Stufflage Bire (38) Anoti Akanoromba Mushure Mekuona Tapiwa Nyamanhindi Achiita Mari

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 19 ต.ค. 2022
  • Stufflage Bire (38) Anoti Naiyewo Akanoromba Mushure Mekuona Tapiwa Nyamanhindi Achiita Mari
    #TapiwaNyamanhindi #StufflageBire #Kuromba
  • บันเทิง

ความคิดเห็น • 623

  • @innocentmoosher6110
    @innocentmoosher6110 ปีที่แล้ว +65

    Uncle tiri kudzidzei apa it seems like mukutoonesa vechidiki kuti kuromba kunoita and is the solution to our problems

    • @garanewakofilms4011
      @garanewakofilms4011 ปีที่แล้ว

      th-cam.com/video/Qw8VVDBkkK4/w-d-xo.html

    • @qualitycommedstv7099
      @qualitycommedstv7099 ปีที่แล้ว

      Haaaaa xuwa coz tikuda mariii makutotipa zvisirizvoo

    • @emoyo129
      @emoyo129 ปีที่แล้ว

      Regai vnhu varombe nyika yedu yse iite Mari tisashandiswa

    • @faraimasuka1275
      @faraimasuka1275 ปีที่แล้ว +1

      Iwe this is news so Rega tione nyaya dzirikuitika

    • @bmupinga
      @bmupinga ปีที่แล้ว

      And more kids will contact them

  • @englui
    @englui ปีที่แล้ว +49

    Shoko robva rati vanhu vaparara nekusazia

  • @julietmatare4854
    @julietmatare4854 ปีที่แล้ว +36

    Guys don't copy bad things let's work hard ,God bless us

  • @shekinahshekinah4364
    @shekinahshekinah4364 ปีที่แล้ว +128

    Please don't keep on showing us this evil works

    • @cliffshamba608
      @cliffshamba608 ปีที่แล้ว +19

      Ndotsigirana newe hama, zvikuita sekunge mkoma Saint is now advertising it kuti vose vanotambura heyo nzira yekuti zvinake

    • @spicemangadaire3857
      @spicemangadaire3857 ปีที่แล้ว +5

      I agree with you mapera here uncle

    • @tamramtambonei1532
      @tamramtambonei1532 ปีที่แล้ว +1

      And now it seems like u are lying zvozvoita

    • @ssam1430
      @ssam1430 ปีที่แล้ว +1

      Please do not watch this evil works

    • @takudzwamlambi679
      @takudzwamlambi679 ปีที่แล้ว +7

      This will make our youngsters venture into these evil things tazvinzwa hatichadi kunzwa zvekare

  • @angiemako8947
    @angiemako8947 ปีที่แล้ว +28

    Vana mkoma nana sis ngatiregeyi kusimbisana muzvikona zvichitanga kudayi zvinenge zvichifayaa ngatimupeyi 6 months chete muchamunzwa akurira uyuuuu ,murikubata moto muchizivaaa varume

    • @thembinyoni1880
      @thembinyoni1880 ปีที่แล้ว

      very true and what they don't know its the end of it, and by then it will be human blood , its best they seek the face of God at an early stage and get delivered from such evil

    • @innocentmabiza3800
      @innocentmabiza3800 ปีที่แล้ว

      time of the end zvivi zvawanda

    • @mutsondiwafaith7161
      @mutsondiwafaith7161 ปีที่แล้ว

      6 months dzakawandisa

  • @victorsabantini5877
    @victorsabantini5877 ปีที่แล้ว +2

    Pfutseki idi namwari iwewakaromba zvasatani iwewe saint kana wakuita vanhu vekutengakuti uwane malikes zvodhakwa wangu

  • @rosheniparewa3035
    @rosheniparewa3035 ปีที่แล้ว +14

    Chimbobudisai someone who can tell people zvakaipira kuromba, especially someone who have a life experience who can tell pple ma repacations ekuromba, so these pple can be well informed b4 they continue with it.

