they think paying for her hair , kfc is what gonna make her fall head over heels in love with them , women fall in love through their emotions and money doesn't have anything to do with that , l wish all these guys crying on Ryan's channel could grasp these concepts and change their mindsets man
Nhaimi ama 2k vari kubatwa ava ryan hamumuziye here😂😂😂😂 vanhu saka pa social media mukuona ani kana musingaziye ryan.....haa inini haundibate ryan shamwari
ini hangu i have a suggestion this girl akutoratidza kuti haana basa nazvo zvaiitika apa she aint even regreting it that much because wakewaanoda we3 years achiri naye....ndiye anoda kutsvaga kutsvagwa audzwe kuti babe iro iro riri kucheater naiyewo zvidhakwe kukababe ako otherwise vanhu ava vanoramba vachingodai hatina zera navo ava
zvorwadza, kunzi 3/10 apa ndiwe unotengera mwana masinhi nekurukisa musoro... manje stingy men association hatiite izvozvo, unorukiswa na baba vako 😂
Kkkkk Ryan kukuchidzira moto manje hanzi uri shiri😂😂😂
Ndozvandodaaa izviiii not vanodana handivade panoo😂😂😂😂😂😂😂
Taura hako😂😂😂😂
😂😂😂😂
Mr dembetembe munonyatsokutidzira Moto 😂😂😂😂
hiweeee🤣🤣🤣🤣 hatisirisu varoyi vacho vanotaurwa here
Imi ka musadaro mufungee
Sorry takue😢😢😢😢
Haha the interviewer ano deepisa😂😂😂😂😂😂😂😂
You are too fine my boi you will get the one for you😢
Ndokukwadabura 😂😂😂😂😂😂is my word for today 😂😂😂😂😂
Please make sure that kid gets some counseling. There are other good girls out there
kkk ahhh tusikana twemu zim regai turwadziswe tune dzungu🤔
Ryan kukuchidzira boe here 😂😂...unokwidza forogonya dzevanhu 😂😂
Ndaikupinza muKfc iwew😅😅😅, ndikuuya kuzotora mapush angu kymba kwenyu😅😅
Woti uri supporter we Man U woti kurambwa pa radio kkkkkk
kkkkkkkkkk its not safe out there. My advice to young men is not to overspend on ladies, simple.
Toda mapush eduu😂😂😂😂
Uuumm uyu mukomana uyu arwadziwa Shem sorry 😢😢😢
Zvorwadza varivo vaitirwa varume nhai 😂😂😂😂😂😂😂😂 isu vakadzi tinongonzi ndoo zvinoita varume 😂😂😂😂😂 tongoregerera
Muchati joiner henyu KuGomo kuma Prayers zvemujolo Dzango nharo
Watching from captown
Hoyo samsam dea
Where are you watching from??
Belvedere Harare
Capa
Botswana 🇧🇼
UK. But Ryan wakandibira mari yangu.
Capa
😂😂😂😂😂😂😂😂😂wandikwadza Ryan hnzi ndewekungorukiswa musoro
🤣🤣Kune vamokana vaya vechidiki regayi ndikupeyi yambiro imwe chete. Kune vaya vachaterera vakomana vechidiki musafa makatengera musikana chinhu iwewe uchifamba nepata pata kana kuti kumurukisa musoro iwewe hanzvadzi yako ichishairwa mari yekuchikoro. Musikana unogona kurambana naye nhasi mangwana anenge avanemumwe mukomana kana murume anokwanisa kumuitira zvese zvawanga usingwanise kumuitira iwewe. Saka tanga wazvitengera iwewe pachezvako, zvivake iwewe nekuchengeta mari yako kuti uzoita zvinemusoro ramangwana. Kune vanobata mazwi ndofunga kuti mabata asi kune avo anozviti tiri ana zanondoga aiwa tichazokuonayi kana mave nembonje pamhanza.
Taura hako bt vakumburutsa Shiri zeduuu manje😂😂😂😂😂
It’s too complicated 😢😂😂😂
Mafana vepa Glen norah c
Bring back my push😂😂😂😂
Ama2k anoda kukwadabura zveshuwa 😂😂
Ndisati ndaita loss😂 kasiwanga wakutoda kurova Ryan 🎉🎉
😂😂Ndokukwadabura Haa mukuru azarirwa afemera padenga semhakure dai mwana aripadhuze paikwadaburwa munhu
Kkkkkkkkk😂😂😂😂😂😂 ko kuzoramba woisa salt pachironda uchiti urishiri nhai Ryan
Sorry boy😢😢😢
I feel for him, I understand the pain inini I've been there before
Ahhh Tapiwa pfanha wangu sorry zvako ndarwadziwa chose. This guy is my friend since Primary. 😢
Iwe ndokukwadabura ukuzvinzwa 😅
Kwadabura munhu takayenda takayenda....handei mdhara totora ma push edu mukuitiswa mdhara ngarutse ne KFC yedu😂😂😂😂apana sorry iloss iyo chaiyo
Be a Man enough my son ehe hapabude chakanaka kuita cei ikoko kuratidza kupererwa here ,be a gentleman
Poor son shame very sorry vanhu vazara kunze mahule hule huhs zvako uchawana wako chaiye. 😢
sorry my guy
Blazo vasweater 😮
Haasi mupfanha waMr Glenorah hre bcz zvaari kuita ndomaitiro ake.....apa mujita afufutirwa nehasha....
