MADZIBABA BOND FAKE OR REAL?

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 19 ต.ค. 2024
  • NYOKA YENYIKA ICHAPINDA MU DAM MAZOE

ความคิดเห็น • 620

  • @PrayerNinja
    @PrayerNinja 2 ปีที่แล้ว +20

    Chekutanga Bond uyu magererwo ake hazviitwe ne gombwe. Arikunyanya kuzvi bigger kunge vaporofita vekuromba ku Ghana. Tamirira kuona nyoka yacho yeku mazowe nekufa nekusungwa kwema false prophets of prosperity gospel. Źvekuvhota izvo siyana nazvo bond vanhu vanovhotera wavanoda kwete wako iwewe waunoda. Thanks Drewmas Media for taking us to another level.

    • @maviemzimkhulu3019
      @maviemzimkhulu3019 2 ปีที่แล้ว +2

      Amen

    • @faithcolleen4260
      @faithcolleen4260 2 ปีที่แล้ว +1

      Wapedza wangu

    • @PamelaMpofu
      @PamelaMpofu ปีที่แล้ว +1

      Nxaaa anondibhowa uyu ndewenhema vanhu varikumuunganira vanoda kurohwa kuunganira zvenhema izvi

    • @PamelaMpofu
      @PamelaMpofu ปีที่แล้ว +1

      Hakuna mupositori akadai cut yacho

    • @PrayerNinja
      @PrayerNinja ปีที่แล้ว +1

      05/06/2023 Bond uye akunetswa nengozi ye n'anga yaakauraya I hope kuti vakuru ve channel ino vachafambira nyaya dzacho

  • @estheresther974
    @estheresther974 2 ปีที่แล้ว +50

    Bond uyu ane kakuzvikudza kaainakoso hameno pamwe kuona kwangu Zimbabwe back to chinyakare

    • @thegeorgemsnog5738
      @thegeorgemsnog5738 2 ปีที่แล้ว +4

      Exactly my point. Mweya wamwari hauna pride. Why is he intimidating people. God doesn't work like that. It reminds me of Pharaoh's fortune tellers. Though they could perform miracles, they were not of God. People must be very careful, not to be misled and destroyed, in these days. Even Jesus wasn't proud enough to boast that he is God. I'm worried about these mapostori vanobvuma kuitiswa izvi. Looks like Zanu project in the making

    • @Mace42867
      @Mace42867 2 ปีที่แล้ว +1

      True the only son of God , Jesus was so humble aive asina pride yekuzvitutumadza

    • @chiponyosi3241
      @chiponyosi3241 2 ปีที่แล้ว

      Madzibaba.vanoziva.zvavanoita.ava.ende.vakatumwe.zvedi

    • @gilbertmathaba4920
      @gilbertmathaba4920 2 ปีที่แล้ว

      Yaaa anozvikudza

    • @gilbertmathaba4920
      @gilbertmathaba4920 2 ปีที่แล้ว

      Aaa rasa tsvimbo iyo..kna wati chamisa atongi aaaaa saka inonaka sei Zim

  • @Wawi886
    @Wawi886 2 ปีที่แล้ว +28

    All I will say is that people should learn to read… read, please, read. Read your bibles, - don’t make excuses so others read them for you then preach. Read your history, read your family stories… read, read, read…If you don’t read any you will believe ANYTHING at all!!! If another person comes tomorrow with another thing, you will continue to follow … sheep to the slaughter… munotsvaga mapipi ne minana asi chokwadi ndechekuti, wacho chaiye Mwari hamumutsvage. Munongoda mabasa ake chete… even Baal prophets did miracles… the proof of God’s presence is not necessarily miracles… verengai hama…

  • @albertshangwa3209
    @albertshangwa3209 2 ปีที่แล้ว +33

    When poverty is being driven by hopelessness common sense is the first casualty.

  • @tindotings7892
    @tindotings7892 2 ปีที่แล้ว +24

    The messenger is spot on, reality is Machembere/ Manjuzu ndiwo akatanga nyika. Kana zvichinzi varungu vakauya munyika yedu ngatimbotii mugore ra 1800, zvinoreva kuti nyika yeDzimbabwe yaive isina Mwari we chiKristu kwemakore anokwana kuita Chiuru chine maZana Masere. Tichishandisa muenzaniso uyu zvinoreva kuti tava nemakore maZana maviri nemaKumi maviri aneMbiri tichiziva Jesu Kristu. Mhondoro dzaiveko, mukanzwa vakanyatsorwa Hondo yeChimurenga cheChipiri vanotaura mamwe ma battle ekuti vaive vari exposed to danger asi Midzimu yaigona kana kungoshandisa Nzou kuita stampede into the enemy's path mabhunu achitsakatika. Nough Respect Drewmas Media for doing such a great job. Chiripo kubatanidza nyika yedu yeDzimbabwe. Ngoma neHosho, neHwamanda zvinomirira Vibration, Zuva neMwedzi zvotipa Light, Mwari vobva vatipa miviri yedu kuti tione nekunzwa zvichireva Frequency. Nicola Tesla once said Life = Light+Vibration+Frequency.

    • @bernadettemarideve2359
      @bernadettemarideve2359 2 ปีที่แล้ว +4

      Whether you're brother or sister munoziva henyu zvamunotaura. Chirungu vanhu vochiwanza. This is a spiritual country. If you know, you know....

    • @tindotings7892
      @tindotings7892 2 ปีที่แล้ว

      @@bernadettemarideve2359 Ndatenda chose, ndiri Madyrapazhe ( male). Vakuru vakati "chokwadi hachiori",

    • @Chiechie712
      @Chiechie712 2 ปีที่แล้ว

      Spot on…

    • @TaperaEMavetera
      @TaperaEMavetera ปีที่แล้ว

      Ini ndobvumirana nemi Madzibaba Bond

  • @mimhanzi
    @mimhanzi 2 ปีที่แล้ว +18

    " For there shall arise false Christs, and false prophets, and shall shew great signs and wonders; insomuch that, if it were possible, they shall deceive the very elect." KJV Matthew 24 verse 24
    "... 8 And then shall that Wicked be revealed, whom the Lord shall consume with the spirit of his mouth, and shall destroy with the brightness of his coming:
    9 Even him, whose coming is after the working of Satan with all power and signs and lying wonders,10 And with all deceivableness of unrighteousness in them that perish; because they received not the love of the truth, that they might be saved.11 And for this cause God shall send them strong delusion, that they should believe a lie:.... 17..." 2 Thessalonians 2 verses 1 - 17
    "If my people, which are called by my name, shall humble themselves, and pray, and seek my face, and turn from their wicked ways; then will I hear from heaven, and will forgive their sin, and will heal their land. King James Version: 2 Chronicles 7 6 14

  • @afrocentric8269
    @afrocentric8269 2 ปีที่แล้ว +48

    He is amazing he has managed to bring Indigenous culture and tradition to fuse with foreign church ideology without regret.
    Sorry to those who are more whiter in Christianity yet they are Black's who accept dualism of Christianity and African culture to suit difficult times only.

