The Closure DNA Show: Season 2 Episode 7 - Chitungwiza Unit L

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 10 ก.ย. 2024

ความคิดเห็น • 1.9K

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 3 ปีที่แล้ว +318

    Mwanakomana mwana akarerwa kuvanhu anoziva kuti munhu haaitwe rough vote for him for sabhuku anogona kutonga chero akaitwa baba vemusha he is a responsible man maita basa vamugabe it’s now proving that 60%of men are raising someone else.’s kid vamai tipeiwo maserious

    • @Gina-dz4td
      @Gina-dz4td 3 ปีที่แล้ว +2

      Chokwadi

    • @nandimzanzi
      @nandimzanzi 3 ปีที่แล้ว +3

      He is such a nice man

    • @yeumariga5927
      @yeumariga5927 3 ปีที่แล้ว

      Ndoochokwadi pane madoubts pese pane nyaya!

    • @karenndagurwa3973
      @karenndagurwa3973 3 ปีที่แล้ว +1

      Very true.most men are taking care of vana vasiri vavo but surprisingly some of them know very well😔

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 3 ปีที่แล้ว

      @@karenndagurwa3973 kana ukachengeta uchiziva handifunge kut zvine dambudziko ini.kunge usingazive ndopanoshata nyaya.

  • @kuda2012
    @kuda2012 3 ปีที่แล้ว +65

    As a woman I am ashamed at the same time I respect and love the way this man handled the issue. No noise, no violence. Mukadzi kutozungaira Kani.

  • @carolynmashingaidze3365
    @carolynmashingaidze3365 3 ปีที่แล้ว +140

    Just watching that woman was exhausting😩 am glad the results came out that way, he deserves better. Zvakatooma kugara nemunhu akadai chero dei ari mwana waMai vangu☹️☹️

    • @marthatakaza3105
      @marthatakaza3105 3 ปีที่แล้ว +1

      The way the wife was figiting she knew that she did cheat

    • @28tindo
      @28tindo 3 ปีที่แล้ว +3

      This is kinda of attitude is downright off putting. You seriously start resenting a person.

    • @sandrabeulah
      @sandrabeulah 3 ปีที่แล้ว +16

      Ndagara ndaona nekaskirt kacho kuti hakuna good news kumberi uko🤕

    • @lizymugabe7013
      @lizymugabe7013 3 ปีที่แล้ว +1

      @@sandrabeulah kkkk hayas

    • @misspee9165
      @misspee9165 3 ปีที่แล้ว +4

      Taurai henyu mmmh hagariki naye munhu akadai ..Koo iyo dressing ..n th way she's seated lol

  • @trymoremutandwa8317
    @trymoremutandwa8317 3 ปีที่แล้ว +77

    The man is one in a million, kutochengeta zvake achiziva kuti mwana haasi wake, God bless you bro

    • @pikanisileonard650
      @pikanisileonard650 3 ปีที่แล้ว +1

      Guys how much kuita DNA tesr

    • @paidamoyocynthiamukanwa853
      @paidamoyocynthiamukanwa853 3 ปีที่แล้ว

      Taura hako

    • @Masowe.
      @Masowe. 3 ปีที่แล้ว

      @@pikanisileonard650 i think zvoenderana nezvakasiyana siyana kusanganisira kuti vana vangani but you can contact them

  • @itaimugova5343
    @itaimugova5343 3 ปีที่แล้ว +62

    Mapudzi anowira kune vasina Hari, Mr Mugabe I salute your patience kamusvotero kakachiita amai avo ndirini Dai ndavakwapaidza

    • @dainahmoyo3499
      @dainahmoyo3499 3 ปีที่แล้ว +3

      Kusvota kunge mangai asina salt apa vakanyepera munhu nxaa. Ndovakadzi vanotishoresa ivava pfambi soo

    • @tabethmandeve7028
      @tabethmandeve7028 3 ปีที่แล้ว +5

      Wena kna iniwo andibhowa haana hunu ko iko kugara shadabu hunhu hapatorina

    • @vongaimuradzikwa5081
      @vongaimuradzikwa5081 3 ปีที่แล้ว +3

      ko kuzembera sofa kkkkkk kunge achanyura mukona umo

    • @ancecariamatsapa982
      @ancecariamatsapa982 3 ปีที่แล้ว

      Kkkkk

  • @christinemainyokie6494
    @christinemainyokie6494 3 ปีที่แล้ว +16

    Sitting pisition yaamai vasati vatombovhura muromo inotokuudza unhu hwavo. Thumbs up to the alleged father. Thank you Mr Mugabe.

  • @steveaudrey3466
    @steveaudrey3466 3 ปีที่แล้ว +43

    This guy is very mature ,,,mkadzi kana usinga mutrust ita zvinhu zvako wakanyarara chokwadi chinobuda chega pachena

    • @celiajames600
      @celiajames600 3 ปีที่แล้ว +1

      Aita zviri smart smart hake

  • @kudakwashenobertmakwiyana2051
    @kudakwashenobertmakwiyana2051 3 ปีที่แล้ว +207

    The way she is dressed says it all, stubborn charector

    • @shiyeliainkorea
      @shiyeliainkorea 3 ปีที่แล้ว +9

      😂😂 kuda kupa murume mwana asiri wake, midzimu yemurume uyu yakasimbisa chaiko.

    • @phillipamutimbanyoka8634
      @phillipamutimbanyoka8634 3 ปีที่แล้ว +21

      Kana magariro acho . Kunge munhu akuda kurara zvake asinei nezvirikuitika

    • @gaegae2700
      @gaegae2700 3 ปีที่แล้ว +6

      Exactly stubborn character

    • @tafadzwamoyo6800
      @tafadzwamoyo6800 3 ปีที่แล้ว

      Lol veduweeeya

    • @sindiswachiveya8720
      @sindiswachiveya8720 3 ปีที่แล้ว

      😂😂😂😂😂

  • @natasha87ful
    @natasha87ful 3 ปีที่แล้ว +76

    Attitude yemkadzi uyu inosvota shame. When Mr Mugabe was asking her questions I was cringing. Kuto munyarira chaiko. Iko kuzoisa maoko muhomwe unotoona kuti indururani.

