I wish you all the best makhoti, asi vakadzi tine kadambudziko mbichana kekuda munhu zvakanyanya zvekuti hationewo future tinongofunga zviripadhuze. Zvisinei I prau you stay in love till Jesus comes.
What I liked the most about Zimbabweans is that vacho vanokutsoropodza vachikutuka are the real supporters and the genuine fans of yours vese vanokusimbisa apana kana anoku follower kana ku subscriber. Let's bet . MaZimba Let's get rid of that mentality please 🙏
@@SimbarasheDube-n3s haaaaa kuitisana ukuu shiri inozongofa but for now let's appreciate him....he became men of the moment sofar...Facebook yese ndiye topic and content yevanhu aewaa zvoda kutendwa
Makhoti should start loving and respecting herself more. But otherwise we all can only hope for the best. Kokuuisa tattoo about God or something if she really badly wanted a tattoo
Kuisa tattoo hazvirevi kuti you don’t love or respect yourself, ndokuratidza kuti une pfungwa shoma ikoko, and anyways who are you kumuudza kuti aise about God, dai aida aiisa ega zvee iwe ndiwe woisa kamba
I agree with you 💯 I don't think this girl has ever had real love and respect from a man. Or even herself if she loves herself anoda Mwari and if she had established that kind a love for herself this fantasy and drama tytie has created for her would not lead her to a terrible n ugly tattoo
Besides that a man that respects his woman would try and reason with her why this a bad idea. Or even in a better position or size for the tattoo 🤔 this is sad
Apa ndopaitwa zveku risker manje.mikono yetsambarafuta iyi inoswera yakuchinjira fast kunga weather.anywhere its your own decision.Dai maiswa mese it was better .
Pliz guys nyadzisai vavengi varikutaura zvakawanda pamusoro penyu pliz ispecially hama dzatyti dzirikumuti ihure ida mkadzi wako varwadziwe pliz pliz love u guys❤❤❤❤keep the fire burning 🔥🔥🔥🔥
Mujolo uyanyisa sis don't forget kuty makasangana muCape town,,I said my own, all the best
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 aaaaa ichi chandimutsa ichi kkkkkkkkkk
U can say that again
😂😂😂 kana zvikadhakwa anongopadira mafuta anopisa😂😂😂😂
Zvine basa rei zvekusangana kucapetown,,chikuru rudo
I love you guys kana makuda zvemuchato ndibatei l will sponsor your white wedding pazvese zvichadiwa ipapo
White wedding zvorevei mudhara??
@@gunshineofficialmusicmuchato wakachena😅😅😅
@@gunshineofficialmusic😂😂
@@More2001-c9s wevanhu vambogara vese for years right 🤣🤣🤣🤣
A wedding for whites😅
Musi waunorambiwa ne tattoo rako iroro unosvisungirira mwanangu
Taura haco zvichimboitorwei kufarisa kuswica padaro
😂😂😂😂😂 vaudzei henyu mhama vank.vasati vanyanyo rasika
Ndiye ega atanga kuiswa tattoo orambwa here zvoshamisei izvozvo
Unoshaya kuti unoriita cy 😂😂😂😂😂
Taura hako iko vanhu why muchishuwira vanhu zvakaipa ko vakasarambana vanhu soo
Don't trust a tattoo that's a worst thing 😒
Dei wangotsvaka ka iri hembe wonyora zita rake pane kuiswa tattoo
Sure chaiyo
Ndoti all the best semunhu wagara 21 years mumba Amen
I wish you all the best makhoti, asi vakadzi tine kadambudziko mbichana kekuda munhu zvakanyanya zvekuti hationewo future tinongofunga zviripadhuze. Zvisinei I prau you stay in love till Jesus comes.
Haisi mhosva Kuda Munhu zvakanyanya, ko zvakubata papi
What I liked the most about Zimbabweans is that vacho vanokutsoropodza vachikutuka are the real supporters and the genuine fans of yours vese vanokusimbisa apana kana anoku follower kana ku subscriber. Let's bet . MaZimba Let's get rid of that mentality please 🙏
Kubva pawaka roora ma comment ako ose angova muroora wenyu chimbo chinja kkk
Koiwe iswawo rako
@@SimbarasheDube-n3s haaaaa kuitisana ukuu shiri inozongofa but for now let's appreciate him....he became men of the moment sofar...Facebook yese ndiye topic and content yevanhu aewaa zvoda kutendwa
Yes vavachifanira kuiswa vese even e gal want e same ahangataure hake
Makhoti should start loving and respecting herself more. But otherwise we all can only hope for the best.
