Iye mhunhu ngazive zvekwaanonamata uye usa shora mamwe masangano nekuti iwe hauzive kuti pauri uri kunamata zvechokwadi here hausiri iwe unotonga anotonga ndi baba va chatonga ndine urombo nemashoko enyu erengai mazuva atambudziko akatarisana nemi pamusoro pemazwi enyu ne Moses akange ane tsvimbo David akapiwa dombo zvichenjerei mashoko asina kubva mu Bible
Moses akabvisa shangu wani
Pane vatsikirwa magarden avo😂😂haana kumbotaura zita remunhu😂😂😂anyway shoko raMwari rinongoti edzai mweya yose
Baba ava vanofanira vaiva mupostori vaane mhemherero aakutuka kwaakabva
Kana uchiziva kut ahudi kushorwa unoshorerei vamwe.
The truth hurts
Musavada uyo anedabudziko repfungwa.nhasi azviwana kkk.Paneanovafurira baba avo
Marufu inga wapariddza shoko sezvariri ko chiiko, seventh day yakukurasa
Iye mhunhu ngazive zvekwaanonamata uye usa shora mamwe masangano nekuti iwe hauzive kuti pauri uri kunamata zvechokwadi here hausiri iwe unotonga anotonga ndi baba va chatonga ndine urombo nemashoko enyu erengai mazuva atambudziko akatarisana nemi pamusoro pemazwi enyu ne Moses akange ane tsvimbo David akapiwa dombo zvichenjerei mashoko asina kubva mu Bible
Mfundisi itsotsi vanotorwara