THE CLOSURE DNA SHOW: SEASON 7 EPISODE 12

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 12 ม.ค. 2025

ความคิดเห็น • 1K

  • @missgee9252
    @missgee9252 2 ปีที่แล้ว +64

    Uuuummm but mari or kugarika kwakanaka in a way lol, the maiguru and bamkuru actually seem like the younger ones 😂😂😂 and the mainini and bamnini the older ones 🙌🏽🙌🏽🙌🏽

  • @tsitsiprincess4520
    @tsitsiprincess4520 2 ปีที่แล้ว +6

    Mwana uyu ngaangove grateful Kuna mai vake kuti Havana kubvisa mimba osiyana nekutswaga zvakawanda

  • @tafadzwamarembo2722
    @tafadzwamarembo2722 2 ปีที่แล้ว +19

    Kandai photo yaDiva atsvagwe. The child deserves to know her father.

    • @pdee5506
      @pdee5506 2 ปีที่แล้ว +1

      Yes even a rough sketch will do.

  • @goldenceemwanawamaijoze2592
    @goldenceemwanawamaijoze2592 2 ปีที่แล้ว +65

    Mai ava is bitter because of her past that has to do with the child's father. She really knows who Jeff or Diva is varikunyepera kudzungaira. Masowe muchaarega henyu mukatijoiner kuRoma

    • @garygwatipedza9558
      @garygwatipedza9558 2 ปีที่แล้ว +12

      Wati vabve muzvisina maturo kumasowe vauye kwenyu kwamunonamata zvidhori kuroma
      Kubva mumoto uchipinda mu fire
      Ha This world is cruel

    • @brightonsamunda7621
      @brightonsamunda7621 2 ปีที่แล้ว +4

      kkkkkkk masowe haiwa bodo

    • @aqua4497
      @aqua4497 2 ปีที่แล้ว +1

      @@garygwatipedza9558 Hamuzive nezveRoma. Jowane Marange aingoshandawo kumayadhi muRhodesia. Zviri mumutsetse kutenga Bible renyu mozviverengera nyaya dzese musati mati heriya heriya musango nemadzimai nepwere dzevanhu. Hoyo mucheche akaparara atadza kusunungukira musango. Makatyei kumuendesa kuhospital? Hatizive mutsauko pamuporofita waMwari, nen'anga ine gemenzi. Matombo anonzi muteuro ari kuzonetsa mumisha yakawanda.

    • @jadelorna4902
      @jadelorna4902 2 ปีที่แล้ว +3

      🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Roma here we come, kusina ma folktales 😅

    • @tinotendamapurisa5589
      @tinotendamapurisa5589 2 ปีที่แล้ว +3

      😂😂😂😂😂😂😂😂siyai zvenyu masowe umwe ane kunomuitira .....##team masowe hatisiye nyangwe mukatii

  • @shamisomatora1248
    @shamisomatora1248 2 ปีที่แล้ว +23

    The girl is in pain shame and she is so cool...hugs to you sis it shall be well

  • @andrewmutizamhepo1124
    @andrewmutizamhepo1124 2 ปีที่แล้ว +50

    The girl is very respectful to her mother regardless of the pain she is feeling inside. Hugs baby girl, hope the mommy will disclose helpfull information as soon as she can

    • @christieultd
      @christieultd 2 ปีที่แล้ว +2

      It's too painful

    • @andrewmutizamhepo1124
      @andrewmutizamhepo1124 2 ปีที่แล้ว +2

      @@christieultd I felt her pain. Mom vacho act as if havasi kuda kuenda kuhama dzemurume chaiye. Maybe havasi sure futi

    • @christieultd
      @christieultd 2 ปีที่แล้ว +2

      Sad mai is not respecting her in return. The girl is good mannered

    • @cathieberitakays2379
      @cathieberitakays2379 2 ปีที่แล้ว

      I love her ...may God hear her cry 😢

    • @andrewmutizamhepo1124
      @andrewmutizamhepo1124 2 ปีที่แล้ว +1

      @@cathieberitakays2379 I love her too

  • @Ehee-c2e
    @Ehee-c2e 2 ปีที่แล้ว +13

    Amai she's more confident to remember or know that bamunini is not the biological father of her child and pretending not to know where Diva is kunyebedzera kudzungaira ,rudo rwaamai rwuri papi uchidzungaidza mwana kudaro kubva vatotaura kuti anogona kunge akanyeba nezita rake kubasa who told you that musanyebedzere kudzungaira imi mai munorwadza mheni.Kana makamuwana paone- night stand yemubhawa udzai mwana azive kuti hapana hapana aite move on nelife achiziva kuti haafe akavawana.Kuita kunge kuri kubvunzwa mwana ane16yrs pachibvunzwa munhu a close to 50 yrs anamai vakadai vanorwadza mheni.

    • @estellesimon430
      @estellesimon430 2 ปีที่แล้ว +1

      Mwana ndewabamkuru avo

    • @heavenchatindo2792
      @heavenchatindo2792 ปีที่แล้ว

      What about the uncle...he is more similar to the child in question.....Tinashe find out hope you will get something that will help

    • @heavenchatindo2792
      @heavenchatindo2792 ปีที่แล้ว

      Mom's varikunyepa avo ....she knows the relative akutsvagwa uyu

  • @takudzwamawire2925
    @takudzwamawire2925 2 ปีที่แล้ว +5

    Anyone with leads from Chitungwiza please come forward and assist this young lady. Face ya Mai avo maiwona, if you remember it uchienda kumadomasi. Please assist nezvamunoziva ana Diva vanyururwe.