  • @ellenjinjika1399
    @ellenjinjika1399 ปีที่แล้ว +14

    Uncle Saint siyanai nezvunhu izvi handioni kuti zvinedzidziso muvanhu asi kutodzidzisa vanhu zvakaipa

  • @natashahweru9479
    @natashahweru9479 ปีที่แล้ว +18

    Aaaaaa. Vanhu vaparara nokushaya ziwo sure uuuuuuum Zimbabwe

  • @lizzymazambara1002
    @lizzymazambara1002 ปีที่แล้ว +14

    Uncle saint makuita semuri kuAdvertiser kuromba

    • @loycemadzura427
      @loycemadzura427 ปีที่แล้ว

      Apa ava manyepo uncle Saint ..chitipai dzimwe nyaya.makukokorodza vechidiki Kuti vanorombewo.zvakwana hatichadi kuzvinzwa

  • @thembinyoni1880
    @thembinyoni1880 ปีที่แล้ว +27

    He seems so comfortable and happy with it, Only if he knew the outcome, may God have mercy and save him before its too late

  • @talentshambare4430
    @talentshambare4430 ปีที่แล้ว +11

    Ndimi vanhu varikunetsa fut kuma radio zvakunetsa vanhu hamudzidzi kubva kune vamwe nhy

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 ปีที่แล้ว +6

    😢Dear God remember Zimbabwe and It’s people,Amen .

  • @salomechipfuwa5550
    @salomechipfuwa5550 ปีที่แล้ว +11

    Mishonga inoora.Muchavaona vochema

  • @mutsawashe1369
    @mutsawashe1369 ปีที่แล้ว +27

    These people are doing it on purpose.please sekuru don't give them time on air.

  • @chipomarimo2608
    @chipomarimo2608 ปีที่แล้ว +18

    Rombai mega

    • @nyarichanayiwa713
      @nyarichanayiwa713 ปีที่แล้ว

      Rombai mega hazvina zvazvinotipa izvi kuromba hakupedzi nhamo kutozvipa matambudziko nxaa

  • @blesamblesam9535
    @blesamblesam9535 ปีที่แล้ว +6

    Yooooo baba vanonyepa avo veduwe vaiti 20 yrs vachigara mustreet nhasi vati vairent apa vakatotama asi ndiri kuona vana mastreet kids vazhinji varombawo zvakaoma hazvo n'anga iyi dai yarega kupa vana urohwa

  • @ottiliamasamba4516
    @ottiliamasamba4516 ปีที่แล้ว +6

    Jesu chidzokai vana venyu voparara nekushaya zivo

    • @melodymixen3584
      @melodymixen3584 ปีที่แล้ว

      Jehovha chiona zvoite nyika 😭😭😭

    • @faithbasopo8361
      @faithbasopo8361 ปีที่แล้ว

      Akutogara dull cottage mu Hatfield, life yatochinja. Apa Ave kuda kuenda ku Netherlands or Soain. Havasi kutamba nesu here machinations aya

  • @keilakapawa7581
    @keilakapawa7581 ปีที่แล้ว +7

    Nxaaaaaaa imi makamboti mogara mustreet Wani mupengo yevanhu

    • @miriemusara2364
      @miriemusara2364 ปีที่แล้ว

      Mmmm hatichanzwisise isu makungonyepa imi vanhu imi

    • @fadziegore7986
      @fadziegore7986 ปีที่แล้ว +1

      Skit manje vakutiitisa ava

  • @pacificmusvasvi1585
    @pacificmusvasvi1585 ปีที่แล้ว +9

    Kkkkkk kurombera kugeza mota

  • @meuddzingayi460
    @meuddzingayi460 ปีที่แล้ว +20

    Thank you uncle,we need to know what's happening out there.... Tivhure meso

  • @AubeyThePlumber
    @AubeyThePlumber ปีที่แล้ว +7

    Ateya mariva murutsva haachatyi kusviba magaro,ndinomira ipapo ,kune vanoziva Shona monditsinhirawo😐😐😐

  • @ronaldkufa5509
    @ronaldkufa5509 ปีที่แล้ว +40

    It's like saint tv is on marketing campaign.

