N'anga dzikasiyana, kune vanobatsira pachena vasingadi kurombesa, pozoita vanorombesa zvinhu zvakaipa. The ancestors of the ndau were great herbalists, shamans and socerers, that's why they progressed and became a powerful kingdom, they were protecting and defending their culture and tradition against intruders. The powers that hold Zim together are from the Ndau tribe.
It’s sad my home or roots town has been labelled so bad … please don’t label our town kuti people there are evil which is not true 😢.. thank you to clear this sekuru Simango
Hmmm it's not Chipinge only June Zaka rinopisa, zvishiri kunana Hurungwe Mash East uko chokwadi ndechekuti vanhu ndivo vanoenda Chipinge. Sure zvigunwe zvakaita mbiri muHarare
Uncle Saints munofamba imi muri Chipinge nhasi kkk
Uncle Saint makanyanya ,,,baba Ava vakutaura chokwadi coz vnhu ndovarikuenda kunobata ikoko ,,, yes yes mabig twn 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Nokuti ndiko kwazvirika tombi
@@Jaicee ehe ndokwazviri ndosaka vanhu vachimanya kobata veikoko maybe vatori vashomq vasina Kana kt havanawo Basa nazvo vmwe
Well said amu GRJ... what people don't understand is that n'anga haikosheswi mudunhu rayo...
Kkk chikomo chiremera Kune vari kure
Wow baba GRJ ndafara kuona baba ava
Big up uncle muri kuden kwangu dai ndiri padhuze ndatokuonai
Uncle hie that guy is telling the truth,trust God only
Munofambisa imi sekuru ❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Hie uncle mukudzifambira nyaya dzacho❤
Hie uncle chipinge ndosource yemushonga pasina n'anga idzodzo vanhu havarombe
First nhasi uncle Saint makadii
Camera man wechi 2 mamuona here 😂😂😂
Makadii uncle Saint yaa chokwadi baba vataura chokwadi
Chipinge hakuna kuwanda huroi asi kurombesa and kurombesa kunoitwa ne N'anga kwete munhu wese
Muchida varoi endai Masvingo via Zaka kkkkk
🤣🤣🤣🤣zaka rinopisa
Kkkk zvakafanana ukaenda ikoko vanonoraurawo the same thing
Ehezve ndiyo mbiri ycho zve hakuna kunzi mnhu wese hun'anga ndombiri iriko
Iya uncle makaguma kanyi redu iiii tinobonga makasimbise dhorobha redu ngekurivhakachirawo tinobaa bonga yaamho
Yadzonzayi❤❤❤
Ndatongoona video yenyu mamanje dai makasvika ndiriko ndaitokudai kuti muzouya ku tea cz pamaiva apo padhuzesa nepamba pedu
Uncle Zimbabwe pfeee paChipinge grt job , vanenzeve vatonzwa isu ve coment section tikataura munoti tonyepa
Yeah chokwadi chemahara vataura baba ava ini ndingati kna wakakurira muhupfumi avadadi asi vakazozvitorera pamusoro vanoti netsei
Hi Uncle Saint, following
Wish your video had english subtitles.
Ndafara nhasi sekuru masvikawo kwangu kwandakazvarwa
N'anga dzeku Chipinge hadxiyendi kumaguta kunobatira vanhu pfuti kuti huyai murombe.vanoyenda vega
N'anga dzikasiyana, kune vanobatsira pachena vasingadi kurombesa, pozoita vanorombesa zvinhu zvakaipa.
The ancestors of the ndau were great herbalists, shamans and socerers, that's why they progressed and became a powerful kingdom, they were protecting and defending their culture and tradition against intruders.
The powers that hold Zim together are from the Ndau tribe.
mwonyepa mutape
@@AfriMotors Shuwa ndanyepa.
@@AfriMotors Shuwa ndanyepa.
