Dhimba he is a very wise man and his words doesn't attack anyone bcz he stands on peace ❤❤ much love for... My wishes is to see these team together again.. mistakes are common NB should correct your mistakes and learn to be humble... And other team who wants to leave the NB please mistakes are everywhere just try to negotiate with your company manager you work together as a team.. we love you here in Zambia
At times it is not wise to stand on the borderline but foolish. A wise person in unifying talks the truth and shames the devil. The truth breaks no friendship
The only problem yandoona kuNB ndeyekuti there is no Manager,no accountant..it seems like Naiza ndiye anoita zvese of which its not good fr not having a manager to run the company.
Inganga iri marii inobuda zvekuti u need accountant vanhu ava havaite maviews akawanda kuti munhu uwane mari unofana kuita million views and vashoma vanomawana muzim
Dhimba wakangwara,une good speech mufana ,Ha une mashoko eungwaru,padare,Not solo na chapepa,Yu showed balance,not taking sides,it the whole angle of what is happening at NB
Ndozvinoita murume kwete kuchemera vanhu kunge mwana anoda mkaka that one is a weaknesses. Tsvaga mari kwete kuda kuchengeterwa mhuri nemunhu ane 25 years .nungo hadzibadare ungamirire kuactor chete

Dofo ndi solo 😂😂😂😂😂😂😂😂
Do you related with team president for Zimbabwe.
Dimba urichibaba kwete zvana solo zvekufarira kuti mawana mukana wemore time of acting.
At times it is not wise to stand on the borderline but foolish. A wise person in unifying talks the truth and shames the devil. The truth breaks no friendship
Gadzirisanai guys munzwane tinokudai Muri mese ❤
Yes dhimba Sando dzako wagona kutaura kwete solo nachapepa vanedzungu
Dhimba akapedza ma sugger mama Dhimba akapedza ma sugger gogo 😂😂😂😂😂😂😂
Balance maker and a stander of reason. Doesnt thrive to draw favours from either camp. A good grown young young man. Keep it up.
Respect to you Dhimba 💯 👊🏿 wisdom
Very good approach there Dhimba, he is mature and a good peace keeper
Wakura iwe dhimba dhimba dhimba 🎉🎉 huya utore makorokoto
Welldone youngman sober mindedness wins the day
Dhimba unovhunaa masugar mhamha ❤❤❤❤❤😅😅😅😅😅
Dhimba has so much wisdom big ups young man 👍
Kano swera kachitenderera pamba ya amai ozemwa kano swera kachitenderera pamba pa amai suzeni 😂😂😂
chakanyanya icho😂😂 dhimba to the world
❤Dhimba to the world 🌍
The only problem yandoona kuNB ndeyekuti there is no Manager,no accountant..it seems like Naiza ndiye anoita zvese of which its not good fr not having a manager to run the company.
Akadaro wani Ozemwa.. kuti ndiye zvese and noe he does know hoe to go about other duties in as muvh as he knows how to write.
Idofo rinechipo Naiza.Kunyange nyaya yemota they were supposed to buy houses or stands.The guys cant pay rent parking cars.
Inganga iri marii inobuda zvekuti u need accountant vanhu ava havaite maviews akawanda kuti munhu uwane mari unofana kuita million views and vashoma vanomawana muzim
Thats true
Zvoita senge panechitsotsi chaanoita
He is humble Young Man
Dhimba to the world
Mature perspective. Well done Dhimba
Dhimba it's a legend kupfuura solo na chapepa neyo musikana paida dhimba anemuono mkuru
Well done brother ndiwe wega wataura pachikuru even though uri mudiki
Smart and well-thought out responses Dhimba!
Wiseman indeed Dhimba.
Dhimba is mature and peace maker
Vanhu ngavapihwe Mari Naiza Boom ngave mutungamiriri wemunhu wese ngasagwisanisa vashandi uye Kana uchioneswa nevamwe vako fanika wavakatanga Navo usaita chinakira necanyuwani Naiza Boom Tora mhuri yako mugare Pasi nhaika thank you
Ataura MASHOKO makuru kudarika vamunoti ana chapepa nana solo avo
Dhimba well done
Ndaisekwe na netsai kkkk much love ❤❤❤❤
Big up Dimba well mature man respect
Dhimba wise man ❤❤❤💯
Dhimba good speech dankie
Dhimba wakangwara,une good speech mufana ,Ha une mashoko eungwaru,padare,Not solo na chapepa,Yu showed balance,not taking sides,it the whole angle of what is happening at NB
Well said mufana ndokutaura kwete vamwe awo Wana chapepa, solo, masvingo
Dhimba u are brilliant wakanyanya u know how to talk, to answer.