    • @marypangiti2067
      @marypangiti2067 ปีที่แล้ว +3

      Vanenge vakumarketer n'anga irikurombesa

    • @blessedblessed3474
      @blessedblessed3474 ปีที่แล้ว +2

      My sentiments too, this is rubbish

    • @jackiemawoko9191
      @jackiemawoko9191 ปีที่แล้ว +1

      chokwadi chemahara

    • @missgee1981
      @missgee1981 ปีที่แล้ว +4

      It’s sad. Apa nyaya yachot inenge yekunyepa futi. Tsano ava vakataura kuti vagara vanongogara muroad apa vaakuti vaigara ku epworth now pasin 1 week vatova kuhatfield🙌🏻🙌🏻🙌🏻

    • @chenaikwashirai8604
      @chenaikwashirai8604 ปีที่แล้ว +1

      @@missgee1981 inhema dzose idzi

  • @doreenmashanga9137
    @doreenmashanga9137 ปีที่แล้ว +7

    Chazvakaipira hazvibati iye chete Zvinobata dzinza rese Mwari pindirayi

    • @sheilachiparawi1295
      @sheilachiparawi1295 ปีที่แล้ว

      😆😆manje akazobata mwana wamwari manjeeee...
      He will regret doing it

  • @patriciamudzingwa4421
    @patriciamudzingwa4421 ปีที่แล้ว +1

    Tsvaga Jehova mwanangu 😭. Ungaita seuri kushamisira hako nhasi. Asi Jesus Christ dead for you.. Inhamoyi iwe urimutano hausi chirema 😭. Ukutambudzireyi Tembere ya Jehova 😭

  • @florenciaasahd2350
    @florenciaasahd2350 ปีที่แล้ว +4

    Saka akanoromba kuti adzoke achipakisa mota nemari yakawanda 😂😂😂😂😂😂😂 madness at its highest level

    • @tinnozyjax2254
      @tinnozyjax2254 ปีที่แล้ว +1

      Nhai nhai

    • @marthadzonga2745
      @marthadzonga2745 ปีที่แล้ว +1

      Maonero angu zvichaita sekukurudzira vanhu kuti vanoromba hapana asirikutambura asi chandoziva nhamo haiuraye handina kumboona paneguva remunhu afa nenhamo

    • @patrickraphel6998
      @patrickraphel6998 ปีที่แล้ว

      Lol vakutomhanya mushini blaz ava

    • @memorygoche2574
      @memorygoche2574 ปีที่แล้ว

      Imagine

  • @nikiwemashele5147
    @nikiwemashele5147 ปีที่แล้ว +4

    Can I pliz have direction to that Nyanga...I'm suffering pliz

  • @tatendamupurwa3007
    @tatendamupurwa3007 ปีที่แล้ว +9

    Last episode l said this guy akutonoromba its so sad and vana vachatoendako mukoma saint bastirai vanhu before too late

    • @emilymbizi1075
      @emilymbizi1075 ปีที่แล้ว +1

      Ndabatikana ndizvo zvinhu zvakaitwa natapiwa

    • @gracemukomba3515
      @gracemukomba3515 ปีที่แล้ว

      Ndosaka bhaibheri rakati vanhuvangu voparara nekushaya zivo

  • @rudophinachigori5959
    @rudophinachigori5959 ปีที่แล้ว +7

    Ukaona time ukweshe mazino kwete kungogeza mota dzevanhu

    • @adamski_200
      @adamski_200 ปีที่แล้ว

      Hah 😂😂

    • @bmanjunior37
      @bmanjunior37 ปีที่แล้ว

      Kkk musamudaro nhai msiyeyi arove bag mkuru

  • @cliffshamba608
    @cliffshamba608 ปีที่แล้ว +1

    Mukoma Saint Dai marega kuramba muchiburitsa nyaya iyi zvaakuita kunge murikuti vese vanotambura endai kwakaenda hama dzedu idzi of which hama idzi dzatorasa hupenyu hwadzo

