Asi TICHKACH musazodaro 3hrs dzepasina here? Madii kuita edit video mangoratidza kuti hapana hapana. I am on wifi asi mauraya ve data, this wasn't necessary.
Madzimai avo mhepo payakataura kyti ndirere apa zvikanzi na madzimai eeh mitumbi iri apa eeh iru apa,but akanogedza i mhepo.ivo pavo pane chirata hapasati pawanika
Ko iyaiya ye gudo remagogorosi raitinha mhondi kubva ku Masvingo riya pa Karanganda futi? 😂😂😂Takaedzerwa nayo futi and it was live pasina kana zveku skipper skipper futi 😂😂😂
Pamusha apa pakapingwa. Nemushonga. Madzimai avo vatooedzwa power rese raenda vavhiringwa kare kare. Mbuya ine mushonga wakaipa iyo dnt blame madzimai vasotwa kudhara
Kkkk haa gogaz vakaenda kuchitepo school chaiko. Muzanupf chaiye kunyepa. 2million jobs next year free education next year 😂 ndozviri apa. Hope vachanhonga ngoda pasi ipapo varume avo🤣🏃♀️
VaNeshamba vakaiona nhamo iyi,zvino hezvo vamwe voitiswa pungwe futi,sure hatidzidze chidzidzo,apa mambo nofunga rwarwuviri achibatiswa pasi nema prophet aya,kutoti iyi yajeka yaperaba/kkk.BaTaps vanenge vakanyumwawo futi vakati zviya zviya handiendeko futi this time,enda hako Tichkach wega,it was a wise decision baTaps regai vapfanha vamboitiswa,Part 3 we want to see mambo and his dare vachidya magaka mambishi and make prophetess naSatan wake show us where the bodies are or else.
But logogo wavuma indaba yakhe ku sekuru tasvu wathi igazi lamaphambili wazifaka esikolo so logogo wababulala ba share ama parts mmm inkosi yiyo ekwaziyo
Koo zvakambonzi pane rata koo inga atina kuriona wani rata apa muchazvirega zvemaporofita ekunyepa aya maDemon ega ega a demon can never expose another demon they are all in same lane apa mbuya wakabva wachiti ndikunonongedza pane wanhu asi ezvino ziii hawo 😂😂😂😂maporofita mopera mese kutemana pasina chobuda
ndini nani tayita hedu fast forward
Neni kkkkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Ndikupota ndichiita kkk
2 hrs dzekuchera here
Kwahi vawanikwa ere cuzy
Nyaya yemental health is very serious in zimbabwe. From the President to the village folk.
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂ayasi
I never knew kuti na president has mental illness
Hamurevi nhema 😂😂
Madzimai ngavapinde mujeri vakapomera munhu zvisizvo vaifanira kutanga vabvunza mweya wave zviri strong munhu mujeri
Nyaya dzezvipoko idzi siyirai doctor Mukotsanjera
Maita vadiki mbuya imi nendimi dzenyu hazvishande apa hapana chinobuda apa. Daidzai doctor Mukotsanjera ndiwo simbi yebasa.
Tichkach tv vadii vaiita fast forward pane kuti pedzera data kudai nxaaaa
Mmm hapana chinobuda apo.Daidzai doc Mukotsanjera mbuya maita mwana mudiki
Chief mutasa chibaba chinoremera nyika hanzi itoendai mundochera ikozvino kkkk havadi zvinotemesa musoro that's fair and free
My favourite chief
Kana mazogara zvenyu ndokugona vati ndoziva saka vakungonzi endai munofukurura the best chief ever
@@TakemoreMutandani but Pana mufundisi hapana kujeka nyaya iya yakaitwa twisted takasara takashama miromo
❤
😅😢
Mkotsanjera wooye,bheju bheju ndiye anogona basa iri❤
Asi TICHKACH musazodaro 3hrs dzepasina here? Madii kuita edit video mangoratidza kuti hapana hapana. I am on wifi asi mauraya ve data, this wasn't necessary.
