Problem number One kunyengana na dancer pabasa paBaba vako Two kutora group rema dancers aBaba vako wovaita vako Three kuda kutora Stand yaBaba kuita yako Mudhara Chipanga munhu akarongeka but you disappoint him Siyana nezve Media boy
Hahaha akapusa muchinda uyu ngaasiyane nezve media ngatswake vanhu vakuru like ana madzibaba zakaria macheso vamukumbirire ruregerero vanzwisisane nababa vacho. Chipanga aimuda but uchinda uyu haana order zvake. Mudara wake is acelebrity and you giving him bad publicity, 100% wrong and kutaura kuti paanofa you eying his wealth yaakashanda ega mmm muface uyu maone
I think the best thing mukomana uyu ngaaasiyane ne media kana achida zvekuwirirana nababa vake. Hosiah Chipanga is not a media man ngaatsvage nzira dzinehunhu dzekuti ayanane nababa vake. Zvavarikuita izvi mmmmm hazvina kana hunhu. Baba vake is a public figure uye kana vari baba vake chaivo zvekuvafumura kumedia zvinotiratidza kuti mwana asina kana nehunhu.Baba vake ndiBishop wechurch ngaaite mushe mukomana uyo
Zvekufanana takazviona kuti hazvishande DNA first ... mkomana uyu ane speed isingaite ari after pfuma which is a question mark...first wakanyenga band member yavo ,ukatora dance group that means you are destroying him and his work... ukaratidzwa stand nestranger wakutoti unoida ivo baba vasina kumbokuudza nezvayo...uribenzi urikutsvaka kusvibisa Hosea uchienda kuma newspaper for what...une dzungu handifungi urimwana wake...Hosea ngaaite dna test
Doesn’t need DNA copy and paste of Senior. This just goes to show how written messages such as emails and texts can be lost in translation. He had a noble idea to develop his father's stand but that needed a face to face conversation.
Ngaatsvake stand yake. Asaende ku media kunofumura zvemumhuri. Baba hapana kana chimwechete chavakakanganisa. Vaida kumusimudza achibva kunofudza mombe kumusha. Ibenzi mukomana uyu.
Young man you seem to be securing inheritance too soon no child is entitled to inheritance if parents want to sell their property use all their estate before they pass in this world its their choice take that little money you have and start your own estate by purchasing your own stand instead of improving what is not yours because you are a boy child every child is entitled to their parents estate if the parent passes by law even girl child is equal considered how will you feel after developing that stand if your father writes a will which says" house to be sold and shared equally to every child upon my death."
I agree, i think baba vake vakaedzawo kutomutora kumuisa pakuti abate mari kwakupedza kwakutanga ka group kake achitora mu group rababa futi,after kuda kutora stand kuita yake .....entitlement yacho was too much.
You are wrong bro why did you write txt msg to your father why you didn't go face to face with your father ita iya inonzi one one nababa vako not matxt msgs
kkkkkkkk........mwana ngaaregererwe.....asi ziva kuti mudhara haasi shamwari yako.....munhu akarara mums saka big that up big time.....moreso he gives you blessings......
Urikutadza here kuita zvako. Sei uchingotewera zvinhu zvaMudhara. Apa vaka former dancing group zvisikaziwe Mudhara. You are over 18 years my friend. Ita zvinhu zvalo uridofo. Uchatopedzisira vauraya baba vako iwe.
I feel for you for not getting along with your father, as a young man who grew up without a father figure sometimes its hard to find proper approach or to find appropriate words when talking or discussing with your father. Please bring yourself down and explain to your father that as a poor child who grew up without a father figure sometimes you dont know how to talk to him or make him feel he is your father . Please humble yourself and highlight this and appologise to your father ,am glade he accepted you in the bigging which is the most important part as child.Approaching him about the house after being told by Mr Chibage was the biggest mistake you did because you dont know your fathers relationship with Mr Chibage. Going from social media to meadia about your father is a very good example of showing that you really dont know how fathers react in those circumstances, In this case i begg Mr Chipanga to forgive you and consider that you grew up without a father figure. Iam sure you and your father one day you will have closure and end up unseparable .Please dont give up as it will hurt you most .Bless you
Wakangwarisa l think mai vake vaitova problem sei vasina kugadzirisa vasati vafa ,and mai ava vaiva munhu aipinda mumafaro hr kuzosangana na vaChipanga panoda DNA apo ???????