    • @trevorchicanter2965
      @trevorchicanter2965 2 ปีที่แล้ว +1

      Well said

    • @rachelmpawa508
      @rachelmpawa508 2 ปีที่แล้ว +14

      I don’t agree the other day he said baroyi in white peoples it’s too much so today he is taking back buroyi and the bible says end times they will be powerful people who would say mountain move and mountain will move let’s be careful what we say something big is coming after wonderful things start happening and people start forgetting God then he’s coming our Lord Jesus Christ

    • @joycemusonza442
      @joycemusonza442 2 ปีที่แล้ว +10

      Uyo ndiye mhu Zanu chaiye chaiye hana kana zvehunhobwe asi kutoromba hapana zve tsvimbo yenyika apo

    • @peeroots3365
      @peeroots3365 2 ปีที่แล้ว +4

      @@joycemusonza442 amen amen kuromba chete uku

    • @michaeltanaka2702
      @michaeltanaka2702 2 ปีที่แล้ว +6

      there's nothing racial about Christianity. there's nothing syncretic(kuzanganisa) about the Way of Our Lord Jesus Christ. Christ Himself expressly predicted that in the last days people would abandon the faith and start heeding demons and doctrines of devils. Munonyanyoda kugara zvakanaka panyika saka muchikasika kutsaudzwa. Christ never promised a good life in this current sinful world but he promises a good life in the new Heaven and new Earth which shall proceed from God the Father. Saka zadzisai magwaro, mutevere masvikiro enyu nemakombwe enyu muparare muzvivi zvenyu. KuDenga hakusi kunyengererwa munhu. Rangarira Jehovah vakariparadza rese pasi rino nemvura, only 8 survived. Tarira Jehovah vachariparadza zvekare nemoto. Vanoita kuda kwake ndivochete vachapunyutswa, ivavo ndivo vanopupura Jesu Kristu Mwanakomana wake umwe chete. Midzimu yenyu, nenjuzu dzenyu hadzikwanisi kukupunyutsai. Hakuna anokwanisa kupunyutsa kubva mumaoko aJehova Mwari Samasimbaose!

  • @teddiejonga5085
    @teddiejonga5085 2 ปีที่แล้ว +26

    All was well UNTIL it became a political Rally..Apoka apo..!! Zanu nemabasa ayo!! Why do I smell ZanuPf & its tricks all over again?

    • @jacobmunyaradzimuzembe1031
      @jacobmunyaradzimuzembe1031 2 ปีที่แล้ว

      Patori ne Puma remasoja. Hapana Chaanga achitaura anga achimixer, mweya wa Mwari hau mixe neMweya yetsvina

    • @gladiolye
      @gladiolye 2 ปีที่แล้ว

      ZANUPf iri pamberi paku skimmer matricks. Vaona kuti pamavotes havakwane. Ichi chirikubata mapositori nema chiefs saka pakaipa. Zimbabwe yakanokorwa tsoka chokwadi.

    • @tinamambodza2251
      @tinamambodza2251 ปีที่แล้ว

      Cunning foxes are @ it again NHEMHA dzoga

    • @tinamambodza2251
      @tinamambodza2251 ปีที่แล้ว

      Akusonera garments regoridhe ndiani gombwe chirema chine mazano

  • @muchenyuradorcas4538
    @muchenyuradorcas4538 2 ปีที่แล้ว +14

    Ndanzwa kuzuzuma... kumerera chaiko..ndinokoshesa chivanhu changu...I'm proud to be Zimbabwean

    • @guidetafirenyika5194
      @guidetafirenyika5194 5 หลายเดือนก่อน

      I'm a Christian but when I see vanoita zvechivanhu I really feel so proud to be African

  • @theresistance3261
    @theresistance3261 2 ปีที่แล้ว +17

    Ngatitange taona nyoka yacho first then we decide where to vote

  • @nyanga991
    @nyanga991 2 ปีที่แล้ว +30

    ZANU PF plan of endorsing ED in other words ZANU PF plan of rigging elections.

    • @delighbless3373
      @delighbless3373 2 ปีที่แล้ว +1

      kkkk zvaenderana papi

    • @godknowsshirihuru4952
      @godknowsshirihuru4952 2 ปีที่แล้ว +1

      @@delighbless3373 saka iwe hausikunzwa politics dzikutaurwa apo ukuti pane gospel ripi rikuparidzwa

    • @CephasTau
      @CephasTau ปีที่แล้ว

      @@godknowsshirihuru4952 avakupenga now ainyepera vanhu

  • @timbazchivakanenyama5380
    @timbazchivakanenyama5380 2 ปีที่แล้ว +12

    Zanu Pf project. How much were you paid by Zanu Pf. Mwari Honayi Vanhu vaye vatanga. Ndiri pano pa Gokwe Nembudziya 🇿🇼🇿🇼🇿🇼

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 2 ปีที่แล้ว +27

    IMHO this guy is not right to use subtle intimidation to influence people who they should vote for in the next elections. People of Zimbabwe must feel free to vote for who they want. This narrative that CCC belongs kuvarungu please siyanai nazvo. It is as good as saying Zimbabweans alone are not capable of creating a livable Zimbabwe on their own. This is the time we should wish for a Zimbabwe that embraces all people regardless of skin complexion or difference of opinion as long as we are willing to treat each other with respect and dignity. Hang on a minute....... we have Muzvare Kirsty muparliament wani and she is doing good. Vakaiswa nani imomo if Zimbabwe does not embrace mabhunu? Ngatisadaro

  • @sluwizhi1970
    @sluwizhi1970 2 ปีที่แล้ว +23

    After watching that guy grandstanding I just saw a svikiro singing for its bread and thinking through the stomach... the guy is too proud and too blasphemous...and seems to hallucinate too much... how can a mortal like Bond say he is Jesus Christ the Son of God...? He cannot claim kuti he is the one who caused drought in Europe... and made it to rain in August... it is not the first time it has rained in August.... even where I am some parts experienced light drizzles as forecasted by weather forecasters.... Jesus was never a show-off....this guy is too blasphemous... there is no other way to God except through Jesus Christ... who is the way ....the truth. Nyika haina kusikwa nevadzimu... vadzimu are the spirits of departed ancestors born of women....God was not born of a woman.... he has no date of birth or date of death.

