uumm well spoken and explained from Matsanga zveshuwa vamwe vanhu vanenge vachiActor maDrama vasingapenge i respect you Boss Matsanga may God keep on blessing you in your works,zviende mberi... also subscribed to your channel 👊👊👊
Mukoma saint chibaba ichi ndo munhu one vandakaona muzimbabwe anobetsera vanhu asina rusarura ganda ........ haaaa i remember akatengera vamwe mai so grocery asi mai iwawo vakashamiswa nazvo
naiza Ane kahutsotsi.kana company yafunga kutengera vashandi Mota no need to reduce the salaries.the guys used to get ma300$ bt pangatanga project yemota vakupihw ma$50.which means the guys vakazvitengera Mota.
real man ,thank yu matsanga ,kwete chapepa weboxen 😄😄😄
Matsanga i am runnung to subscribe into your channel your wisdom matches that of Shadaya
Isu takamhanya naye from the word go,huyai nehuwandu hwenyu this guy is very humble
I love your good words my guy
Matsanga God bless you , I know you guys yu are going to reunity
Wakanyanya matsanga wise words my bro
LEGEND MATSANGA........TORAI VAPFANHA VENYU NAIZA ABUDE CHIMWEYA...AKAPUSA MUPFANHA UYE UMMMMM RESPECT KWAMURI VAKOMA TORAI TEAM IRO
@Uncle Saint ko imbounzaiwo Jedza pa ground please
uumm well spoken and explained from Matsanga zveshuwa vamwe vanhu vanenge vachiActor maDrama vasingapenge i respect you Boss Matsanga may God keep on blessing you in your works,zviende mberi... also subscribed to your channel 👊👊👊
Big up matsanga une wisdom
Hanzi takashota matsanga wisdom yako is Beyond mwari arambe achikupama zvese nehupenyu 👌♥️🔥♥️
Komborerwa my brother Matsanga zvako ngazvifaye NEZITA RAJESU 🍇🍇🍇🍇BUDITSWA MUHARI YANAIZA NEMBUYA YAKE MUNAIZA YAANOTEMBA MARINE IRI MUNA MBUYA IVAVO HATIPI ZITA UYE CHIPO SUNUNGURWA ZVEKARE AMEN AMEN....MMMM NAIZA CHIGURE SPIRIT ANOSHANDISA INI HANGU NDAIGARO UDZA VANHU💯
I like his demeanour, looks like he is a great guy.
Love you matsanga❤ 🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼
Matsanga one of the much from Zambia 🇿🇲🇿🇲
If Dhafu had her own channel she would be making a lot.
Yes
Thank you Saint Tv. Matsanga is my boss. Akandisimudza kusvika pandava. It's true he is a drama tutor
Matsanga is very mature, I didn't know
Matsanga anenjere dzinopinza i love him
Boss Matsanga to the world
Thanks for your wisdom words matsanga
God bless you Matsanga 🙏
Yaa matsanga muhombe❤
Matsanga l love you ❤❤❤
Matsanga wise words wangu mkoma keep growing we are behind you ko ndandi dziripi nhasi😅
Watching from Botswana hangu
Matsanga ndatosubscriber❤❤❤
Hanzi naMatsanga TH-cam taitongoiona kunge whatspp ❤😂😂😂
God bless you matsanga
Watching from UK matsanga
You're a genius matsanga dai Baba vangu une maturity Mkoma vangu
So far matsanga ndiye anyatsotaura zvine musoro
Guyz let's support Matsanga ayambukewo
matsanga ndiye ega anga akakura brain panguva yacho🔥🔥,
Boss Matsanga
Matsanga urichibaba🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Words of wisdom boss matsanga
Yaaaa Matsanga is wise, I never knew this. Big up and God bless mhofela. One of the best drama for Naiza was with Matsanga, Chipo and Dhafu.