Kuda kuti Tionere pamwe
@@tichkachmtvdjtone musazodaro kkkkkkkkkk
Want more about this but will watch until i get closure vanhu mgavawanikwe
Apa parikuda imbwa ye Gorongoza ....Dr Mukotsazviyo...Mukotsanjera....Shumba yengozi...
Gogo avo havazvikwanisi izvo, Dr Mukotsanjera is the only one who has the powers to appease the spirit of the departed
Unonyepa iwe tsoka itoriwo ngozi futi inotora kunodzorerwa kumusha kwayo yaanoshandisa vanokwanisa izvi vakawanda muZimbabwe asi havazvishambadzi
@@ChipoMpofu-hl2llkkkkkk
Uuum?????
@@ChipoMpofu-hl2llthank you. Mkotsanjera atori nezvitukwani uyo , plus media irikumushambadza zvakanyanya. Mapostori anogona kubatsira kusvika pakuripa ngozi. Mkotsanjera mwana wazuro uno. Ngozi dzaingoripwa kubva pasichigare.
@@KevinNoahPhiri. 😂😂😂 Ko iwo mapositori acho arikubatwa vane zvikwambo vani iwe?
Imi mhondi regai zvekuuraya vanhu . Honai motambudza vapenyu nevakafa. Shuwa kuita pungwe vanhu vachitambudzika nokuda kwenyu . Vamwe vakabva kumba makuseni seni pasina chadyiwa kukukira kudare. Svikei vopfuurira kunochera mitumbi. Iyo mitumbi yacho inoitwa seyakatsipikwa. Mwari ngaatiitire nyasha tisaite mweya wekuurayana maAfricans. Asi chii nhai???
Kkkkkkkiest wakashaikwa nema drama ese aya kkkkkk tinonyarira kupi ini ndatohwanda kuseri kwemba
Madzimai avo mhepo payakataura kyti ndirere apa zvikanzi na madzimai eeh mitumbi iri apa eeh iru apa,but akanogedza i mhepo.ivo pavo pane chirata hapasati pawanika
Kkkkkk taurai zvenyu ndaitomirira kuona pane rata
Ndakazvionawo
Kkkkk hupenyu hwakaoma paZimbabwe hapana mabasa kutsvaga kurarama uko mweya hapana apo
Mmmmmm zvakaoma
Ko wekubudirwawo mukadzi uyo wekuti huyai kuno guva rangu iri ipo pasina munhu bhoo here
Madzimai vanoda kurohwa awo neuyo mkadzi arikubudirwa nhema dzega dzega
Taura hako ini ndakagara ndasvora ndimi dzaitii hamba satan😂😂😂😂
But dai ndirini muridzi wemusha uyu ndaiva sungisa...kucourt chaiko kwete zve kurwara izvi kupenga chaiko
😂😂😂😂😂 @@PrudenceMashingaidze
Thanks mukoma T 1 TICHKACH M TV❤ good job bro
Tichkach wakugonesa manje . To me you are the best
BaTaps vahombe ...uyu anoda kuonekwa paTV instead yekuti tione zvirikuitika ...BaTaps vanokanda nyaya mopedzerana ...pic quality and sounds ...makeke ...zvino avaa mhepo inorira whiiiiiiiii Aaaaah vapafanha ava
Hapana zviripo apa vangaite here more than 2hrs dzekuchera chte
Karanganda ndibaba
Baba Mutasa is the best chief so far Zimbabwe yese
Not Zim yese zvayo
I agree with you
Wakaresva kutonga nyaya yemulodge
Reminds me of rescue mission yema school laptops nema computers neimwe n'anga naBaba Taps @Karanganda TV. Takararira kufamba nehusiku 😂
Yaiva mbavha iya hapana zvaizikanwa paya
Kkkķkkk I saw that story
Ko iyaiya ye gudo remagogorosi raitinha mhondi kubva ku Masvingo riya pa Karanganda futi? 😂😂😂Takaedzerwa nayo futi and it was live pasina kana zveku skipper skipper futi 😂😂😂
Kkkkk
Pungwee kusvika kwati hwee 😂😂😂😂🙌
Musa comenter musati mapedza kuona vidio or drama munotaura zvisipo
😅😅😅 vnhu vavanikwa hre iwe 🤣
Fambisa video kkk
Endayi kwaProphet miracle Paul please 🙏
Ndatangao pano nhas plz like kna uchifarirao titya chibanda tv❤
Zviriko hr
@@Kudzanai-w3 titya ????