    • @No-ud1cj
      @No-ud1cj 2 ปีที่แล้ว

      Haaaaa Diva ngaatsvagwe!

  • @christinemusariri8056
    @christinemusariri8056 2 ปีที่แล้ว +107

    I feel very saddened by this episode. This child needs clarity from her mum. She needs to be open to her child and let her know whom her father is. Mothers let us tell our children whom their fathers are so the children find their identity. This child's heart is bleeding. She also needs psychological help due to the trauma and rejection she faced as a child.

    • @danielmhari9179
      @danielmhari9179 2 ปีที่แล้ว +4

      That's true mother's plz try to be truthful to your children

    • @bloodwellsimbauchena6923
      @bloodwellsimbauchena6923 2 ปีที่แล้ว +3

      Pachokwadi Mai awa hahwatozivi baba vemwana or pamba pavaishanda ndopanababa vemwana. Vanorakidza kuti vakanga variloose haunga endi kunoona parikugara bamunini kwakutogara mese pasina kudanana

    • @wilmarmarara2448
      @wilmarmarara2448 2 ปีที่แล้ว +1

      True dear.ko kwaaigara kuchitungwiza nasisi .mwana kana kuita wabamukuru

    • @tsitsiprincess4520
      @tsitsiprincess4520 2 ปีที่แล้ว +1

      She doesn't know guys ,these things happen sometimes, thank God she didn't abort

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 2 ปีที่แล้ว +1

      ​@@tsitsiprincess4520 meaning she doesn't whom she slept with? itai mushe vanhu imi

  • @emotionmabeza6685
    @emotionmabeza6685 2 ปีที่แล้ว +15

    What a sad ending my wish was for the girl to know her father. This mother is so so cruel just like her looks.

  • @annamoretafirei7412
    @annamoretafirei7412 2 ปีที่แล้ว +16

    Ikodzero yemwana kuziva dzinza rake kasong kanongondiitira zvangu aka

  • @thandybhebhe795
    @thandybhebhe795 2 ปีที่แล้ว +112

    Cheers to us who never miss an episode 🥂bota family we growing

  • @Sweetbriarhh
    @Sweetbriarhh 2 ปีที่แล้ว +48

    Tinashe Tinashe Tinashe! How many times did l call you 😂😂😂
    Nyaya irikusiyana because Momz remarried and pamwe vanenge vakaudza new husbae kuti it was a mistake, one night stand or ndakambunyikidzwa, so she can’t admit now kuti vakadhonza love naBabamudiki.
    Siyai zvekutsvagurudza nyaya if people have moved on with other partners mongoita zvemaresults. Munotitangira dzimwe muma streets umu😂😂😂

    • @thokogracegwara8014
      @thokogracegwara8014 2 ปีที่แล้ว +3

      Ndozvandaonawo hangu

    • @samuelngirazi9636
      @samuelngirazi9636 2 ปีที่แล้ว +2

      I also mentioned that

    • @victoriapondiwa8744
      @victoriapondiwa8744 2 ปีที่แล้ว

      Yaa isure

    • @sitholeprisca9578
      @sitholeprisca9578 2 ปีที่แล้ว +1

      Haunyepi imwe mibvunzo yacho inoita kt vagara vari Mu relationship inogona kusazomira zvakaka nemhinduro dzinozobuda I think vanofanira kuzoita go deeper after ma results not before

    • @karennyamasekwere9170
      @karennyamasekwere9170 2 ปีที่แล้ว +2

      Mibvunzo inofanirwa kuvhunzwa if she had told mwana baba vake zvaingovasaver from alot

  • @previousrubatso780
    @previousrubatso780 2 ปีที่แล้ว +10

    From what I see this man have been good to the child and they have a strong connection. Mai vakurambana zviripachena kuti bamnini vakarova bota for a long time. Another lesson to my fellow county men please stop going kumaporofita vanorwisanisa.

  • @adriangonda4161
    @adriangonda4161 2 ปีที่แล้ว +17

    An investigative show that follows up looking for the real fathers would be interesting.

  • @ginmaposa4068
    @ginmaposa4068 2 ปีที่แล้ว +10

    Mainini vari stubborn zvavo
    Hugs to Nana♥️

  • @eagler9028
    @eagler9028 2 ปีที่แล้ว +6

    kkkk vana Amai musadaro, inini l had to look for the father of my wife, imagine mukwasha kutsvaka baba vakabereka mudzimai, i found them, l never asked ambuya the issue but takagamuchirwa bhoo and everyone confirmed. mwana kuroorwa aine 24 years, kuchata asi baba asingavazive , madzimai sooo

    • @eagler9028
      @eagler9028 2 ปีที่แล้ว

      i only knew there was something problematic in my marriage after facing serious marriage breaking issues, ndoo pandakasimudza musoro

    • @nada2prada183
      @nada2prada183 2 ปีที่แล้ว

      You are a good husband. Majority inosiya mhuri onoroora kusina zvakawanda. Thank you hanzvadzi hope mroora will keep treating you like a king that you are 👏🏾😊

  • @unityrunganga7103
    @unityrunganga7103 2 ปีที่แล้ว +11

    Mai guru na bamkuru looks young mainini na bamnini yuhwiii looks like vanhu vakudhara dhara😱😱😱

  • @andrewkaseke8
    @andrewkaseke8 2 ปีที่แล้ว +8

    There is something I noticed from the mum ,she said she got pregnant in may 1999 and gave birth in November 1999 is that possible?