Kokuuisa tattoo about God or something if she really badly wanted a tattoo
Kuisa tattoo hazvirevi kuti you don’t love or respect yourself, ndokuratidza kuti une pfungwa shoma ikoko, and anyways who are you kumuudza kuti aise about God, dai aida aiisa ega zvee iwe ndiwe woisa kamba
Saka tatoo roreveiko kwaari ,vamwe vari kubvisirwa mari yekuroorwa vachichata ,vamwe vari kuma tatoo ,mwari batsirai vana vedu
😂😂😂😂😂😂 true
Shaaa saka iko katatto ikako ndokanororesa munhu here pfungwa shoma kabenzi mudhoto mugodhoyo
Thank you
😂😂😂kutobyza
Kamwana ako ka bhishu kemakrokrokoko
Kamwana kabenzi aka une vabereki hre iwee nxaa
😂😂
Kamwana kemusanganisirwa ako
Kkkk pamunotukana or kukutsamwisa ndopaunoona kut murume haisi hama yako ...hmeno
Makhoti kwana iwe hausi kuona tichichema nemhuka dzinonzi varume
Nhai zvenyu imi wakataura hanzii une godo
Haha apa makoti aita wrong decision
Kkkk kachiri nedxungu ..apa akana kuwanikwa..michato iri kugurwa muudzei zvenyu akoma
Kapenzi ako hapana kana godo chakaita kachinzenza ndosaka kachipedza photo yese yesadza kakaita kachidhoma
@@dasilva8081zvekuti azochata zvine basa rei, vanhu vangani vanotochembedzana pasina muchato kwana
Musi wandichaseka.......musanditukawo
Haaa ndaikufarirai guyz, but kamakhoti ka bhishu aka
Rudo rwunonakiza muchangotangaaaaa asati afinhwa newe 🎤🎤🎤🎤🎤
Imba hko 😅 akadaro nox
Achakuratidza ma true colour 😅
Will coment after 2 years …….😂😂😂😂 im happy for you bro n gulez
😂😂here for you
Kkkk haaa mufana wangue ka level rawukuseta kaa hop it wont backfire
Zvema tattoo izvi hazvina chimiro guys.
Hatidi tatoo toda kamuzukuru wedu❤❤❤
Marriage first
hapana marriage apa mujolo chete
Please do they do tattoo removal here??
Mjolo we capetown it’s not make sure 😢😢
Unenge wekuDubai😂😂😂
Haaaa face yaTytie kaa hamenoo Kiki kaa😢😢
Me reading hangu ma comments
Tytie is using mwana wevanhu for his sexual fantasy, hakuna murume anoda mkadz wanoita nzenza pavanhu , hope muchagarisna forver ,ngoma yaririsa
Vafanha I'm assuming blue movies 🎥 tatoe nderei kumaskit
I agree with you 💯 I don't think this girl has ever had real love and respect from a man. Or even herself if she loves herself anoda Mwari and if she had established that kind a love for herself this fantasy and drama tytie has created for her would not lead her to a terrible n ugly tattoo
Exactly my point
Ko hamuita nzenza pai ipapa uchafa maro godo riripa Huro ugodzipwa 😂😂😂
Rudo kumberi gyz
God help me i don’t want to say thing😊
Im happy fr you guys..makhoti I love you ❤
Ndaimbozvifarira zvana izvi apa wafarisa makoti ummm muroora chaiye chaiye haati zvakadaro😮😮
Muroora wako ndiye waunoudza duzvi rauri kutaura chimugodhoyo
@@nokutenda9563 😂😂😂😂😂
@@EsnathDube-vm2mh ❤❤❤❤❤watiii dearest
@@nokutenda9563 Nothing dear 😘 zvir sei
@@EsnathDube-vm2mhNdiribho wenaa mufaro wega wega babes, urisei🥰
Ndiri kunzwa izwi riri kuti rudo rwenyu rucharamba ruchipisa❤
😀😀😀😀😀
😂😂😂
Love is sturborn, pakacha heartbreakwa kachafa
Poor decision 😢 feel sorry for you 😢
And shame on you too😢
Remember bounty lisa and soul jah love
Im just saying
Capetown ndoiziiya hanku
Good for you makhoti
Lm still in pain for Jess and Gift but anyway love is in the air
Vadii futi
@@MrsFishPridehanzi varambana........jess posted a video
Poor decision shame😂😂😂😂😂
Ko iwe hauoni kachipfeka mhete imwe here pane basa apo
Taura hako ummmm ama 2000 pane basa
Kuramba kwaanga achiita he knows why uzokhala shame😂😂😂😂😂😂
😅😅😅 vakano risker nawanadem 😅
Ehee arikuzviziva kt it will end in tears 😅😅😅
😂😂😂@@Lee-fish23
Muchaita hwaSoldier love naLady squander dzikama iwe kapenzii
Makurumidza kuperera❤
Mari yetatoo dai wagadzirwa msoro Kiki
Ini zii hangu
Do they give you anything to numb the pain??I can’t 😭😭😭😭😭😭
Haa kkk koo kutozvida i wish kuzokuona wachembera nawo ma tatoo iwayo
Iwewe Kikie wakapusawo iwe tytie haana kuiswawo tattoo racho wani🔥🔥🔥🔥
They have different likings ko zvebasa rei zvekuti haana kuiswawo
It will end in tears
Jah Love naBounty Lisa vaive nema tatoo asi vakazorambana 😀😀😀😀😀anyways muri murudo henyu
😂
😂😂😂😂
😂😂😂 😅
Saka wabvunzwa here kabenzi 😂😂😂
@@nokutenda9563 ukwane iwe
Zvauri katununu musikana iwe. Tytie is wise at least akakurambidza ukaita nharo..