    • @takudzwabrian3978
      @takudzwabrian3978 2 ปีที่แล้ว

      Umm this one is a svikiro chairo ,if you look at the hairstyle.

    • @petronellampala4718
      @petronellampala4718 2 ปีที่แล้ว +1

      He is a bigger lier God will punish him one day

    • @sandranyangoni9376
      @sandranyangoni9376 2 ปีที่แล้ว

      Amen

    • @sametoriro2941
      @sametoriro2941 2 ปีที่แล้ว +1

      true raster vakarohwa nemutoriro kkk

    • @carolmuzarurwi8122
      @carolmuzarurwi8122 2 ปีที่แล้ว

      @@sametoriro2941 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @emmahmunamati3838
    @emmahmunamati3838 2 ปีที่แล้ว +6

    pliz vanhu focus register to vote Mwari haanyengerwi nzira dzaMwari dzakasiyana nedzevanhu this people want to confuse vanhu they know kuti Chamisa ari kuhwina so vari kuedza kuda kuvhiringa May God bless CCC

    • @kundaisean7197
      @kundaisean7197 2 ปีที่แล้ว

      God bless Zanu pf

    • @sandrasetete6849
      @sandrasetete6849 2 ปีที่แล้ว

      Which blessings are you calling for

    • @camilomasimba9975
      @camilomasimba9975 2 ปีที่แล้ว +1

      @@kundaisean7197 - So God must bless mhondi, nxa! no mhani fokofo! GOD must bless the suffering Zimbabweans scattered across length and breath of the entire earth because of Zanu pf' s corrupt rule

  • @ladyk.b.2257
    @ladyk.b.2257 2 ปีที่แล้ว +27

    Izvavarikutaura Zvenyika izvi seems kubvundutsira vanhu kunyanya takatarisana nema elections... Kupa vanhu confusion Kuda Kunge kumanikidza Kuti vanhu vavhotere zanu kupa vanhu fear ...ndopatinozoti fake...

    • @rumbinyamazana704
      @rumbinyamazana704 2 ปีที่แล้ว +1

      True

    • @Samaz-m5s
      @Samaz-m5s 2 ปีที่แล้ว +1

      Ati varikutonga havasirivo wani

    • @desirendadn7488
      @desirendadn7488 2 ปีที่แล้ว +2

      Know Your-story Not His-story. Lets start decolonisation

    • @natalievera4121
      @natalievera4121 2 ปีที่แล้ว

      Ini hangu l dont support zanu but mdc yagara inongohwina kubvira nekubvira asi ahife yakatonga nyika

    • @hildasengweni2124
      @hildasengweni2124 2 ปีที่แล้ว

      @@natalievera4121 taura hko

  • @afrocentric8269
    @afrocentric8269 2 ปีที่แล้ว +35

    If he says the truth that hurts you he is Zanupf.
    If he predicts CCCs win he is good.
    The spiritual world is so weird, unbelievable, so tricky, upsetting, frustrating difficult to under and extremely confusing.
    If you use public judgment and perception you will remain an idiotic critique and if you are influenced by it you may understand and see reality of it as well as brainwashed.
    But I believe in spiritual realm, as an African whether it's correctly predicted or amiss,

    • @teddiejonga5085
      @teddiejonga5085 2 ปีที่แล้ว +4

      Not worried about ZanuPf or CCC & their politics, but the whole idea of 'Directing' people to vote for a 'certain' candidate or making it a political rally on such a day...Uuuummmm, I digress.

    • @freenagofrgmusic8153
      @freenagofrgmusic8153 2 ปีที่แล้ว +6

      Zimbabweans are suffering...and Zimbabweans are tired of zanu pf.

    • @chilindasakala9499
      @chilindasakala9499 2 ปีที่แล้ว +1

      Munotorwara mese mese inzara iyi munoyanetsa. I have seen these people smuggling and making these poor poorer. This is theatrics, mark my words, he will be campaigning soon or later but deals loading na councillor

    • @dove5584
      @dove5584 2 ปีที่แล้ว +1

      Uku ndokupenga kuwhinha maelections murikukutswaga nedemo.

    • @pkchims8565
      @pkchims8565 2 ปีที่แล้ว

      Hanzi haitongwi nemurungu,so Chamisa arikupinda papi

  • @garikaichuru160
    @garikaichuru160 2 ปีที่แล้ว +31

    After watching this video my view is that Bond haasi Madzibaba but Isvikiro chairo.

    • @paulmande7219
      @paulmande7219 2 ปีที่แล้ว +2

      Yah svikiro riri mugemenzi raJohanni

    • @sluwizhi1970
      @sluwizhi1970 2 ปีที่แล้ว

      Ndeipi Garikai... me after watching that guy I just saw a fake guy singing for his bread and thinking from the stomach... the guy is too proud and too blasphemous...and too ignorant about the things he is saying... how can a mortal say he is Jesus Christ the Son of God... I agree with you he may be a svikiro... see the way he enjoys mbira music... kuzonyepa kuti he is the one who caused drought in Europe... hanzi ndakaita munana mvura ikanaya... yeti the SABC weather forecaster had predicted light showers that week... that drizzle was in many parts of Southern Africa

    • @elliotmacheza3691
      @elliotmacheza3691 2 ปีที่แล้ว

      Akataura wani kty ndave gombwe

    • @pjmarikito2352
      @pjmarikito2352 2 ปีที่แล้ว +1

      Haana kana chamwari chaanoziva kunze kwekudeedza mikairi,Johan naManuero pavasingadiwe futi he is a devil ndapedza..

    • @lawrencemashapa
      @lawrencemashapa 2 ปีที่แล้ว

      Pakuudzira vanhu pekuvhotera Nekumanikidza vanhu pekuvhotera nekuvhundutsira vanhu.
      Ko kana achikwanisa kumuka achifambira vanhu vakarara kokuvaisira Mari mumabank nekubhadhara zvavanokwereta like maxul fees.
      Kana kuvaisira zvokudya mudzimba mavo vasatambure.
      Koshiripiti racho rinoshanda pamavhoti chete here.
      Musanyebere vanhu zvinhu zvamusingagone.
      Hanzi ndikasimudza tsvimbo mashavi anobuda but kana one zvaro rabuda hapana kkkkkkkk.
      To me ndinoti mangamagona but kazhinji kwokupedzisira ndoomusoro wemutambo. Zvimwe zvese kwanga kurikungotaurawo nyaya chaiyo ichizouya pakupedzisira kuti vhoterayi Zanupf.
      Musatyiswe Zimbabwe upenyu ndehwako usaudzwe pekuvhotera nemunhu asina nhamo yaunayo.