shamwari, shamwari ka, kura iwe haunyare here, wakutochembera uchida kuramba uchinetsana na baba vako nenyaya yekuti urikuda kugara pa stand yavo. zvishandirei mukuru muzvionere ,baba vaane zera rekuti vaakutoda shuga kubva kwauri. Nyara mukomana
Chekutanga ziva kuti media vanhu vari kutsvaga mari nenyaya , even if the whole world know kuti wakarambwa zvinokupei, plus ziva kuti baba vako vakapesana newe nekuti ndiwe wakatora group ravo plus dancer , panyaya yekuvaka tsvaga yako stand uvake wozobatsira baba yavo kwete kugara wanata nzvimbo , chienda unokumbira ruregerero ndapedza newe. Remember kuti baba vako havana kumbokuramba saka problem ndiwe
Haaa mwana akangwarisa uyu dzungu anoda pfuma chete ungaudzwa zve stand na someone wakutotanga kuita ma plan nayo iwe usina kuudzwa nezvayo nababa vako sure
YOUR FATHER IS VERY WISE MY MAN, HE IS MY FATHER'S FRIEND PA 16 DANGAMVURA, DONT HURT THE OLD MAN. I DONT THINK ITS YOUR STAND, ITS NOT YOUR PROPERTY, YOU HAVE NO CLAIM, HE EMBARRASSED YOU AND YOU DDNT HELP HIM IN RETURN.
But he never claimed the same said stand he said ask if its possible for him to finish the building he never asked for change of owner ship but I guess both sides are wrong and to solve the issue wamugabe wakudiwa sorry 😞 kana ndaitumbura nepadumbu
@@stanleymadanha5708haana kuiziviswa nababa vake stand iyi akainzwa nemakuhwa akamhanya dai baba vake varivo vakamuratidza stand yacho obva avapirawo mafungiro ake zvino pakadai chero dai ndirini ndaitoona ari mwana avakuda kundiendera mberi pazvinhu zvangu
Shaa baba vako munhu ano respect with everyone in zim just come down small boy uchirikuda chenjedzo kubva Kuna baba vako instead of getting on media yu shld hve to look for yr family
Dont sanitize evil.Bishop we mjolo.He womanised and is that a good example to the young generation.Chipanga should respect himself as an elder and public figure.He should be the bigger person Ko what happened to his political party.Zimbabwe is just a circus.Nyaya is best resolved between the two.Hakuna munhu asina twake!
His approach was the problem. In life never take things for granted and this media thing is not right and you even exacerbating the the issue. Usamhanye wangu.
Ndabva ndafunga song kwachu kwachu , kuti kwachu mari yababa wako pa gedhi , kwachu kwachu dancer , kwachu ma dancers kutotanga rako group , vakuda kukwachura futi stand ....you need to slow down ,vakatadzawo kusazonokutsvaga uchiri mudiki .
Iwe waka mhanya wanga wanzwa kuti ndi Baba vako asi zvisina shuwa. Wobva wanyenga musikana anoshanda na Baba vako wobvunza futi zve Stand. Haaa une speed wena Saka Baba Chipanga vakawona kuti pamwe uri wedzinza rimwe wauya kuzova paradza. Dai waka zvibata semwana akazongo udziwawo naMai vake kuti ndivo Baba vako. Speed unayo wena. Ko vakazo buda vasiri Baba vako unozoita seyi nhai? Ini ndingakupe zano rakanaka kuti kana vaka buda vachinzi ndi baba vako wotozvi ninipisa wosiyana nezve property dzavo . Zvinozoits kunge ndizvo zvawavinga.. Please slow down bata hana yako.
Mwana mwana nyangwe akure sei tinoregerera wabereki. Handione ari mwana anoda pfuma chete anongwavhangwavha wani.. Acho panga ngavangotaura nemwana. Mwana makakura achichengetwa na mai ne sekuru. Apa akuzvishanfira haasisiri mwana anomirira baba kuti adye. Ariku da kunotaura nukubvunzana upenyu achizivawo dzidza rake.
