😭💔Fresh Details: Body YeMwana WepaNust Yoonekwa Yotowora | Gideon Gono Updates soon

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 26 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 44

  • @LorraineMutukudzi-j6d
    @LorraineMutukudzi-j6d หลายเดือนก่อน +6

    Chikoro ichi chikuurayisa vana santimism or watomweya yevafi ikuita kuti vanhu vafe the same way

  • @NedyGono
    @NedyGono หลายเดือนก่อน +7

    Mwari vanyaradze mhuri iyi munguva inorwadza isingatambirike kudai

  • @JeanKaitano
    @JeanKaitano 25 วันที่ผ่านมา +1

    Ngavaende kwa miracle paul vanoudzwa chakauraya mwana

  • @mulouchannel
    @mulouchannel หลายเดือนก่อน +4

    So sad - MHSRIP - Mhuri neshamwari ngainyaradzwe 😢😭😭🙏

  • @fortuetadoe1540
    @fortuetadoe1540 25 วันที่ผ่านมา +1

    Unogona kuurawa neshamwari dzako guys. Don't temba anybody. Muromo futi unourayisa uyu. Vakangwara vakomana vacho, unonzi suicide ipo pasina kana suicide.

  • @heatherchitukutu
    @heatherchitukutu หลายเดือนก่อน +4

    So sad nyaradzwai sure ve mhuri and friends havaite here follow up if student ikaitq days not attending learners or vana vakushanduswq na Satan pamwe pana teacher ano shinq.jesu ngachiongoororwe before many lives are lost the world is now evil

  • @CathrineChivurugwi
    @CathrineChivurugwi หลายเดือนก่อน +5

    Pane vakuru vechikoro vasiri right

  • @JeanKaitano
    @JeanKaitano 25 วันที่ผ่านมา +1

    Vanhu vanoramba kuti chivanhu chiriko mweya yevafi inotorwa here kana vafira pachikoro ipapo ndiyo inouraya vamwe parikuda vanhu vechivanhu vabvise mweya yacho

  • @GraceMkura
    @GraceMkura 27 วันที่ผ่านมา

    Ko >ye asina mumwe here waange achishare naye room so sad RIP hako😊

  • @ConstanceTavagwisana
    @ConstanceTavagwisana หลายเดือนก่อน +6

    Vabereki ngavambonoita minamato varipo pa University apa zvisnei nekuti unoponda church ipi; vanhu vambobatirana pamwe chete kuparadza mweya uyu sezvinoita masouth african kana pachikoro paita Satanism

  • @ElizabethMubvunzi
    @ElizabethMubvunzi หลายเดือนก่อน +1

    Mwari pindirayi nyaradzayi mhuri idzo❤

  • @SoneniGwenelo
    @SoneniGwenelo หลายเดือนก่อน +2

    Eish so sad my daughter is schooling there I'm so shocked

    • @LorraineMutukudzi-j6d
      @LorraineMutukudzi-j6d หลายเดือนก่อน

      Pray for your Dota it seems like this school needs prayers

  • @ElicyChiparange
    @ElicyChiparange หลายเดือนก่อน

    RIP my condolences to the family

  • @lindagurupira9471
    @lindagurupira9471 หลายเดือนก่อน

    Ko they dont share rooms

  • @maryjani1195
    @maryjani1195 หลายเดือนก่อน

    You have said it right have a support system that checks up on you

  • @EdgarMadondo-s6z
    @EdgarMadondo-s6z หลายเดือนก่อน +2

    Iiii zvorwadza mari yechikoro irikunetsa kuwana mwana odaro pachikoro panda sekuru tasvu,,,,satanism,,,iripo

  • @ChingasiyeniMelaniaChitehwe
    @ChingasiyeniMelaniaChitehwe หลายเดือนก่อน

    Shame rest in peace 🕊️ so sad

  • @brendamasedewe7069
    @brendamasedewe7069 หลายเดือนก่อน

    😢😢

  • @dorothymate3755
    @dorothymate3755 หลายเดือนก่อน

    R.I.P.

  • @Mpumelelonkanyane
    @Mpumelelonkanyane หลายเดือนก่อน

    Ko vana vakusvika kukanganisika sei nhym there is something fishy vamwe varipi

  • @JaneMatutsa
    @JaneMatutsa หลายเดือนก่อน

    Dai mwari anyaradza mhuri iyi

  • @rhodiachims2566
    @rhodiachims2566 หลายเดือนก่อน

    So sad

  • @gracendidzano1498
    @gracendidzano1498 หลายเดือนก่อน

    This is sad zvinorwadza.

  • @TeclaFrankson
    @TeclaFrankson หลายเดือนก่อน

    Noo nono no hapana zvakadarp handikungofa kwega ,Principal kor who ever mukuku wepachikoro ichi arikusimbisa basa rake nehurombw weropa hhhhh zvakuda chibatsirwe chikoro nemasvikiro

  • @AnnaliceJachi
    @AnnaliceJachi หลายเดือนก่อน

    Inga zvakaoma veduwe

  • @tarirokawanza1292
    @tarirokawanza1292 หลายเดือนก่อน

    Zvinorwadza veduweee

  • @joycegwirai7772
    @joycegwirai7772 หลายเดือนก่อน

    Mwari tibatsirei

  • @ElizabethMubvunzi
    @ElizabethMubvunzi หลายเดือนก่อน +1

    Satani arikuuraya❤vana wedu vapera mwari weee

  • @jennychirongwe6142
    @jennychirongwe6142 หลายเดือนก่อน

    Shame zvakaoma

  • @AngelaNyakudanga
    @AngelaNyakudanga หลายเดือนก่อน

    Rip

  • @gogoatanaka
    @gogoatanaka หลายเดือนก่อน

    My condolences

  • @mazengulamarcia8679
    @mazengulamarcia8679 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma veduwee uuu

  • @langtonmuchenjekwa1115
    @langtonmuchenjekwa1115 หลายเดือนก่อน

    MHSRP

  • @MAVISTHOMPSON-j8h
    @MAVISTHOMPSON-j8h หลายเดือนก่อน +2

    Ko muroom make makashaya akavhurawo here kusvika munhu pakushata

    • @tarirokawanza1292
      @tarirokawanza1292 หลายเดือนก่อน +1

      Kushaya kana one hake akamutsvaga

    • @Ryanmatanda
      @Ryanmatanda หลายเดือนก่อน

      Imagine,vaiti aripi

  • @Chakabyebye
    @Chakabyebye หลายเดือนก่อน +1

    Lifestyle , age group and gender are approximate to death rate , there is nothing fishy here

  • @EvelynMashingaidze
    @EvelynMashingaidze หลายเดือนก่อน

    Rip sorry

  • @RosemaryMandidzidze-kl7hi
    @RosemaryMandidzidze-kl7hi หลายเดือนก่อน

    Zvinorwadza mmmmmm zvakaoma

  • @brianaivy1707
    @brianaivy1707 28 วันที่ผ่านมา

    So sad