Simbarashe Macheso & Extra Cornerstone ft Dispatch, Sugar Sugar, Fiona. Song title. Zvipo.

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 31 ม.ค. 2025

ความคิดเห็น • 35

  • @GeorgeNamawa
    @GeorgeNamawa 10 หลายเดือนก่อน

    Pamwe uno imba zvakanaka, ringadzirise aaaa its coming there Simba, your future is bright, thank you.

  • @musashoko1389
    @musashoko1389 4 หลายเดือนก่อน

    Anombobata magitare aya ndiyani ko coz inyanzvi

  • @megamix85
    @megamix85 8 หลายเดือนก่อน

    mbobvisai verhumba uyo

  • @CleverMusokwa
    @CleverMusokwa 9 หลายเดือนก่อน

    Ramba wakatsika ipapo Simbarashe Macheso dambuura zvangu

  • @CleverMusokwa
    @CleverMusokwa 9 หลายเดือนก่อน

    Pamberi nemaimbiro ako ayo Simbarashe Macheso tinokuda zvakadaro

  • @tinobvukutah768
    @tinobvukutah768 11 หลายเดือนก่อน +5

    Simba ukuzviratidza pachokwadi kuti uri weko dont worry vachauya vega kuzoyanana newe kuramba inyadzi chete

    • @psalmistzenzo
      @psalmistzenzo 10 หลายเดือนก่อน +2

      Uuuuuuum this guy is a long story. Ane kuita kwake kwakarerekera ikoko chaiko chaiko, ndinofunga pane kahukama kedzinza chaiko.

    • @KnowledgeTaruvinga
      @KnowledgeTaruvinga 9 หลายเดือนก่อน

      😢harsi bass rekumanikidzira ndezveropa......famba Simba ,

  • @CleverMusokwa
    @CleverMusokwa 9 หลายเดือนก่อน +1

    Chinoita vaya vana mai vanenge vasara nababa mumba ndivo vanenge vave kuramba vana vanenge vakaberekwa nababa pekutanga vanenge vachivarambira pfuma yenhaka chete

  • @KnowledgeTaruvinga
    @KnowledgeTaruvinga 9 หลายเดือนก่อน

    Mark hhapinde apo

  • @ronaldnetshitangani8880
    @ronaldnetshitangani8880 9 หลายเดือนก่อน +1

    thumb up

  • @lutherrukwasi5756
    @lutherrukwasi5756 11 หลายเดือนก่อน +3

    Famba Simba famba

  • @CleverMusokwa
    @CleverMusokwa 9 หลายเดือนก่อน +2

    Somadla Ndebele anediscord asitinomuda nediscord rake iroro

  • @LenonMutasa
    @LenonMutasa 11 หลายเดือนก่อน +2

    Famba Simbarashe

  • @francischarewa2195
    @francischarewa2195 11 หลายเดือนก่อน +4

    shingaira chibaba.munosvika chete

    • @tongesayimaenda2915
      @tongesayimaenda2915 10 หลายเดือนก่อน

      That’s true, thanks for being supportive and not degrading.

  • @andrewmatandana7947
    @andrewmatandana7947 11 หลายเดือนก่อน +2

    Good quality sounds go Simba usacheuke

  • @learnmoremanyena5447
    @learnmoremanyena5447 11 หลายเดือนก่อน +3

    Thumbs up Mufana wangu I support you 100%

  • @CleverMusokwa
    @CleverMusokwa 9 หลายเดือนก่อน +1

    Disord hapana hapana discord apo musareva nhema imwi vegodo

  • @mercurybryn8068
    @mercurybryn8068 11 หลายเดือนก่อน +5

    Nice ma instrument akamira sei

  • @jaymunozmusic
    @jaymunozmusic 11 หลายเดือนก่อน +1

    Fiona zvaazvinhu guys

  • @mathiasmasala4454
    @mathiasmasala4454 11 หลายเดือนก่อน +2

    Chipo ichi ma one

  • @CleverMusokwa
    @CleverMusokwa 9 หลายเดือนก่อน

    Ndizvo zvirikuitika kuna Aleck Macheso arikurambirwa mwana wake nemudzimai waanaye mumba kuitira pfuma yenhaka chete hudyire huna mai varimumba chete hapana zvimwe

    • @KnowledgeTaruvinga
      @KnowledgeTaruvinga 9 หลายเดือนก่อน

      pane live show yandakasanga nayo pano ye this year pakaimba macgeso kuti Simba mwana wangu iyeye atovaimba vari two

    • @tinobvukutah768
      @tinobvukutah768 9 หลายเดือนก่อน

      @@KnowledgeTaruvinga shuwa here akadaro ndokugona kana ari samacheso hafaniri kuramba vana vake nekuti nhamo yacho anoiziva

  • @ronaldnetshitangani8880
    @ronaldnetshitangani8880 9 หลายเดือนก่อน

    the discord i can hear here is form sugar sugar

  • @CleverMusokwa
    @CleverMusokwa 9 หลายเดือนก่อน

    Discord iroro torida chose isu koSomadla Ndebele arisei nediscod asi tinomuda zvakadaro totomuziva kuti uyo ndiNdebele nediscod rake iroro ndozvakafanana naSimbarashe Macheso tavekumuziva kuti ndiyo maimbiro ake tomudira izvozvo hama dzangu

  • @oskydmuje5129
    @oskydmuje5129 11 หลายเดือนก่อน +1

    Wire good,,asi kuimba ndiyo problem chte ,

  • @Drwillo949
    @Drwillo949 10 หลายเดือนก่อน

    Despatch ane Voice. Producer tamba neMaVoices ayo unoda Shamhu Producer otherwise zvese Bhoo

  • @RichmoreFoya-zz5vb
    @RichmoreFoya-zz5vb 10 หลายเดือนก่อน

    Voice discord instrument boe

  • @PeterManatsa
    @PeterManatsa 9 หลายเดือนก่อน

    Zidofo

  • @ringisaimadziwachando3422
    @ringisaimadziwachando3422 10 หลายเดือนก่อน

    Try better studios

  • @CleverMusokwa
    @CleverMusokwa 9 หลายเดือนก่อน

    Disord hapana hapana discord apo musareva nhema imwi vegodo