My friend unofanira kunorairwa iwe hauna tsika at all.Wakambonzwepi Kuti baba nemwana vakatadza kuwirirana vanoenda kuvatorwa Kuma news paper.Even now urikuramba uchiwedzera.Musha umwe neumwe unezvawo but haurore dirt londry yemhuri pa Social media.Musha wese unana tete,sekuru nana baba but iwewe because eaida kushoresa baba vako you run to the social media.Enda Kuna baba vako unokumbira ruregereri face to face.Pedzezvo woenda kuhama dzababa vako mugare dedzinzi
U cannt tell the public that wen u went to Dangamvura to your father.He gave u some money and u chose not to sleep at your Place and went on to book a place in town to sleep.U said u r seeking help to reUnite with your kana zvaramba ndoziva kuti baba wakandiramba.Your father is listening all this do know that.U r worsening things.Get help from Old people who u related to u.Poitwa Dare nyaya yako idiki.Panoda kuti pataurwe zvakanaka na Mkoma Hosia.He mus bless u to have a better life
This generation haina matyira,kuda zvinhu how can you go nevatorwa kunoratidzwa stand yababa vako,wobva wati imba wobvepo wakunotora musikana webasa wavo iwewe ndiwe unespeed inoda hamp because ndiwe uri kuendera baba vako pamberi
th-cam.com/video/FJnwSb1ZWyU/w-d-xo.html breaking Tongai Moyo explains how different his Band from Peter Moyo, click here to watch
Une problem iwewe unenge unoda zvemahara too much,work hard my man kuti bba vako vazova proud newe,sade shungurudza mudhara pazvinhu zvake Haibo
Problem number One kunyengana na dancer pabasa paBaba vako Two kutora group rema dancers aBaba vako wovaita vako Three kuda kutora Stand yaBaba kuita yako
Mudhara Chipanga munhu akarongeka but you disappoint him
Siyana nezve Media boy
Anenge anoziva kuti havasi baba vake anoda pfuma fast fast ...ane bapu
@@Edesbong35 .Yaaa manje DNA ndoinopedza masports kkkkk
Akaita dzungu zvekuti nekuti vakanga vamugamuchira nemoyo wakanaka.Akafunga kuti ari smart....
Hahaha akapusa muchinda uyu ngaasiyane nezve media ngatswake vanhu vakuru like ana madzibaba zakaria macheso vamukumbirire ruregerero vanzwisisane nababa vacho. Chipanga aimuda but uchinda uyu haana order zvake. Mudara wake is acelebrity and you giving him bad publicity, 100% wrong and kutaura kuti paanofa you eying his wealth yaakashanda ega mmm muface uyu maone
Anemakore mangani ko mwana wacho uyu
Hezvo Hosiah achikuramba mwana yooo Tinashe hero basa iweee
Kkkkkkkkk
Tinashe mhanya
I think the best thing mukomana uyu ngaaasiyane ne media kana achida zvekuwirirana nababa vake. Hosiah Chipanga is not a media man ngaatsvage nzira dzinehunhu dzekuti ayanane nababa vake. Zvavarikuita izvi mmmmm hazvina kana hunhu. Baba vake is a public figure uye kana vari baba vake chaivo zvekuvafumura kumedia zvinotiratidza kuti mwana asina kana nehunhu.Baba vake ndiBishop wechurch ngaaite mushe mukomana uyo
Chokwadi d.n.a harina kunaka but vanhu mabharanzi zvaarikuita vachiburitsa vanhu pamedia ka
Kozvibsa kuti ndi bishop zvinei
Chokwadi Social media haisi platform yekugadzirisa nyaya
Seems ari after money ane dzungu...Hosea ngaaite dna test pamwana uyu
@@Edesbong35 hapana DNA inodiwa apa akafanana nababa vake uyu
Go and Get Blessings from your and all will be well younger.