@@LovenessNhidza😂😂😂😂😂
@@NoxBlablabla Ehe kuti mulike veduwe
ini i think vanhu wakatorwa nezvemugomo .maybe mbuya wakatuma hapana chawanoziwawo.coz makomo acho anoyera maybe wakabata pasingabatwe mugomo imomo.mafungiro woo angu
I pray vawanike mhuri yatambura nguva yarebesa
Chokwadi Hama ipapo haunyepi Gore Musina kuona kna dhende zvaro mumwe munhu achidya achifara kurikwrdu vangadai vasina kumbozienda kwese uko vatotaura chokwadi Chavo kare cz vanojairira vanhu
Zvinorwadza veduwe ndaifunga kuti dai vabatana na Sekuru Mukotsanjera kambuya ako kanoda kupedzerwa 😢😢😢 mhuri yevafi sure kusvika kupi vachitenderedzwa? Dai zvaibvumidzwa vakasiya kakatsikwa nemhepo yemufi
@@sdshippers9332 apa kanenharo l feel like karikutodada nehuroyi aghh
Pamusha apa pakapingwa. Nemushonga. Madzimai avo vatooedzwa power rese raenda vavhiringwa kare kare.
Mbuya ine mushonga wakaipa iyo dnt blame madzimai vasotwa kudhara
❤ ndoochokwadi
Unonyepa iwe kusotwa chii, vakat vanozvigona hanze handei ndokuratidzai ngavaratidze. Vanhu makapusa siterek hauon kut kuporofita nhema here kkk
Iiii veduwee kudhigiswa pasina chinhu
Hamba satani
Kune vese ari kutaura zvakaipa pamusoro pamadzimai awo hazvina mhosva, njerai kurohwa neshamhu mai awo vanoshandisa gona nemushonga so misoro yevanhu hapasisina yatowa mumba mavo, sekudeketera kwavo, madzimai waita short cut waifanira kuti chikara chiri pamba pavo chiibatwe first coz ndicho chinoviga, pane gona pamba apa
Gogo vachererwa gomba remarara mahara 😂😂😂😂😂😂 free labour. @Tichkachmtv usadaro wangu 2 hours dzekuona vanhu vachichera gomba 😂😂😂😂. Ndaisa fast forward ⏩. It’s like watching paint dry.
You can say it again.even ini ndatomboisa fast forward 😂😂😂😂😂😂
Welldone Chief Mutasa
MaChief aya varikuita zvakanaka kubvumira vanotora nhau mumatare. Chikumbiro changu or chishuviro changu. Ngavabvise nyaya yen'anga nemaporofita. Through matare avo tiri kudzidza asi vavakurasa gwara .
