Felix oti musauya kurufu KwaRuth Musina chamunacho opemha zvakare

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 10 ก.ย. 2024
  • flexx oti musauya kurufu KwaRuth Musina chamunacho nekuti kungoda kudyiwa. akurudzira kuti musasvika murimaoko chete. Patricia Jack and Joey tanae voti shandisai yamuinayo kare #latestnews #latest #news #newzimbabwe #zimcelebrity #breakingnews #celebritynews #zimcelebs #ruthhwara #patriciajack #flexx

ความคิดเห็น • 15

  • @OdiasMushohwe
    @OdiasMushohwe 25 วันที่ผ่านมา

    Ngavamboshandisa yawanayo indawa imimi makuzondibhowa manje mudhara

  • @mailizzie1691
    @mailizzie1691 24 วันที่ผ่านมา

    Mari ye go fund should buy the food for funeral

  • @mailizzie1691
    @mailizzie1691 24 วันที่ผ่านมา

    Ko mari yakawandisa ichaita basa reyi?

  • @josephinezata7529
    @josephinezata7529 26 วันที่ผ่านมา +1

    Flex I gwere gwere

  • @alim3611
    @alim3611 26 วันที่ผ่านมา

    Flex anopenga ..ko mari ye gofundme ? ndiyo yechìkafu

  • @ropchipondamoyolity
    @ropchipondamoyolity 26 วันที่ผ่านมา +1

    😢😢😢😢😢😢😢

    • @ropchipondamoyolity
      @ropchipondamoyolity 25 วันที่ผ่านมา

      @Mckonebg-w7h tanga kwangu ndiuye kwako

  • @memoriegomana5850
    @memoriegomana5850 26 วันที่ผ่านมา

    Mirao zvenyu irikufambirwa na Mr munetsi mirao zvenyu vachazviona havo

  • @ropchipondamoyolity
    @ropchipondamoyolity 26 วันที่ผ่านมา

    Zvakaoma chaiko

  • @tendaimadamombe7255
    @tendaimadamombe7255 26 วันที่ผ่านมา

    Mari iriko

  • @tendaiMufandaedza-ku4gr
    @tendaiMufandaedza-ku4gr 26 วันที่ผ่านมา

    Ko mari yakaendepi mari iriko

  • @norahkudambo7870
    @norahkudambo7870 26 วันที่ผ่านมา

    Delusional people!!!!

  • @williamchitowa6605
    @williamchitowa6605 26 วันที่ผ่านมา

    Nonsense video ndeyekare iyi

  • @tendaimadamombe7255
    @tendaimadamombe7255 26 วันที่ผ่านมา

    Mari yakaendepi