  • @shadreckgonya3439
    @shadreckgonya3439 ปีที่แล้ว +4

    Money is the root of all evil spirit,, Nyika yashata God pindirai

  • @deekays96
    @deekays96 ปีที่แล้ว +6

    Chinangwa chenyu Saint TV kuisa mavids akadai kozvamanga muchiita good work basa ramwari now maku advertiser mabasa erima 💔💔💔💔ini personal semutsigiri pamwe ndichitumira Mari for charity ndatoguma coz I'm heart broken

    • @tynashederio7788
      @tynashederio7788 ปีที่แล้ว

      Mhata yko basa ripii rMwarii raunoziwa iwewee

    • @Maimelodynyabadza
      @Maimelodynyabadza ปีที่แล้ว

      Nhy vakurasika

    • @thedony2862
      @thedony2862 ปีที่แล้ว

      @@Maimelodynyabadza kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk

    • @deekays96
      @deekays96 ปีที่แล้ว

      @@tynashederio7788 I think unema issues ako wega go n sort your shit out there.Unoti vana vako vanodzidzei in this vid or future youths vanodzidzei ndovanhu vanozonetsesa nekutukisa dzinza zvava zvikwambo saka usatuke vanhu use common sense before typing. Enda unovhota not kuti nyangadza

    • @deekays96
      @deekays96 ปีที่แล้ว

      @@tynashederio7788 I think unema issues ako wega go n sort your shit out there.Unoti vana vako vanodzidzei in this vid or future youths vanodzidzei ndovanhu vanozonetsesa nekutukisa dzinza zvava zvikwambo saka usatuke vanhu use common sense before typing. Enda unovhota not kuti nyangadza

  • @abigailwamambo5047
    @abigailwamambo5047 ปีที่แล้ว +1

    Izvi zvichatipandusira vana vedu izvi

  • @marvellousmoyo1884
    @marvellousmoyo1884 ปีที่แล้ว +6

    Uuuu ndaona vanhu vazhinji varomba , Dai marega kuzvishambadza vanhu vakutoona sezvakanaka

    • @givengibs5046
      @givengibs5046 ปีที่แล้ว

      taurai zvenyu vanokurudzira zvisina basa ava

    • @joeblack3693
      @joeblack3693 ปีที่แล้ว

      Hapana kukurudzira. We're being exposed to the truth and it's their own choices they made. Stop blaming Saint.

  • @sandrashoko5238
    @sandrashoko5238 ปีที่แล้ว

    Yoooo Mwari honayi vana venyu tatambura pindirai murimi mutinunure

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 ปีที่แล้ว

    Zvichapera izvooo uchamama zvako,unofunga kuti sekuru iwavo wanokuda here,hama dzake sei dzisina mari uye iye asina mari yachoooo,zvakaoma zvoda kufunga chose

  • @tapiwamafondokoto3163
    @tapiwamafondokoto3163 ปีที่แล้ว

    KuUk Netherlands hakungoyendeki nekuromba, kuromba husimbe, isu kuti tive kuwestern country we prayed mwari vakavhura madoors.