Is this a film or reality
Gogo vakuto sara vachivaka toilet free labour yekuchera gomba😅
😂😂taura hako gomba retoyas ravepo kana Voda mugodhi vachati ndaoneswa goridhe apo vazukuru huyai muchere😂😂😂
Musikana wekunyepera kusvikirwa hapana kusvikirwa kwaanga akaita paye because ayimbotaura English chinongovepo ndechekuti ambuya vaye ndovakaisa mhepo kuti zvivhiringidze muporofita
Munhu kana achisvikirwa anoitawo zvaiita mufi ko kana mufi aitaurawo chirungu
@@patriciamarangwanda5188 musataure zvinhu kana musingazive munhu asvikirwa imi .kana akasvikirwa sei akaratidza vanhu pasina mufi .Raitova dimon rakewo riya rakasvika paye
Mufi haana kufa nguva ya rhodes akafa last yr
Imi daidzai Mukotsanjera
Prophet miracle Paul ndokunobuda chokwadi
Mapedza kuona hr tisiye
Endai kwa prophet miracle Paul
Imi vana variable Paul itai mushe
😂😂😂😂😂😂 ndambosekawo hangu miracle Paul kudiii kwacho @@amaitinashe6731
Prophet miracle Paul
Don't worry chawarikusvaga wachachiona mike mike
Misleading caption,kuda kuti vanhu vaone here,,zvoyopera video kuchingocherwa😢😢😢
Haa iyo yatova DHIZIRI PACHINHOYI chaiyo. But why n'anga dzechikadzi dzichinyepa kudai? Zvazuro uno mbuya Madhuve nekubatira munhu njuzu🤷♂️ musadaro machembere myaraiwo
Kkkk haa gogaz vakaenda kuchitepo school chaiko. Muzanupf chaiye kunyepa. 2million jobs next year free education next year 😂 ndozviri apa. Hope vachanhonga ngoda pasi ipapo varume avo🤣🏃♀️
Pa fast forward hapana chandaona
Pandanzwa madzimai vachiti ngatinamate ndabva ndaziva kt mweya warasika.nxaaa.andibhowa sure kuswera ndichiona ndichiti mhondi yabatwa nxaa
Madzimai ngavauye neMkadzi wekubudirwa uye ngavauye vafushire gomba ravo
Part 3 pls
Ko vaya vekusvikirwa vaendepi nemkomana wekuzunza mapendekete. Na mai muporofita vakati kuna chief vakunoratidza vanhu pane mabonzo.. please zvikasawanikwa ngavaripiswe mombe idyiwe nedare kufambisa vanhu kuita sevacharumwa ne snake
VaNeshamba vakaiona nhamo iyi,zvino hezvo vamwe voitiswa pungwe futi,sure hatidzidze chidzidzo,apa mambo nofunga rwarwuviri achibatiswa pasi nema prophet aya,kutoti iyi yajeka yaperaba/kkk.BaTaps vanenge vakanyumwawo futi vakati zviya zviya handiendeko futi this time,enda hako Tichkach wega,it was a wise decision baTaps regai vapfanha vamboitiswa,Part 3 we want to see mambo and his dare vachidya magaka mambishi and make prophetess naSatan wake show us where the bodies are or else.
Mapostori ndeekuvenganisa veukama chete.
Mweya yevafi iri mumabhodhoro haibudi kana zvekuti yaifanirwavo kna kubudira kuvana vadiki pari kushanda mishonga misvinu chaiyo mazambipue yatikuvadza mumadzinza tachema 😮😮😮
Vanhu pamwe vakamedzwa ne Gomo pamwe havana kukumbira zvinofanirwa.Ndakarikwira Nyanga Mountain tena Guide. Munodzi chero chamaona kana Shumba unonongedzera wakafunda Chibhaira kana kunyara atherosclerosis wise unoshaikwa zvachose
Dai vasina kuonekesa mhepo yayivapa madirections
Those boys they have energy ❤❤❤
Gogo Ava vakambira zvisiri zvavo Dr Mukotsanjera vakataura Vani Kuti achazvigadzirisa ko vamhanyirei kunotora gogo avo vamukotsanjera shumba yengozi ndoinopedza zvose
Havadi kubhadhara
Hama idzo dzari kuyora nyaya kuisa mumaoko avo. Vakadaidza Tsoka kuti avhurire hoyi hoyi akavhura ko sei vasiri kumudadza kuti chabvondoka kuti apedze basa rake.