  • @werewolflifes4119
    @werewolflifes4119 2 ปีที่แล้ว +28

    "Saka imimi maive mainini mukabva matamba nababamunini" that's Tinashe for me😅😅😅

  • @dianamainana4910
    @dianamainana4910 2 ปีที่แล้ว +19

    This is very sad. Ana mai vakawoma, l am in the same situation with this young lady. I am a mother but my mother failed to tell me who my father is up to now l don’t know!!

    • @eagler9028
      @eagler9028 2 ปีที่แล้ว +4

      my ambhuya never told my wife her father, i had to start from scratch till l got them, vanaAmai vanozviita hako, ahh and this issue seriously breaks marriages, vakwasha havazvidi for real!!

    • @talentmahachi9284
      @talentmahachi9284 2 ปีที่แล้ว

      Same to me

    • @chiedzamapfumo6920
      @chiedzamapfumo6920 2 ปีที่แล้ว

      Zvakaoma rambai makashinga musaore moyo henyu, tsvagurudzai muhama imomo nemushamwari kuda mungawana answer

    • @rumbidzaitazvinzwa6909
      @rumbidzaitazvinzwa6909 2 ปีที่แล้ว

      Same here dear

    • @luwizamakiwa5852
      @luwizamakiwa5852 2 ปีที่แล้ว

      Shem srry

  • @futsuwanglu
    @futsuwanglu 2 ปีที่แล้ว +27

    Rasta vanoda mbama avo. Shuwa kudanana nemunhu kusvika pakuchachurwa bota uchiti munhu anonzi Diva. Hahahaha momz ikuziva info yese iyi

    • @Sweetbriarhh
      @Sweetbriarhh 2 ปีที่แล้ว

      You can say that again. Momz vane nyaya. Apa vakuramba vachiti it was just a one night stand😂😂😂

    • @blessingmapiku9831
      @blessingmapiku9831 2 ปีที่แล้ว +1

      Yaaa ruster vanoda kurohwa vazive. Ndoona sekuti mwana wa bamukuru ini.

    • @marthamasocha3459
      @marthamasocha3459 2 ปีที่แล้ว +7

      @@blessingmapiku9831 dai Ari mwana wabmkru yaibuda isiri 0% mayb yaiita 60% ikoko

    • @perseverancemoyo4642
      @perseverancemoyo4642 2 ปีที่แล้ว

      @@marthamasocha3459 yes

    • @alicenyakuwanikwa8884
      @alicenyakuwanikwa8884 3 หลายเดือนก่อน

      Vanonyepa

  • @vrod1a
    @vrod1a 2 ปีที่แล้ว +34

    It breaks my heart watching that child trying to find her father, every child deserves to know who their father is.

    • @wellinessruzvidzo9939
      @wellinessruzvidzo9939 2 ปีที่แล้ว +1

      Pamwe anogona kuva ari wemufi pamwe

    • @shamisomanyuchi4032
      @shamisomanyuchi4032 2 ปีที่แล้ว

      Tinashe unobvunzisisa aiwq ndapa kutenda kkkkkkkk DNA man thanks nechirongwa

  • @ceejambs
    @ceejambs 2 ปีที่แล้ว +30

    Tinashe Mugabe is the number 1 Celebrity in Zim

  • @dionerys7539
    @dionerys7539 2 ปีที่แล้ว +36

    Mainini looks older than maiguru...she sounds bitter...pain ikutaurwa nemwana uyu no one will ever understand only if you been there...I'm hurt

    • @christinemunyau4038
      @christinemunyau4038 2 ปีที่แล้ว +14

      Even bamunini looks older than bamkuru😁

    • @kwarummond77
      @kwarummond77 2 ปีที่แล้ว +5

      @@christinemunyau4038 kkk ndazvionawo lol vanonyanya mjolo ndosaka vasakara too much one night stands

    • @zetshoko5545
      @zetshoko5545 2 ปีที่แล้ว +1

      Chokwadi

    • @chengetairuziwa4126
      @chengetairuziwa4126 2 ปีที่แล้ว +3

      Mainini and bamunini nhamo ikuvasakadza

    • @kwarummond77
      @kwarummond77 2 ปีที่แล้ว +1

      @@chengetairuziwa4126too much ma1 night stand. chihure ndochikusakadza

  • @msziva2701
    @msziva2701 2 ปีที่แล้ว +50

    This is why people need time out between relationships. Hopping from one bed to the next causes confusion. 'Diva' is very much alive but mai havadi kutaura havo. Probably it's a few 'Divas' and mum is ashamed to say 🤷🏾‍♀️🤷🏾‍♀️. Or 'Diva' is a relative.

    • @cathieberitakays2379
      @cathieberitakays2379 2 ปีที่แล้ว

      I think so too hey ....l mean but why?