  • @garyyasin3923
    @garyyasin3923 2 ปีที่แล้ว +4

    ndafarira kuti positivenes yavanayo va bond inoita kuti zvinhu zviite nyore regardless kuti chivanhu or christianity end of the day he's preaching unity and peace between church and chivanhu which is what most preachers fail to do. God bless him

    • @nyaraimlambo2160
      @nyaraimlambo2160 2 ปีที่แล้ว

      Maitya Shumba ceii imi muri imwe yacho mukoma Andrew.

  • @edmafiie
    @edmafiie 2 ปีที่แล้ว +21

    usatamba nevanhu iwe, CHAMISA AKAPINDA KARE, uchanyara gore rinouya apinda chamisa. uchashaya pokuwanda

    • @kundaisean7197
      @kundaisean7197 2 ปีที่แล้ว +1

      Chamisa hapana paakapinda usanyepere vanhu iwewe

    • @joechimmie
      @joechimmie 2 ปีที่แล้ว +1

      Akatogumira panyanga yeccc not yenyika

    • @sandrasetete6849
      @sandrasetete6849 2 ปีที่แล้ว +3

      Unonyepa iwe chamisa achakutonga usingade uchida

    • @rodneymutasa5722
      @rodneymutasa5722 2 ปีที่แล้ว +2

      true

    • @PaloSant
      @PaloSant 2 ปีที่แล้ว +3

      Chamisa haatonge Zimbabwe unless and until he acknowledges kuti Zimbabwe inyika yemasvikiro inoisirwa fodya pasi nekubikirwa Doro. That's a fact. Pinda dare rawada uzvivhunzire and hear for yourself. Mhondoro hadzina problem yakanyanya naChamisa asi pakuti haatendi muchivanhu. Hanzi anoita kunge ndiye akanyora Bible akatanga zvema Church.

  • @mambokadzi3755
    @mambokadzi3755 2 ปีที่แล้ว +10

    Zimbabwe is back. This is deep. 👋🏿👋🏿👋🏿👋🏿👋🏿

  • @ttfam8742
    @ttfam8742 2 ปีที่แล้ว +13

    Prophesy yerufu rwagogo maCharisi yakaitwa na Pastor Ian Ndlovu naUbert Angel karesa
    Bond anogona kunge akataurawo asi dzanga dzatove news dzashisha

    • @monicampala8367
      @monicampala8367 2 ปีที่แล้ว +1

      I only believe in God not munhu anouya netunyaya where was he b4 vanhu vachitaumbura I don't worship idol I am true Christian an Adventist Jesus is coming soon.

  • @DonnaChamboko
    @DonnaChamboko 8 หลายเดือนก่อน

    Thank you madzibaba Bond kuti dzidzisa nhoroondo yedu ye Zimbabwe nokufamba mikusunungurwa pamasimidza tsvimbo ndabva ndati nyangwe ndiri kure zvangu zvatoita wo ,kusunungurwa kwenyika zvedu zvaita

  • @otiliahchinosengwa585
    @otiliahchinosengwa585 2 ปีที่แล้ว +5

    yaaaah kuzvikudza anozvikudza hake mwari haana kufanan nemunhu zveZanu kwete mwari ngavatibatsire Zim inotongwe nachamisa taneta neED nenhamo

  • @ladyk.b.2257
    @ladyk.b.2257 2 ปีที่แล้ว +19

    Zva qeen izvo she was sick so obvious magumo kufa plus Anga akura

  • @giftdosipani1504
    @giftdosipani1504 2 ปีที่แล้ว +16

    Vana ve Zimbabwe musatambisa nguva yenyu muchiteerera njuzu yerima iyi mupengo wekupedzesera uyu. He is, zanu pf hired hooligan akatumwa kuzotyityidzira mapenzi anofunga kuti munhu akapfeka ma rubbish akapfekwa apo atumwa. Atumwa naniko munhu uyu, imi hamuzivi here kuti Zimbabwe chakaita kuti iparare ingori zanu pf. Hapadiwe mashiripiti apo panodiwa x wako mu ccc chete zvese boo.

    • @teddiejonga5085
      @teddiejonga5085 2 ปีที่แล้ว

      100% mukoma Gift. This smells ZanuPf from very faaaar. We can still respect his Prophet-ship, minus his political antics..

    • @priviledgevunyungwi3279
      @priviledgevunyungwi3279 2 ปีที่แล้ว

      Pakuzotaura njuzu haisi yakasika denga nenyika

    • @priviledgevunyungwi3279
      @priviledgevunyungwi3279 2 ปีที่แล้ว

      Ngirosi dzasatan ndidzo dzaungataura here

    • @kundaisean7197
      @kundaisean7197 2 ปีที่แล้ว

      Ndezvako izvo ne ccc yako iyo

    • @isaacmhuriyengwe5756
      @isaacmhuriyengwe5756 2 ปีที่แล้ว

      Nini hangu zvikuitwa handisikuzviona mushe asi chokwadi nzuzu dziriko kwadzo

  • @dabz948
    @dabz948 2 ปีที่แล้ว +13

    John 14:6
    Jesus said " I am the way and the truth and the life. No one comes to the Father except through me"

  • @faraimusakuro9090
    @faraimusakuro9090 2 ปีที่แล้ว +4

    Ko chihera hes my sisi...wakadzoka riini..welcome back ....i really love listening to your ndebshona...keep on working hard

  • @hildasengweni2124
    @hildasengweni2124 2 ปีที่แล้ว +2

    Thanks Chihera wadzoka ndakambe ndasiya kuona drew media yanga isisandisvitsi pa another level usipo

  • @Chigiyomaster
    @Chigiyomaster 2 ปีที่แล้ว

    Does it mean kuti isu vanhu vatema hatigoni kudyidzana nevachena vepasi rino vose zvavo? Ko iwo maChina havasi varikutomora nyika yedu huchi hwenyika kare ivava..?