    • @rejoicenkata5864
      @rejoicenkata5864 3 ปีที่แล้ว

      Ko iko kurembedza musoro hanziiko, ndonzwa shungu ini

    • @nicholasgwanzura7475
      @nicholasgwanzura7475 3 ปีที่แล้ว

      Ndururani yekupedzisira zvayo !!!

    • @angelakwaramba9752
      @angelakwaramba9752 3 ปีที่แล้ว

      I think she knew what was coming

    • @tinashemakape1148
      @tinashemakape1148 3 ปีที่แล้ว

      Ko kubata muchiuno keee pane basa Mai avo.
      Kkkkkkkk ndofunga anga akunzwa seanotsva cz she knew mwana haasi wababa ava ayi🙌

    • @tanakamabhunu4698
      @tanakamabhunu4698 3 ปีที่แล้ว

      Kunge uchamudira mbama

  • @hazelchatikobo6451
    @hazelchatikobo6451 3 ปีที่แล้ว +374

    Found out about this channel today...Its 4am and am trying to catch up on previous episodes for the past 4 hours🤔🤔.This channel is so addictive😂😂

    • @patiencegupo5755
      @patiencegupo5755 3 ปีที่แล้ว +18

      Ndakatanga on Friday, ndirikuateedza ma episodes..l wonder ndaivepiko vamwe vachiona 🤣🤣🤣

    • @shumbashava247
      @shumbashava247 3 ปีที่แล้ว +3

      kkkkk I did the same

    • @fadzyification
      @fadzyification 3 ปีที่แล้ว +3

      Inini ndakaona ma comments evanhu pa facebook about last episode ndikaivhima ndega till ndaiwana

    • @nyaraichisuko807
      @nyaraichisuko807 3 ปีที่แล้ว +2

      Kkkkk I did the same thing

    • @lizymugabe7013
      @lizymugabe7013 3 ปีที่แล้ว +1

      me too, very interesting channel

  • @annacolletamanzunzu9510
    @annacolletamanzunzu9510 3 ปีที่แล้ว +390

    Attitude yemukadzi inosvota shame,

  • @kuzinyabadza
    @kuzinyabadza 3 ปีที่แล้ว +96

    Tinashe Mugabe i commend you for staying calm even when people come with attitude like this woman. Also a Thank you for incorporating both English and Shona so that everyone can keep up.

    • @mzee5533
      @mzee5533 3 ปีที่แล้ว +1

      Saka Ndebele is excluded as one of the languages in the country

    • @candicendlovu1745
      @candicendlovu1745 3 ปีที่แล้ว +5

      Vakashinga vamugabe ...vanonzwisa hasha Mai avo

    • @kuzinyabadza
      @kuzinyabadza 3 ปีที่แล้ว +3

      @@mzee5533 I meant because English is understood by both ndebele and shona speaking people, its good that those who don’t understand the venecula will catch up when he speaks English.

    • @shamiedoreen1993
      @shamiedoreen1993 3 ปีที่แล้ว +2

      Mukadzi uyu ane bad attitude

    • @melodymbwadzawo6592
      @melodymbwadzawo6592 3 ปีที่แล้ว

      @@mzee5533 they did have a case for Ndebeles in Lalapanzi. Just that it seems more Shonas are gangsta

  • @felix2295
    @felix2295 3 ปีที่แล้ว +114

    VaMugabe mubatsire mukomana uyu akatsamwa zvakaipa.

    • @evelynrwambiwa5765
      @evelynrwambiwa5765 3 ปีที่แล้ว +2

      Arwadziwaa shame akuzvishingisa hake

    • @lisachikwati4305
      @lisachikwati4305 3 ปีที่แล้ว +2

      true akagumbuka zvisingaite

    • @nandimzanzi
      @nandimzanzi 3 ปีที่แล้ว +1

      He was in love with this woman and although his sixth sense told him this is not it.

    • @energykaseke9527
      @energykaseke9527 3 ปีที่แล้ว

      True akungoita hake zvisaoneke bt umm akkurwadziwa

    • @sharonmazise1005
      @sharonmazise1005 3 ปีที่แล้ว

      haurevi nhema....panofa benzi!!!!

  • @ruramaimelodymelody8814
    @ruramaimelodymelody8814 3 ปีที่แล้ว +87

    This young lady's attitude is just a disgrace to womanhood, haabatsiriki zvachose

    • @fortunaterubata6719
      @fortunaterubata6719 3 ปีที่แล้ว

      I agree with you

    • @dndanga
      @dndanga 2 ปีที่แล้ว

      It's like she's saying J can't br bothered. Muri kunditambidira nguva. Ndiri busy

    • @gracechikanda5719
      @gracechikanda5719 2 ปีที่แล้ว

      Rood woman

  • @nondo2.045
    @nondo2.045 3 ปีที่แล้ว +171

    What a stand up guy. He still took responsibility even though he had suspicions. Murume wese kumaDNA.

    • @pelandabamachumi3245
      @pelandabamachumi3245 3 ปีที่แล้ว

      eyii kkkkkkk

    • @siphosipho9630
      @siphosipho9630 3 ปีที่แล้ว +1

      Kkkkk ukuda kutiputsira Dzimba here ,🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Varume siyayj tsika yeku ma DNA 🤭🤭🤭

    • @nondo2.045
      @nondo2.045 3 ปีที่แล้ว +3

      @@siphosipho9630 dzimba dzinoparara wena 🤣🤣🤣

    • @potnoodles973
      @potnoodles973 3 ปีที่แล้ว +1

      Amen to that lmao.

    • @nondo2.045
      @nondo2.045 3 ปีที่แล้ว +2

      @@pelandabamachumi3245 🤣🤣🤣🤣 hanzi eyi? Iweka?!

  • @thandybhebhe795
    @thandybhebhe795 3 ปีที่แล้ว +25

    Big up Mugabe for remaining calm.. that attitude mayiwee

  • @luefomuba4412
    @luefomuba4412 3 ปีที่แล้ว +58

    Kkkkkk half of Zimbabwean kids will go to their rightful fathers gore rino🔥🔥🔥. Zvemanje manje VaMugabe will be flooded with DNA requests 🙌🏽🙌🏽🙌🏽. That woman though, eish she is just arrogant, anenge hanzvadzi ya Abhero, Mebo uyu!

