changing voices is not a problem, as long as there is no discord, i don't hear any discord, pana cde vti pane discord havazive magitare vakuda kuti aimbe sababa vake which is wrong , voice radhewa is gone. Ndatoda voice irori more than rimwe raanoshandisa.
Excellent instruments....especially ma rhythm ese ne Lead. Asi my only constructive criticism is that you need to keep your voice in the higher register nekuti in my opinion that is where it is richer. Also add a bit of trebble on the Lead guitar otherwise Lead man is on fire.
Yaaa song iyi wakarova especially instrument nemashoko aripo panozongoda kuzongadziriswa pavoice mbichana nema back vocals ako kuti munatso enderana but zvese bhoo keep it up.
I got where he needs to tune up a little bit. Where his Daddy was fine tuned by Tuku (on vocals). Ukabata ipapo fanami, hapana anokusvikira. Tapi tapi chaiyo!
changing voices is not a problem, as long as there is no discord, i don't hear any discord, pana cde vti pane discord havazive magitare vakuda kuti aimbe sababa vake which is wrong , voice radhewa is gone. Ndatoda voice irori more than rimwe raanoshandisa.
Even if you listen kumusic yamdara wake yekutanga,yaitovavo neimprovement kusvika makumuti muchina muhombe why muchiexpecta kut mfana angotanga akananganisa zvinhu,zvine mastages izvi ukugona mfanam apana anongotanga akaenda unotombotenderera uchitsvaka thruu road, kip it up
This is the original Utakataka flavour. Keep it up
hauna shungu asi une chipo mwanangu well done
yaaa zvirikubuda apa pava nechenji hombesa ndikatarisa pawakatanga
Iwe kanhu kawakaridza apo akoo iwe aaahhhh, haaa kuseri
Mutambo watsvuka ropa. Igweee ndimi muchina Muhombe keep on driving. musarase tsoka yerudo, ndokti titambe ngoma.
# Dhewa vetsoka yerudo to the people.
Well done dhewa
nice sungula 👌♥️🔥🔥🔥♥️
Ummm this is just awesome i repeat this is awesome, keep it up Jnr Igwe we are behind u chakabatwa chinumber ichi
Great piece munin'ina....improve the vocals....YOU ARE THE BEST!
Well done Jnr, we are behind you all the way, keep it up,,,
aaa zvaunoridza samdara wako nhiywe its my first time kunzwa music yako
Thank you
Well done chikomana
Excellent instruments....especially ma rhythm ese ne Lead. Asi my only constructive criticism is that you need to keep your voice in the higher register nekuti in my opinion that is where it is richer. Also add a bit of trebble on the Lead guitar otherwise Lead man is on fire.
Mpfanha iwe, kangoma kawakaisa panaMudzimu weshiri apo iwekaaaaa
Nice beat keep pushing musanete talent iripo
I can feel the sound of a keyboard there nice move Sir keep going Sir,we Love you 💜
Tongai 🔥🔥🔥🔥
Dewa rovai ngoma panechakanaka hapashaiwi vanoshora
Nice beat. Well done Tongai
never look back great sound
Yaaa song iyi wakarova especially instrument nemashoko aripo panozongoda kuzongadziriswa pavoice mbichana nema back vocals ako kuti munatso enderana but zvese bhoo keep it up.
Young Igwe makaipa heavy tune
Good , better,best
Rovai ngoma baba vamoyo monogonesa
Chiri kupisa 🔥🔥🔥🔥🚀🚀🚀
Urikurova shamwari
Famba naro Igweeeee!
System ya force
Chakanyorwa chingoma ichi 😂😂😂😂🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Nice mufanha rambawakadaro
This is my best
Utakataka 🎸
yakarohwa muG KEY
Aiwa kwete apa hazvisi hazvisikubuda baba pane discord apa
Pano panonyeperwa vanhu pano. Kungonzi haa unogona
Ndokuti munhu asapera power guys ngatisimbisei vapfana vawane simba rekushanda
😂😂😂he must improve
Aah he has actually improved from when he started. He is doing well.
Just don't use high notes for now,however, you are on point
To be honest this track is amazing (instruments), but Tongai the vocals need to be touched a little bit
I got where he needs to tune up a little bit. Where his Daddy was fine tuned by Tuku (on vocals).
Ukabata ipapo fanami, hapana anokusvikira.
Tapi tapi chaiyo!
Gud work
Famba nebhora mopao
Instrumental super. Work on improving vocals, refinement still needed.
lead guitar yes
Stop changing voices
Guitars are in point
But your vocals
Pane discord
Hapana chikunakidza apa
Asi waterera chete kkkkkkk
Muchamuka usiku tsano just appreciate
Enda unoridza zvako unakidzwe ka
Ita zvako zvokunakedza kaa