  • @chipompeke4469
    @chipompeke4469 2 ปีที่แล้ว +4

    Hamuoneka signature ye Drewmas media, shumba iyo. Thank you for taking us to another level

    • @priviledgevunyungwi3279
      @priviledgevunyungwi3279 2 ปีที่แล้ว +1

      Ngabvudze Russia uyo

    • @olindamashonga2893
      @olindamashonga2893 2 ปีที่แล้ว

      Makadii Mose Vana ve Zimbabwe ndkuda kungokurangaridzai Kuti vanhu vazhinji vaidemba nanhasi tichri kungodemba kt panguva ykauya Jesu Dai vaivepo vangadai vkabvuma kt mwana wa Mwari zvinonzi Jesu paakauya vamwe vakamutuka vamwe vakamuuraya asika zvakanzi achadzoka kana nyka yoenda kumawere isu tingori vanhu hatina mweya nhai hatizive zviri mberi hatikwanise kuona zvinoonekwa mweya asi ngativei nekutenda tibvume gombwe kana pane zvinouyaa zvinotiwana tiripakutenda ndatenda hanku kune Vose vaona nekubvuma dai maisawo message yanku pakawanda vatendi vaionawo

  • @regionaltv521
    @regionaltv521 2 ปีที่แล้ว +10

    Kutanga ndinoti hurombo kwauri bond nekunyepera mutumwa micho uchakohwa nhamo iyo haisi tsvimbo yemutumwa iyo tsvimbo inonzi hobhostiki inemaporofita akawanda iyo haina kana basa chepiri kokana iri yemutumwa wakaiwana sei hapana kana mapirisita emutumwa aripanhau dzako. Mutungamiri chaiye a Dickson havazive nhau dzako. Koizvi ukuzviwanepi usatukise Zita remutumwa haubatsire iwe iro bvudzi iro haisi ndaza kunevanoziva zvemweya izvi zvako ndezvekutumwa ne ZANU pf izvi nyaya dzese dzaukutaura dzaingogarotaurwa hqdsisi dzemweya bvunzai vana vemutumwa chaivo vanoziva nhoroondo dzese idzo zvisiri zvemweya

    • @marthadzonga2745
      @marthadzonga2745 2 ปีที่แล้ว +3

      Zanu yaora hatichade zvezanu musatyise vanhu nekutivhundutsa we need a new leader isu ane future nevanhu

    • @neliarubacha4056
      @neliarubacha4056 2 ปีที่แล้ว +1

      Isvikiro iro bond

    • @maviemzimkhulu3019
      @maviemzimkhulu3019 2 ปีที่แล้ว +1

      Neni ndakamuona kuti anonyepa uyu bond wacho ini ndinoona kwete izvi zvekunyepa

    • @regionaltv521
      @regionaltv521 2 ปีที่แล้ว

      @@maviemzimkhulu3019 anonyepa uyo cz mutumwa akati kuchauya n'anga dzichinyebera mutumwa dzichizviti ndedzamutumwa

    • @regionaltv521
      @regionaltv521 2 ปีที่แล้ว

      @@maviemzimkhulu3019 munoona kureva kut munobatsira here munhuwashe

  • @ernestmarowa8739
    @ernestmarowa8739 ปีที่แล้ว +1

    Real or fake? When did mapostori start rocking dreads

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 2 ปีที่แล้ว +8

    Kkkkkk neni handichavadhauti ngavagadzirise nyika shuwa tanzwa nekugara musango vana varivega kuzim izvi hazvidi mavhotes ba

  • @shiyeliainkorea
    @shiyeliainkorea 2 ปีที่แล้ว +5

    I like the according to him part of it. 😂 Chihera we will miss you. Makagona kudzoka we were missing you badly.

  • @markmauto110
    @markmauto110 2 ปีที่แล้ว +4

    Zva bond izvo eeh tingatii hedu asi pakutekaidza apo ummm mumasango umm muzere mhondoro chaidzo chaidzo but uyu uuuh anozvikudza zvakanyanya.ini hangu ndoti same route nana Papa vedu.

  • @tauraimushango6144
    @tauraimushango6144 2 ปีที่แล้ว +9

    Ukaona uchipinda this church enda uno tariswa na Doctor kuti uchiri nedzaka kwana here ngungwa.

    • @salomechipfuwa5550
      @salomechipfuwa5550 2 ปีที่แล้ว

      True

    • @hildasengweni2124
      @hildasengweni2124 2 ปีที่แล้ว

      taura hako

    • @crispentavaringana7311
      @crispentavaringana7311 2 ปีที่แล้ว

      Uchiri kumhude shamwari.hausati waona .rega vanhu vatevere zvinezambuko kwavari.iwe tipe zvekufollower zvako.?

    • @tauraimushango6144
      @tauraimushango6144 2 ปีที่แล้ว

      @ Crispen Tavaringana usade kundinzwi iwe uno funga kuti tinga rege vamwe vedu vachirasiswa here iwe ukwane iwe. Hausi kuona here kuti murume uyu ari kupusisa vana veZimbabwe, kana iye achiti uno taura namwari mvura ichinaya ko neyi muZimbabwe mune nzara? kana iye achitaura namwari ko neye aka pfura munhu akafa, Jesus mwana kokomana wamwari ange akatumwa amwari hatina kumbonzwa kuti akauraya munhu.

    • @tauraimushango6144
      @tauraimushango6144 2 ปีที่แล้ว

      @ Crispen Tavaringana Ndiko saka nyika ichienda kumaweri busy kutsigira vanhu vane huromwa vachizviita vana vamwari, ndivo vana Satan ivavo vano nyeba nezita ramwari.

  • @rasgeerasfammusic459
    @rasgeerasfammusic459 2 ปีที่แล้ว +10

    Thanks drawmas for bringing issues what matters most

  • @tanniamahamati7737
    @tanniamahamati7737 ปีที่แล้ว +1

    I had goosebumps...this is beyond..can't believe it..the world is coming to an end

  • @tynochagaka
    @tynochagaka 2 ปีที่แล้ว +2

    Uyu arikufunga kuti tinomuvhotera here kana ndimi , haayaaa iyo Campaign yacho mmmm

  • @AbieChandi-cn7kf
    @AbieChandi-cn7kf ปีที่แล้ว

    How came masowe church yasangana ne chiwanhu apo zvafamba sei zvikufamba sei

  • @barbragawaneni3363
    @barbragawaneni3363 2 ปีที่แล้ว +2

    Ini handidi kuJudger vanhu zvangu ...to each to their own ...but boe here kuridza mbira nekuputa bute pachurch ....chivanhu chakanaka futi but ko chiitiraika kusiri kuchurch ...pachurch poputiwa bute mukuedza kuda kuSizer Mwari or what .....hakuna zvakadai mahumbwe aya ..we all know kuti gold yaakapfeka iyo machira ekuda kufadza zviripaari zvikumupa masimvba nemari which evidently is not God ....rega kupusisa vanhu iwe ...vanhu vangaende kuchurch kunoputiswa bute...kasangano kacho katori kadiki kureva vanhu havasi kuda kuitiswa mazuvano

  • @rolitarmoyana4521
    @rolitarmoyana4521 ปีที่แล้ว

    Thanks drewmas media for bringing light to us am proud of you m very proud of our culture .Thanks once again!

