ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Smart 😍❤mahwindi will forever reign 🔥🔥
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 pashota hwinza paside
Hwindi keep featuring vanhu varikurira to regain your fame you deserve more than your current level ZVISHAVANE NEEDS YOU
Thank you Hwindi one song for Gwanz Tv Comedy
Baba promie ndeip , mfanha wako achatiurauya ne hat ataki nekuseka Hwindi mudhara zvaizvezvi
Baba Promie boe havo kkkkkk. Kungoti nyika ibvise stress kkkk. Thank you so much 🙏🙏
My favorite artist ,keep it up Hwindi President
Boss of the road 🔥
I love you my brother your voice is priceless
Hwindi President is underrated. He is one of the baddest talent we have in Zimbabwe.Chibaba ichi 🔥🔥🔥
Mahwindi to the fullest ❤
Uyu ndomuda kudarika hama dzangu❤❤🔥 🔥
😂😂😂😂🎉
bvunza mahwindi pamushika shika💥💥💥💥
Woow❤
Munhu uyu I still wonder why maPromoter asingamupi mukana. Live yaHwindi voice, performance, information ℹ️ on point
Uyu anogona ane ma hit song apa live show anopedza
King of dancehall Boss of the road chinopisa ichi chinochigona chibasa ichi
Hoyooo . Good job
Mahwindi vanobata ngoma boss of the road
Haaa tinozviziva kt hamutambe nyembaaaaaa
🕺🕺🕺😂 usadzime ingoma idziiiiiiiìiiii . Mahwindi tiriko here $1 pakufamba
1 chiKing chinorova mangoma kusvika kwachena...boss of the road munorova...ma favorite
Hwindi is the best musical in zim
Zimdancehall Hwindi the best cooker 🔥🔥
My favourite and he inspired me Hwindi president hunooo hwirow usanditsvaga
💥💥💥💥 Jonathan akamwa kumwa
Ngoma dzechikuru hwindi ndiking Avo 👊👊🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨
isusu sema yuts kwese kwatofamba todada na hwindi
Well done Mugo
❤❤❤❤
🎉🔥🔥🔥🔥😂hwindi to the maximum🔥🔥🔥
boss of the road ndakazohakwa ne barbed wire ndichida kukuonai kkkkk.....ndini captain aiwa makapedza basa
Magonero anoita munhu uyu zvirizvega here izvi
Hwindi atori moto🔥🔥
Hwindii anopedza gyz
The future is bright 🌞
my favourite
Haaaa murikugona mudara zvazvinhu izvo❤
Zimbos sleeping on this guy. Ndibaba vedu tese ava
My favorite
FORWARD 4EVA MI DON
We want you pa UK promoters stop sabotaging Mugo akugona wani
Live chaiyo kana tazogara Hwindi zvazviro
Hwindi president all the way ❤❤❤❤❤❤❤❤❤ multi talented 💥💪
HWINDI moooooto♨️🔥👮🏽♂️👑🥇🏆
Chibaba ichi❤
Muface uyu anondigonera
MugoMugoMugo
the real entertainers
❤❤❤❤❤❤❤mdhara
Mudhara uyu if you don't know the tingoo soon you know ❤
Hwindi akanyanya 🔥🔥🔥🔥
Chibaba icho
Ayewa iwewe vagara uchigona hwindi
Song yamakapinda nayo iyo hatina zera nayo
makanyanya bosss of the road ❤❤❤
Hwindi President chibaba ichooo chopisa zvisina kupokana
President vauya futi paStodart Marlo it's unfortunate Ngoma dzasheka futi kunge earthquake
❤❤❤❤❤❤❤
Mahwindi ahoyi huyai cappaa tikukudai
❤❤❤ 🔥 🔥 🔥
🎉🎉🎉
Iri zimu gen'a, Kinnah, Mbida, Hwinza, Blot ishasha izi
ndazwa chibaba
Hwindi chibaba
Ndikaita mbinga ndokutsvaka hwindi
Dancehall king vasara ava
mopisa baba
Makapedza basa
UNOGONA AND WAKACHENA
President ndotsvakawo number iri rekuti ndadzoka
Mugo
8.30 dance rabva ratanga
uyu munhu anogonesa uyu
Chibaba
dj haako
Zvinenge zvattanga
Smart 😍❤mahwindi will forever reign 🔥🔥
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 pashota hwinza paside
Hwindi keep featuring vanhu varikurira to regain your fame you deserve more than your current level ZVISHAVANE NEEDS YOU
Thank you Hwindi one song for Gwanz Tv Comedy
Baba promie ndeip , mfanha wako achatiurauya ne hat ataki nekuseka
Hwindi mudhara zvaizvezvi
Baba Promie boe havo kkkkkk. Kungoti nyika ibvise stress kkkk. Thank you so much 🙏🙏
My favorite artist ,keep it up Hwindi President
Boss of the road 🔥
I love you my brother your voice is priceless
Hwindi President is underrated. He is one of the baddest talent we have in Zimbabwe.Chibaba ichi 🔥🔥🔥
Mahwindi to the fullest ❤
Uyu ndomuda kudarika hama dzangu❤❤🔥 🔥
😂😂😂😂🎉
bvunza mahwindi pamushika shika💥💥💥💥
Woow❤
Munhu uyu I still wonder why maPromoter asingamupi mukana.
Live yaHwindi voice, performance, information ℹ️ on point