Pamberi newe you are correct
Well done Dhimba ..stay wise..God bless you..
Ndozvinoita murume kwete kuchemera vanhu kunge mwana anoda mkaka that one is a weaknesses. Tsvaga mari kwete kuda kuchengeterwa mhuri nemunhu ane 25 years .nungo hadzibadare ungamirire kuactor chete
Vanhu ngavashande kwete nungo dzokungotarisa chanana aaaa
Sando dzako dhimba ramba wakadaro
this men has wisdom mind
wise words Dhimba wakangwarira mukati
Well done dhimba, stay wise as you are
Ndosaka unerasta you are a true Rasta
Well said Dhimba🙏
Dhimba is a very nice guy ramba kadaro mubatane
You know these people must try to solve the problem because all of them are hurt and they will face loss
Urichibaba Dhimba ....well done bro
Dhimba unogona vangu number1
Dhimba waggwan I like the way you perform
🔨🔨🔨 sando dzako Dhimba unovakidzira ramba wakadaro Mwari vakuropafadze
Thanks dhimba not zvana solo na chapepa thanks bro❤
Well done Dhimba 😊
Chibaba dhimba
Dhimbaa chakanynya ichoo 💪
Well said dhimba 💯
The first commenter❤❤❤
Thank you very much
Wise words mukoma Dhimba
Hie uncle
Yaah uyo Dhimba ano gonna kutaura ,ngaarambe akadaro
Wise words Dhimba❤😊
Thanks dhimba
Haaa wise words muninnn dhimba
Wise man aramba kutengesa base.
Love you Dhimba💔💖💕💖
🎉🎉🎉bviriiii
Well said
Dhimba Mashefu, wise words
Parikungoda transparency chete apa zvinhu zvogadziriswa apa
Handiti ndizho here nhai Dhumba
haaaa dhimba munopedza mudhra try kubatana nana Jatiwero nana Matsanga moita zvenyu boyz siyanayi naNaiza boys
Good speech
I love NB because of Dhimba
Mature Dhimba, he speaks like a man
Good Dhimba thanks uncle but Dhimba mbuya Susan vaenda shame
Pause, think and respond technique. Shasha
Very wise words Dhimbass😊
This is professionalism
Wise words
Wiseman👉
Dhimba akayamwa wisdom akarumurwa ne knowledge, chibaba ichi ,chogona ichi
Wataura hako sugar boy tonakirwa newe big time iwewe
Inini hangu ndine problem nevarikuti acting ihustle cz guys a month munhu ari ku camp acting kumwe kwaungashanda ndekupi kwekut unonzi imboenda unoactor wodzoka tozokupa pay ,zvekut team raisauya kubasa ndine hasha nazvo raigouya sei vasina kudaidzwa vachizonzi tichakuisai pane mamwe ma movie ,ukagara kumba zvonzi warovha ....ndaneta ne naiza doom toitasei ko sevanhu vepa TH-cam 😂
I agree with you
What a gud man
Dhimba aratidza maturity
Mukoma Dimba vakarairwa chose vanogona kuAuncer maQuestion 👊👊👊👊👊👊🙏
Uncle saint im coming
Dhimba ndiye munhu one ataura zvine msoro kwete vana chapepa vane dzungu vanga vakutonyepa nekunyepa
Dzungu racho remunhu asina kwekuenda kunyengerera basa
Dhimba
Saint
Dhimba ane brain mupfana uyu
Dhimba I respect you
Well done dhimba
😅Dhimba munhu booo
vanhu ava ngavagare vataurirane aaa zvipere and naiza wacho anofana kuita zvinhu zviri fair especially pacomapany nenyaya dzemari chete kna mari pasina hapana kna iripo vowedzerwa
Naiza anopakura zvisiri fair
Let them go vatange zvavo , Naiza wacho anoendawo mberi. Most of the companies dziri well established vanhu vakuchema chaizvo nekusabhadharwa
Solo nachapepa tumbwa twuya hatugone kutaura director kambwa chaiko
Dhimba wakanyny
Yooo kule kule send
basa dhimba real ghetto yut haasiku dissa anyone
Dhimba and Netsai matauriro avo anehu maturity
❤
Mpfanha uyu hadi kubatwa nemhosva asi chokwadi unacho well done boi
Dhimba chibaba pa speech
Haaa zxaendwa😊🎉
Saint ndirikudao kuita Tete panyaya iyi😅
Good dhimba
Dimba ndiye munhu 1 ataura zvene musoro kwete zva solo na chapepa zvekubhabhauka kunge huku yachekwa musoro
Wise words Dhimba
NB siyana naMoira uyo Tanha dzaunosvikira ipa vanhu mari
Chibaba ichi❤
Kwaambuya Mai Susan