  • @PamelaMpofu
    @PamelaMpofu ปีที่แล้ว

    Vanhu kutozara kuunganira zveurombwa izvi kkkk ende zvakaoma varume vakuru nevakadzi vakuru mmmm ityai Mwari imi kutopfeka magenzi makzviwana kupi

  • @mahafrika7116
    @mahafrika7116 2 ปีที่แล้ว +3

    Saka midzimu yeZimbabwe inoda vanhu vatambure here? Vanhu ngavasarudze pavanoda nyika irarame ndizvo zvatinotsvaga.

  • @newonen9397
    @newonen9397 2 ปีที่แล้ว +12

    Let your will be done Lord

  • @rachelmpawa508
    @rachelmpawa508 2 ปีที่แล้ว +2

    Chi yak are was good but because greedy and witchcraft grew so much to the point where God saw that His children were sacrificed so the good Angels influence grew big because it was a way of serving people of God

  • @jeffreybarirweyi2709
    @jeffreybarirweyi2709 2 ปีที่แล้ว +17

    This is a zanu PF project

    • @simbarashezungura1711
      @simbarashezungura1711 ปีที่แล้ว

      we are treated like fools kana mwan we grade3 anotoonavo nýaya iyi

  • @trinitymuchipisi1054
    @trinitymuchipisi1054 2 ปีที่แล้ว +23

    I thank Madzibaba pane zvavarikuita let him finish his job in the way yaakatumwa nayo b4 criticism,,,if you followed him from the biggining kubva Ari mugomo achitaura nezve cyclone uye kuvharwa kwe mabhodha until now u can see kuti Madzibaba bond vari kufamba nebhora,,,kufukunura muvezi wetsvimbo nekuwana tsvimbo yacho Saka tichadei ,,,ndinoti fambai ne bhora Madzibaba Tichinje Zim kuita Dubai tinokutendai ne rwendo rwamuri kufamba narwo

    • @arnoldsigauke6687
      @arnoldsigauke6687 2 ปีที่แล้ว +9

      Chirikunetsa ndechekuti ruzhinji rwenyika rwakatarisira kuti ccc ndoinofanira kuchinja nyika so madzibaba chero vakataura chokwadi nyika irikuzviramba asi ini zvangu ndirikuside rekuti nyika inake chete ainakisa handina basa kuti ndiani tatambura mhiri kweboarder uku

    • @emmahmunamati3838
      @emmahmunamati3838 2 ปีที่แล้ว +4

      .???? ndomadzibaba vakambotsva gemenzi vachinamatira vanhu kkkk ityai Mwari

    • @teddiejonga5085
      @teddiejonga5085 2 ปีที่แล้ว +4

      We respect him, as long as he is doing his spritual work, zvaakatumwa..but delving into arm-twisting people to vote for so n so...Uummmm..

    • @maestro2869
      @maestro2869 2 ปีที่แล้ว

      Ndivo here kkk

    • @josephlupiya6626
      @josephlupiya6626 2 ปีที่แล้ว

      @@emmahmunamati3838 ndivohere vekutsva jemenzi avaaa

  • @paidamoyomagwenzi-wg4ds
    @paidamoyomagwenzi-wg4ds ปีที่แล้ว

    Jesus akarambwawani paaibatsira vanh vamwe vaisa beliaver wani. Vakazotend zuva rekupedzisira wani . I don't know kut arikugona hre ini hngu handid kushora . Akaporofita mvura ikanay wani l remember pueen Elizabeth. Vkazofa wani

  • @g.karodza
    @g.karodza 2 ปีที่แล้ว +6

    Bond fake fake it's a small project of zanu pf ndakamuona kare uyo akatodhakwa uyo, manje this time topedzerana #CCC☝🏾

  • @Elpatron242
    @Elpatron242 2 ปีที่แล้ว +4

    I only respect him on reflecting us back to our calture , tatarasika we want people like him

  • @debrajemwa526
    @debrajemwa526 2 ปีที่แล้ว +3

    Isu wamwe tikungoda Zim yakanaka tidzoke kumba zvekty ari kutonga ndiyani hazvina basa as long nyika yakanaka bhoo zvekty

    • @virginiachiodza546
      @virginiachiodza546 2 ปีที่แล้ว

      Taurai zvenyu nyika yedu ngainakevo tatambura

  • @tafadzwabingwa3378
    @tafadzwabingwa3378 2 ปีที่แล้ว +21

    Zanu PF's big plan

    • @ladyk.b.2257
      @ladyk.b.2257 2 ปีที่แล้ว +1

      True

    • @rumbiechatora1043
      @rumbiechatora1043 2 ปีที่แล้ว +1

      I agree with you

    • @sueeland5675
      @sueeland5675 2 ปีที่แล้ว +1

      U nailed it

    • @gina8435
      @gina8435 2 ปีที่แล้ว +1

      Zvaakumeka sense

    • @freenagofrgmusic8153
      @freenagofrgmusic8153 2 ปีที่แล้ว +1

      True ..they want people to lose hope on voting for chamisa but they are too late!.

  • @tafarapaul
    @tafarapaul 2 ปีที่แล้ว +14

    That moment you realise kuti our traditional instruments anotonakidza, kangoma ako nembira nehosho aewa good 🎶 🎵

    • @kingstonesamuelshowa4139
      @kingstonesamuelshowa4139 2 ปีที่แล้ว +1

      Very true, we are not embracing our culture at its best level 💯

  • @petermutero6819
    @petermutero6819 2 ปีที่แล้ว +3

    Baba Bond imi andifunge kuti basa rese ramaiita nderamwari zvakuchibuda pachena zvega pachena ,jowani achiuya masvikiro aka surrender vanhu kuna jowani budikidze nekuona kupenya kwaiva najowani ,ko imi makudzosera vanhu kumasvikiro zvadiii futi, musarase vanhu, varatidzeyi nzira yekuenda kuna baba ,ibvayi marega kusvibisa chishanu imi baba

    • @julietmuchanyuri8626
      @julietmuchanyuri8626 2 ปีที่แล้ว

      Zvachamisa zvapinda papi kwana

    • @rheya541
      @rheya541 2 ปีที่แล้ว

      Taura hako. I will sit on the fence. I remember someone explained. Hanzi ehe Svikiro rakati handigone kutarisana chiso chaJohane nekuti anekupenya kwaivenako kwakbva kuna Baba. Spiritual things have no logic. I don't like how this guy boasts. It's a big question mark. Kana Gombwe riri above Svikiro, then MaSvikiro anofanirwa achiitaura kuti Bond iGombwe not him saying it. Kana achiitaura namwari, God hates pride. But anyways in the Bible it says in the ends days there shall be false prophets and some will make limbs grow etc. I am not disputing kutumwa nekuti mweya yese inotuma even the real real spirit can you send. What about this pride?