Good Title🔥🔥🔥🔥👏👏👏
you present good shows but ita dzungu shoma be humble young man
Zvekufanana takazviona kuti hazvishande DNA first ... mkomana uyu ane speed isingaite ari after pfuma which is a question mark...first wakanyenga band member yavo ,ukatora dance group that means you are destroying him and his work... ukaratidzwa stand nestranger wakutoti unoida ivo baba vasina kumbokuudza nezvayo...uribenzi urikutsvaka kusvibisa Hosea uchienda kuma newspaper for what...une dzungu handifungi urimwana wake...Hosea ngaaite dna test
True
Atori problem chaiyo dai akatobuda asiri mwana wachipanga imharadzi uyo.
😅😅😅😅 wapenga
My the lord pave way.for.jnr Chinga he is the real Hosia chinga
Doesn’t need DNA copy and paste of Senior. This just goes to show how written messages such as emails and texts can be lost in translation. He had a noble idea to develop his father's stand but that needed a face to face conversation.
Ngaatsvake stand yake. Asaende ku media kunofumura zvemumhuri. Baba hapana kana chimwechete chavakakanganisa. Vaida kumusimudza achibva kunofudza mombe kumusha. Ibenzi mukomana uyu.
The alleged father is not excluded as a biological father
Probability is 99.999%
Vachipanga ndaifarira music yavo but zvavakuita mwana azvisi ryt ukaona mwana akuenda Kuma news paper anenge apererwa ,,, mwana mwana kwete kukoshesa vana vemukadzi wawuyinaye Vega,,,,,haana hake kuda kutaura chakaita kuti aende kunorara ku lodge instead of kurara pamba pa baba vake
Shame enda ukumbire ruregerero kuna mudhara wobva wasiyana nesocial media
Young man you seem to be securing inheritance too soon no child is entitled to inheritance if parents want to sell their property use all their estate before they pass in this world its their choice take that little money you have and start your own estate by purchasing your own stand instead of improving what is not yours because you are a boy child every child is entitled to their parents estate if the parent passes by law even girl child is equal considered how will you feel after developing that stand if your father writes a will which says" house to be sold and shared equally to every child upon my death."
I agree, i think baba vake vakaedzawo kutomutora kumuisa pakuti abate mari kwakupedza kwakutanga ka group kake achitora mu group rababa futi,after kuda kutora stand kuita yake .....entitlement yacho was too much.
Approach brother, makawanza speedy
You are wrong bro why did you write txt msg to your father why you didn't go face to face with your father ita iya inonzi one one nababa vako not matxt msgs
Your parents' property are not yours until the parents give them to you.
This boy is trouble some ,haaone kutadza kwake
Musashore vana venyu,kuburikidza nematauriro avanoita,mwana anodzidziswa matauriro,tsika dzemudzinza,uyu azogona sei izvozvo nokuti hazive zvodiwa kwaBaba Chipanga.
Its zvako kwete kuda kutaimira rifa remupenyu,zera rako watisvodesa kuchemera simba nemudhara svoda,waivepi all dz yrs zvawaiziva kuti uri mwana wachipanga zvawave kuuya wapera chinonaka so nxaa,Chipanga munhu makuru ndibax vedu nedzungu raunaro iri jackpot yauri kufudza urikunyangira yakaona kare haulume,ngenyi usingade kusebenza iwe ,simbe iwe
Kkkkkk bro vakangwarisa kutaurachokwadi unomhanya pafeya
Why not published ,aneiwo Hosiah Akanyanyokoshei ko Nxa-a.??
kkkkkkkk........mwana ngaaregererwe.....asi ziva kuti mudhara haasi shamwari yako.....munhu akarara mums saka big that up big time.....moreso he gives you blessings......
Shamwari dzeiko hosiah ngatore mwana imbudzi yemunhu
Pfungwa dzikava Shoma iyo nyama ndiyo inoripa chinokanganiswa nepfungwa iyo nyama ndiyo inoripa singing in Hosiah Chipanga,s voice
Urikutadza here kuita zvako. Sei uchingotewera zvinhu zvaMudhara. Apa vaka former dancing group zvisikaziwe Mudhara. You are over 18 years my friend. Ita zvinhu zvalo uridofo. Uchatopedzisira vauraya baba vako iwe.
Mwari ngavakubatsire iwe ma baba vako mubatane I will pray for you brother
Mukomana uneproblem iwe
Chipanga ane mhanza. Yako iri kupi. Ibva apo.