  • @beautymuyaka4197
    @beautymuyaka4197 ปีที่แล้ว +2

    Tsvagai Jehovha achawamikwa

  • @chingombedaries
    @chingombedaries ปีที่แล้ว +4

    Uncle imbosiyayi tunyaya twevanhu vanoti vakaromba vachinyepa these guys want to scam people vachiti vanoziva n'anga

    • @dianaedward6258
      @dianaedward6258 ปีที่แล้ว

      Haunyepi kromba apa ahana kna kahonda fit ktambisa chtadzo

  • @mandlas.4305
    @mandlas.4305 4 หลายเดือนก่อน

    Mkoma izvi zvekuromba hazviperi mushe. We will see you on Tilder Live zvinu zvenyu zvapanduka. Zvave kuuraya vanhu

  • @taurailovemoremakoni8768
    @taurailovemoremakoni8768 ปีที่แล้ว +4

    Saint TV yakuzvinyanya ,zvakuita kunge zvinhu zvakanaka .....titsvagirei nyaya dzirinani takungoswerera zvekuromba

  • @user-jb6ve4tw6l
    @user-jb6ve4tw6l 6 วันที่ผ่านมา

    😂😂😂kurombera kugeza mota haiboo dai vamwe taregererwa neDenga

  • @tatendacharamba1517
    @tatendacharamba1517 ปีที่แล้ว

    Nhema dzamakutionesa uncle muzodaro zvekuromba hazviudzwe munhu

  • @cuthrenematava2633
    @cuthrenematava2633 ปีที่แล้ว +5

    Vanhu vopera zvino,ndiani achamisa zvirikuitika izvi

    • @patriciamudzingwa4421
      @patriciamudzingwa4421 ปีที่แล้ว +2

      Jehova kubudikidza Nyasha zhinji mwanangu 🙏

    • @theophilus6147
      @theophilus6147 ปีที่แล้ว +1

      Ko iyi akambo Buda wani achiti ndaka batsira tapiwa nhasi a Kuti akarombawo mubvunzo wangu wakuti vamwe vana vachiona izvi vacha Rega here kwakuuraya I nyika uku Dai varega ku pari dzira vana zvakadai🙆‍♂️🙆‍♂️🙆‍♂️🙆‍♂️🙆‍♂️🙆‍♂️ vana vacha siya zvikoro vachienda ikoko moyo wangu wakurwadza😭

    • @cuthrenematava2633
      @cuthrenematava2633 ปีที่แล้ว

      @@theophilus6147 haasiye akabatsira,akabatsira ndiPeter Gumbo,uyu ndeuya wekutengerwa chikafu naTapiwa achirwara asina chekubata,akatoti zvikaramba zvakadai ndichatoendawo kwakaenda Tapiwa

    • @pauleenmeobhibha5341
      @pauleenmeobhibha5341 ปีที่แล้ว

      @@cuthrenematava2633 apa face yake inonzwisa tsitsi

    • @mekeranichangwe2987
      @mekeranichangwe2987 ปีที่แล้ว

      Ummmm uyu akamakisa kumusha kwedu kutodada nekuromba

  • @emmanueljamba924
    @emmanueljamba924 ปีที่แล้ว +6

    Kurombera kugeza mota kkkkk

  • @tinodiwanashedzivarashe3570
    @tinodiwanashedzivarashe3570 ปีที่แล้ว +4

    Haya....nyika yakunoguma shuwa

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364 ปีที่แล้ว

    Zvekuromba zvinemagumo mukoma wangu fara hako asi uchazodzoka wakutevaga vachakubatsira zvakunetsa

  • @talentshambare4430
    @talentshambare4430 ปีที่แล้ว +1

    Ndozvimwe zvezvimwe zvirikukonzera kudeuka kwe ropa munyika munoti mari inongouya mahara muchaona kupera kwazvo hazvi pere mushe mwari vatiitire nyasha titizire mutsoka dza Tenzi

  • @tafadzwamuswera4725
    @tafadzwamuswera4725 ปีที่แล้ว

    Ndozviudza aniko kutaurira aniko ndingazvitaure sei! Rega ndirambe ndinyererere zvechisa. Akaimba hake . Tuku

  • @LisaMambo
    @LisaMambo ปีที่แล้ว +1

    Jehovah pindirai. People don’t realize kuti kuromba unenge uchiita trading with your soul. It’s pure satanism. Mwari ava wanire nyasha or gehena is their portion. Hell chaiyo for eternity. Guys eternity is unending. Seek Jesus while he may be found. He is forgiving and he’s merciful. Life on earth is a fog guys. It’s SO short. Tsvagai Mwari guys

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 ปีที่แล้ว

    Yaaaa kudenga Kure kure dai taziva Mwari kana vadzimu vako munhu kwete kuromba uku.