    • @kuekodz35
      @kuekodz35 2 ปีที่แล้ว

      I agree, this woman is now married and settled, so now kutaura zvese zvekare izvo will afftect her reputation kumhuri kwavave. it was easier to just say vakashaya, but it's a burden to the child

    • @marymufutumari3326
      @marymufutumari3326 2 ปีที่แล้ว +1

      i feel the same Diva might be a relative, amai havasikuda kuda kutaura chokwadi, Diva kwaakungo hwanda nemunwe, vanomuziva Diva wavo lol

    • @marymufutumari3326
      @marymufutumari3326 2 ปีที่แล้ว

      i felt vry sry for the girl, bamukuru vanga vachichengeta vachifunga kuti iropa remfana wavo shaame ,anyway iropa ramadam venyu just continue bamkru Mwari vakuwedzerei hupenyu

    • @PreciousNyandoroChechita
      @PreciousNyandoroChechita ปีที่แล้ว +2

      Since mwana arikunzi ndewekwaMoyo bamkuru ava handisikuwachenesa pamwe ndivo muridzi wemwana saka kuti mai ava vataure zvinonetsa

  • @africaunite2488
    @africaunite2488 2 ปีที่แล้ว +4

    Thanks mukoma Tinashe, help that lady.
    Vanhukadzi wake up mhani, inonaka sei kusvika pakutadza kubvunza zita.

    • @No-ud1cj
      @No-ud1cj 2 ปีที่แล้ว

      😂😂😂😂

  • @meganedee6759
    @meganedee6759 2 ปีที่แล้ว +24

    They should test bmkru ava as well, the mother vane zi secret avo, such episodes anoda in private especially now that this lady remarried 🙏

    • @NN-sk3ry
      @NN-sk3ry 2 ปีที่แล้ว +3

      Exactly. I think babamukuru ndivo baba

    • @kwarummond77
      @kwarummond77 2 ปีที่แล้ว +2

      i like your thinking momz iyi yaiwanza maone night stand hazvirambike kuti pamwe nababmukuru pane yakatambika

    • @NN-sk3ry
      @NN-sk3ry 2 ปีที่แล้ว +4

      @@linntag5770 looks like you don't understand paternity tests. With being baba it's either you are or you aren't, there's no middle ground - that's all the test is asking. So it's either 99.9% (hongu) or 0% (kwete) because they are stritcly testing for the probability of you being the father. Saka even tezvara vakaita mwana nemuroora, when they test her husband it will be 0% because the test is haasi mwana. It's actually the easiest dna test to interpret other than the test yekuti does this dna belong to you.
      If they are testing relatedness then you can get all the other probabilities - which is when it gets tricky and they either need to test other relatives or use more sophisticated test.
      I think Tinashe should bring an expert to explain the process and meaning of DNA tests and results. But I think the actual testing is still done in SA saka kuno they might not have the skills to explain zvinogutsa vanhu

    • @carolinegozo6541
      @carolinegozo6541 2 ปีที่แล้ว +2

      Vanenge vakada Vega kubuditswa pa TV ,plus sure ukawanza ma one night ahomboziva muridzi ,hanzi aiinzi Diva surname ahuzive Mmmm zvonyadzisa

    • @gaudenciamasibanda1364
      @gaudenciamasibanda1364 2 ปีที่แล้ว +10

      Paisafanira here kushower a certain percentage of relatedness pavangotester ipapo

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 2 ปีที่แล้ว +15

    Strong words to your young sister maiguru. I hope she’s paying attention to your word and help her daughter. She cannot claim to lover her daughter without clearing this mess out. There’s nothing to be ashamed of

    • @trumpetariel6689
      @trumpetariel6689 ปีที่แล้ว

      Vanhu ngavagare pamwe kwete vana vemarudzi ekuwanda

  • @getrudekaitano6107
    @getrudekaitano6107 2 ปีที่แล้ว +46

    The father wanted to hear the opposite
    He really wanted the child to be his
    I can feel the pain for the child
    But the mother really knew kuti this man is not the father of the child.... Though she doesn't want to tell the truth where the father of the child is
    So sad

    • @marymuzunze9692
      @marymuzunze9692 2 ปีที่แล้ว +5

      Amai ava havana kukwana how can you stay with a man you don't know his name & surname ,she have to tell the truth to her child

    • @girawearsenal
      @girawearsenal ปีที่แล้ว

      ​@@marymuzunze9692kkkkkkkkk,kuzungairah chaikoh.

    • @nyashamupfukudzwa7588
      @nyashamupfukudzwa7588 ปีที่แล้ว

      The mother is cruel

  • @preciouspatiencemutosvori638
    @preciouspatiencemutosvori638 2 ปีที่แล้ว +10

    Mukoma Diva dosvikai pano 2mins mutiudzewo zita riri pachitupa nesurname 😎

    • @Ru5672
      @Ru5672 2 ปีที่แล้ว

      Asi shuwa munhu aigara nekusenza nefake name here or mainini is hiding something

    • @preciouspatiencemutosvori638
      @preciouspatiencemutosvori638 2 ปีที่แล้ว

      @@Ru5672 it seems like she doesn't care at all about her daughter's feelings and emotions but it's very bad ndavataure chokwadi Mai ava

  • @elinakachere8513
    @elinakachere8513 2 ปีที่แล้ว +13

    I guess the father of this child is a very close and respected relative

  • @slotterfarrow8610
    @slotterfarrow8610 2 ปีที่แล้ว +14

    The alleged child is my twin sister we were born on the same day same year...l am just happy

  • @elsamakomichi8894
    @elsamakomichi8894 2 ปีที่แล้ว +6

    Amai avokaa vanosvotaa she’s too ignorant ,i feel sorry for that girl kungopihwa mwana nemunhu wausingazive surname kana kudzungaira kwacho wee im hurt aaah

  • @fai2000zingwe
    @fai2000zingwe 2 ปีที่แล้ว +6

    This is heartbreaking 💔 vabereki munoomesera vana

  • @comdaltrading2135
    @comdaltrading2135 2 ปีที่แล้ว +1

    Mai vanenge vaimbowanza avo. Kutonatso rara nemunhu anongoti ndinonzi Diva chete? Chechipiri hama dzamai, vana sekuru, vangadai vakafambira nyaya dzacho kare. We wish the girl good luck mukutsvaga baba vake.