Mukomana uyu anedzungu
Comment kwayo inowanikwa kana tanzwawo side ravaChipanga...Mudzimhuri munowanikwa twakawanda umu..
I feel for you for not getting along with your father, as a young man who grew up without a father figure sometimes its hard to find proper approach or to find appropriate words when talking or discussing with your father. Please bring yourself down and explain to your father that as a poor child who grew up without a father figure sometimes you dont know how to talk to him or make him feel he is your father . Please humble yourself and highlight this and appologise to your father ,am glade he accepted you in the bigging which is the most important part as child.Approaching him about the house after being told by Mr Chibage was the biggest mistake you did because you dont know your fathers relationship with Mr Chibage. Going from social media to meadia about your father is a very good example of showing that you really dont know how fathers react in those circumstances, In this case i begg Mr Chipanga to forgive you and consider that you grew up without a father figure. Iam sure you and your father one day you will have closure and end up unseparable .Please dont give up as it will hurt you most .Bless you
Hero basa Tinashe mhanya ukooo
😂😂
Kkkk
Bapu mukoma unaro. Kusakwana kwakatangira pakutora mutambi wababa wako kumuita mukadzi iwe kaiwe remekedza baba wako
Wakangwarisa l think mai vake vaitova problem sei vasina kugadzirisa vasati vafa ,and mai ava vaiva munhu aipinda mumafaro hr kuzosangana na vaChipanga panoda DNA apo ???????
Mudhara ari wrong wo.kana mwana akurira hunhrrera anoda kuunzwa paduze irresponsible yako kuvhikira mwana wako .imi hunherera hunorwadza kuignore mwana zvakaipa. Mdara chipanga musadaro
Pamwe haatombori mwana wake... mazuvano tirikuzviona izvi uyu mkomana ane dzungu Hosea ngaaite Dna
Improve mabvunzire ema question
Lance was too foward uye futi waibvuma kunyengerwa neshamwari
bravo!
Nhai ungangomanyira kuti ndoda stand
Unedzungu iwe waifanira kutevera kumashure kwababa kwete kungovamhanyira mberi
😅😅😅😅😅
I mean how you should address some of your Guests who will be elderly
shamwari, shamwari ka, kura iwe haunyare here, wakutochembera uchida kuramba uchinetsana na baba vako nenyaya yekuti urikuda kugara pa stand yavo. zvishandirei mukuru muzvionere ,baba vaane zera rekuti vaakutoda shuga kubva kwauri. Nyara mukomana
Mkomana speed ita shoma wangu uchengetewo wangu
Menus,, Pls try to have *Hunhu-respect* to some of your Guests !! Always follow your shows,, But you only embarrassed us on that aspect
OKay
Saka nanhasi hamuna kuzoita interview navaChipanga?
Ummm zvimwe zvinhu zvinongodao private
usade mbiri nenzira isiri iyo, enda kufamily yababa vako unogadziriswa kwete kuvhura hapwa paruzhinji.
Chekutanga ziva kuti media vanhu vari kutsvaga mari nenyaya , even if the whole world know kuti wakarambwa zvinokupei, plus ziva kuti baba vako vakapesana newe nekuti ndiwe wakatora group ravo plus dancer , panyaya yekuvaka tsvaga yako stand uvake wozobatsira baba yavo kwete kugara wanata nzvimbo , chienda unokumbira ruregerero ndapedza newe. Remember kuti baba vako havana kumbokuramba saka problem ndiwe
Wakairasa pa media apa
Ko wakadii kutsvaga Yako stand,waakuda kutora ipfumi hwababa vnechisimba vari vapenyu,zvese zvawaiita waivakanganisira vakumbire ruregerero,ende urikutoramba uchikanganisa futi
Anedzungu
Zvamunenge makamboshandidzana wani uri mboko yemunhu.zvimwe hazvidi dzungu zvauri kuita izvo.ndiko.ska uchinyimwa nhaka .plus unoteerera shamwari zvakaoma
Nhai ungangotqnga kuti ndipei stand
Haaa mwana akangwarisa uyu dzungu anoda pfuma chete ungaudzwa zve stand na someone wakutotanga kuita ma plan nayo iwe usina kuudzwa nezvayo nababa vako sure
You are doing well Mannesse
Iye aisiya mwana akadii kumutora Ari mudiki chipanga itsotsi
YOUR FATHER IS VERY WISE MY MAN, HE IS MY FATHER'S FRIEND PA 16 DANGAMVURA, DONT HURT THE OLD MAN. I DONT THINK ITS YOUR STAND, ITS NOT YOUR PROPERTY, YOU HAVE NO CLAIM, HE EMBARRASSED YOU AND YOU DDNT HELP HIM IN RETURN.