  • @rutendomeza4626
    @rutendomeza4626 2 ปีที่แล้ว +5

    Ndimadzibaba here or ndisekuru avo?

  • @haroldmukomberanwa2827
    @haroldmukomberanwa2827 2 ปีที่แล้ว +2

    Kwatabva kure,uye kana ariwechokwadi time will tell,kana arimanyepo kana chokwadi,,toona,

  • @danielmhari7225
    @danielmhari7225 2 ปีที่แล้ว +1

    madzibaba bond mungawana nguva musashandiswa kusvika pa that stage. kuda ku riga yatanga zanu pf naivowo vanhu vanongo ungana pese pese ku entertainer hupenzi hwemunhu nxa taneta nevanhu vakadai musango puturudzira vanhu imi

  • @delighbless3373
    @delighbless3373 2 ปีที่แล้ว +1

    The answer is he is fake to Christianity but true to African Religion

  • @edmoremanhndo9815
    @edmoremanhndo9815 2 ปีที่แล้ว

    Hapana kwatiri kuinda apa. Kana arimasvikiro chaiwo ngagadzire nyika vabve vabvisa zvema elections. Coz Zanu irikutaura ropa masvikiro haadi ropa.

  • @norestmasuku3981
    @norestmasuku3981 2 ปีที่แล้ว +2

    Mwari iye ega Musikavanhu ndiye anoziva kuti ramangwana rakamira sei. lsu venyama dai tamira kuzviita Mwari

  • @julietkarongwe5173
    @julietkarongwe5173 2 ปีที่แล้ว

    Aah chihera a kuenda futi I was happy to see you back, all the best with your study.

  • @manyaramarweyi9989
    @manyaramarweyi9989 2 ปีที่แล้ว +1

    Nhai mwari chii chiri kuitika icho aaaaa mwari pindirai tizive chokwadi uye kwatiri kuenda

  • @theoracleofthenorth2870
    @theoracleofthenorth2870 2 ปีที่แล้ว +6

    Matthew 24:15-25 When ye therefore shall see the abomination of desolation, spoken of by Daniel the prophet, stand in the holy place, (whoso readeth, let him understand:)
    Then let them which be in Judaea flee into the mountains:
    Let him which is on the housetop not come down to take any thing out of his house:
    Neither let him which is in the field return back to take his clothes.
    And woe unto them that are with child, and to them that give suck in those days!
    But pray ye that your flight be not in the winter, neither on the sabbath day:
    For then shall be great tribulation, such as was not since the beginning of the world to this time, no, nor ever shall be.
    And except those days should be shortened, there should no flesh be saved: but for the elect's sake those days shall be shortened.
    Then if any man shall say unto you, Lo, here is Christ, or there; believe it not.
    For there shall arise false Christs, and false prophets, and shall shew great signs and wonders; insomuch that, if it were possible, they shall deceive the very elect.
    Behold, I have told you

  • @terrencemandizvidza927
    @terrencemandizvidza927 2 ปีที่แล้ว +11

    These are the things that anger God. The doctrine of this man is occultic and completely against the gospel of Jesus Christ. People should know Jesus.

    • @kundaisean7197
      @kundaisean7197 2 ปีที่แล้ว

      Your doctrine & rhetoric are the things that anger God, you're preaching a fake useless doctrine whilst critisizing your own ancestors & your culture but busy praising another's man's ancestors and culture, how brainwashed you must be. Yes, Jesus's people & race should indeed know him, not us, we do have any connection with him.

    • @mambokadzi3755
      @mambokadzi3755 2 ปีที่แล้ว

      Hauzivi here kuti Jeso anga ari gombwe. The bible brainwashed a lot of us

    • @crispentavaringana7311
      @crispentavaringana7311 2 ปีที่แล้ว +3

      My friend Japanese are Shintoist . Chinese are budhists. Is that related to the Catholic's christianity and Jesus.If not how come you want to dismiss this religion ,your own ,in which you are born to. Check yourself,colonial mentality might be its effects

    • @fadzosadiki4364
      @fadzosadiki4364 2 ปีที่แล้ว

      Wapedza hako nothing to do with Jesus

  • @blandetta45zimuketwa80
    @blandetta45zimuketwa80 2 ปีที่แล้ว +5

    Pride kills talent 😏

  • @YeOfficial888-nj8lb
    @YeOfficial888-nj8lb 7 หลายเดือนก่อน

    _Mhondoro, Masvikiro neMakombwe ndomhepo dzenyika yose yeDzimbahwe...kutanga naAmbuya Nehanda ndoDzimu guru reDzimbahwe kuchiteerwa nanaChaminuka nanaKaguvi etc....
    Ndatenda.

  • @handizindoga2222
    @handizindoga2222 2 ปีที่แล้ว

    nyoka, economics, corruption, bad policies, zvinopindirana papi? musada kutaridza hutofo hwenyu pachena.

  • @nyashagrace11
    @nyashagrace11 2 ปีที่แล้ว +1

    Ivo vanomutenda wo nemiwo futi
    Madzibaba oridza mbira achiimba nziyo dzemasvikiro
    dyiwai mari makapusa

  • @Samaz-m5s
    @Samaz-m5s 2 ปีที่แล้ว +3

    Saka Chamisa hapana ndanzwa zvakanaka here? Nyaya ye varungu iyi regerayi vanhu

  • @yeukaimundonda7275
    @yeukaimundonda7275 2 ปีที่แล้ว +1

    Nhasi nderimwe zuva.. Shumba naChihera ka

  • @becyadpee129
    @becyadpee129 2 ปีที่แล้ว +1

    A political card have been thrown into the mix; Zanupf chaiyo. On matters of religious faith, I would choose an unadulterated Christian approach, kwete mixing up yaakutaura iyo. Anoda chivanhu ita hako ka, and those who believe in christianity let us do it, kwete kuzanganisa, hazviko izvo, thats deception at its best (especially from a christian perspective)

  • @vypercute7973
    @vypercute7973 2 ปีที่แล้ว +1

    Muchinda uyu ndakambonzwa achitaurwa nezvake 2018 nabamunini wangu vanopinda nyenyedzi nomwe, vachiti zvaporofitwa kuchurch kunzi ndiye achanotora tsvimbo yenyika but handina kuita basa nazvo ndakatoti putai fodya shoma imi

    • @MelodySamunda
      @MelodySamunda ปีที่แล้ว

      😀😀😀 aah now zvakuitika

  • @queenpeemuchabaiwa
    @queenpeemuchabaiwa 2 ปีที่แล้ว +2

    Kumasowe Hakuna ndaza yakaita seiyo kana ivo baba amicho vaisazvikudza sezvirikutwa apo.