    • @zamamatsotso4274
      @zamamatsotso4274 3 ปีที่แล้ว +2

      You are correct munh wamwari tisapusiswa ngevakadzi vedu hama

    • @memorymakoni9916
      @memorymakoni9916 3 ปีที่แล้ว

      🤣🤣🤣haurevi nhema ,nhaka chegore rino

    • @officialfaychi7941
      @officialfaychi7941 3 ปีที่แล้ว

      Kkkkkk

    • @hazvineigladyskatsande2247
      @hazvineigladyskatsande2247 3 ปีที่แล้ว

      KKKKKK ZVAKAOMA SURE VaMugabe ne team musadaro kkkk

    • @emilia3442
      @emilia3442 3 ปีที่แล้ว

      Very true,that girl aaaaaah l'm speechless

  • @andremtetwa9780
    @andremtetwa9780 3 ปีที่แล้ว +60

    The guy is in pain , he needs counseling. This lady anoda kuvhara negwati

    • @febbieharuperi9572
      @febbieharuperi9572 3 ปีที่แล้ว +1

      Too much, he is hurt

    • @tatendahlatywayo2396
      @tatendahlatywayo2396 3 ปีที่แล้ว

      You cn say that again

    • @edmoresithole1573
      @edmoresithole1573 3 ปีที่แล้ว

      Kkkķkk

    • @mrsimm9870
      @mrsimm9870 3 ปีที่แล้ว

      I thought he was feeling relieved, when he got the truth coz he said I came here for a reason.

    • @rufarosharonborerwe3689
      @rufarosharonborerwe3689 3 ปีที่แล้ว +2

      .mkadzi uyu anotinyadzisa kuramba akati bedu pasofa remunhu kana kuvawo sorry hake nxaaaa

  • @tanyaradzwamakurumidze7440
    @tanyaradzwamakurumidze7440 3 ปีที่แล้ว +56

    Mr Mugabe you deserve the Peace Award but the world is too obsessed neHondo. Maturity dzenyu idzi dzoda menduru Elder. Kkkk

  • @veronicadisuza131
    @veronicadisuza131 3 ปีที่แล้ว +19

    Thank you for removing adverts,
    Sisi avo vane kamwe kakuzungaira, ko kuzoti hapana pane kuti akumbire ruregerero, ibasa zvaro ini ndaisiya ndamupa mbama kkkk

  • @brightchimoyo
    @brightchimoyo 3 ปีที่แล้ว +125

    Ava vakutopisa mumastreets
    Well done man , You started something and you are doing it so well and you have no competition in the market 🔥🔥🔥 mukupisa baba

  • @africaunite2488
    @africaunite2488 3 ปีที่แล้ว +60

    The guy is a gentleman, angel of peace.

  • @sanelemeyiwa
    @sanelemeyiwa 3 ปีที่แล้ว +108

    Binge watching from South Africa, and I’m hooked. Thank you for the subtitles.

    • @zvikomborerozihanzu1313
      @zvikomborerozihanzu1313 3 ปีที่แล้ว

      A u enjoying

    • @tt-rg3th
      @tt-rg3th 3 ปีที่แล้ว +1

      @@zvikomborerozihanzu1313 zimba renege rakuda kutonyenga

    • @mrsimm9870
      @mrsimm9870 3 ปีที่แล้ว +2

      Sisonke ngane yakwethu😂😂😂😂😂, sysbangena

    • @mrsimm9870
      @mrsimm9870 3 ปีที่แล้ว

      @zvikomborero wakanaka😂😂😂😂😂svakanaka...... Ai andiyazi. Shona though can someone teach me ke 🙄🤸‍♀️

    • @Nicky-vc7cn
      @Nicky-vc7cn 2 ปีที่แล้ว

      @@tt-rg3th 🤣🤣

  • @lillym2488
    @lillym2488 3 ปีที่แล้ว +6

    Mama ava vanogumbura fani. I like the guy, anehunhu. Thumbs up to whoever raised him. Akabva kuvanhu.

  • @trinityhuckleberry851
    @trinityhuckleberry851 3 ปีที่แล้ว +231

    Do these school dropout girls really understand what DNA testing means and how accurate it is? I see most of them think its a 50/50 kind of testing. Zvinenge zvichinzi ndogona kuita lucky maresults akati ndewake! With that arrogant attitude you come and embarrass yourself in front of the cameras. That boy sounds like a responsible young adult he deserves a better wife than that woman. Girls if you took a chance and know that the man you are saying is responsible for your child is not the father, the moment you hear DNA testing it's time to negotiate for off the camera confession. Unotonyadziswa chete chikhaki envelope icho chikabuda, there are no 2 ways about that.

    • @shumbashava247
      @shumbashava247 3 ปีที่แล้ว +2

      kkkkk.hanzi xool drop out

    • @shiyeliainkorea
      @shiyeliainkorea 3 ปีที่แล้ว +4

      Kkkk hamurevi nhema

    • @lilynee2155
      @lilynee2155 3 ปีที่แล้ว +4

      My thoughts as well vakadzi vanoita kunge vasingazive kuti there's no 2 ways about it

    • @josephined8931
      @josephined8931 3 ปีที่แล้ว +8

      🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Wandisetsa kuti unonyadzisva chikaki envelope chikavhurwa, ichokwadi ichocho havazivi kuti kunze kwaedza DNA yakauya kunze kwaedza

    • @josephined8931
      @josephined8931 3 ปีที่แล้ว +11

      Unongoona nemugariro wacho pakutaurwa kwenyaya wotoona kuti yakapoya

  • @agiemuchena7440
    @agiemuchena7440 3 ปีที่แล้ว +84

    So much in love with this show, thou some women are letting us down... Why nhai abiyangu...
    Thumb up Tinashe

    • @merrymary6065
      @merrymary6065 3 ปีที่แล้ว

      Akoma muripanowo😂😂

    • @sminiatambanemoto
      @sminiatambanemoto 3 ปีที่แล้ว

      Kunyara chaiko weduwe. Kusiwa takashama chaiko

    • @africaunite2488
      @africaunite2488 3 ปีที่แล้ว

      Say it again dea

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 3 ปีที่แล้ว +1

      @@sminiatambanemoto u r real woman. Not zvevamwe vanoti zvinowanikwa..hee..varume vacho vari kuitawo wani...!! Maratidza maturity and remorse. Kana vana venyu vakakuteererai ndine chokwadi chekut havaite dambudzuko muupenyu hwavo.

