@beryladams3775 kwete kuti vavachida kuseka vato seka1💯😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂I would love to see the behind the scenes of these videos coz ne team iri haungambotadza kuseka off script 😄 and I believe some of their work is not scripted per se,but largely impromptu and I do stand corrected if I misheard from an interview yakamboitwa Lee na Ollah 7 ,and so most of those twuma sasi twaanenge achitaura is just improv which makes it even more funnier coz unotoshaya kuti 🤷🤷🔨 azvifunga nguvayi😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 zvekuti mubhutsu manga muine nyoka 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 and it just shows how these guys are so talented in their art sando dzenyu mese 🔨 🔨 🤝🫸🫷🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨.
Leee to the world 😂😂😂😂💔kwanzi vanoda kunosiiwa kuSPCA😂😂😅
Kutofamba uchirumwa, manga muine nyoka mu bhutsu umu🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Haaa comic elder vahombe ava 😂😂😂
@@Lindabayanai ibasa kani
🤣🤣🤣kana babe racho rabva raseka, she didnt see it coming
@@Batsi_ZW Lee ibasa kani
Nyarie do this Mai Martin like episodes, we're enjoying it
Noted
Machinjirwo aitwa nyaya na Lee 😂😂ndafira pano
Kkkkkkkkk ko inni mwana mudiki ndini ndingakugonai here kana paine vanhu vakafa
mukoma leroy kana jesu munotengesa imi ndati ah
Kkkkk ndokudedzerai imbwa in Lee's voice
😂😂😂 hanzi mamutori nenyoka mubhutsu umu, Mai Taa vavachida kuseka 😂
@beryladams3775 kwete kuti vavachida kuseka vato seka1💯😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂I would love to see the behind the scenes of these videos coz ne team iri haungambotadza kuseka off script 😄 and I believe some of their work is not scripted per se,but largely impromptu and I do stand corrected if I misheard from an interview yakamboitwa Lee na Ollah 7 ,and so most of those twuma sasi twaanenge achitaura is just improv which makes it even more funnier coz unotoshaya kuti 🤷🤷🔨 azvifunga nguvayi😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 zvekuti mubhutsu manga muine nyoka 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 and it just shows how these guys are so talented in their art sando dzenyu mese 🔨 🔨 🤝🫸🫷🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨.
@ShortCircuit05445 kkkkkkk vatoseka taura hako, kkkk vanoita zvinakidze vanhu ava
Nyarie anodhakwa lee so . Kwanzi vanhu vakuru varikunzi vakafa kuzoti iniwo😅😅😅
😂😂😂yaa monakidza guys nyarie weldone keep it up❤
Tie ne hembe dzamai Martin zvaka marcher toranai musatedzere Nyarie kkkk
This one is one of its own kkkkk mukomana abva atanga kujamuka munhu waanyatsodana kuti pssss huya ugare pano apa
Lee 🙌 hanzi kana vanhu vakuru chaivo chaivo vakafa.😂😂😂😂
😂😅😅😅😅😂😂 ko nyoka mubhutsu futi haaa zvakaoma
