PART 3: Tateguru Tasvu vs Ngwemba, Akamitisa Mwana Wake Uye & Surrender His Tools Of Trade
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 3 ม.ค. 2025
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Sekuru Tasvu to the world, you were sent to help people sekuru
Happy new yr Tateguru bhora mberi Vasekuru.chengetwai nedenga muvapedzere vese❤
Apa paida Tinashe Mugabe zvibve zvajeka chaizvo 100%
Kkk pakaipa chaiko uuumm I was waiting for part3😂 mukoma robert
Kamudhara ngwedza kanoda kumamisa ndemet big up to zim news and sekuru tasvu 🎉🎉🎉🎉
Mukoma Robert HAPPY New year 🎉🎉🎉🎉
Thank you
Eagerly waiting
Saka yakatomira vakatonakirwa vakatoburitsa mbeu varipamusoro pemwanasikana😢😢😢😢 ndosaka mvura isinganaye dhemeti
Ngwemba usazodaro unenge uri pamusoro pemwana uchitii nhai mudhara ummmmm,ndiro team rinomisa mvura kunaya
nyika yakuguma imi woyee
😮 mmm sekuru Tasvu mukono kwete zvekunyina zviye. Kuita kunge nyaya yekwa Matasva iya zviri deep zvacho kuita kufukunura
He’s fake
We are here to support you mukom
Thanks
Tasvu power
Robert unoda nyaya😂😂😂hanzi ndozvatirikuda kunzwa izvozvo🙌.
Ngwemba and Mangawa 😂😂 reminds me of Walemba and Enoch, then Banda and Nwale, and Chimutasvu! The biggest or the Gods of the witches being Walemba, he tried Sekuru Tasvu the way Ngwemba and Mangawa did and he went 6 feet down, we talking of the god of the witches ever, Walemba. They should have checked themselves before vhaita nnaro! Haku tambirigwe pamadare a Sekuru Tasvu! My☝🏽and only Sekuru! Mucha Tasvurwa chete! 👏🏾👏🏾👏🏾
Happy new year mukoma Robert
Happy new year 😊
Happy new year Mukoma Robert 🙏
waiting mkoma robie
Mukoma Tapfumaneyi ndanokumbirawo munhu 1 chete taida kunzwa life yawo after kufumurwa kwehurombwa hake. Mazita ndakanganwa but pane mufana wemare pasi pemubhedha or uya wezvipfuwo zvakawanda.
Mudhara uyo kutopfeka jersey reArsenal zvandisvota mhani nxaaa
Kkkkkkk
Sekuru Tasvu avasi vemafanisi I was there . Musanyeperwe Uyu Murume anobvira Tasvu
Kana arimurume ngaaendere sekuru sithole vaparadzai ndipo patinobva tabvuma kuti murume zve ava vanoita kuuyiwa navonehamadzavo vanenge vashandisirwa juju sojuju ngaadzishandisire pakuendera musatanist arikubuda pachena ega ngaamuendere
@@ChipoMpofu-hl2llbasa ravo harisi rekurwisana nevanhu
@@ChipoMpofu-hl2llaah kt vari kurwa hre nhai? siyai tateguru Tasvu pls vabatsire vanoda kubatsirwa..vanoenda kUnoromba regai vaende
tell them vaya vanoti madramma....prblm nhamo adzifanani
Sithole wacho ati arikuda help here @@ChipoMpofu-hl2ll
Pakadai apa vakomana ngavaite ma DN naSekuru avo
Tasvu chibaba kana mazogara
Tell them
Inini ndanga ndichifunga kuti apiri vauye futi kuti panatso Sara paripaground
Ngwemba is now glowing 😅
True😂
Pafair mudhara uyu Ari strong kuburitsa chimwana chakanaka so😂😂😂😂
Haa mkoma Robert munodzifambira ndadzidza zvakawanda nemi God bless you mkoma
Thank you
@@robertapfumaneyimkoma Robert ndrikuS.A ndidairewo 4n call yangu plz.pakaipa I really need ur help very agent
Zvakaoma zvinoitika mukurarama chokwadi
mmmmmm nyaya iyi yakarema yooooooo
Plus mofanira kuziva anababa venyu
Iiii chinhu chinonzi huroyi chakawoma mvura inganaye nokupi vanhu vachipa mwana,mwana wawakabereka ndarwadziwa nenyaya iyi mhani
Haaa vakuru vakaoma ava
Aaaaahh kubvisa mwana wako bhurukwa I 😢😢😢😢