  • @peace2911
    @peace2911 2 ปีที่แล้ว +12

    This mother should feel for her daughter's pain u can tell from the body language that she is in pain. The mom knows who the father is she might has been sleeping around.

  • @hildahrimbani3516
    @hildahrimbani3516 2 ปีที่แล้ว +9

    Mai avo vanoziva baba vemwana

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 2 ปีที่แล้ว +9

    Kkkkkk Tinashe remember uyu mkadzi wemunhu saka kuti achiti dyodyodyo kuti babamunini vakadya bota kakawanda hazvinyatsoita

  • @SiphoSipho-ec7pp
    @SiphoSipho-ec7pp ปีที่แล้ว +1

    Yaa tough this is painful 😢, lm 42 years l don't even know my father

  • @annanyemba7552
    @annanyemba7552 2 ปีที่แล้ว +20

    This is a different episode of all. the mother is more confident that the alleged father is not the biological father of the child. but the alleged father want to be the father of the child. But I like bamukuru's character he wishes the best for the child.

  • @samuelrinomhota2692
    @samuelrinomhota2692 2 ปีที่แล้ว +2

    Amai ava vaneHutsinye
    Kudanana nemunhu
    Kutadza surname
    Kuziva hama dzemurume
    Kutadza kuziva kwadzogara
    Kuziva kufa kwemunhu
    Usingazivi kuti anogarepi
    Mai itai serious

  • @Mamatawananyasha743
    @Mamatawananyasha743 2 ปีที่แล้ว +8

    I'm happy for mother telling the truth from the beginning 👋 Bamunini ndovakaita dzungu thinking kuti mwana wavo asiri

    • @linomsadube
      @linomsadube 2 ปีที่แล้ว +1

      Kkkkk bamnini vakuda kutata machance emapasuro zveeee

    • @samy7453
      @samy7453 ปีที่แล้ว +2

      Aiwazve, mainini ndivo vajoker vachiti mwana wako akura, even though she was joking.

  • @allinone-mw7hy
    @allinone-mw7hy 2 ปีที่แล้ว +9

    The alleged Father is excluded as the biological father of the tested child the probability of paternity is 0.0000 % I was there trust me

  • @portiagwisayi4300
    @portiagwisayi4300 2 ปีที่แล้ว +8

    Until someone disappeared from you and then you make a decision to keep the baby that's when you can understand amai ava

    • @josh_dat-guy4891
      @josh_dat-guy4891 2 ปีที่แล้ว +3

      Nekubva watadza kana kuziva zita nesurname zvemunhu...kwakungoziva kuvhura gumbo chete....aaaah there is nothing to understand here

    • @portiagwisayi4300
      @portiagwisayi4300 2 ปีที่แล้ว +2

      @@josh_dat-guy4891 you don't understand her because you are very perfect my dear but for me I say good job for keeping her baby zvimwe zvese hazvina kana basa vakawanda vanhu vasingazove vana Baba vavo vakatokura wani

    • @linomsadube
      @linomsadube 2 ปีที่แล้ว

      @@portiagwisayi4300 ndinewe Hama mwana akatombounzwa panyika akarerwa kusvika APA akuda kutoomesera Mai kudaro achenjere Kuti chivanhu ichochi chichamupandukira mangwana
      Vangani vakanhongwa varaswa musango asi Bari kurarama. Chazoshamisira kwaari chii
      Haiwaawo

    • @teddykatuka7442
      @teddykatuka7442 2 ปีที่แล้ว +1

      Tikwanire iwe chii chakaipa kuziva baba vako

    • @linomsadube
      @linomsadube 2 ปีที่แล้ว

      @@teddykatuka7442 lvo vanomuziva havo

  • @Lambano
    @Lambano 2 ปีที่แล้ว +1

    Why are these people appear older than their ages, the alleged father and the mother? Both look like they are in their 70s. Look Bamkuru naMaiguru, they are smart and clean.

  • @charmainemunyaka9551
    @charmainemunyaka9551 2 ปีที่แล้ว +3

    Ah ndarwadziwirwa mwana, hope Mai vacho vachadzifambira nyaya dzacho

  • @thandybhebhe795
    @thandybhebhe795 2 ปีที่แล้ว +15

    Umama kudala kwakhe ade eyi razor😂😂

  • @Lettythelady
    @Lettythelady 2 ปีที่แล้ว +8

    Diva haana kufa kwaiva kutiza nyaya dzake I think anga ari married. Moms iyi inenge yaifamba ichipakurira raini rese bota . #movefastlikewifi

  • @tatendamutizwa2596
    @tatendamutizwa2596 2 ปีที่แล้ว +7

    it's so surprising that she recalled the name given to a child by Diva, and still not know Diva surname.

    • @alicemanyasha1437
      @alicemanyasha1437 2 ปีที่แล้ว +1

      She knows the truth she is just pretending

  • @synodianyakudya3510
    @synodianyakudya3510 2 ปีที่แล้ว +3

    Mai avo vanenge vakapihwa mwana nemunyarikani wavo(Chipini).