  • @amandamawo4172
    @amandamawo4172 ปีที่แล้ว

    Imi vakaromba havataure imi kana muchitengwa kty mutaure kty vakaromba usatinyangadze mhani chinjai nyaya vana varikudzidzei voxoitei mupenyu

  • @emilymbizi1075
    @emilymbizi1075 ปีที่แล้ว +2

    Mwari pindirai sekuru ava ngavazive vanhu vekurombesa

  • @julietmuzokura3172
    @julietmuzokura3172 ปีที่แล้ว

    Uuuuummmmm hazvina kunaka zvachose kumagumo kune nyaya kana kune moto hatikurudziri zvakadai kuromba kwakashata zvinokunakira nhasi ASI vana vachatambura zvave zvikwambo

  • @luciadudu6871
    @luciadudu6871 ปีที่แล้ว +1

    Haa vanhu havasi vakunyepa here

  • @auxiliachiranda8305
    @auxiliachiranda8305 ปีที่แล้ว +1

    Saint plz hamuchawana dzimwe nyaya hre cz izvi zvekuromba zvakutenge zvoshamisira izvo zvichitoshamisa plz respect us idzi nyaya idzi Bodo 🙌🙌 zvakutotibhowa nxaaaa

  • @leongandiwa9364
    @leongandiwa9364 ปีที่แล้ว

    ndezvekunyepa izvo. munhu uyu anogara pabasa pangu arikuitiswa nemunhu uyu achipihwa mari yekut ataure izvo haana kana chaainacho chero mupfanha anodzi Tapiwa uyo anouya pabasa pangu achitokumbira mari yekutotenga mabhanzi chaiwo uyoo arikuda kushambadzira nyaya dzemushonga mwari vachakutonga rega zvakaipa zvipfure usada kushatisa nyika watomuroi

  • @edsonmangondo7367
    @edsonmangondo7367 ปีที่แล้ว

    Go and work life is difficult to everyone and we are working.Uncle makutibhowa hatichataziva mukuadvetiser huevil uncle

  • @vimbaichikasha7781
    @vimbaichikasha7781 ปีที่แล้ว +2

    Vanhu chengetedzai vana, iiiiii ndovanhu vanoba vana ava hurombwa hwanyanya

  • @pdee5506
    @pdee5506 ปีที่แล้ว

    Inga tombonzwawo kuti hurombwa haushambadzwi Wani. Ava hwavo Kasi ndehwemandiriri. Kufumuka kwehurombwa ndiko kudhakwa kwazvo

  • @mashokojuta1828
    @mashokojuta1828 ปีที่แล้ว +1

    Saint tv ukutamba nesu hazviko izvo

  • @blessingchnyanu2833
    @blessingchnyanu2833 ปีที่แล้ว +2

    I think uncle vakutsvakawo mari nezvinhu zvekutinyepera , vari kubhadhara team iri kuti rinyepe

