no one is giving respect to Seh Calaz for showing so much love to souljah love by playing his songs instead of playing his hits ............lots of respect to you Sir calaz
Big op Hwindi Prezident mi general 👊👊👊 🖐️ keep pushing chitungwiza pon di map . Respect unoself boss yala fi di love yah haffi show you've shown us youths to stay humble and human even in riches mi respect you fi dat mi elder👊👊👊🖐️ @04.26 .At 4 minutes 26 seconds , Nyale usanyime vamwe mogo😂😂😂🖐️ bigop bossnyale from OLAMACHUKWU👊👊👊🖐️
Inzwa kunaka kwelife bhanditi it's your time you have to enjoy wazondiita bhoo pawarova chibaba apo asi ndirimubhanditi isusu neconcaring family tanga tirichinhu 1 I respect you my king sehcalaz
Hazvi vengwi nemuroyi but makafa brain . How can you be proud of mafufu ayo look around you calaz how many vane such car or even bhasikoro metal one decent meals iwe calaz if zim was normal wait trngs mot iyi wega kupiwa uye wakato ita zveku chema kuti ibude makafa bain vafanha uye hapana music talent apa
no one is giving respect to Seh Calaz for showing so much love to souljah love by playing his songs instead of playing his hits ............lots of respect to you Sir calaz
Iye asina kana hit plus anenge achitoona kut dzake inyemba
Anayo here hit song yacho
Yes but does he have hits
Many he has
He is just trying to stay relevant by taping into the greatness yaSauro
Those who says I salute soul Jah love register hre .... Hit like
My humble musician Hwindi president,,💯💯💯
Same neni kk
we're together
Hwindi tipe remix song ye Chengetedzai Mababy Enyu Pakanaka .
Ukadaro tonakirwa big time i hombe Ngoma riyaaa 🎉🎉
happy to see you hwindi and boss yalar so much love guys one love kumarasta dai mandipawo danda ndambobhema kkkk
haaaa calaz anekamwe kamaturity karimaari keep it up bhandity led them by exmple maaaaaaaaad
Ndokumbirawo number dza Sap
Seh calaz varitidza love hwindi president am waiting collob na calaz l think is going to be heavy Musaneta vakomana
Hwindi president is a ghetto tut superstar check calmness yake kutorohwa hake nemandudu but ból munhu all the best Wang
Hwindi ndofa naye guyz zvamamanje ndiye mukuru weband akasiyirwa crown nachibaba
Much respect for yala nation..
Mahwindi tine one love ,big up Mabhanditi
Ndokumbirawo number dza Sap
Ana mkoma vangu , straight outta bhema valley,❤❤❤
Vachivhayo Chipaiwo hwindi president Aqwayooo 😮😮😮
Zengeza pagomba $1 pakufamba mahwindi respect my king
Big op Hwindi Prezident mi general 👊👊👊 🖐️ keep pushing chitungwiza pon di map . Respect unoself boss yala fi di love yah haffi show you've shown us youths to stay humble and human even in riches mi respect you fi dat mi elder👊👊👊🖐️ @04.26 .At 4 minutes 26 seconds , Nyale usanyime vamwe mogo😂😂😂🖐️ bigop bossnyale from OLAMACHUKWU👊👊👊🖐️
Zvishavane loves you hwindiii, I really like you especially your live show performance haaa u r great
HWINDI KEEP MOVING, ITAI COLLABS NEVANHU VARIKUPISAAA TIENDE MBERK
Panongoda 1 love marasta @hwindi president
Respect Disaster Track Tarinzwa Mukuru 🎉🎉🎉🎉we appreciate the love for our Jnr spragga
Seh Chabangu
Let's goooooo
Marasta mopedza henyu , mazita enyu haadzimike ku Zim Dancell .Big up Tawanda and Mahwindi 🎉
ZvaMwari chaizvo Hwindi is so humble zvekudaro anongodika so..Patiently waiting for imwe show muPretoria my guy
Team rinopedza masports iri bravo ngazviende mberi
Inzwa kunaka kwelife bhanditi it's your time you have to enjoy wazondiita bhoo pawarova chibaba apo asi ndirimubhanditi isusu neconcaring family tanga tirichinhu 1 I respect you my king sehcalaz
Ndabva ndasuwa pagetto wena pasi pemuti pa2
nice one boss yala tinoti One love
Big up mahwindi big up mabhanditi
Haa President vanorova kitaz🔥🔥🔥
Bhandity n hwindi gud combination
Wasimbisa bhanditi kumahwindi ❤❤❤❤❤ one lve chibaba but ngoma ramakuruwani iro ma1
Lenny jnr maWhindi to the fullest
Musarwadziwe pano, maplates, mapepa, zvine basa rei nemi
Humble Hwindi Pres🔥🔥
I heard voice rako mufanha wangu mani tawa
Zengeza 2 my ghetto l miss it❤
Hwindi to di fullest
boss of the road
Hwindiii president ,respect!!!
