwaba
@# karanganda tv nyaya iyi yakazopera sei
Head man work with sekuru Achapola, tasvu number 1
Hakagone kutonga ka mambo kanoda mari chete xlaà
Mai stole ngavauye nemunhu wavakambo para nyora,and compare,maybe msikana arikunyepa
Baba Taps murisei ? karanganda 🎉🎉🎉🎉🎉🎉 waiyepo here ehe ndaiyepo kuti chuuuuu
Baba vanopikisa pekutanga bhachi ravo harisari
Ipapa mainSthole ivava vatouya vasota zvekuti munhu wese padare aende side ravo takuvaziva mhani maporofita aya.last time munhu wese akagutsikana kuti nyora dziripp nhasi vanhu vese vaku side ramai Sthole.ngavaendeswe kwasekuru Tasvu chokwadi chibude pachena
Magirazi ane wisdom,
He is full of contradictions listen to what he was saying in part 1. Mai Sithole vasipo. He is blown by the wind
Karangandaaa waiyepo yere woshora headman pamberi nebasa mubata chaiko zvakabvonakisa ndakutodawo stand ikoko
Baba va Taps to the world 🙏🙏🙏
Headman chenjerayi magirazi uyu anoda kuzviita I know everything. Zera rake nderekushanda harare ukomagirayi muudzeyi kuti endayi kubasa
Inga anotoshanda wani ipapo kkkkk akaenda harare tinosara tisina vanotinakidza kwachigodora
Anenge anoita zvekuporofitawo muruzevha. And thinks kuti ndobasa racho.
Medically it's normal for a pregnant woman kubuda mukaka, it's called lactate in pregnancy and the milk is called colostrum, it's a normal change in a pregnant woman to prepare for breast feeding. This usually happens from 16weeks of gestation or of pregnancy. That's exactly the time she was was producing that breast milk. Nyaya iyi yanga ichidawo divi ranachiremba kana vanamukoti.
Vanhu vari kurasika nyaya apa, vanatezvara vari kusungisa mukwasha kwete Mai sithole vekumukwasha ndowakaenda naye kwamai sithole ndowanofanira kubhadhara basa rakaitwa kwete vanatezvara. Another thing vanamalvin vakaramba kuti hapana zvenyora zvakaitwa but nhasi zvaakubuda kuti pakashanda Reza.. Nyaya ngaitongwe semamhangarirwo yaakaitwa
Shuwa henyu apa kutonga kwacho kwandibhowa hangu
Pane pataura musikana kuti ndakafamba zvikanz ausikuzoroorwa nekuda kwenyora saka amusikuonawo hr kt same nyora idzodzo ndidzo dzakaputsa musha wekutanga
Vana Malvn vari kukwarira pekufamba nemwana vevanhu vabereki vasikazive
Mwana agara akange anonyora nokuti anopara nyora akadziona
Vanhu ava vanotya maporofita shame chaunza mai Sithole kuda kuziva kuti vakacheka mwana whether vairoya ka kuroyonora nekuti Malvin na mai vake vakaramba zvenyora
Ivo Mai Sthole ngavasade kungwara pavaipara nyora vainge vaona dziri nyora dzei nekuzoita simba rekudzipara pamwana mudiki akadaro vabereki vake vasipo vasina futi kumboudzwa kuti takupara mwana wenyu nyora.nyaya ngaiende mberi vandopihwe n,anga zvibude pachena coz maporofita varikuroya vamwr varikuporofita ne satanism
Ini nemurume wanku togona kufamba tichirapisana tiriwawiri pasina hama ndogona kutotemerwa nyora ndichinobatsirwa nemuporofita tiriwawiri nemurume wanku
HEADMAN CHIGODORA TO THE WORLD 🌎🌍
I hope kwa chief real issue raised by the complanant will be solved. Makunzvenga nyaya yekuti Malven akaendesa mwana wevanhu kung'anga without the relatives emukadzi. Chisi achieri musi wacharimwa, zve 3yrs means nothing. Idzo ng'anga dzorapirei munhu pasina hama dzake.
Ziyakhala manje😂😂 😂 😂😂😂😂
😂😂😂
🏃♂🏃♂🏃♂🏃♂🏃♂🏃♂🏃♂🏃♂🏃♂🏃♂🏃♂🏃♂🏃♂🏃♂🏃♂🏃♂🏃♂🏃♂🏃♂🏃♂🏃♂
Nhai headman mbuya Sithole vanoda kuripwa Nani Ivo waine nyaya yenyora pawakaona nyora wakadii kutauura kuti nyora kuti dzakaiswa nani semurapi wanofanira kuripwa nevanhu wekwakureva ndiwo wakanodenha mai Sithole kwete vabereki wemusikana
Mbuya awo wekuti wakaona nyora wodzima , wakadii kudaidza mubereki woti mwana taona anenyora todzima. Ndiwo wakatemera nekuti evidence yawo haina humboo kuti chokwadi anenyora.