  • @ruramaichiwara487
    @ruramaichiwara487 ปีที่แล้ว +4

    God have Mercy

  • @IsaacMatsigire-ol6gx
    @IsaacMatsigire-ol6gx 7 หลายเดือนก่อน

    Hauna musoro ,dai hama dzako dzikakuuraya ,bharanzi reminhu

  • @preciouschidza.4304
    @preciouschidza.4304 ปีที่แล้ว +1

    Go to church my brother Mwari ndovanokupa eternal money zvemushonga zvinoguma

  • @janehangaika8298
    @janehangaika8298 ปีที่แล้ว +1

    Sekuru Saint munenge mukupromoter kuromba

  • @sydneynyakudya-dr2pi
    @sydneynyakudya-dr2pi ปีที่แล้ว

    Ha kanamagaraka Mari yakawoma mm

  • @ronaldchripo3499
    @ronaldchripo3499 ปีที่แล้ว

    Mavekushaya saint mapera henyu bvumai

  • @yolandamugunde5719
    @yolandamugunde5719 ปีที่แล้ว

    Handichazvitembe izvi baba ava vakamboti vanogara mustreet now vakuti vaigara epworth aaaaa vakazenge vabva mustreet zvarinhi futi haiwawooooooooooooo

  • @lissahmatongo3599
    @lissahmatongo3599 ปีที่แล้ว

    Makudzidzisa vanhu kuromba imi rega zvamukuita izvi ndokupera kwemashoko angu

  • @beautyblack9761
    @beautyblack9761 ปีที่แล้ว

    Ramangwana iripi rakajeka what kind of playing is this continue God will see us varoi vakuroya masikati shuwa

  • @tracykume9689
    @tracykume9689 ปีที่แล้ว +4

    Mukoma kumagumo kunenyaya

    • @priviledgemapakame4480
      @priviledgemapakame4480 ปีที่แล้ว

      Asave kunyepawo here

    • @memorymakaha7105
      @memorymakaha7105 ปีที่แล้ว

      anonyepa uyu kupi kuri kunorombwa nyore nemastreetkids ngangope zita rekunorombwa kwacho

    • @shingit5778
      @shingit5778 ปีที่แล้ว +1

      @@memorymakaha7105 Iwe unenge wakutotsvaga zita ren'anga kuti unorombawo iwe.

  • @faithrulane3095
    @faithrulane3095 ปีที่แล้ว +4

    😂🤣🤣😂😅atide kuromba tine vakatiresvera

    • @maitheomaijeche2594
      @maitheomaijeche2594 ปีที่แล้ว

      Saka murikudzidzisa chii this is so wrong asi saint tv is now recruiting for kuromba

  • @beautymukonowriwi-chase2644
    @beautymukonowriwi-chase2644 ปีที่แล้ว

    Aaaaaa izvi zvakusvipisa Zita re.munhu asina mhosva aaaaaa.hapana chatiri kudzidza zvekuromba izvi noooo itayi henyu

  • @zimrealcultureghettomusic9569
    @zimrealcultureghettomusic9569 ปีที่แล้ว

    Ndezvekunyeba izvi akuna kuromba kunoshambadzwa kudero atisi mapenzi isusu

  • @tauteburu807
    @tauteburu807 ปีที่แล้ว

    Uri mbwaaa huu huu chaiye murume mukuru haunyare kutaura zvakadaii unodzidzisei kuvana vako

  • @stanfordmushindisinyoro6227
    @stanfordmushindisinyoro6227 ปีที่แล้ว +1

    Saint you are becoming the devil's 😈 advocate now.

  • @percymagutshwa742
    @percymagutshwa742 ปีที่แล้ว

    Usatii idii namwarii apa mwarii anokwana papi nezvekuromba

  • @alfredmachingo3470
    @alfredmachingo3470 ปีที่แล้ว

    Yaah pakaipa nhamo muzim yokonzera kut vanhuvaite yese yese chakachaya mwari ngatibatsire

    • @alfredmachingo3470
      @alfredmachingo3470 ปีที่แล้ว

      Mmmmm vanhu vazhijhi vachapera kunoromba ndokuudzai nyika yashata

  • @oliviarukainga7748
    @oliviarukainga7748 ปีที่แล้ว +1

    Maakuita kunge mukuincourager vanhu kuromba 👏🙌

  • @leesencemhlanga2972
    @leesencemhlanga2972 ปีที่แล้ว +2

    hanzi vane ramangwana kkkkkkkk tichakuonai pamberi apo mochema nazvo

  • @annahswuka1320
    @annahswuka1320 ปีที่แล้ว

    Aaah guys Kureva kuti hamunawo zvimwe zvamogona kutiratidzawo hr pane nyaya idzi dzekuromba