    • @ritchiemazana1817
      @ritchiemazana1817 2 ปีที่แล้ว

      True

  • @talentmakota886
    @talentmakota886 3 ปีที่แล้ว +32

    Garai maudza varume chokwadi musati mavapa nhumbu dzisiri dzavo, coz this time navaMugabe hamubudurire chokwadi chinobuda, ndanzwa kunyara zvangu

    • @drpatriciamushonga5411
      @drpatriciamushonga5411 3 ปีที่แล้ว +1

      Umm Talent chokwadi chinonetsa kuudza munhu. Unotaura wakatarisa payi kuti pawanga usipo ndakanyoporiwa naRekeniya? Iii better zvibudire paDNA totangira ipapo.

    • @petrocociousmatsangaise4542
      @petrocociousmatsangaise4542 3 ปีที่แล้ว +1

      @@drpatriciamushonga5411 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

    • @fadzyification
      @fadzyification 3 ปีที่แล้ว +1

      @@drpatriciamushonga5411 kkkkkkkkk iwe usadaroba iwe

    • @irenewashayabunha5417
      @irenewashayabunha5417 3 ปีที่แล้ว +2

      Kutogara waudza Madam kuti ukandi nyepera nhumbu isiri yangu hokoyo naVaMugabe ndinono vashedza kikikikikkk

  • @monicazvidza140
    @monicazvidza140 3 ปีที่แล้ว +18

    Very humble man. He knew the truth but humbled himself till proven . Well done mean a komana

  • @beemapo
    @beemapo 3 ปีที่แล้ว +52

    Mkadzi ane attitude uyu, yooh 🙌🙌

    • @Dalailama3674
      @Dalailama3674 3 ปีที่แล้ว +4

      It's not attitude, it's fear of the truth, she knew it all along, Koo munhu kana ambokusiya aona vamwe varinane wodzokereizve pamusha pemunhu wausingadi🤦

    • @dambudzokudzidya3426
      @dambudzokudzidya3426 3 ปีที่แล้ว

      kutotura befu ka singapere

    • @blesamblesam9535
      @blesamblesam9535 3 ปีที่แล้ว

      Apa ane kamini nevugumbo hwenge hwehuku apa haatodi kutaura kutotenga rurimi

  • @ncubec75
    @ncubec75 3 ปีที่แล้ว +41

    I salute you young man. I could tell kuti you were hurt, the anger was clear soon after results were read, but managed to stay calm. You deserve better than this rude young lady.

    • @Lolotynash
      @Lolotynash 2 ปีที่แล้ว +1

      He is even shaking shame ndanzwa tsitsi

  • @shellykaponda8905
    @shellykaponda8905 3 ปีที่แล้ว +25

    And l am here praying for a good man to be my husband and there she is taking him for granted.

  • @tarirochikondowa6160
    @tarirochikondowa6160 3 ปีที่แล้ว +15

    Kupika nambuya vangu oòoo hakuna mukadzi ari straight anoti ,"maResults akauya ari negative tongotambira zviripo ..." 🤣🤣🤣 vanhu muchatsva kudenga

  • @lawrencevensondube8098
    @lawrencevensondube8098 3 ปีที่แล้ว +52

    It shows how good guys can be victims of the circumstances..

  • @nyashadunduru4316
    @nyashadunduru4316 3 ปีที่แล้ว +2

    Whenever Tinashe Mugabe says “ko akabuda maresults achinzi haasi mwana wavo baba ava chii chinoitika” ukanzwa mukadzi ati tongotambira zviripo ziva kuti munhu iyeye ane hobho dzaitsikisa..because your answer should be just simple kuti haasi kuzobuda asiri mwana wake koz ndewake handina mumwe wandairara naye!!!…aiwa great Job 👏🏼

  • @danzylmkandla5563
    @danzylmkandla5563 3 ปีที่แล้ว +15

    Thank you Mr Mugabe our brothers are busy raising kids that are not thiers thank you.

  • @apoloniamunatsi3990
    @apoloniamunatsi3990 ปีที่แล้ว +21

    The stubbornness and sitting position of that girl tells a lot. The guy is a good man and he is kind and cool

    • @joyent7643
      @joyent7643 ปีที่แล้ว +1

      I agree and her attitude is telling I think she was having flashbacks of what she was doing in the 2 months she was quiet. Ma flashbacks enhema drake dzese.

  • @Media-mn4nl
    @Media-mn4nl 3 ปีที่แล้ว +36

    At this rate im starting to believe a headline a saw a while back that 70% of men are fathering kids asiri vavo

    • @takundamandura254
      @takundamandura254 3 ปีที่แล้ว +1

      Season 2 ma1

    • @Carol263Zim
      @Carol263Zim 3 ปีที่แล้ว

      Zvakaoma it’s like first born child kazhinji haasi wemurume akarora mukadzi

    • @bongiwehngwenyamashegoane2840
      @bongiwehngwenyamashegoane2840 3 ปีที่แล้ว

      True !

    • @newturnmutare7627
      @newturnmutare7627 3 ปีที่แล้ว +1

      Most of the smoke resembles fire, there is no smoke without fire 🔥...

    • @sandiesibanda7131
      @sandiesibanda7131 3 ปีที่แล้ว

      Makaudzwa kudhara...but most Zim men vakadyiswa or in denial. It's a vicious circle . Zvakuda Mwari

  • @langton7395
    @langton7395 3 ปีที่แล้ว +12

    The way the wife was talking and seated proved the results to me kikikiki.

  • @africaunite2488
    @africaunite2488 3 ปีที่แล้ว +124

    Tinashe is very patient with his job, it's not easy keeping asking questions to that vampire.