Leee kungoona sisy vako Nyarie wotochinja nyaya 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 hanzwadzi yako nyari hanzi unodhakwa usamuudze kuti ndokuudza🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Ndokudaidziray imbwa😂ibvay pano toone ,Nyarie usadaro
Lee unemiedzo sure kumisa mai Martin kuti uzovatukisa futi..on top of that wakuti vanoda kuendeswa ku SPCA😂😂😂
Ahhh nhy Leee😂😂😂😂😂😂
Ndozvandaitawo zvaitwa naLee ndaitya sisivangu nekutindovaishanda kkkkhaapa mandipedzera
Quality video
Mukaka ndati
Nyari anogona zvemashuwa shuwa
Aaaaa lee anotya nyarie atochinja nyaya nhaimii kkk
Kkkk 😂😂😂hanzi vadzoka fut
😂😂😂😂😂😂 ko kukwidza voice nekuti waona nyarie hahahaha lee asi chiiko iyo srs yaSis vaLee
Nyarie is good veduwe❤
Kkkkkk Lee achiri mwana mudiki 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Haa Nyarie ne brother yake... Surrender 🙌🙌
Mubhutsu Manga munenyoka,, uneshuwa iwe
😂😂😂😂😂ndaseka shame 😅😅😅
But Comic Elder I want some pics of yours wakapfeka suit wakanyatsosunga tie, I will be very happy
Manga mutori nenyoka mubhutsu umu
😂😂😂😂😂Lee sooo apa nyari anomira newe sei
😂😂😂😂 improper fraction apoo... haa tte popotai musanyarare
Hiiiii nhai Mwari kkkkk nyika yachinja two min kkkkkk
😂😂😂 haaa Leee ndamutadza ini
nhai Lee Comic mandiuraya kkkkkk
Nyari 😂😂😂 dedza imbwa
😂😂😂 nhai Lee haaya
Dzachinja nyaya vari two vanga vachitaurirana usavharwe Nyarie wanzi unodhakwa iwe
Aaaa Nyarie chidhakwa ichiii let's hope hatusi tumbwa😂😂😂
Mai martin Havana kuziva kti paivharwa sisi nyarie
Haaaaa Lee bo hr😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂Lee kwana iwewe chii chakadaro😂😂😂
😂😂😂😂😂 hanzi mutori nenyoka mubhutsu
Mubhutsu manga mune nyoka 😅😅😅
Manga mutori ne nyoka mubhutsu kkkkkk.
Lee 😂😂😂😂😂 kusiira munhu nyaya
mai inonzwisa tsitsi iyooo kkk
😂😂😂😂😂😂mubhutsu mamune nyokaa
But Lee sei uchidaro mumwe wako 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤😂😂😂 haa Lee ma1
Asi Lee haudaro😂😂😂
Nhy nyari ko hw far movie riya mhan
Vanoda kuendeswa ku SPCA 😂😂😂😂😂
Tie yacho kunge nyoka
Asi Leeroy sooo 😂😂😂😂😂
Nyari anodhakwa kkkk
ngacaendeswe kuSPCA😅😅😅😅😅😅😅
Lee 😂😂...hanzi vadzoka futi
Video rina comicelder kungo liker usati wariona coz he never disappoint
Chembera mukadzi 😂😂😂
Kkkk dai vatodya pasi imbwa dzisati dzauya but Nyarie srus yako waifanira uri CID chete
Lee yuwii😂😂😂😂😂
Keep it up Nyarie
zvakaoma leee 😅😅😅
Mai martin vanogona kuactor🎉
Nyoka mubhutsu 😂😂
Nyoka mubhuts😂
Iyo tie kuitakunge ishato
Nice keep it up guys 🎉
Hanzi sis vangu vanodhakwa😂😂😂🙌🏼
ko shirt comic kkkk
😂😂 Lee inyoka
😅😅😅😅😅😅😅kkkkkkkkkkkkk
Leee to the we we we 😂😂😂
😂😂
😅😂😂
Munondigonera ❤
Nyari aka over reacter kkk.... Hanzi ndiri mwana mudikiii kkkk
Kkkk zvakaoma kunyara bbe
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣
😅😅
😂
imbwa here mai martin
Mai Martin vacho nharo
Kkkkkkkkk yoweee
Mukomana lee
😂😂😂😂mmm Lee usadaro
Kkkkk
SPCA 😂
Nyoka mubhutsu
😂😂😂😂
SPCA😂😂😂😂 3:07
Kkkkkkkkkk lee
😂😂😂😂😂😂😂
Asi lee chii nhaiwe
www.youtube.com/@Hakayokoo
Butsu inowanika kupi iyo
Ko Nyarie wakandi blokerei ku FB