  • @turshapoularmadzore7385
    @turshapoularmadzore7385 ปีที่แล้ว +1

    She’s intelligent. The girl❤ . The way she’s aware of mhepo dzekusairirwa im impressed 🎉

  • @cniortthesaintkuyandepi
    @cniortthesaintkuyandepi 2 ปีที่แล้ว +19

    For fun fact hatizorambe tichitaura zviri srs anotendera neni kuti varikunzi vanin'ina ndivo vaifana kuva vakoma ndiani? Kana wazviona isa like 😅😅😅😅🥰😅

  • @ednamakonese2374
    @ednamakonese2374 2 ปีที่แล้ว +4

    Mai ava ngavudze mwana Kuna Baba vake aah....mamwe maitiro so ka

  • @ireenvimbaimanhamo3522
    @ireenvimbaimanhamo3522 2 ปีที่แล้ว +3

    Wise words from babamukuru

  • @learninghubwithbalangile1540
    @learninghubwithbalangile1540 2 ปีที่แล้ว +31

    This Diva is not dead. He just wanted a way of getting away from responsibility for good.

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 2 ปีที่แล้ว +2

      Mai vari kunyara kana kutya kumudura.... For reasons known to her

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 2 ปีที่แล้ว +1

      Bt mai ngavataureka kut ndiani baba vacho. Or vanoda shamhu?

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 2 ปีที่แล้ว +1

      @@shingiraitrevormboto2105 zvimwe zvacho hazvitawuriki... Chatadzisa Diva kubudikirawo achiti mwana ndewani chii??? It a can of worms

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 2 ปีที่แล้ว +1

      @@chiyenyumba7135 diva anotiza responsibility bt mai ngavangoudzewo mwana baba vake. Ivo hanty vavo vanovazivawo?

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 2 ปีที่แล้ว +1

      @@shingiraitrevormboto2105 achatizei apa Diva hanty now his responsibility kutambira pfuma chete kikkkkk mamwe makuna-kuna haatawuriki gentlemen

  • @mavisdzvanga5791
    @mavisdzvanga5791 2 ปีที่แล้ว +1

    Shona yekuti "kudya bota " ndakatoinzwawo na Tinashe .i missed this shona while at school
    Ko."kudya porridge " will it have the same meaning

  • @hildahilda2914
    @hildahilda2914 2 ปีที่แล้ว +3

    Mai vanenge vakazvariswa nehama yepedyo

  • @melodymuremba2916
    @melodymuremba2916 2 ปีที่แล้ว +2

    Mapositori ngarenge kupa vanhu hope isipo pliz

  • @bernadettemadondo7055
    @bernadettemadondo7055 2 ปีที่แล้ว +12

    Programme iyi is just the tip of the iceberg, inoratidza kuti zvese zvinoshambadzwa kuti vanhu vadzivirire hosha dze bota falls on deaf ears.

    • @nada2prada183
      @nada2prada183 2 ปีที่แล้ว +1

      😂😂😂😂😂Yeke havasi kuitya

    • @artwellmunenga819
      @artwellmunenga819 9 หลายเดือนก่อน +1

      Taurayi zvenyu. Tirikunyeperana

  • @veelorraine2743
    @veelorraine2743 2 ปีที่แล้ว +2

    Itai zveDNA test namurume wasisi wacho wekuChitungwiza kwanzi kwaimbogara Mai vemwana uyo

    • @wolfy359
      @wolfy359 2 ปีที่แล้ว

      Havasi vesame ropa here nabamunini vatestwa avo

  • @chiyenyumba7135
    @chiyenyumba7135 2 ปีที่แล้ว +3

    I think nyaya yaDiva kamoto kamberevere kanopisa matanda mberi. A lot is at stake I think vakamudura kana marriage yavo chaiyo is at risk. Kunzi wakaita mwana naniii?????

  • @witnesschoto2389
    @witnesschoto2389 2 ปีที่แล้ว

    Mama neturasta havasirivo varikuzviti manjuzu here machembere.... Vanogona vane mental challenge... Tarisai varikutoita kunge amai vesister yavo. Apa vakafirwa nemurume wekutanga vakamitiswa vakaroorwa vakafirwa futi ikozvino vave pamwe futi kwarusape

  • @Mbegabulawe
    @Mbegabulawe 2 ปีที่แล้ว +3

    Why people run short of advices to people...apa moms yayifanira kutaura kuti ma one stand stand anoparira.

  • @kholosanigracemagoda6027
    @kholosanigracemagoda6027 2 ปีที่แล้ว

    Ko mfana wacho akuiita kunge ndiye mkoma.
    But respect to the mother she was frank from the onset,kuti baba avasi.
    Anwae Divah Dollar kwese kwauri uri wekumama

  • @antheagurupira4933
    @antheagurupira4933 2 ปีที่แล้ว +5

    I wish vana mai vaiziva kutambudzika kunoita vana vavanongobara nje😢

  • @phyllisncube5622
    @phyllisncube5622 2 ปีที่แล้ว +11

    🤣🤣🤣mainn kunyepa . Hanzi zvaiva zvemusi iwowo ... muchirungu toti ,"it was a one night stand".

    • @fungaisibanda3758
      @fungaisibanda3758 2 ปีที่แล้ว

      🤣🤣🤣🤣1 night stand for me 😅😅😅😅😅😅

    • @Tinah1450
      @Tinah1450 2 ปีที่แล้ว

      Vakabatwa chibharo

  • @giftmuponda4257
    @giftmuponda4257 2 ปีที่แล้ว +4

    The family from the alleged father shld be applauded for not chasing away that child. They accepted responsibility and waited for it to be proved scientifically, most do not take responsibility!