    • @dreezyrogers8703
      @dreezyrogers8703 3 ปีที่แล้ว +3

      Hanzi vampire 😂😂😂😂

    • @moleenmureyani6620
      @moleenmureyani6620 3 ปีที่แล้ว

      🤣🤣🤣🤣huye futi nikisi vampire

    • @africaunite2488
      @africaunite2488 3 ปีที่แล้ว +1

      @@moleenmureyani6620 kkkk izundu iro, vhamupiro kkkk

    • @africaunite2488
      @africaunite2488 3 ปีที่แล้ว +2

      @@dreezyrogers8703 vhamupiro chairo kkkk kuti kwindi

    • @kudzaichabaya3884
      @kudzaichabaya3884 3 ปีที่แล้ว

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @heatherbooth4217
    @heatherbooth4217 3 ปีที่แล้ว +41

    Oh, my goodness, how about the total disinterest mixed with a dash of stubbornness from the woman? It was painful to watch the attitude.

    • @zvikomborero9690
      @zvikomborero9690 3 ปีที่แล้ว

      Say that again

    • @Masowe.
      @Masowe. 3 ปีที่แล้ว

      i feel for the DNA man

  • @danzylmkandla5563
    @danzylmkandla5563 3 ปีที่แล้ว +65

    You can tell that she was hiding something everything apana, she's calm and cool seriously she knew.

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 3 ปีที่แล้ว +130

    Dressing depicts character. Lets gather here those that agree with me!!

  • @edithwatinaye7528
    @edithwatinaye7528 3 ปีที่แล้ว +156

    This woman is so annoying nxaaa,kunyepedzera kuzungaira

    • @patiencegupo5755
      @patiencegupo5755 3 ปีที่แล้ว +4

      Kkkkk kuita kunge uchamuzunza zunza

    • @maianesu
      @maianesu 3 ปีที่แล้ว

      You ladies 🤣🤣🤣

    • @belindavimbayi8949
      @belindavimbayi8949 3 ปีที่แล้ว

      Anoita kusvota chaiko.she's not even apologetic nxa

    • @jenniferkimpiobi8905
      @jenniferkimpiobi8905 3 ปีที่แล้ว

      She seems not to care

    • @chipombe965
      @chipombe965 3 ปีที่แล้ว

      Bless you young man... There is more to life... Deception sucks... Go and find the father lol

  • @CherylNkosi
    @CherylNkosi 2 ปีที่แล้ว +8

    Mr T Mugabe was made for this. He is always so polite and patient with the guests. He is impartial and very professional. This show is one in a million. Keep it up DNA Closure Team 🧬

  • @anetsitsitsikani8808
    @anetsitsitsikani8808 3 ปีที่แล้ว +28

    Thanks guys neku subscriber we are now over 11000 tell a friend to tell a friend closure family ikure cheers to mbinga dzema sure xure dzino subscriber

  • @innocentmash6787
    @innocentmash6787 3 ปีที่แล้ว +39

    Mukadzi knws thr truth Imagine she cnt seat proper arikutsva

    • @tatendapunyuka2389
      @tatendapunyuka2389 3 ปีที่แล้ว

      It might be men who can sacrifice being on this show have a higher probability of not being the fathers and that what drove them to participate

    • @foreverassociateszimbabwe6707
      @foreverassociateszimbabwe6707 3 ปีที่แล้ว

      😂😂😂

    • @carolinetande2166
      @carolinetande2166 3 ปีที่แล้ว

      Kkkkk hot like a hitwoooo

    • @PK-qw4hl
      @PK-qw4hl 3 ปีที่แล้ว

      🤣🤣the heat was too much 💥💥

  • @nashemakonese8378
    @nashemakonese8378 3 ปีที่แล้ว +13

    Kurereka rereka musoro kwamai ndekwe tsotsi ,APA hapana zvinemusoro zvirikutaurwa,ko mugariro uyo ndeupi ko mainini

  • @vanessasiwela6153
    @vanessasiwela6153 3 ปีที่แล้ว +22

    Tinashe you deserve a Nobel Patience Prize 😂😂😂

    • @PK-qw4hl
      @PK-qw4hl 3 ปีที่แล้ว +1

      😂😂

  • @tendaishumba-godo5511
    @tendaishumba-godo5511 3 ปีที่แล้ว +14

    Apa mukadzi wacho pressure zero. Zvakaoma shuwa.

  • @privymissy
    @privymissy 3 ปีที่แล้ว +1

    Tinashe Mugabe une basa guru.Maiwee mai avo attitude at top notch zvakaoma hazvo

  • @LorietGoto
    @LorietGoto 3 ปีที่แล้ว +111

    The calmness of the husband and the rudeness of the wife 🙌🏽 kuita garinya zvavo .... Great show 🔥

  • @tabaicanking3701
    @tabaicanking3701 3 ปีที่แล้ว +11

    I'm not a bad person but I didn't want him to be the father, he seem like a good person and look at her , look at how she handles herself

    • @progressbrighte1662
      @progressbrighte1662 3 ปีที่แล้ว +2

      Mukadzi anodherera vanhuu uyoo hunhu hwacho ndehwe chihure maitiro acho ummm

    • @progressbrighte1662
      @progressbrighte1662 3 ปีที่แล้ว +1

      Kkkkk mface akuda akuda zvemaoko uyooo umurove mukadzi uyooo hure remunhu

  • @user-db5kw1ve9o
    @user-db5kw1ve9o 3 ปีที่แล้ว +51

    Hiiii i knew it aaaaa🤭🤭🤭🤭kutsamwa netuhasha hasha pane zvazvichivharwa nemkadzi uyu & murume arwadziwa askana sorry shame iii

    • @mummyandme3410
      @mummyandme3410 3 ปีที่แล้ว +5

      Ko munhu kungogara wataura pane kuzvinyadzisa paruzhinji rwe Zimbabwe nhai ahhh

    • @perseverancekazaza5884
      @perseverancekazaza5884 3 ปีที่แล้ว

      😂😂😂😂😂😂

    • @tawandamakombe
      @tawandamakombe 3 ปีที่แล้ว +2

      Haa madofo aya vanenge vachifunga kuti ifeja feja. Vasingazive kuti chokwadi chirimubonzo muskeleton.

    • @normamunyoro3044
      @normamunyoro3044 3 ปีที่แล้ว

      @@tawandamakombe kkkk

    • @TERRY87able
      @TERRY87able 3 ปีที่แล้ว

      kkkkk, vanofunga kuti imbasa mbasa

  • @alisonzuva8822
    @alisonzuva8822 3 ปีที่แล้ว +2

    That lady anene anga akutorwara chaiko aona kuti chabvondoka. Kudos Mr Mugabe makauya ne this program varume vakawanda vari kuchengeta vana vasiri vavo. To all the men mhanyai kwa Mr Mugabe munopiwa peace of mind.