Nhai mukotsanjera aifanirwa kudai aripo coz ndiye akaita zviputike
Taura zvako ngavadaidze tsoka ndiye akati zvibvondoke
Fast forward 😢 hapana chinhu
Endai ku Unit L kuna Miracle Paul anorova nemo nemo kwete izvo
Taura zvako uko wanoudzwa kuti vanhu waripapi pacho .izvi kupedza nguwa.
Zvakangofanana munoda kusvora tomch
True uyo haatendereri ende haavharwe nemushonga wevaroyi
iwe miracle Paul weiko maDrama Ana kapfupi awo
Haaaa izvi ndezve chiwanhu xaaa miracle Paul drama iro
Pakambo cherwa pakavigwa munhu hapawome kudaro vanhu svinurai mhani zvimwe zvinoda njere kwete kupusa
But logogo wavuma indaba yakhe ku sekuru tasvu wathi igazi lamaphambili wazifaka esikolo so logogo wababulala ba share ama parts mmm inkosi yiyo ekwaziyo
These guys are very strong
Chief mutasa ripisai muporofita wenhema uyo neuyo akasvikirwa nhema.
Mukomana aibudira dai vakamusiya achienda kwaainge achienda. Ndiye akanyora line yokuratidza pane mufi vani. Zvimwe aida kuvaratidza paive nemamwe ma parts ake. Kunyange mumba chaimo. Zvaigona kuve nehumwe humboo.
Next time kana pasina zviripo unodimbura video shamwari kwete kutipedzera data nenguva yedu mahara
Eish it's very hard.
2 hrs tichiona nothing came up 😢😢😢 Hapana chinhu apo
Vaifana kurova mkadz uya wekusvikirwa nhema nemuporofita wenhema uyu kupesanisa vanhu
Dzokerai kwamukotsanjera
Yoooooo weeeee tough
Hoi hoi hoi hoi.... Doctor Mukotsanjera...yava hoi hoi hoi..
Asi madzimai kana makanditarisa musazo daro😂😂😂😂😂Shuwa kushandisa varume vakuru kudaro apa pane patombo asingaite.Ndaita fast forward ini.😂😂😂😂
Mambo bhadharisai n'anga inonyepa iyo aaaaah mapedzro andaita data rangu nxaa
😂😂😂😂
Patiently waiting for Tsoka apedzese nyaya iyi kwete mahumbwe aya
I madzimai hana chaiona coz ingadai vaiona vasaizo pedza sango rese riya vaingonanga panevanhu pamwe pakandotewawo ropa chete
Vanhu ndoona sevari kugomo zvakataurwa nemuzukuru payard chaipo hapana vanhu
Madzimai pavakatsvaka 4hrs husiku vachibvunza kt ko uko kuside ndekwani ndakabva ndazviziva kt hapana chirikuonekwa .kuprofita nemakuhwa chete😂 bcz kna munhu waratidzwa nanga straight ipapo ipapo.😂
Ndakazvitaura zuro kuti zvirinani ma headlines enyu aya..dai mati takachera prt2 but chabuda hapana..pane kuona vanhu vachingochera chete
Mbuya iyo iri ziii zvayo ichiziva pane vanhu
Musikana ari kubudirwa uyo itsotsi zvese naMadzimai
Haas murume ane t-shirt ye white ashanda weduwee...ha tichikach mawemberi zvikuitq
Apa dololo chabuda hapana
Ummm usanyepera vanhu vanhu kuswera vechichema mahara ummmm zvinorovesa izvi
Tsoka akavapa mushonga wekuti paite hoi hoi.hoi hoi yatanga vakumhanya namadzimai.pane kuti vadzokere kuna Tsoka.mhepo dzinoda munhu anoziva esp ngozi inokuitisai kusvika maita boe
Taura hako bhururu
Ahaa zvakaoma pasi rashat shem
There is no court of law that relies on spiritual evidence 😂😅😅.
