Family yamai vemkomna they're so evil vese they should have solved nyaya nemuvakidzani wavo zvkatoperera ikoko asi nenyaya yekuti havadi kugara naye they choose to sent him to prison.... all those testimonies dzavakupa they are all lies trying to cover there wickedness
You will never understand if your son is not naughty..these kids will lie so you can blame the parents..my son used to do the same until the world showed him true colours
Zigadzi iro rinoda kuwanza kuzvinzwa nepaTV pese apa harigeze futi. Richanyara ma dhi eni ati ihama yavo. If he was driving a Honda Fit dai ratojambira front seat
He is just arrogant. No hama wants to look after munhu asinga kwanise respect vanhu vano muchengeta. He is arrogant, mhani nwana uyu you can hear from the way he talks. Kudzinza kwacho ikoko achanonetsa uyu.
Dai auya achidriver GD6 dai ana tete vatotanga kuti kufanana nehandzvadzi yedu 😢
Taura hako😅
Kkkkkk apo abuda kujere worse
Chokwadi dai asina kana kumbobvunzwa mamibvunzo hobho
Kkkkkkkkk taurai henyu.
Lets share and tag Tinashe Mugabe
Ndaibaikana vamwe vanodya zvakasiyana siya kuti vaite vana ,vamwe havavade
Family yamai vemkomna they're so evil vese they should have solved nyaya nemuvakidzani wavo zvkatoperera ikoko asi nenyaya yekuti havadi kugara naye they choose to sent him to prison.... all those testimonies dzavakupa they are all lies trying to cover there wickedness
This is a sad story veduwee tovazvarirei vana kana tichavashungurudza nhaimi ndosaka akazofunga kufa
You will never understand if your son is not naughty..these kids will lie so you can blame the parents..my son used to do the same until the world showed him true colours
@@SkhaThenjiende makaoma moyo l thing makarerwa zvakanaka 😢
ASI wakada kufanana hake neavo vane white awo
Please bring part 2
Ini situation iyi ndakasamgana navo ndozvawari vabereki ava hutsinye ndihwo wakanyanya
Kune ana amai vane hutsinye kunze uku 😢😢ndotenderana naye ipapo.
Ehe vakuramba mwana nekuda kwemumwe mrume but zvakashata
Part 2 pliz
Zigadzi iro rinoda kuwanza kuzvinzwa nepaTV pese apa harigeze futi. Richanyara ma dhi eni ati ihama yavo. If he was driving a Honda Fit dai ratojambira front seat
Ngavamuendese kuna baba vake ndokuti zvinake hakuna mwana asina baba ndicho chokwadi
Kurambwa nehama kwakaoma zvorwadzisisa.Mwana mwana anodzingwa here kana kut kumuvaka
African parents ndokushorai ipapo mune kahutsinye soo
Mai ngavandosiya mwana kudzinza rake kwete kuomesera mwana .
Ihama dzake idzi handid kupikiswa
Kkkkkkkkk
So sad 😢
Baba veshirt yewhite muitwe dna nemwana ndapedza hangu
Mike akafanana natete kkkk
Wanted to say the same thing 😂
Ehe
Sad hey😢
Tinashe Mugabe pliz help this family
DNA man come to the rescue 😢
But vana vedu vatinozvara nemasituation akadai havagariki navo but vamwe very exlient vanoita vachigadzirira nhamo kuti isarambe yakavasona
Mai vake zibenzi chairo
Mwana uyu vachamudemba one day chete
Haaa vamwe vakadzi havafungi chokwadi
Haaaa handisi kuseka hangu but since wakutsvaga hama uri mbavha ,havambobudikire,Dai wauya uchidriver Ferrari ,haiwa aaaa paifiwa
Part 2 please
But wakazviitisa hako kupinda mujere so why need another chance, garamo kaa hanti wati mune zvese zvaunoda
Mai kusviba nemoyo ngavatsvage baba vemwana
Instead of kuchengeteka. Vana havanzwi sure zvino kana waziwa dzinza wodii dzinza rinevanhu vanotsvinya kudai vanokubatsira neyi ivava
Ko yatsvinya papi mhuri ya alleged father?
Vatsvinya papi,munhu munhu soo
Anonyepa uyu. He will always find reasons to do what he does. Apa he is blaming everyone else except his decision.
Vamwe vabereki IMHATA chaidzo
Taita mwashuma yambo🙏. Mahiyo ake Mike ngaambonerwa audze mwana bambo ake
Zvimwe zvinokonzerwa nevabereki Kurera mwana mutray sechngwa paunoda kumuonesa kana kumunyima chikafu hakusi kupedza dzambudziko
Mtetwa family endai munoona hama henyu
Zvechivanhu munogona kunyeperwa itai ma DNA simple
Dzidza tsika ikoko kwaMtetwa ikoko vanodawo munhu ane hunhu mhani iwe.
😢😢😢
Mhuno yake yakafanana neyavatete. Iyo
Ini ndaona Shaya idzo, vakafanana havo
Ikodzero yemwana kuzivadzinzarake
Shame.😢😢😢
Apo akanaka hake
Sorry mwanangu mwari vachakurangarira
Tete vane t shirt yewhite ndokutendai mufunge.mune moyo wakanaka
Yeah hupenyu sooka
Mhino idzooo
Mai wanoda kungomamiswa coz hawangatambudzi mwana kudaro
Kubhurwa
Tavapo 😢
Not my son
Amai vacho ndavaratidzwe photo.
Hezvo anga anzwa nedomba mujaya uyu
a lot of americans actually do this
He is just arrogant. No hama wants to look after munhu asinga kwanise respect vanhu vano muchengeta. He is arrogant, mhani nwana uyu you can hear from the way he talks. Kudzinza kwacho ikoko achanonetsa uyu.
chipinge DNA
Hero basa Tinashe Mugabe
Shame pakutoda Tinashe mugabe
2nd
Third 😂😂
Im first
@tinashe Mugabe DNA iyo😢