  • @aluwanimoyo4093
    @aluwanimoyo4093 3 ปีที่แล้ว +13

    just watched already on zbc - haah pakaipa vaMugabe makapenga

  • @richardtendainyamayaro4592
    @richardtendainyamayaro4592 3 ปีที่แล้ว +14

    You pray for a good man he comes and he still wont be good enough 🙌🙌 ... The guy was hurt 100%

  • @noxblablabla136
    @noxblablabla136 3 ปีที่แล้ว +21

    Ndazviona hangu pangonzi namai awo zvinenge zvabuda musarudzo ndizvozvo kuti mwana anogona asiri wababa avo. And patanga amai kufemereka that was a sign yekuti pane zviripo zvavanoziva .varume changamukai endai nevana wenyu kuma DNA kana usiri kugutsikana kuti ndevako here or havasi

  • @theafricanprincess8906
    @theafricanprincess8906 3 ปีที่แล้ว +36

    I now hate to watch the Closure, every episode "the alleged father is excluded" it pains me a lot, women why women? shame on us. 😭😭😭😭😭😭

    • @28tindo
      @28tindo 3 ปีที่แล้ว +2

      You know. And the way they bad talk Zimbabwean men so.

    • @emilymlambo6833
      @emilymlambo6833 3 ปีที่แล้ว +2

      Its because DNA is expensive saka vanhu vangopa munhu nhumbu isiri yake coz they knew kuti kuendeswa kuma tests kashoma manje this show yakugadzirisa nyika

    • @memorymazambani8252
      @memorymazambani8252 3 ปีที่แล้ว

      Inyaya yekusanganisa sanganisa nxaa

    • @hithermpofu2465
      @hithermpofu2465 3 ปีที่แล้ว

      @@emilymlambo6833 inoita marii cousy?

    • @ladyt5348
      @ladyt5348 3 ปีที่แล้ว +3

      True maam, as a fellow woman I am dissapointed as well .
      Why would want to deprive your child from knowing his biological father, mkadzi anotoziva kt ndakasangana nevanhu vangani .
      Veduwe ngatizvibatei if not for our sake , let's do it for the sake of our children 😭😭😭

  • @advancematoweadttocksmatto9213
    @advancematoweadttocksmatto9213 3 ปีที่แล้ว +6

    Maresults atovepo musati mapedza Mr DNA
    Mimba inobatira paground kwete pafoni

  • @namesniaa
    @namesniaa 3 ปีที่แล้ว +72

    I mean if you didn’t cheat and someone says “what if the results come out and he’s not the father” the response should be that’s impossible not “tongotambira cos ndozviripo” 🤣

    • @lonelynyamudeza6133
      @lonelynyamudeza6133 3 ปีที่แล้ว +2

      Taura hako coz ukati tongotambira zviripo even iriyangu I won't trust you bcoz you're not even sure

    • @adelaidechikwana9160
      @adelaidechikwana9160 3 ปีที่แล้ว +4

      If u notice most of these women who reply with that statement result is usually 0% paternity......u ask yourself if you knew why embarass yourself on national tv

    • @lonelynyamudeza6133
      @lonelynyamudeza6133 3 ปีที่แล้ว +4

      @@adelaidechikwana9160 I wonder why a person agrees to DNA uchinyasoziva kuti wakahura..zvimwe zvinhu soo

    • @pepukaichanaiwa7390
      @pepukaichanaiwa7390 3 ปีที่แล้ว

      @@lonelynyamudeza6133 imagine kna newewo kuzvinyadzisa uchiziva mabasa akoo

    • @bettymatitsa9043
      @bettymatitsa9043 3 ปีที่แล้ว +2

      Kkkkkk.statement iroro roita utofane kuziva maresults asati abuda kkkk

  • @feynyik5
    @feynyik5 3 ปีที่แล้ว +26

    Imagine kugara netype yemukadzi uyo kusvika wafa🤣🤣

  • @jeanalfandika3361
    @jeanalfandika3361 3 ปีที่แล้ว +10

    Mainini ava vane stinking attitude yoweee 🥺🥺🥺

  • @memsweaver8784
    @memsweaver8784 3 ปีที่แล้ว +17

    Nhai Mr Mugabe is there aftercare available for these people because for us its entertainment but there are real lives behind all this. Counsellors/psychologists should be there for these people. Ndatenda

    • @gingerwingerful
      @gingerwingerful 3 ปีที่แล้ว +7

      After care yei pakadai nhaiwe

    • @makoparaz7629
      @makoparaz7629 3 ปีที่แล้ว +5

      Ukaona munhu anoramba achinyepa iro V11 rave pamberi kudaro unofunga kuti angabitsirike na counsellor/psychologist here? Pangatodiwa pastor vaburitse dhimoni rekunyepa kana chiremba vaongorore mental stability

    • @happinesschirasha8734
      @happinesschirasha8734 3 ปีที่แล้ว +1

      @@gingerwingerful they need counseling shaa especially anenge arwadziswa wacho

    • @gingerwingerful
      @gingerwingerful 3 ปีที่แล้ว +1

      @@makoparaz7629 nhai henyu mukoma besides aftercare ingadiwe ndeyei vakadzi vacho vese nhubu hadzo imi mahure hawo the fact yekuti murume request DNA anenge asingade mukadzi nemwana wacho and hapana care ingadiwe nekuti dai achida mukadzi nemwana angadai asina kunoona vamugabe but kuita request DNA that means interest haatorina hake

    • @angelangel2167
      @angelangel2167 3 ปีที่แล้ว +1

      @@gingerwingerful anenge atadzirwa. Put yourself in their shoes.