Hwindi my favorite ❤❤
Hoyooo one love maone ayo boss yalar nahwindi vanemaone gyz
hwindi presedent mukuru wemangoma
Makonzeresa mvongamupopoto❤
Handiti ukutoona ma1 kupayayaa kwenyika keta magetto yutes aka zara havana zvekuita god of mercy kungo kuza chete apo boss haana kana mari yekutengera masupporter jembi haa kalaz anoda kumamiswa mobva mamu batanidza namadzibaba Ishmael mkuati straight hanti mabhanditi anogara mkati.....
Mapepa hapana idzi Mboko wo idzi
Neku Bawudwa ku Mayowa
NGOCHANI dze zanu
😂😂😂😂😂
Pane azonzi ane speed yederere😂😂
ndabva ndasuwa kumba
Marema boss yahal
hombe🔥🔥🔥
Yes l yah kumaraini🔥🔥🔥
Tipeiwo ngoma muri2
Big up to boss yala nd hwindi
Boss munhu anozviitira zvinhu zvake ega, asingachemere kupihwa mota yemuhara neumwe murume.
Zvodiwa boys muma secoz(mu round)
Ndasuwa Ghetto eishh pasi pemuti pa2 outter Bhema Valley
Hwind❤❤❤
Hazvi vengwi nemuroyi but makafa brain . How can you be proud of mafufu ayo look around you calaz how many vane such car or even bhasikoro metal one decent meals iwe calaz if zim was normal wait trngs mot iyi wega kupiwa uye wakato ita zveku chema kuti ibude makafa bain vafanha uye hapana music talent apa
Huhu iwe unei
@user-nu5gb6nr1p I got my skilled job that pays me well
Hwindi chibaba🙅
Hwindi uri chibaba..
Ko hamunawo kana kudya or mazobhema henyu
hoyyooo
good to have these guys closer
Mahwindi to the fullest
Zvibaba izvii😅😅😅
Ahead with Zanu Pf . Sir Wickenel every Zimbo celebrity aheas
Dancehall Dada 💥 🔥 🔥 🔥 🔥 🔥 🔥 🔥 🔥 🔥
The Dada fo e nation
Tinokumbirawo chi hit mahwindi ft boss yala
Saka hauchaendi kutoyaz here zvauri kufamba nebenz
Bhandity Renyikaa #tawandatiuraye🔥🔥💯✅
Boss of the road bho mudara
Hwindi president
Ava vakasangana vanotikwadza nengoma
Ndoinonzi one love pachirasta
I wish Zimdancehall artist should be humble like Tawanda
One love ❤️
Ndanzwa
I like hwindi
Zvaaaaatanga 🎶
Hwindi president ngapihwe Mota arikutifadza negood manumber
Mukuru wema hwindi
Ndati mukuru avo vane blue t-shirt dhafu akaita kutota 😂😂😂😂 makananwa mukuru
So far tiri paMshika Shika, ❤
Ndokumba masimbisa
Much love ❤❤❤ guys
Hwindi go n see victor
Hoyooo
Kouyo aripedo naCalaz anenge Scomoto mamuonawo here😂😂😂😂
Kkk sua nhay
😅😅😅😂😂😂😂
Real galiz ma hwindi
saka makazobvuma ere kt mkoma callado vanosasisa😂😂
Ndofa ndaedza
Seh calaz is humble
Kuzimbabwe unogonana kungoita yese yese…iyo iri kutofamba isina maplate and hapana anomubvunza
The team is bho ..but mogo pa camera manje ..hatizonzwisisi kuti pasi nema drugs here or ........,,,but thumbs mahwindi nemabhanditi
1 love maraster
Ndaona danda rechamba rakutambidzwa kuna hwindi but vazonyara camera ndobva chadzorwa 😂😂😂😂😂😂😂😂
I always hear prezo vachiti burma valley pama song avo I ddnt know kuti burma valley i burma valley i thought ndeyedu yatajaira burma valley lol
Ko avo vakapfeka chivhayo No1 kwai kudiii zve munyika ino so 😂😂😂😂😂😂
Bruce Boe her
Dai Sauro aripo aitowana Rolls Royce zve
HWINDI UNOGONA
Kkkk vanhu varikuda Mota Amana mumwe kupfeka bhurukwa rakanzi chivhayo haaa hazviko
amana bho ere driving dza calaz.....
mota ndeye mahara sure
Aita sei
look the way he is bumping into potholes akaramba achidaro mota haigari nguva refu....... wazvinwza kah@@villageigwee9261
Pakungotaurwa nyaya dzema tanda😂
Hi