ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Tinotenda zvikuru Mai Chisamba, tadzidza zvakawanda
Mashoko makukutu Dr Chisamba totenda nebasa ramurikubata zvikurusa mai vedu Mwari akupfuridzei mberi
The smartest Doctor in this entire world 🎉🎉🎉🎉🎉🎉. She's very elegant indeed ❤❤❤❤
Chokwadi kani ❤❤❤❤
Love you mhamha mai Chisamba,makachenesa mhamha
Taurai zvenyu..vanochena chaizvo Mai Chisamba..❤
You are very smart mai Chisamba❤❤
Mai Dr Chisamba muzvirongwa zvakakosha kudai taikumbirawo nguva yenyu iti rebei
Zvino isu ma 59 yrs tirikuda kuenda kudriving tichazvigona here,pakaipa
Mazvita henyu DR chisamba nhasi sound Haina kuita mushe
Ndatoti ndiuye ku page kwenyu bcz pa ztv zuro makatipa svosva moyo
Wedzerai tym kuita 30 minutes nekuti zvakakosha zvirongwa zvenyu
Chokwadi kani..chinokurumidza kutsvuka nekukwata kkkkkk
Makatorisiyanisa ne SADC kare ,totally different from a South African license, you keep on drivers to go for retest for the why..
Mutauri ataura pekupedzisira uyo haana kupindurika Dr. Zviziviso izvi ngazviiswe pamadandemutande ngazvishambadzwe padzinhepfenyuro netv nekuti zvinhu zvakakosha. Pataurwa nyaya yekufambirana nenguva zvino bazi rehurumende iri ngaripedzise basa nekusvitsa mashoko aya kuruzhinji kubudikidza nenzira dzechizvino zvino. Ngapave neplatform yazvinoverengwa chero nguva kwete kunamira mapepa pamabhazi mukore uno. Ko nzvimbo dzisingasvike mabhazi vanoziva sei
Whenever you do such shows try to engage the motorists, vacho vanotysira motokari, it's a better way of fact finding