  • @angellamuringanize8229
    @angellamuringanize8229 2 ปีที่แล้ว

    The lady Though voice rarichinzwika kuti arikutya and l salute the man very calm and humble

  • @sisfarie9920
    @sisfarie9920 3 ปีที่แล้ว +22

    Posture yamai avo inoreva zvakawanda

  • @naivera2488
    @naivera2488 3 ปีที่แล้ว +41

    The most disturbing thing bout this show, is that most of these cases always come back negative. As a woman you should know the father of your child, be honest bout your shenanigans before making a fool out of yourself on national tv and save everyone else involved the embarrassment. Zim women🤦🏽‍♀️🙆🏽‍♀️ I surrender

    • @lindagumbo4171
      @lindagumbo4171 3 ปีที่แล้ว

      Zvakaoma

    • @sharathpremkumar
      @sharathpremkumar 3 ปีที่แล้ว +1

      Vanenge vachiziva but trying luck

    • @aluwanimoyo4093
      @aluwanimoyo4093 3 ปีที่แล้ว +3

      Yah it's a given. Testing is a costly process remember saka it's only doubt that makes you decide to test in the first place but vasina worry havambogare vambozvitsvaga. So the percentage zeros in DNA test under current situation is always gonna be high. But if we were testing everybody as standard unowona it won't be as bad.

    • @naivera2488
      @naivera2488 3 ปีที่แล้ว +1

      @King Prince Tv ‘bro’ please don’t refer to me as bro because I’m a woman, lol thank you

    • @melodymutandavari1825
      @melodymutandavari1825 3 ปีที่แล้ว

      @@naivera2488 🤣🤣🤣🤣🤣

  • @jefreymoyane6098
    @jefreymoyane6098 3 ปีที่แล้ว +36

    Ndosipakwa nemabvunziro wavamugabe kudarika ma results acho😃😃

  • @innocentkarimanzira6347
    @innocentkarimanzira6347 3 ปีที่แล้ว +6

    Mahure vanhu ava. Thanks tinashe mugabe ♨️

  • @sharoncmuswaka
    @sharoncmuswaka 3 ปีที่แล้ว +10

    Mr Mugabe munomboonerera henyu 😅😅😅attitude manje kubata muchiuno

  • @paceleecomputers410
    @paceleecomputers410 3 ปีที่แล้ว +5

    I am starting to believe that 30% yevarume in Zim are taking care of vana vasiri vawo.

    • @mrmn13
      @mrmn13 3 ปีที่แล้ว +1

      more like 70%

    • @leeali6992
      @leeali6992 2 ปีที่แล้ว

      Only 30% is taking care of their real DNA

    • @anisharchibaya7153
      @anisharchibaya7153 2 ปีที่แล้ว

      Haurevi nhama kkkkkk so sad 😢

  • @terencemudyawabikwaa241
    @terencemudyawabikwaa241 3 ปีที่แล้ว +6

    Mukoma Tinashe am sure ne attitude yamanga muchipuhwa nemukadzi uyo hasha dzamangamanadzo dzomutsa chigayo

  • @samanthahaisoswi7027
    @samanthahaisoswi7027 3 ปีที่แล้ว +1

    Kane attitude inosvota kamukadzi ako she knew kubva kare nxaaaaa
    Kabvunzwa munoti kudii hanzi Hapana
    This guy deserves better

  • @relentlessstern4934
    @relentlessstern4934 3 ปีที่แล้ว +52

    Haaa its the laziness yaMama for me 😂 😂😂 😂 asi daddy varikunzwa kuda kurova munhu kkk

  • @denniszindaga4527
    @denniszindaga4527 3 ปีที่แล้ว +1

    Attitude yamai yechidofo chaiyo vanoziva Nyaya yavo kukwindimara zvenhema nxaa vanoziva muridzi wemwana

  • @tinotendamakaure5594
    @tinotendamakaure5594 3 ปีที่แล้ว +9

    The wife 🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️ haasi kufeeler zvese izvi... Her sitting position and responsed aah pkp

  • @GaryLobs
    @GaryLobs 3 ปีที่แล้ว +51

    Her attitude kills the moment, why can’t she understand that the man is trying to help her.

    • @shiyeliainkorea
      @shiyeliainkorea 3 ปีที่แล้ว

      Aiti achabudirira kuchengeta dzinza risiri rake. Thanks to DNA

    • @nandimzanzi
      @nandimzanzi 3 ปีที่แล้ว

      She was stressed

    • @rebeccahilton4209
      @rebeccahilton4209 3 ปีที่แล้ว

      This guy is going to make a fight to day

  • @talenttapiwanashe6329
    @talenttapiwanashe6329 3 ปีที่แล้ว +12

    Pandangoona kamupfekero kasisi ava ndabva ndatoziva kuti ma1 aye atanga 🤷‍♀️🤷‍♀️

  • @emilymlambo6833
    @emilymlambo6833 3 ปีที่แล้ว +20

    That man is trying to control himself but he is very upset

    • @leonardjokochoko3805
      @leonardjokochoko3805 3 ปีที่แล้ว +1

      Arwadziwa wena, ndozvinoita upenyu

    • @tinayechuma7593
      @tinayechuma7593 3 ปีที่แล้ว +1

      Akutononokerwa nekurova munhu🤣

    • @evelynrwambiwa5765
      @evelynrwambiwa5765 3 ปีที่แล้ว

      True

    • @fredricktoendepi
      @fredricktoendepi 3 ปีที่แล้ว

      Panogona pasara pachirwadziswa nyama dzeumwe apo lol

    • @nandimzanzi
      @nandimzanzi 3 ปีที่แล้ว +3

      @@fredricktoendepi He does not seem the type to beat a woman. He is very controlled. He has suspected so he is not shocked but in pain

  • @leahdocars7993
    @leahdocars7993 3 ปีที่แล้ว +25

    I am in love with this show

  • @tulanmazibiya5503
    @tulanmazibiya5503 3 ปีที่แล้ว +12

    So 80% ye varume iri kuchengeta vana vasiri vavo 😂😂
    Zvinorwadza izvi guys 😭

    • @gamu1
      @gamu1 3 ปีที่แล้ว

      Ndirikunyarira my gender🙆🙆

  • @perpetualmahwiteziyengwa767
    @perpetualmahwiteziyengwa767 3 ปีที่แล้ว +17

    Baba ava varikutofunga kukwatura munhu apa

  • @cererac9044
    @cererac9044 3 ปีที่แล้ว +72

    This guy looks like he is preparing for a fight 🤣

    • @accuratepatrickspartricia7907
      @accuratepatrickspartricia7907 3 ปีที่แล้ว +5

      Zvinopa hasha the wife is rude

    • @brightontatenda4854
      @brightontatenda4854 3 ปีที่แล้ว +2

      Kkkkkkk WWE chaiyo isina ref

    • @kaydee521
      @kaydee521 3 ปีที่แล้ว +2

      Just waiting for the Camera 🎥 man and crew to leave

    • @cen9277
      @cen9277 2 ปีที่แล้ว

      Dzikunzwa mazihasha kani😂🤣

    • @waadhogo9668
      @waadhogo9668 2 ปีที่แล้ว

      Ngaarohwe mkadz uyu ibenzi nhy

  • @royalblue4064
    @royalblue4064 3 ปีที่แล้ว +39

    Nhai vaMugabe result munenge muchiriziva here iri kana munotoshamisikawo?