But he never claimed the same said stand he said ask if its possible for him to finish the building he never asked for change of owner ship but I guess both sides are wrong and to solve the issue wamugabe wakudiwa sorry 😞 kana ndaitumbura nepadumbu
@@stanleymadanha5708haana kuiziviswa nababa vake stand iyi akainzwa nemakuhwa akamhanya dai baba vake varivo vakamuratidza stand yacho obva avapirawo mafungiro ake zvino pakadai chero dai ndirini ndaitoona ari mwana avakuda kundiendera mberi pazvinhu zvangu
Go deeper on tht,mamero dz so called son ,Chipanga is vry wise haadzingirirane ne mhepo bt dz lazy boy haalume akatokotamira kunobva museve kare
Blaz ava ndovane problem hombe
Haaa but mukoma avo vonofanira kusadakuitsekuti varikudazvinhuzvavachipanga something is fishy
Hero basa vaMugabe. Asi its a waste of resources as the alleged father is not excluded. Muchishona tirikuti ndimi baba wemwana.
VaMugabe woyeeee huyaiiii panoooo pakutoda imimi chaiye apaaa nokuti heyyyyy ndikuona kuti the probability of paternity is 0,0000000000% zvichireva izvooo kuti eeeeee Baba Hosiah apa hapana chenyu chiripo ndikuona kunge pakaita nhodzera pa mukomana uyuu amai mazuva avainge vakazvitakura vaokumedzerai mate 🤷🤷🤷🤷🤷🤷🤷not my handwriting yooooooooh
😂😂😂
Shaa baba vako munhu ano respect with everyone in zim just come down small boy uchirikuda chenjedzo kubva Kuna baba vako instead of getting on media yu shld hve to look for yr family
Kupedza nyaya edayi ku DN kwete nhogwa ive
Mr Mugabe hero basa.
Aaaa uyu mwana uyu ngangoshanda zvake uyu,,, wamurume mukuru iwee shanda zvako
Waivaudza kut unoda kuvaka stand waiva wairatidzwa nani stand yokuratidzwa nemakuhwa nxaaa
Haa shandai zvenyu mukuru musaite dzungu
Talent is not inherited
Makafanana asi
Asi urimwana we girlfriend yahosia oohhk yeah tsanangurai zvizere kkkkk
Iwe chibanda kana hurumende yaiona maonero angu waifana kubhaniwa unogwisanisa uye hauvaki ndakuona kuna tongai moyo
Haiwawo uribenzi iwewe
Dont sanitize evil.Bishop we mjolo.He womanised and is that a good example to the young generation.Chipanga should respect himself as an elder and public figure.He should be the bigger person
Ko what happened to his political party.Zimbabwe is just a circus.Nyaya is best resolved between the two.Hakuna munhu asina twake!
His approach was the problem. In life never take things for granted and this media thing is not right and you even exacerbating the the issue. Usamhanye wangu.
So waida kuti aita kana pasina kwaaboziva and his so called is nowhere to be found
Ngaano ona Alick Macheso , he can assist this guy
Macheso ngabatsire mwana wake kuguruve
Apo vakaita speed mwanakomana
Nzewe ndedza Chipanga idzo , mwana vacho uyu.
Ndabva ndafunga song kwachu kwachu , kuti kwachu mari yababa wako pa gedhi , kwachu kwachu dancer , kwachu ma dancers kutotanga rako group , vakuda kukwachura futi stand ....you need to slow down ,vakatadzawo kusazonokutsvaga uchiri mudiki .