Hanz ndirikuda kuzviuraya nxaa
In English please
Mapushi ngadzoke😂😂
Ndokukwadabura 😅😅😅😅😅Apa kfc muchidya henyu
Ukangova stingy unodiwa asi kungoita giver haaa zvadhakwa 😢😢😢 sorry zvenyu mjolo hausi wenyu 😅
Inn handina kugumira pakuti kufa kuri nani kaa, ndakatozofa because zvinhu izvi haic kids game
Loyisi hanzi Uri Loss is wild 😂😂😂😂
Not vasikana or vakomana but everyone is not trusted
Ryan anokonzeresa kuti vanenge varambwa vaite hasha,
Hanzi manwa here kuti, muri shiri mudhara, manzi muri 3/10. Aahhh😂😂😂😂😂
Problem vapfanha ava vanotungamidza mari
Kutengera munhu zvinhu hazvireve kuti akukuda. Hazvishamise kuti mpfanha uyu haana kana kutombodya bby iri
they think paying for her hair , kfc is what gonna make her fall head over heels in love with them , women fall in love through their emotions and money doesn't have anything to do with that , l wish all these guys crying on Ryan's channel could grasp these concepts and change their mindsets man
Vasikana ava hatina zera navo...hanzi anongondipawo mari yekurukwa
Yoh hanzi ndikunzwa kuda kufa or kuzvisungirira yoh shame
Mukomna abvisa cap kusvika pakubata musoro😂😂😂😂😂
Thats shupa dope 😂
iwe ka Ryan 😂😂😂😂 unorwadzisa munhu
Uku hakuwanzo wanda ma simp here😂😂 zve kfc bhoo?
Haa mababe hatina zera nawo 😢😢
Kosei vese vanouya vanenge vachichitiwa.
Saka tikuti munhu wese akuchita
Uchakwadaburisa munhu iwe 😂😂😂😂 uri shiri 😂😂😂
Ndokukwadabura 😅😅😅
Haa mwana kommana arwadziwa imi
Vakomana check the expressions of this guy parikunzi anondipa Mari yekurukwa msoro chete. Help this guy 😢. Unonzwa kunge mumoyo murikufamba majuru 😢
😂😂😂😂 kkkkkk kunochohwa chohwa munhu ukooo
Ryan vanokuchidzira mm😂
Gauteng Soweto pamberi nebasa dembetembe❤
Kkkk usanditi babe handis babe rako 😂😂
Shame l feel for him arwadziwa munhu uyu😅😅😅😅😅
Haa Loice ukuno kwadaburwa ndokuudza ini
Kupusa kunobva pakunzi Bby urimunhu rume
Watching from Pretoria
Johannesburg
Kkkkk Loice unokwadaburwa iwee kk
Nhaimi ama 2k vari kubatwa ava ryan hamumuziye here😂😂😂😂 vanhu saka pa social media mukuona ani kana musingaziye ryan.....haa inini haundibate ryan shamwari
Mukomana anonofa uyu tarisa ziso rabuda iro😂😂😂
Usaranba uchinditi bbe😂😂😂😂😂😂
ini hangu i have a suggestion this girl akutoratidza kuti haana basa nazvo zvaiitika apa she aint even regreting it that much because wakewaanoda we3 years achiri naye....ndiye anoda kutsvaga kutsvagwa audzwe kuti babe iro iro riri kucheater naiyewo zvidhakwe kukababe ako otherwise vanhu ava vanoramba vachingodai hatina zera navo ava
Uyu anga akupera mweya kkk
Haaaaaa zverudo muchazvirega hnyu 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Chikurubhi connected 🎉
Ndakakuendesa kuKFC😢😂😂😂
mapushi angu kkkk😂😂😂
Chinonga chakandochaya ikweyo 😂😂😂
Kwadabura munhu tiende 😂😂😂
Mukoma vabata musoro kubvisa hat kkk vapererwa ma 2k hr
Kkkkkkkkk
😂😂😂😂 Shiri
mapushi hre king😂
Kwadabura munhu wangu haadye KFC hande kunotora mapush edu
Enda unopihwa mapush zvinorwadza izvi
Shupa dope
usadaro Ryan🤣🤣🤣🤣
Mface aita kubitirirwa 😂😂
Anodyiwa haataure unonyepa iwe kkkk
Muchamama nawo mujolo hamusati maiona nyaya😂😂😂😂😂😂😂😂
Sorry hako
haàaaa dzanzwa kutsva kan yooooh😂
9:09 mapush e christmas😂
JHB south Africa
Nhasi ndaseka taku arikuda kwadabura munhu
Kkkkkkk panokwadaburwa munhu pano muchatijoina kumbanje
Vasikana hatina zeranavo sure kkk vasikana vese ilosi,
Hatisi tese dear tinoita izvozvo
Ndokukwadabura
Yohh😭💔
mr shupa dope