  • @barbragawaneni3363
    @barbragawaneni3363 2 ปีที่แล้ว +2

    Ndaona bamnn vachida kubuda misodzi pavanzi mwana haasi wavo ...vamwe vakadzi vakaoma moyo handide kunyepa...vakunyepera kudzungaira but vakuziva mwana kuti ndewaani ..seeing kuti havazeze kuvata nehama izvezvi muridzi wemwana iyeyu ihama yepedyo chaiyo ndosaka vakunzvenga nzvenga kudai ..its sad 😔

    • @princesscashel9411
      @princesscashel9411 2 ปีที่แล้ว

      I agree with u munyarikani chete Mai ava hadzimo chete vanorwadza mhani

  • @nyaradzaishabi8128
    @nyaradzaishabi8128 2 ปีที่แล้ว +4

    Mai varikuzviitisa varikuvanza zita rababa vemwana.Hamuskuvaziva

  • @maitrevor
    @maitrevor 2 ปีที่แล้ว +1

    But ana mai why tichiita so, why kungorara rara nevanhu hobho at the same time. Zvinorwadza izvi

  • @merencianabvumburai9287
    @merencianabvumburai9287 2 ปีที่แล้ว +6

    Vakoma makachena 🔥🔥 varikubvira

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa 2 ปีที่แล้ว

    Mushakabvu ambotaurwa uye l think ndiye Baba vemwana. Zvakaoma. All the best hope uchawana baba

  • @dimpleschichi
    @dimpleschichi 2 ปีที่แล้ว +8

    DNA man apindira nengoro yemoto isina roof🔥

  • @wendyngorima7728
    @wendyngorima7728 2 ปีที่แล้ว +2

    Maiguru n bamkuru looks way younger than maininii n bamnini.
    Mainini is being so unfair to her daughter she needs closure veduwe her pain n her last words zvinorwadza anhuwoye.
    Maybe it's incest ndosaka varikunyepera kuvhiringika

  • @phyllisncube5622
    @phyllisncube5622 2 ปีที่แล้ว +11

    Maiguru looks younger than mainn

    • @melodykahute1060
      @melodykahute1060 2 ปีที่แล้ว +2

      Ndatozvionawo

    • @tarisaimutsavi8273
      @tarisaimutsavi8273 2 ปีที่แล้ว +2

      nhamo inochembedza veduwe kkkk

    • @elizabethbongers1124
      @elizabethbongers1124 2 ปีที่แล้ว

      True, mainini havanyatsoshandisa mvura, vakoma vanoinzwisisa kkkk.

    • @prudencemapito5464
      @prudencemapito5464 2 ปีที่แล้ว +5

      Even bamnini vakuita kunge mdara. Nhamo inochembedza

    • @XtrAma2000
      @XtrAma2000 2 ปีที่แล้ว +2

      Mainini vakawanikwa kwedu kuno rimwa fodya vachato simba pakutengeswa kwe fodya.

  • @johnrock8001
    @johnrock8001 2 ปีที่แล้ว +1

    Hugs bby l love hope you will find your father

  • @loicemuchena3865
    @loicemuchena3865 2 ปีที่แล้ว +10

    Kubasa is the best bet because the details with the employer could lead to the relatives.

    • @barbaramadende3656
      @barbaramadende3656 2 ปีที่แล้ว +2

      Good point. Pamwe vakamitiswa nababa vepamba pavaishanda, apo inogona iri hama yangayavadaidza kubasa. Umm pakaipa

    • @remingtonsuvo7930
      @remingtonsuvo7930 2 ปีที่แล้ว

      Pakuzoti Diva asina surname ma1

    • @loicemuchena3865
      @loicemuchena3865 2 ปีที่แล้ว +2

      @@remingtonsuvo7930 vanoiziva, havasikuda havokutaura chete😀 ko hama dzake dzakauya pamusika dzichiti mukoma vakafa havadzizivi futi mazita adzo?

    • @remingtonsuvo7930
      @remingtonsuvo7930 2 ปีที่แล้ว +1

      @@loicemuchena3865 pamwe tongoti kunyara chete. Iyi programme yandipedza , real life chaiyo!!

  • @nellisamukomberanwa5578
    @nellisamukomberanwa5578 2 ปีที่แล้ว +1

    Kuwanika kwababa apa kuri tricky,wish them all the best.

    • @luciahmerinyo102
      @luciahmerinyo102 2 ปีที่แล้ว +1

      Hakuzi mai iyo inotobhowa inoziva muridzi wemwana

  • @chiyenyumba7135
    @chiyenyumba7135 2 ปีที่แล้ว +5

    Diva Diva Diva how many times did I call you.... Come out in the open you know who you are??? 🤣. Mwana ava kukuda.