Hoyo zbs dzonzai 🔥🔥🔥
Haaa ndokuziva uku 😂😂😂😂
Mu GRJ opinda paTH-cam😂😂😂😂😂😂😂
Makadini kule , keep up the good work.
keep up uncle saints
Boe here uncle
Zvagara ndiwe unofambira chiremba kaa apana pangauya chiremba kt ndauya kukurapa kaa
Haaa zvakaoma asi chiiko neivo vanorombesa vanenge vasingatyi here moyo yevanhu inosiyana zvakaoma kusagutsikana neusimbe ndozvinoita munhu asvike pakadaro kunoromba
The only Zimbabwean uncle
Wataura hama yangu isu atibate ivo vanouya kunotora vega
It’s sad my home or roots town has been labelled so bad … please don’t label our town kuti people there are evil which is not true 😢.. thank you to clear this sekuru Simango
Greetings uncle
Bulawayo, Harareee
Vazviramba zvekuti chipinge ma horror 🤣🤣🤣🤣
Isu veku chipinge, atirombi, coz Tinoziva mhedzisiro yacho kuti azviperi mushe,
Haaaaaaaaaaa Hanzi totozvinzwawo kuHarare kukugurwa zvigunwe
Ko idzo dzirishure dzikudakuonekwa kuti dzinePhone inotoramaVideo here😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂
Great
Hanzvadzi yamai vangu doko doko rambai muchipisa uncle
Dzirikutora video dziri kumashure kkkk
Mdhara ataura chokwadi kuti vekuharare ndivo vanouya kutsvaga mushonga
NdivamuGRJ here avo
Chipinge gettoh rangu
Chipinge Ghana
Oooh padzonzayi ndabva ndakufunga kuChipinge
GRJ waida kuita MP kkkkkk kuZBS haayaaa
He is well known by the name GRJ photographer
Mwabhuya gwinyiso dhodha rekanyi isu atidi kuromba
Isu mandau atirombi pa fair ivo ndivo vanovinga nyanga 😂😂😂😂
mudhara GRJ ndafara areas yangu chaiyo
Morning uncle saint
Kkk ko Ari kutyei zve mabhinya here? Speed yacho?....
uncle vaenda kumusha kwangu chaiko apa vane munhu wandinoziva iiii uncle vanofamba kkkk
Nhasi Muri kubhuuya Muri chipinge here kule vangu kkkkkk magona shuwa Chipinge ine vanhu vane hunhu
Thanks dear nekutaura kudaro l appreciate 🥰🥰🥰🥰
Yaaaa munodzifambira chokwadi Uncle
Morning uncle
Ichokwadi chamataura mudhara vanhu vanobva Kure ndivo vanosvibisa nzvimbo yedu
Mudhara uyo anotaura chokwadi kuchipinge vanorombesa asi isu hatirombe tiri musango kutoshava neziya redu tinoziva migumo yazvo plus vabereki vedu havana kutikurudzira izvozvo tichikura
Musabve marombawo twenyu kule
Hmmm it's not Chipinge only June Zaka rinopisa, zvishiri kunana Hurungwe Mash East uko chokwadi ndechekuti vanhu ndivo vanoenda Chipinge. Sure zvigunwe zvakaita mbiri muHarare
😂 mandau chiyungu 😅
vataura chokwadi mukuru uyo vanhu vekuchipinge havatoendi kwana sekuru kunobatabata nokuti ukatarisa dzimba dzawo nemugariro vawo vanhu vanototambura zvekurevesa asi nzvimbo yavo ndiyo ine vanorombesa vanototyawo kkkkk
Uncle mamukasei
Haa uncle Ndokumusha kwangu heyi munofamba chokwadi
Same same ndokumba kwedu
mwamuka sei sekuru
Ko vakomana vaye vadiki vakazodini nhy
How's it uncle Saint
Sekuru Mamuka sei
Ataura chokwadi mukuru uyu
Vataur chokwadi bab ava
Uncle saint
Mdhara wedu
Sekuru vanorombesa avo Vana vadiki ndatya navo
Vataura chokwadi baba
Sekuru.murisei
Aaaaaaa padzonzai uncle saint avo ndimuGRJ yoooo munofamba imi