Boss Ndaaaandi❤❤❤❤❤
Well said matsanga
Only boss matsanga 🎉🎉
Words of wisdom my man
Matsanga wataura semunhu mukuru thanks nemashoko anovaka
Matsanga dhara ❤❤❤❤
Matsanga anotodawo vakabuda uyo mumero uyo tomuziva
Matsanga the great
Ndirikuenda kuno subscriber kuna matsanga now
Boss❤
Wellcom matsanga🇿🇦🇿🇦🇿🇦
Blessed
Pakusageza nanhasi hakutodiwi
Matsnga the great
Matsanga❤❤
One love ♥️ matsanga
Hoyo Matsanga,
Mukoma saint chibaba ichi ndo munhu one vandakaona muzimbabwe anobetsera vanhu asina rusarura ganda ........ haaaa i remember akatengera vamwe mai so grocery asi mai iwawo vakashamiswa nazvo
❤❤❤❤❤ Matsanga
Matsanga ndiwe wandaiteera kuNaiza saka pawakangobva ndakananga kwauri
Ambassador of our commeds
Well said matsanga...naiza gadzirisa hunhu hwako
Mukoma matsanga im going to subscribe to your TH-cam
You have gained a follower❤
Ko imbotaurai na dhafu Kaa nhy kule venyika 😍😘
well said matsanga💪💪💪😏
Matsanga shandawo nana Jati
Wise words Matsanga
I like this guy
Matsanga I lovy you
Matsanga is very much mature
Matsanga ndiwe waivq wakatofitira kuita NAIZA BOOM wacho kwete kablazo kaye
unotaura chokawdii ❤❤
Zimbabwe inorira!Acturus!
Iwewe hako unowanza noise nekuzhangandira when acting
Zvakumaker sense now ❤
Matsanga haurwadziwe ndatenda hangu ita ufambe ne team raana ozemwa
Words of wisdom
mmmm naiza boom imhesaniso even jatiwero akataura futi kuti anemakuhwa
Words of wisdom. I salute you Ambassador 🔥🔥
Matsanga nemunhu anonzi naiza boom avo vakomana vanechipo chekutaura i support those 2 boys
Iwe camera man bvisa chigunwee paCorner apooo😂
Mastanga mastanga mocho👍👍
Yaaaa chokwadi apa ndipo taanachomanje .Naiza uyo ane kaku bhaiza kainako kekuti ukasanyatso nzwisisa unoti Ari ryt bt iye achoto bhaiza nekt Matsanga ati paibuda $20 yaiwuya achigovana then pakabuda$50 painzi paibuda$ 20.Saka timu yakabuda iyo yakazviona ikafunga kt zvichanaka bt zvaramba.bvavasarudza kubuda samaTsanga😂😂😂.paunodiwa unogona wega pausinga diwe ibvapo .
naiza Ane kahutsotsi.kana company yafunga kutengera vashandi Mota no need to reduce the salaries.the guys used to get ma300$ bt pangatanga project yemota vakupihw ma$50.which means the guys vakazvitengera Mota.
wisdom iripo apa
Matsangaa iDareee hake😮😮😮
Watched the interview naDJ Spax, ndiye munhu arikutaura zvinemusoro kwete Solo uyo arikuita kunge akadyiswa lol
Solo mupengo uya 😂😂😂
Ah Iwe ungaterere chidhakwa 😂😂
Zvauri hama yangu nhaiwe Matsanga
Matsanga for the people
Yaaa NB kakangwara wena.
regai ndi subscribe kuna Uncle Saint interview yake haisiyi chinhu
Matsanga wee
Matsanga chibaba icho
Matsanga wagona kutaura zvakanaka usina kuroverera umwe ASI wataura zvakanaka zvinofadza munhu wos
Boss tsangela we ndandi 😂😂
Chigunwe pa camera 😢😢
Madofo aumazive here
Matsanga Although Although..pamberi nechokwadi
Matsanga one day uchaenda kumberi
Matsanga chibaba
Hoyo matsanga
Pamberi nekubatana Ambassador😅😅😅
Takudawo chipo the trouble courser wy akasiyawo
Chibba ichi🎉
Zita reMusiki siyai!