Chipanga muzukuru kwachipanga uyo saka Havana wekuratidza vacho
Iwe waka mhanya wanga wanzwa kuti ndi Baba vako asi zvisina shuwa. Wobva wanyenga musikana anoshanda na Baba vako wobvunza futi zve Stand. Haaa une speed wena Saka Baba Chipanga vakawona kuti pamwe uri wedzinza rimwe wauya kuzova paradza. Dai waka zvibata semwana akazongo udziwawo naMai vake kuti ndivo Baba vako. Speed unayo wena. Ko vakazo buda vasiri Baba vako unozoita seyi nhai? Ini ndingakupe zano rakanaka kuti kana vaka buda vachinzi ndi baba vako wotozvi ninipisa wosiyana nezve property dzavo . Zvinozoits kunge ndizvo zvawavinga.. Please slow down bata hana yako.
Ummm tsvaga basa murume,unoda zvemahara siyana nezvinhu zvamudhara
Mwana mwana nyangwe akure sei tinoregerera wabereki. Handione ari mwana anoda pfuma chete anongwavhangwavha wani.. Acho panga ngavangotaura nemwana. Mwana makakura achichengetwa na mai ne sekuru. Apa akuzvishanfira haasisiri mwana anomirira baba kuti adye. Ariku da kunotaura nukubvunzana upenyu achizivawo dzidza rake.
Tinashe Mugabe huya pano aah nyaya iyii Yoda iwee🤞
Hakuna musha unomira nekuyananiswa ne social media.Mukomana uyu arikuendera mberi achiparadza hukama hwake nababa vake.
But I can see Mr Chipanga's face in him, anyway!
Zvakaoma
My friend unofanira kunorairwa iwe hauna tsika at all.Wakambonzwepi Kuti baba nemwana vakatadza kuwirirana vanoenda kuvatorwa Kuma news paper.Even now urikuramba uchiwedzera.Musha umwe neumwe unezvawo but haurore dirt londry yemhuri pa Social media.Musha wese unana tete,sekuru nana baba but iwewe because eaida kushoresa baba vako you run to the social media.Enda Kuna baba vako unokumbira ruregereri face to face.Pedzezvo woenda kuhama dzababa vako mugare dedzinzi
Wadzifambira wena Manas kkk
Asi wagona strategy yrkutengesa Zita
Nhai Tinashe huyaka
this is bad. he was not suppose to narrate his story on media. am very disappointed
Akadakwa mfana uyu
Too much speed mfana siyana ne media
Mkomana garisika dzikama plus kuzoziva mnhu wakura konetsa umm nzira dzaunoda kuti ugadzirise nyaya iyi haumbofi wakakunda wakasira kuita dzungu
Yuhwi
Sonny , siyana nemedia, tsvaga dzimwe hama ubatsirike
Uribenzi mufana sei wakatadza kugara pasi nababa vako uchitaura navo semaendero awakaita pakutanga uchivatsvaka now shamwari dzako dzakakuendesa musango now wakuda kunzirwa tsitsi nevanhu ndiwe wakazvikanyira shamwari enda unokumbira ruregerero kuna baba vako zvichibva mumoyo mako iwe kwete kuti zvichibva kuvanhu
Uribenzii iwewe ingashaisha band Raba a kudaro
Vanga usingade kuita taxt vaida kugara na baba vako pasi une dzungu.
Manass manass
Chayiii foto copy yamdara wacho
U cannt tell the public that wen u went to Dangamvura to your father.He gave u some money and u chose not to sleep at your Place and went on to book a place in town to sleep.U said u r seeking help to reUnite with your kana zvaramba ndoziva kuti baba wakandiramba.Your father is listening all this do know that.U r worsening things.Get help from Old people who u related to u.Poitwa Dare nyaya yako idiki.Panoda kuti pataurwe zvakanaka na Mkoma Hosia.He mus bless u to have a better life
Anopenga uyu ngaaite order media anoiwanza hunhu hunongodiwa
Chingo siyana hako navo kana vasina shungu newe
This generation haina matyira,kuda zvinhu how can you go nevatorwa kunoratidzwa stand yababa vako,wobva wati imba wobvepo wakunotora musikana webasa wavo iwewe ndiwe unespeed inoda hamp because ndiwe uri kuendera baba vako pamberi
Unodanana nevashandi vababa vako nxaaa