  • @bawlerking2164
    @bawlerking2164 2 ปีที่แล้ว

    Drewmas u cut some voiceover why

  • @shumbajaka835
    @shumbajaka835 2 ปีที่แล้ว +2

    Beware! Kuchauya vanoti gomo simuka uende apo zvichiitika

  • @matikamc2
    @matikamc2 ปีที่แล้ว

    Tava papi Andiriya follow up nyaya yekunzi mukomana ava kumhanya mushini uyu!

  • @cliffordmarimo5750
    @cliffordmarimo5750 2 ปีที่แล้ว +4

    Chamisa haana dzinza here

  • @faithrashid963
    @faithrashid963 2 ปีที่แล้ว

    I can't understand this, imhande here? Ndezvedenga here, vanhu chenjerayi kurasika zveshuwa tave kumazuva ekupedzisira, vanhu vakanyanya kutambura havazoziva zvokutevera

  • @pamelamushoshoma4749
    @pamelamushoshoma4749 2 ปีที่แล้ว

    Zvatodhakwa pamati Zanu inoramba ichitonga vadzimu havarwadziwe here kuti vana varipararira musango vachitsvaga kurarama ini ndabhoo nemi muranda

  • @tsanochimsy9748
    @tsanochimsy9748 2 ปีที่แล้ว +1

    Believe it or not in a nutshell it means we are stuck with the crocodile after 2023! Scarely stuff indeed👀.

    • @tawandaandrew5204
      @tawandaandrew5204 2 ปีที่แล้ว

      If you listen to Dr Ian Ndhlovu prophecy u will realise ED achipo after 2023

  • @AnnaChauke-co1em
    @AnnaChauke-co1em 2 หลายเดือนก่อน

    Iwe gold wakurotpmoka manje,ukaisumudza tsvimbo yacho chii chinoitia.

  • @freechipom
    @freechipom ปีที่แล้ว +2

    We are being taken for a ride. For a moment i believed this guy.

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 2 ปีที่แล้ว +4

    Haa mapostori aya anakirwa nengoma iri kuparuka iyi ndatenda hangu. Ehe mhoresanai nevamunoti vanoita zvechivanhu vakang’ora! I can see kuti others havana kusununguka kumhoresana nevemashavi 😂😂😂😂

  • @victormakuwaza4525
    @victormakuwaza4525 ปีที่แล้ว

    We will only believe him if we see the sanake back into Mazoe dam be4 elections.

  • @chichietalent4587
    @chichietalent4587 2 ปีที่แล้ว +2

    Uyu akutopenga cht kana achitsvaga marii ne nzira idzi ngasiyane nenyaya yetsvimbo yenyika uku kwakutambira ngachengere nekwakutambira uku

  • @blessingmoleni8042
    @blessingmoleni8042 2 ปีที่แล้ว +6

    Uyu anopenga uyu

  • @stanfordmakwengwere2008
    @stanfordmakwengwere2008 2 ปีที่แล้ว

    Anogadzira iye here asina kuona ED wacho Bond wenyu uyu??

  • @rudolovenesschigonde759
    @rudolovenesschigonde759 2 ปีที่แล้ว

    Yes chivanhu chririko zveshuwa mudzimu nemhondoro.asi isu tiri kungoda kt zvinhu ngazvinake chete

  • @bongiempofudube8235
    @bongiempofudube8235 2 ปีที่แล้ว +6

    Gadzira nyika ,we will be grateful. We are suffering

    • @todzidzachesa8680
      @todzidzachesa8680 2 ปีที่แล้ว +2

      Kusvika vanhu vapepuka vanyepi havaperi,musatamba nezita Ra mwari munopera kufa

  • @lilianmoyo9383
    @lilianmoyo9383 ปีที่แล้ว

    This is so difficult ,,you can't mix church and culture same time no no it can't xem

  • @josephgapirakb
    @josephgapirakb 2 ปีที่แล้ว +1

    Sekuri Tasvu na Sekuru Kanen'go ngawaendeko watiudzewo kuti zvii zvikutora nzvimbo

  • @msiyiwasibanda7942
    @msiyiwasibanda7942 2 ปีที่แล้ว +5

    Bond futsek nezanu yako urikutumwa namunangagwa iwe kwagara bhaibheri rinoti kuchava nemaporofita anoti gomo ibva apa enda apa ndimi vacho ka vairehwa unoti vamwe ndevapi

  • @andrewchisose6938
    @andrewchisose6938 2 ปีที่แล้ว

    Thank you dremas. Shoko ( magumo akaoma) Saka gombwe radii kumisa mavotes acho

  • @judgementday2009
    @judgementday2009 2 ปีที่แล้ว

    Is Opah married to Andrew? If not ndakutoendavo kuchikoro.

  • @memorymunyama70
    @memorymunyama70 2 ปีที่แล้ว +1

    Why prophets witch doctors vachi taura kana taku pinda muma elections so what is the use choosing our leader pozongo pinda munhu asina kuvhoterwa sounds funny and trick guys

  • @deemanase512
    @deemanase512 2 ปีที่แล้ว +1

    Kikikiki. The traditional team has a uniform. Pakaipa

  • @nathantakaya2639
    @nathantakaya2639 2 ปีที่แล้ว +2

    simudza nyika inake kana makatumwa madzibaba. asi kana kuri kunzwa mari mune plan

    • @brendagonese4526
      @brendagonese4526 2 ปีที่แล้ว

      Ndatadza kunzwisisa uri madzibaba or n'anga

  • @marshallspears2635
    @marshallspears2635 2 ปีที่แล้ว +6

    The Earth rotates once a day, and the Moon goes around the Earth once every roughly 28 days. So the Moon, from the Earth’s perpsective, is in a different place every day. It is quite common to see the Sun and the Moon up at the same time. The Moon is only up at night for half the time, about two weeks. For the other two weeks, it’s up in the daytime, and for only three of those days the Moon is “new” and so close to the Sun it can’t be seen. So it is VERY possible to see the Sun and the Moon at the same time. It happens for about 11 days each month. It’s quite common.