  • @Ben-er4de
    @Ben-er4de ปีที่แล้ว

    Betserai mwana vaMugabe. Isai pressure kunamai vabuditse kuna baba mwana azorore

  • @bchis8806
    @bchis8806 2 ปีที่แล้ว +4

    Amai avo vane moyo mukukutu unenge mupangara wakaoma nxaaaaa, vanoda shamhu ine munyu

  • @nikkiencube3071
    @nikkiencube3071 ปีที่แล้ว +1

    I think this lady knows the father of the child but for reasons known to her she does not want to disclose..coz she had no doubt that this man was not the father

  • @EphraimMwanda
    @EphraimMwanda 2 ปีที่แล้ว +9

    what of the brothers that said the "Diva" died, can't you guys test the relationship DNA one????????? so that she at least knows where she comes from
    give the child just that!!!!!! Please

    • @EphraimMwanda
      @EphraimMwanda 2 ปีที่แล้ว +1

      And we want a follow up episode at least with a good ending for the child

    • @sweetrose362
      @sweetrose362 2 ปีที่แล้ว +2

      Hanzi navowo havachabatike they also disappeared into thin air. But momz iyi kudanana nemunhu kusvika pakita mwana usinga zive surname haayas i give up

    • @Mbegabulawe
      @Mbegabulawe 2 ปีที่แล้ว

      Hanzi havachabatiki futhi vana babamunini vachona

    • @vimbaimapurisa8720
      @vimbaimapurisa8720 ปีที่แล้ว

      I salute mom havo vakataura kuti mwana haasi wako ava sezvo vakaudzwa nemaporifita kuti ndewawoende huye

  • @lorrainencube374
    @lorrainencube374 ปีที่แล้ว

    This episode broke my heart. I hope the mom vanodzora moyo vamuudze kuna baba vake. It might not be important to her bit mwana anoda kuziva.

  • @sarunahmakanyisa224
    @sarunahmakanyisa224 2 ปีที่แล้ว +6

    Cheers to m l never bother my mom about my dad's whereabouts

  • @takudzwamlambi679
    @takudzwamlambi679 2 ปีที่แล้ว +2

    Maiguru kunaka kupfuura mainini why very beautiful hey

  • @mitchelchipungu1966
    @mitchelchipungu1966 2 ปีที่แล้ว +7

    Amai ngavangoudza mwana baba vake, kuseka kwavo vanoziva baba vemwana, it's sad for the child

  • @tinnymhlanga8162
    @tinnymhlanga8162 2 ปีที่แล้ว +2

    I feel sorry for this child.The mother knew from the start that mwana haasi wavo and she knows who the father is she should just tell the truth and give this child peace of mind .Some women can be cruel

    • @rangashalom6165
      @rangashalom6165 2 ปีที่แล้ว

      You never know, the father may have declared not wanting the child or wanting anything to do with thw child. How can you expect a mother to tell her child that her father does not want anything to do naye.shw has no choice but to protect her child and keep quiet

  • @unityrunganga7103
    @unityrunganga7103 2 ปีที่แล้ว +6

    Bamkuru ne chirungu 😅😅

  • @maxwellkusarakusebwa4048
    @maxwellkusarakusebwa4048 2 ปีที่แล้ว +2

    Amai avaaaa vane hutsinye n she knows who's owner fo this child but havasi kuda kutaura

  • @samelmuringi8181
    @samelmuringi8181 2 ปีที่แล้ว +3

    Let's hope vari diaspora muri kuziva kunobva maNigerian neCongoleas enyu cz ndimi vamwe imi muchingoti mazikuma 🤣🤣🤣🤣Heeeeeee varume veku Zimbabwe havasi romantic muchizotambudza vana kuziva ndudzi dzavo

    • @gracemanhamo2506
      @gracemanhamo2506 2 ปีที่แล้ว +1

      😂😂😂vachingot mazi chii..

    • @No-ud1cj
      @No-ud1cj 2 ปีที่แล้ว

      Aaaaaaaa! 🤣🤣🤣🤣🤣vanoziva zve kuti ndiko kwavanobva!

  • @francisshava3736
    @francisshava3736 2 ปีที่แล้ว

    What you do now will definitely define your tomorrow, its sad how ama2k are behaving! Its even worse than zvaitwa namai ava kare kwavo...but it will definitely catch up with them 20 years from now

  • @mitchelmutemeri4958
    @mitchelmutemeri4958 2 ปีที่แล้ว +3

    This is heartbreaking may the real father be found

  • @mimimimi-kh5bk
    @mimimimi-kh5bk 2 ปีที่แล้ว

    Very sad, but tadii tambotester bamkuru or some relatives dzabamnn coz looking closely mwana ane ma similarities kwa Moyo. Plus kutsika madziro kwamai she might be scared kupesana na sis

  • @gracebarwe1474
    @gracebarwe1474 2 ปีที่แล้ว +3

    I feel so sorry for this girl

  • @rue5548
    @rue5548 2 ปีที่แล้ว

    Mom knows the father but she does not want to say the name. Shuwa ungagare nemunhu wausinga zive zita. Then hama dzake odziziva asi woti handizive marital. Mai ndavasunungure mwana pliz

  • @clararity
    @clararity 2 ปีที่แล้ว +3

    Ndapota hainzi DN inonzi DNA. Deoxyribo Nuclceic Acid😂

    • @libertydhobhi2869
      @libertydhobhi2869 2 ปีที่แล้ว

      Kwete DA here?

    • @clararity
      @clararity 2 ปีที่แล้ว

      @@libertydhobhi2869 kkkkk!

    • @clararity
      @clararity 2 ปีที่แล้ว

      @@libertydhobhi2869 DA ave District Attorney here?😂

  • @registchigwedere8588
    @registchigwedere8588 2 ปีที่แล้ว +1

    Hama dzamai avo especially vanasekuru etc keep pressure Mai avo vanotaura chete

  • @josephmunyukwi6829
    @josephmunyukwi6829 2 ปีที่แล้ว +3

    Waiting Tinashe