  • @tobiassibanda866
    @tobiassibanda866 ปีที่แล้ว

    Munonyepa imi varume

  • @violetnyamayaro5270
    @violetnyamayaro5270 ปีที่แล้ว

    mkoma zvozoita kunge Saint Tv..yakupromotor kuromba

  • @solacemabuyawa9411
    @solacemabuyawa9411 ปีที่แล้ว

    Sekuru mave kurasika, idzidziso ipi yamuri kupa nyika nezvekuromba . Madii kungoenda kunoromba kwacho makanyarara

  • @sevisanyika930
    @sevisanyika930 ปีที่แล้ว

    Uummm vana vezimbabwe hapana kwatirikuenda nezvirikuitika munyika vanhu inhamo iyi pliz mwari pindirai

  • @mollysavanhu4394
    @mollysavanhu4394 ปีที่แล้ว

    Aaah inga akati airara mustreet 20 years akatotengerwa mapiritsi nembinga diki achirwara apa akuti ndaigara muepworth

  • @josephinemugwagwa5323
    @josephinemugwagwa5323 ปีที่แล้ว

    Vanhu waakungonyepa nekuda kubuda mutv imboregai to intertain them because zvaakutoipisa nyika,kureva here kuti Satan ane simba kudarika Mwari vaakuti bhowa manje

  • @thimbolious6136
    @thimbolious6136 ปีที่แล้ว

    Kkkk mufesi uyo yatove binga Kaa iyi

  • @preciousc5028
    @preciousc5028 ปีที่แล้ว

    Kunenge kunyepa ko aiti aigara mustreet wani ikozvino akuti Epworth

  • @tynashederio7788
    @tynashederio7788 ปีที่แล้ว

    Pamberii nemushonga vaSekuru

  • @linnamose2050
    @linnamose2050 ปีที่แล้ว

    Ndaona uncle Saint marombao nekuti munenge muri kutonakidzwa nenyaya dzekuromba streki mazuvano

  • @Chirandu
    @Chirandu ปีที่แล้ว

    So what good have you done nhai Zim Uncle promoting such evil. Shame on you

  • @tinotendanengomasha295
    @tinotendanengomasha295 ปีที่แล้ว

    Mwari inzwai tsitsi nevanhu venyu

  • @user-px9dh2ut9n
    @user-px9dh2ut9n 4 หลายเดือนก่อน

    Mwana wamai handikushoori situation ndiyo inotuma kuti zvidai kana zvichiita bora mberi

  • @vutomimashavele8809
    @vutomimashavele8809 ปีที่แล้ว

    Ndokumbirao # dzake murume uyu

  • @emptyyourheart9086
    @emptyyourheart9086 ปีที่แล้ว

    Kule.. hatichadzida nyaya idzi.Please bye for now.kana maakuratzidza nyaya dzimwe toozoonana

  • @ginamapiyr8039
    @ginamapiyr8039 ปีที่แล้ว

    Nxaaa kwana iwewe tseki musoro bhangu

  • @missgee1981
    @missgee1981 ปีที่แล้ว

    Uncle Saint apa maakurasikawo apa. Kana musina content tiudzei tikubatsirei. Ana Tasvu vari kuzama kugadzirisa nyika imi maakubatsirawo kuuraya nyika shuwa.

  • @memorychigwende7553
    @memorychigwende7553 ปีที่แล้ว

    Unenge benzi iweee uchaona pamberi apooo wakuridza mhere vuye don't hanzi zvine future zvekuromba nxaaaa