Guys maLikes haadye sadza kana kupedza maData-bundles, let us just give mkoma Andrew maLikes avo coz varikudzifambira nyaya dzacho. Kuwanda kwemaViews ngakuve ndiko kuwanda kwemaLikes.
Ko sekuru zvivindi zvekuyenda nenyoka inotyisa vaga kudaro vakazviwana kupi ivo vamunhu wechikuru RIP ģogo
I like the way this community dispelled neshambaz witchcraft suspiscions
Imwe mitemo musatevedzera , now you saved chinyoka chisina basa munhu akafa
Sekuru ndavasapusise vanhu.... Zvivindi zvavo zvekuenda nenyoka vega pane vanhu 18 vakazviwanepi
Thank you dremas media taking us to another level
But mutemo wekuti nyoka isaurawe hauna kumbonaka chose chero iye Mwari akasika zvinhu zvose akatoti iwe nyoka munyengeri kuchafamba ne dumbu uchidya guruva munhu nenyoka ndacheka hukama pakati penyu nyoka ukaona munhu ruma munhu ukaona nyoka rova ndi Mwari akazvitaura iye mbune tikapuhwa Simba rekuuyaya zvisingwa zvese zvinofema kunze kwe munhu chete saka izvi zvekuti nyoka isaurawe uyo youraya zvayo vanhu hazviko
Svikai.kunjanja kuchirasauta uko hakuwanikwe anatsikamutanda ummm tatambura uko veduweee mhoro shumba and crew❤❤❤❤❤
@@user-jj6le6xq7o imi munobva papi pacho Kkkk tikangobva pasengwe fiyadho tasvika
@@chikarashumba-cy1pt ndinobvakwachiturike but modzikira pa redzo shops or pajava asi kubva kwachiturike kwacho hakusi kure nesu ..kwasengwe kana Sydine here
Another level takaenda takaenda
Drewmas media taking us to another level
Ivo veparks dai vakauya vakaitora voenda nayo
Sekuru avo vanedhiri nenyoka zvivindi zvekusunda bhara ndezveyi
Dai makaisenga kuenda nayo kwaMambo kwacho vonoiisa vega mugomo 🙈🙈🙈nyoka yaiva yagogo zvayo
Vaneshamba ndinokumbirawo # dzavamajoni ndanga ndichivatsvaga ndichivashaya
Mibvunzo yenyu menge muchida kuti vanhu vabvume zvavasingazive here
Musandione kunonoka ndanga ndichiuya
Sekuru vakaromba vavunzei mushe kunenyoka iyoyo 😂😂😂
Kasi nyoka yacho ndeyavo hr KO sei sekuru vakamanikidzira kuenda nenyoka varivega
Nhasi rarimwe zuva ❤❤thanks Drewmas media for taking us to another level
Haaaaa imika nyoka ndeyasekuru chete .Ahhhh imika zvakamboitika kupi zvakadaro .Ndedzavo dzakapfuuyiwa mumba nyoka idzo
Zvese zvayiitika izvozvo kuna sekuru awo wachinunudzwa nevanhu wopedza woti ndinonoirasa ndega...question mark
dai khule avo vebhara vakaenda nevapfanaa vakadirei kuenda voga inenge yemunhu
Inga zvinorema!!
Njanja kwaMpatsi kuchitsvuku yanetsa nyoka iyo
Sekuru maigoda kutakura chikara Ichi mega sei ?? ,kunhanzwa sezvaiitwa mbuya vekwaMusami , uuummm i
Please Drewmas media and do an interview with Gogo M Mhlanga
Redhill kumusha kwedu
Sekuru ava ma1
Sekuru kuwanza nyambo kwavo kuya kaaa ,vaitoziva kty inyoka yavo cz why vakada kunorasa nyoko vari 1 .Tete fty suspect cz ivo why vaida kty nyoka iuraiwe.Secret yatete ndeyei yavasina kutaura .Tete vakadyiwa nezvinhu zvavo
Hi gus
Uuuuuu zvinorema izvi
Yanga iri yavo zviri pachena wani😢
Nyoka iyi yaifanirwa kuendeswa kwamambo machinda avo aendesa kugomo
Chiiko chapinda kumusha kwangu kwaMpatsi
Sekuru chibaba
Phibion We Savadha
Zviwindi zvacho
Zvakaoma rip gogo
Qtn mark Pana sekuru avo pane nyaya
Sekuru kaaaa taurai nyaya yenyu
Uuum something is fishing
Makadiiko vaNeShamba. Ko vanhu vanoita zvekutamba nenyoka nhai. Ko ngaiende kuNationa parks.
Nkule ndomuridzi wenyoka chete wayiyendepi wega nenyoka iri mubhara wotanga kudya hawo mazhanje wachiziwa kuti wane chikara chinotyisa kudaro wayiziwa kuti wakayenda wega wayizoyisiya yoyenda
Sekuru vaiziva nezvenyoka iyoyo haina kumbobuda yega musaga vanonyeba
Dai yakaurawa gogo vangadai vakarwara a RIP gogo
Imhosva here munhu akati nyoka ngaiurayiwe nyoka inotofanirwa kuurayiwa coz nyoka is dangerous and inouraya ivo ve parks vari ignorant saka vaiti kana yaiswa musaga zvozodii
Hie guys
Sekuru suspect huru
Sekuru ngavataure nyaya yavo mushe
Ivo tete ndomuridzi wayo wavavava ready kuenda ndosaka vaiti ngaife
😢
Haishure iyo ndeyemunhu iyo why ikuramba ichidzoka mumusha
Ko church inoita munamato nehwahwa here?
Sabhuku mataura zvakanaka asi neshamba musadaro kuda kungoti vanoroya ndipo pane myaya yenyu musadaro veduwee inzwai tsitsi
Ummmmmm kutakura nyoka
Sekuru havana kuchena, ndofunga nyoka ndeyavo yava kuvanetsa kuchengeta
vanhu veparks avafambiri shato vari useless vanhu ivava. kwedu takavafonera several times vachitidza kuti ibatei toibata sei isu tichitya. chavanogona kusunga munhu kana munhu auraya nyoka yacho but zvipfuyo zvezvichitopera
Drewmas media taking us to another level
Chiiko chapinda kumusha kwangu kwaMpatsi
Ko sekuru zvivindi vakazvionepi uye mazhanje vanga vomadii ivo vaine nyoka mubhara, something is fishing
Exactly, ivo vane chikara vombotema mazhanje apo voenda voga kunoirasa kwiri sekuru ndivo muridzi wayo
Maone chaiwo iwee iiiiii pane nyaya