    • @rockmaposa3109
      @rockmaposa3109 3 ปีที่แล้ว +1

      Kkkk ndinombozvibvunzawo mumoyo

    • @happinesschirasha8734
      @happinesschirasha8734 3 ปีที่แล้ว +1

      Kkkkkkkkkk iwe ka iwe vanenge vachiziva Ava kkkkkk pindirai mega Mr Mugabe kkkkkk

    • @ngonistanford68
      @ngonistanford68 3 ปีที่แล้ว

      Vanenge vachiziv hnt ndovanoita

    • @haiwatigere6202
      @haiwatigere6202 3 ปีที่แล้ว +2

      No he does not know that's why it sealed.

    • @ngonistanford68
      @ngonistanford68 3 ปีที่แล้ว +1

      @@haiwatigere6202 yaitwa sealed nani?

  • @fadzyification
    @fadzyification 3 ปีที่แล้ว +1

    Ana Abhero murikuona here kuti mogona kunge mukurera vana vasivenyu muchifunga kuti ndimi muneyese...asiwo for this brother sorru hako wena.

  • @nicolegomez6056
    @nicolegomez6056 3 ปีที่แล้ว +29

    Mukadzi uyu dai ndiri padhuze ndambomupa mbama attitude yake yandibhowa zvekuti.

  • @josephchenjerai1075
    @josephchenjerai1075 3 ปีที่แล้ว +1

    Vana mai kana muchikudza vana sikana or vakomana garai muchiona hunhu hwavo like ukaona mwana wako achikwindimarira iwe chibva wazvibvunza kuti ko akazonogara nemunhu asina ukama naye anozonomugona here

  • @kimberlymukondwa9320
    @kimberlymukondwa9320 3 ปีที่แล้ว +16

    Sounding good all the time thank Mr DNA MAN

  • @beautysumburera2988
    @beautysumburera2988 3 ปีที่แล้ว +10

    who else anoti asati arara otarisa kuti whats new

  • @alfredmafunu3094
    @alfredmafunu3094 3 ปีที่แล้ว +6

    Varume tiri pakaoma. This guy haana hondo yaakaita. The guy was very calm mhani> Kaamukadzi katoshupika ako. just imagine losing such a nice guy

    • @leeroyhustle
      @leeroyhustle 3 ปีที่แล้ว

      That is the problem. Men are nice

  • @exabiotakundwa4965
    @exabiotakundwa4965 3 ปีที่แล้ว +51

    Homeboy is mad aku tryer kuzvibata 😂😂😂😂

    • @tafadzwachaponda1104
      @tafadzwachaponda1104 3 ปีที่แล้ว +2

      yaa apererwa and anogona kuita zvimwe zvinhu anotoda kugara navanhu vanomubatsira kusvika shungu dzake dzaserera

    • @lailahbanda4075
      @lailahbanda4075 3 ปีที่แล้ว +1

      😂😂😂😂Facts

    • @admirevhimisai8799
      @admirevhimisai8799 3 ปีที่แล้ว +1

      😂😂😂 True. He's pissed

    • @trevormoyo72
      @trevormoyo72 3 ปีที่แล้ว +1

      Ndanzwa mabhonzo kurira 😂

    • @mrpk9007
      @mrpk9007 3 ปีที่แล้ว +2

      Arikuda kudambura munhu, sisi ndavaona kare kuti varikunyepa, ivo vanga vachitoziva kuti zvadhakwa

  • @chioresoabigail733
    @chioresoabigail733 3 ปีที่แล้ว +11

    Attitude haibude especially uchinyepa😅

  • @lynashborne8634
    @lynashborne8634 3 ปีที่แล้ว +21

    Thank you for having subtitles it is an eye opening show. As for mama on this episode when I saw her sink deeper and deeper into that sofa the more questions you asked I knew here it's a 0%

  • @delanocruz7958
    @delanocruz7958 3 ปีที่แล้ว +30

    The spirit of Mugabe has indeed resurrected, to bind, unite and bring peace in our households.

  • @zimbo22ful
    @zimbo22ful 2 ปีที่แล้ว +1

    Mukadzi wese anotoziva hake muridzi we mimba, kunyepedzera hedu kuzungaira, kunze kwakaoma uku.

  • @biancachiwenga6685
    @biancachiwenga6685 3 ปีที่แล้ว +28

    This lady’s attitude though 😂👐

  • @pepertuachakezha4334
    @pepertuachakezha4334 3 ปีที่แล้ว +3

    This girl is not apologetic, what a piece of work

  • @perpetualmahwiteziyengwa767
    @perpetualmahwiteziyengwa767 3 ปีที่แล้ว +11

    Aaa unongoona nekushadabura kwavakaita kuti problem chaiyo

    • @romeoguti3701
      @romeoguti3701 3 ปีที่แล้ว

      Anga atoona kuti pashata akuita kunga munhu azvimbirwa. Attitude iyo irikundisvota sterek

  • @maxwellkalunga8591
    @maxwellkalunga8591 3 ปีที่แล้ว +9

    Tinashe you are doing good, the follow up idea is indeed great.

  • @preciousmavhaire6324
    @preciousmavhaire6324 3 ปีที่แล้ว +24

    Va Mugabe vane patience 😂😂😂.

  • @melanieinhobson3595
    @melanieinhobson3595 3 ปีที่แล้ว +1

    Was told about it a few weeks ago but ndikati haa I will watch later. So The day b4 yesterday on 12/09/'21 I decided to watch. Initially I watched whatever season or episode I came across, but later I decided to go back to season 1 ep 1. Now watching in chronological order. Very addictive, educational and eye opening.