Baba Taps zamai nepamunogona kutipawo update yenyaya iyoo
Todaa kuoona kt zviremera anii apoo asi pane achazonyara apoo
Haurapisi mwana wevanhu vabereki vasipo. Murapi akakanganisa. Vanhu ava last time vakatonga nyaya zvakanaka asi ikozvino hapasi fair. Why vakabvisa nyora vabereki vasipo. Dziava dzei nyora dzacho
Warume ngatitaurei chokwadi ini nemurume wanku tinofamba kana ndine dambudziko rogadzirwa pasina hama dzanku
Zvemazuwano zvazvekuto chenjera uno rombeswa usingaziwa
Idzo nyora dzinomisa mukaka kana kuburitsa mukaka madzimai ava vanonyemba
Vandishatirisa
😂😂😂😂 ummmmm magirazi iiiiiiii panebasa veduwe
Azvishamise kunzi nemuporofita unenyora kna usingadzide unoparwa ipo mai nemwana sikana uyu ko ahana kuudza hr mai vake kuti ndirikuenda kunobatsirwa
Imi munga pinda mumatare nemuprofita chero ane mhosva anongoita kuti zvisarire nenyaya vakatovaka munamato wavo vakapedza nemi kare
Haaa pane nyaya ingori bitterness chete iripo apo Malvin haan kukanganisa kurapisa mukadzi coz akazviita murudo coz nhasi varambana zvashata
Magirazi for president
Kunyepa kune dzinotemwa masikati machena baba vemagirazi vanyepa
Ane ma glaz uyo I loud voice chete hapana zvaarikutaura apo
❤karanga wooooo❤❤❤❤
Asi munhu haapariwi nyora dzacho pasina hama dzake
Kumamisa manje😂
Kumanyika word iroro vanotoritaura zviri nyore 😂😂
@@memorygoche2574 ndokwenyu here uye anoritaurirwa anoFeeler sei
Mhepo iri pamwana sikana uyo mai vake varikuzviziva bba vasingazive
Lawyer redu iri remagirazi
Chiso chamai Sithole hachibviri kuchenesa
Bvisai mwana nyora kwete kutora maside
Muroora naAmai vake ava matsotsi Amai ava itsotsi maybe vakapa Mwana wavo huroi
Karangaaanda, karanganda wooooo
Tapinda tapinda
Musiwa 22 tinonga tiripo .kuti chuuu
Mai vane mukaka awo hadzizi nyora here 😂
Vasanyebe kut akatemerwa kut asaroorwa
Mskana uyo wekubuda mkaka haana mromo ....moti ndiani anoda benzi rakadaro
Aftr pamromo paanapo oti akaroyiwa
Ngaagadzire hunhu hwake kana achida kuroorwa hapana kana mweya apo hakana hunhu kamkadz kekubuda mkaka ako
Choopa kusanyara kutuka vanhu pamberi paheardman ndochinomupa kut asaroorwa
Mai Sithole vanesimba rekudzungaidza vanhu vese avo including mambo kutopera simba pfungwa. Nyaya vakanga vapedza kudhara asi nhasi mai sithole kungosvika padare vanhu vese kudzungaidzwa brain. Mambo vanoda kutsigiswa vapote vachiona zvakavandika. Apa mambo maraswa apa
Village iyi inota nyaya everyday bo here
Iko kuisa kuchinjikwa
Malvin i know yu...Thnx bataps❤
First pano makaita wani bataps kwadii kanyi
thank you mambo chigodora❤❤❤❤
Magirazii unogoda bs aibata fast
Headman muchenjere kutemerwe nyora kikiki😂
idzo dzemaGlass idzo ngadzinotsvaga basa
Dzakavaka futi pamba pastep father😂😂
ziso raheadman nderembanje kkkkkk
😂
😂😂😂😂😂 Aaaah yeah ndere mutoriro hre
Kkkkl hokoyo
@@thandiwejabulani3678😂😂😂😂😂chiso chakatorohwa
Kkkk kaimbonge kandini ndamubata kadhara akoo kkk
Nyora dzinotemerwa live here nhai imi?
Ngawaende kwamambo finish n qlaa
Kamusikana aka kacharipe zvikuru kunamai awa
Karaganda zvazvinhu❤🎉
Wema girazi mugarisei kumberi mumupe basa anoziva zvaanoita sando dzake
Ko ivo mbuya vakadi kungorapa mkaka chete wangawanzi nani wabate zvenyora, plus kana munhu aine nhumbu mkaka unobuda
Muporofita ane rimwe namai Malvern. Waibvisa dzei nyora dzacho? Atadza neyi kutaura. Vakaisa mwana something panyora
Haa headman ava vane kakasutonga zvakanaka anobhowa, uyo wezvidhina haatorina apa varikumuomesera
Mwana wenyu akabuda mukaka aroorwa coz akaenda kusiko yange isiri nhumbu yemumusha umu finish
Vapedza iwee
Chete zvako iwe wataura true apa
Saka munhu akaroorwa akaita problem achida kurapiwa munogara muchienda kuvabereka vake here
Bvunzaiwo ipapo
Depends with the gravity of problem
Nyora aibvisva kwete kuchekerwa
Vaibvisa nyora vachiti ndedzei
Thank you ❤
Ndaiyepo
Mai avo nemwana wavo matsotsi Havana hunhu
Tarira mai awo chiso chawo Mwana uyo anoda😂 vanhu vane mari mbinga muonei mushe