Please SLY buy good equipment stop using zvimbudzi for recording such programme's. As a follower of so many of your programmes, you are taking us for a ride blaz Tapfumaneyi
Slymedia edzai kuti sound ive clear like Karanganda Tv nyaya dzenyu dzinakidza asi haungateereri fully because of poor sound and poor quality of pictures
Iyi nzvimbo iyi here iyi ndambozvitaura kuti kukagarwa nevarume vepa Great Zimbabwe apo vanoita barika revakadzi vevanhu ndokuudzai. Vakadzi venzvimbo iyi kaaa unoona kuti ma 1 chaiwo varume vacho kuita chibarika barika chisina basa vakadzi vachichinjaniwa nevamwe varume.Right nhasi wakumuchengera kuita jealous naye but wakambomusiya nhasi wakumuda akosha here?.
Dhuku bhoo here 😂😂😂Gulez 😅😅😅....Team tokumbirawo muite semunoti wedzereyiwo vhorumu 👏maita basa👏👏.
Chokwadi nekuti iri pasi
Zim yakukwikwidza neSouth Africa pachihure
Haaa taura zvako zvanyanya havasisina matyira
Hoo ndosaka chakunzi chiBishu. Haaa vanhu vekwa Chief Bushu chihure machinyanya. 😂😂😂
Problem is vanhu hobho vari kwaBushu vakatovinga chikorokoza. Hobho havasi veikoko ava
Unoitira Shanje munhu wawakasiya uchienda kune umwe mukadzi tseki wako nhasi aamukadzi wako nokuti waakuda kuripa.
best ngayipihwe mukadzi va best vapedze ma sports ndapedza
Mambo vane wisdom ya solomon
Volume iri low zvinotobhowa kuteerera 👂
Vanhu vekwa bushu chihure ruvava chokwadi
Volume please kana chiri kunzwikwa
Kanyika keZimbabwe aka kanonakidza yuwiiii, everyday new story
Apa kanyika kacho kadiki kana ku UK kanotonetsa
It's a Duke for me nhayiimi vanhu vacho varikuhura zvavakasauka vakuhurireiko😂😂😂😂
Wisdom for chief Bushu
Ndabva ndatadza kuramba ndichiterera zvohwisa nungo kuterera kuita kukumbirwa kunzi taurisai hre veduweee
kkkk imi baba chii chakokwirira dare handiti makamusiya hre muchienda neumwe mukadzi siya akwirwe usarwadziwe urichituta kobikirwa sadza hre kuzomusiya wega pamba waiti anodziswa nani
Akuda kuripwa kuda kupfuma nemukadzi waakasiya anorwara.Kuzonyepa kuti ndichiri kumuda nokuti wanzwa kuti anyengwa.
Eya eya mambo mune kamwe karzivo kkt dzkeyii ap mtpedza nyya muchnyrrre apa . Zxekt dai nyakunyega akfungawo skumpa mkna kwmita ytpera zxsnga nydzsi mutnonga zxknka gd job .
Aaaaaa a mambo avaaa vanzwa nekutonga nyaya dzebonde sei zvichidero asiiii vakadziiii venzvimbo iyiiiii makaitaseiko
Tseki wanzwa iwe wakaenda nemumwe mukadzi siyana nemwana wevaridzi kana achida kudya bota ndiye haumuudze zvekuita
Dzifambire sly ❤
Dharuweni munotora chimuti barika pakaipa
Maziso emhombwe anowanzooneka
Chihure muZim chiri kunyanya chiiko.Dhuku manje kkkk kamvana ketsambarafuta😅😅😅
😂😂😂😂 kahule ke tsambarafuta😅😅😅😅😅
Kkkkk I give up
Chief munyika menyu mune mahure shemu
kkkkk
VOLUME YACHO IKUBHOWA
Volume too low irikurwadzaxkuteveravnyaya yacho
SLY IPAI VANHU AVO MA MIC VOLUME IKUBHOWA
Kutambisa nguva kuterera ava
Vanhu ngavapihwe ma mic during dare #SLYMEDIA
Shamva,,bindura,Mt Darwin, chipfambi chiri kunyaya Mambo vakagadziwa kutonga nyaya yechihure,nfa surrender
Clemence
Chimboitai plan nevanhu venyu
Volume yakadzikira zvekudaro
Bushi vanogonesa kani sando dzenyu chief
Please SLY buy good equipment stop using zvimbudzi for recording such programme's.
As a follower of so many of your programmes, you are taking us for a ride blaz Tapfumaneyi
Plz chief your people must raise their voices when talking because we can't hear
Munhu anoziva nyaya dzake anotaurira pasi
Apana zvinobuda apa
Volume pliz
Slymedia edzai kuti sound ive clear like Karanganda Tv nyaya dzenyu dzinakidza asi haungateereri fully because of poor sound and poor quality of pictures
Vanhu vekwa Bushu chihure yooo 😂😂😂😂
Kunohuriwa kani 🤣🤣
Zim iri kuhuriwa
😂😂😂chando ichi
Vakadzi vanenge vabatwa ngavaripiswewo zvanyanya izvi
Mati uraya ne volume ishoma
chibhishu chakanyanya kwabushu
Fix your mikes the volume is too soft
Vanasister avo kwachief bushu kuna macharecters pakaipa
Mukadzi akahura
Iyi nzvimbo iyi here iyi ndambozvitaura kuti kukagarwa nevarume vepa Great Zimbabwe apo vanoita barika revakadzi vevanhu ndokuudzai. Vakadzi venzvimbo iyi kaaa unoona kuti ma 1 chaiwo varume vacho kuita chibarika barika chisina basa vakadzi vachichinjaniwa nevamwe varume.Right nhasi wakumuchengera kuita jealous naye but wakambomusiya nhasi wakumuda akosha here?.
What do you expect from makorokoza? Inzvimbo yechikorokoza
Volume matikwadza
Chihure nebarika zvatora mukombe kunzvimbo yachief bushu
Saka wauyireyi kuzo mhangara iwe uchimuda vanhu ka itayi mushe
Akataura kuti haachamude haaripwi
Tokumbirawo kt vanhu vataurise tinototadza kuzviterera topedzesera takutojamba vlm plz iri kuita shoma
Kuzadzana Aids kana wakuda imba enda unopombonoka
volume
Udzai vanhu venyu pa volume
Muzimbabwe
Dhuku maita yekuturika maiguru kk
Kuda kuripwa pamukadzi.wausingadi
Nyaya dzeku Mash Central, hupombwe, Manicaland, huroyi, makona nengozi.Zviri territorial
Tosangana 23 ipopano
Dzabatwa dzavanemumwe mukadza dzirikuda kuti mukadzi we
Machinda aya vaonekwa namambo...mface uyo arikuda kuramba mkadzi ..neplan ..so akatuma bhururu kut apfimbe kana adiwa vozvibatisa kut idzo dziwane way out
une point iwe kkkkkkk saka mambo vakachi master chi game chavo ichi kkk
Shamva yanetsa
Pashindiswa huori apa