Vanoda Shamhu sekuru avo nxa! Kutsveruka kusina basa
sekuru Tasvu muri muhombe ndabvuma hangu haaaa ndanzwa pant kushinya yooo
Une mushonga hre
@aaronnhumbe2218 kava vanhu vachiroya zvemhando yakadai haunzwewo kutya nazvo hr apo vaito challenger sekuru first day ravasvika padare
@MaamMabhee ndadzwa wati Panty rashinya , zvinowanzoitwa nemunhu ane gwenzi
@aaronnhumbe2218 sorry henyu ini ndikarwadziwa nesituation ndonzwa panty kushinya
@@aaronnhumbe2218 haaa sorry henyu maivhuya nepamimba, handisati ndaromba hangu ndotobatikana panoshungurudzwa vanwe
Tasvu chibaba chaida manyoni mhani wekwakanengo 😮😮😮
Madhara anoshereketa ays😢
Nyika inorema shuwa
Ndevekupi kumusha kwavo
Sekuru Tasvu ndatya nemi
Baba musadaro veduwee zvinorwadza kurara nababa urimwana mishonga yenyu dai mairega
🎉🎉🎉🎉🎉 taimirira
Uuuum zvinoshayisa hunhu kurra nemwana wko sure
Paipa 😢😢😢😢
Mutemo wekuti munhu asanongedzerwa kuti muroi mu Zimbabwe ngaubviswe varoi vadzika midzi
Ngwema ngwema how many times i kol you 😢
VanaNgwemba ava vanobva kupi
Urii lmbwaa Ngwemba ungamitisa mwana wakoo
Puuu wauyawega Puuu regakrira
Tsasvu Tasvu umm ma1 munoona yooo
Takuda part3 yacho
This is part 3
Happy 2025 🎉
Ndosaka mvura yaramba kunaya chokwadii
🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤
Sham
Ko face yemwana mukuibuditsirei
Mwana uyo arikuita noise priz
❤
Kuremera kuvata nababa heee kuvhura bhurungwa
i benzi remwana kana kunzwa kuti mushonga tohwa ne hana
Mangava kuroya murume akanaka kudayii sure, handsome inoroya mmm
😅😅😅😅
Haaa haaa chii chakadaro kumitisa mwana wako kana tazogara vabereki muri imbwa chaiko
Dai vakomana avo voudzwawo kune vana baba vavo kwavari
Kouya wekurova uyo ane black uyo aripi nhai
Musamunyemgerera kule mudhara uyu madii kuti afe bcz akuviga muswe
Sekuru tokumbira muudze vakomana avo babavacjo
Imarii kupinda mumatare asekuru nhai family???
150 to 500usd but panedzimwe dzozodiwa mukati mudare
Ya Tasvu can Tasvura
Ngwambi ye ngwemba kumitisa mwana kkk
Ummm Africa yakaoma. Handivigwe kuAfrica and handidi vanhu hama dzizive kuti im gone
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Saka uchaita sei ukafa unenge ususazivi waku dhisaidhirwa😢
Tasvu kuvanhu
Sekuru Tasvu chibba
Zvakaoma hazvo mmmmm
Ko iya wekurwara pfungwa aripi
Uyo agara kwekutanga Uyo
I still have doubts in these scenes. Some of the scenes appear to have been well staged. Hameno kamwe kakuongorora kangu kanoita kuti zvimwe zvisandigutse mmm varapea vacho kunge wani vakubatsira kuadvertizer sekuru Tasvu. Mmm hameno.
Neni ndinoona saizvozvo ndichabvuma kana vasimuka netsoka dzavo kuendera sekuru sithole vaparadzai vanototaura vegakti ndirimusatanic ndavamuendere kana vachiremera
Chiri kukutengera data and is what Sekuru Tasvu is fighting against, the devil will always find a way to discourage people from salvation, you can come kudare kwa Sekuru and we stream your issues life vopedza newe😊
Kana wanedambudziko ndopauchaziva kuti ichokwadi sekuru vacheswera kupedza time yabo nana Ngwema ,mmmh ngatirege kudaro pls ..this is real.happy 2025 uchati futi its staged tapinda tapinda 2025 for real .thnx
@blessblessing9181 vana vevaroyi vagara vanozviramba izvi, havadi kuti vabereki vavo vasiye huroyi
@@robertapfumaneyindoo chokwadi ichocho varoi nevana vacho avazvitende izvi
Takuda part3 yacho
This is part 3
❤
❤