ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Andy muridzo fans let's gather here
Andy Muridzo arguably one of the best voices to come out of Zimbabwe ❤
Haurevi nhema ipapo
I think as Africans we should embrace our culture zvaizotiitira zvakanaka chose.this is a masterpiece welldone guys.
ndauya pano ndichibva kutiktok ndonzi siya chivanhu ndoendepi nhai
Woendepi chokwadi mudikani🪘🪘
🎉🎉🎉🎉ndouwanepi munhenga uyo
Pamberi nechivanhu chedu
Ahhh kusiya ndofunga tinenge tatorwa hedu nenyikadzimu Otherwise zvaizvozvi hahhhh kwete bodo 🙌
Ndonzwa kufara kana ndichiona vanhu vanokoshesa chivanhu chedu.. Ndinofa nacho
Zvatendwa Tumbareeeee👏👏👏
Andy paunoimba ndonzwa kumerera ndoona zvakavanzika muhupenyu hwangu unodzikisa vadzimu tupare
Anogona shame....
This song is underrated.
Ndingadai ndakakoromoka kare kare, asi njuga dzakatsveyama
Ayehwa tinotenda Musikavanhu 👏🏾👏🏾👏🏾 ngazviende mberi hombarume 🪘🪘🪘👏🏾👏🏾👏🏾on repeat
Yah his got the voice Andy no 2 way's about it 😘😘
👏👏👏🔥🔥😘🔥🔥❤️❤️in love with the song ...Andy anogonesa
Apa makaimba henyu hanzvadzi dzangu. Varikumhepo varambe vachitungamira mutipe zhinji dzakadai. Haaa unonzwa kuti nyau nyau muviri wose
❤❤❤❤❤1st time kunzwa song iyi. Uuuummm i miss my late sisterd😢tingadai todzana hedu...Hekani
Ndizvo Changamire 👏
👌👌👌👌Ndingadai ndakakoromoka kare kare, asi njuga dzakatsveyama 😂😂🎤🎤volume please we are enjoying this
been looking for this song guys ndafara chaizvo 🙏
Beautiful song
Ndotenda
From tik-tok, ndapindira.
Song inosimudza nyikadzimu iyi well done Dr Mabara,Cymplex and Andy Muridzo
👏👏👏 taisa zvanza
I can't get enough of this one ndadzoka kechi 4 today ❤
Job well done❤
Ndiroro Tupare👏👏
Inin song ikangoita Andy ndatopinda mairi..one artist wandinoterera daily ❤❤we love u baba keketso
Dr mabara 🔥
Kwakatsva munhenga ndouwanepiko....zvaendwa Chitova ❤
M in love with you Andy u raise my spirit ❤❤❤❤❤🎉
Andy muridzo chibaba mudhara mabara sando henyu ndasvikirwa pano shumba yamutasa yadzvova iri mubinga guru
Mabara ega ega neMuridzo
Haaa Andy chibaba 😊,munogona vahanzvadzi and your voice speaks to my soul.
Andy ishashaa😮
Zvaitwa changamire tinotenda masango ngaavhurike toda manake ndiroooo👏👏👏👏👏👏👏
My fav artists🎉🎉🎉 munogona vakomana
I can't get enough of this master piece ❤❤
Keep it up dr Mabara& Andy ❤
From tik tok ❤❤
Ndaisa zvanzaaaaaaaa🧜🏾♀️🧜🏾♀️🧜🏾♀️
Ndouwanepi munhenga wedendera. Zvatendwa machamire
Manja taisa ayehwa tinotenda Musikavanhu 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏👏👏 ngazviende mberi hombarume
Tinotenda chose nekurudziro Dr Mabara, Muridzo, Cymplex. Tinotenda chose nekupfumbidza mutauro we pasichigare usina mazwi wmadunhurirwa semapiwirwo atinoita nevakagara mapendekete.
Taisa zvanza 👏
From tik tok
❤ njuga dzakaramba chokwadi dai takafa kare mhani
Ndipooo
Andy you are talented
Matendwa Changamire...ngazviende mberi
Go Andy ❤
A masterpiece
Zvinotendwa machangamire zvanza ndaisa zvangu ❤
zvirikunzwika chose.
Makaimba hama ngazviende mberi
From ticktock aiwa ndasvika
Ndiro mahombarume
Ndaisa Zvanza👏👏👏👏
Best vocalist
Tasvika from tik tok 😂
Tese dear ndafara chose
Tupare.... ndaisa zvanza 👏👏
Hit 🎵 🎶 🎵
Aiwa andy kuseri..kumakura kwakatsva kani
Ipapo Changamire 👏
Beautiful as always Andy
Taisa zvanza ....Ngazviende mberi
Good vibes Munhenga we dendera unoishandei I think the song shld enlighten us more
It does love you can interpret it according to your understanding ( menhenga wedendera in this can be money )
Iyi yadaidza vakaenda kare
Ndouwanepi munhenga uyo
👏👏👏👏
Kumbira kuvhunza Chirorodziva kuti irikupi
Wow this is🔥🔥
Well done 👏👏👏
Kaziwai mhondoroo
Ndachimerera zvino muviri wese.....
Taisa zvanza👏👏👏....
Manake Dr mabara ..ngazvirambe zvakadero
Ngazviende mberii
I love my culture
👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽
Matendwa ayewa njuga dzakatsveyama pakawanda tinotenda kuchengetwa ayewa munogona vasahwira
👏🏻 👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻
🔥🔥🔥
Haaa kwakatsva
Jealous down he is talented wish was his manager will take him far
Andy unoyimba hako jealous dawn
Ariroya muno tikwidziridza mumatare timbozunza
🎉🎉❤
Taisa zvanza
Tik tok yatiunza pano
🎉🎉🎉🎉🎉
Kwakatsva hoooyooor 😅
Zvakanaka izvi
Ngazviende mberi
💯💯💯
Zvatendwa
👏🏾👏🏾👏🏾
👏👏👏
ndiroro mahombarume
❤❤❤
❤
Nemo nemo changamire Dr Mabara
Ndinomerera l don't know Why
Matare mahombe. Ndokumbirawo to be a part of the video 😢
Andy muridzo fans let's gather here
Andy Muridzo arguably one of the best voices to come out of Zimbabwe ❤
Haurevi nhema ipapo
I think as Africans we should embrace our culture zvaizotiitira zvakanaka chose.this is a masterpiece welldone guys.
ndauya pano ndichibva kutiktok ndonzi siya chivanhu ndoendepi nhai
Woendepi chokwadi mudikani🪘🪘
🎉🎉🎉🎉ndouwanepi munhenga uyo
Pamberi nechivanhu chedu
Ahhh kusiya ndofunga tinenge tatorwa hedu nenyikadzimu
Otherwise zvaizvozvi hahhhh kwete bodo 🙌