Kana pasina mukotsanjera ndaenda ini....nokuti andidi zvekunyeperwa ndakatarisa .... mukotsanjera ndiye ega anozvigona izvi ,the rest sit down .mukutipedzera mega yedu ...bye bye ndozouya tsoka auyavo
Tino win here boys rangu
😂😂Hameno
Deedzai ‘VAR’ doctor Mukotsanjera maybe i offside or off target yaitika kkkkk
Zvakaoma kutimbiswa pasi pakaoma mahara
Please try to edit your videos musapedzera vanhu data mahara
Please mhuri iyo ngaitore baba Mukotsanjera wasingavharwe nemishonga wapedze basa iro mhuri yatambura iyo
Gotongoza works apa
Urikugonesa Tich
Fast forwarded to last 3 minutes, nyaya yekashaya mabasa vanhu vaa kupenga munyika.
Kupusa kwenyu muchanyeperwa futi kuti ndabudirwa ndiri apa monochera futi kkkkkk Zvimwe zvacho zvinoda kungofunga chete muchadyirwa mari kusvika mangwara musashande nekuvengana mudzinza
Mbuya😢😢😢😢😢😢ko kungoratidza zvenyu vanhu chero pamakaisa imbwa dzacho zvepasikubuda mapfupa, otherwise imboendeswai kukamba tikuongororei mbijana
Aaah vanovaudzirei hanti vati vanoziva here mai venguwo avo kkkk.... nhasi vanoita mhoni
Mbuya nyayayai makutiza kwaTsoka kuti chokwadi chibude tiwone muchinyura neSindiketi renyu kutoita kutsipika vanhu,kana munemitumbi yacho mudzimba dzenyu neSindiketi renyu 😂
Panoda nyanzvi apa kwete vanodzidzira mai.avo vaita mudiki dare ririapa rinoda vanohwa ngoni kwete ngonono.nyanzvi dziriko vana tsoka vanopedza nyaya dzacho.
Day 7 8 9 10 vanongochera zvakafanana saka chinyi chitsva chamuri kutiradza
Yaaay that's true
Madzimai awo pavainge vari kwa Mambo mutasa vaive nePower risingaiti ini ndikati hamuchaoni mupedza zvose hino uuuuu zzzz yacho 🙌🙌
Vaita mistake yekutota muporofita yet vari kudealer nemunhu anoita zvemushonga.....parikungoda mukotsanjera coz ndiye akatanga hoi hoi
😂😂😂😂
😂😂😂me too ndikàti nhasi munhu anobuda
Nhau yekuda kunzi ndini ndakazofumura ayas makwikwi. People are not mentally fit how can they listen to such unspirited soul like mbuya iyo
Vanhu vorara musana uchirwadza nevanhu vanenhodzera
Anhu woye varume ava varwadziwa ngekutsa Aaaah midzimu ngaimbobude itaure pane vanhu
I think pari too hard,hapana kumbocherwaba recently apa,pangadai pakati pfawei,isnt it?
Koo zvakambonzi pane rata koo inga atina kuriona wani rata apa muchazvirega zvemaporofita ekunyepa aya maDemon ega ega a demon can never expose another demon they are all in same lane apa mbuya wakabva wachiti ndikunonongedza pane wanhu asi ezvino ziii hawo 😂😂😂😂maporofita mopera mese kutemana pasina chobuda
Nyangani mountain vanhu vanonyangarika sure😊
Madzimai vanofanira kuripa vakanyepera mambo kty vanhu varipo,nekty chakati mwari vati kunyepera mwari
Waiting for shumba yeNgozi
Taurai zvenyu hana chinhu apo vanhu avo havasi kuzviona here kuti vari kuchera pasina
Vakaenda kwaMukotsanjera akangobata Mai vepamba ipapo
Heyiii madzimai simba rapera yakambotambika Mt Darwin yakadai vanhu vakachera chakabuda hpn zvinoda vanozvigona sana Mukotsanjera izvii
Madzimai ngavarohwe nemutowa shave ravo rehuro riende