Anotoziva Kuti wy asingade
Ska zvatovharana so hzvchatobva?
Nice one l am happy for u guys ❤❤ l like your tattoo girl 👌
Why is the tattoo upside down +??
Poor decision though the good thing is Tytie haana kumanikidza makhoti ayita decision yake wish you well guys.
Besides that a man that respects his woman would try and reason with her why this a bad idea.
Or even in a better position or size for the tattoo 🤔 this is sad
Apa zi Tatoo racho ngarikure iii😮
Musiwaunorambiwa unozvisungirira iwe
Anopenga Makoti
Bro chiiswaowo rakanzi makhoti 😅😅😅
Madii kutanga machata 😮 T
Tyt usazosiya mwana pliz❤
Kkk saka mukudanana kuti tione here kkkk haa zvimwe zvacho so
Muroora dzikama
Iiii one day gava rodembura musungo notlike torwadziwa buh zvakubhowa
Noted
Song iku background
Makanyanya guys ❤❤
ahhh uyu zvaaita achazvidemba iwee waregerei kuiswawo
Kana kuti dai wagoisa T chete kuti zvizokurerukira kana zvadhakwa unongotsvaga anotanga naT....its juss an advice😅
Hopefully hamuzoitewo saGift naJessy senyika takarwadziwa
Chii chakaitika kuna Jessy nagift hama
Haisi pressure here iyi, paucharambwa uchabvunzwa kuti ndini ndakambokuti iswa here ini
Ko madii kuiswa mese this guy he's not make sure.
Bvunzawo nhai ummm
Nhai hako😂😂
Nhai hako
Murume haatodi
Taura ipapo dear tyie ngaaiswe akanzi kiki
Ko sei iwe usina kuiswawo tatoo racho
Hausi wakuzvinyanya hre muroora pls hatidi kuzochema
Tattoo harisi bhooo
Pauchaziva chairambira kt uiswe uchenjere kuzochena
Apa ndopaitwa zveku risker manje.mikono yetsambarafuta iyi inoswera yakuchinjira fast kunga weather.anywhere its your own decision.Dai maiswa mese it was better .
Love you guys
Can l have the contact details for the tattoo guy
Gudluck
Kamwana Kane bapu rehwai chairo ,
Ko sei musikuita vana🔥🔥🔥
Tytie mwana uyu anokuda kwete zvekunyepa
Tytie wacho akutoita kunge asina mufaro
Inzenza uyo akambotambisa Kaye kakaenda futi achitambiswa pasoshari
Eeee aenda kunoroora mwana wavanhu iwee
Taura zvako hakuna munhu anodakuti mukadzi wemumba ayitiwe kudaro
Mnenke mavapeiko vana ava?😊
But musi wauchafunga kuridzimisa unenge uchirwadziwa physical and inside the heart
Haa zvematatotto itai mega
The bible itself says no to tattoos and us we say yes,human race🙌,are we gonna stand his wrath 💔🥲,have mercy on us Lord!
Don't mean to be rude or something but what if they don't believe in the Bible ....just saying...no offence
If they don't believe in God yes then i understand, thanks for the opinion!
Aaaaa makoti kaaa hawusi wazvinyanya hr
Madiii mambomira
Nhaimi make sure hausiiwe makoti uchichema kudaro
Tyt don't allow anybody l mean anybody to break the love you have with her please because if you do get ready for the consequences in your life
Aaah izvi zvakadhakwa iwewe ndowoiswa tatoo yemuface apa iye haana aaah ukarambwa unokaura
Dananai chete imi 😂 Kna kutoisa Mazita ese ka nazvichibvira raTezvara navaMwene bairira fut❤
😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂
Haa Kikkie imhata that's why akalikisirwa mapics 🔥🔥🔥🤔
Kkkk
Paucharambiwa ugozowana anoda kuchata ozonoona tattoo kuHoneymoon uchati eke
Nawanadem
kamuroora kedu kahure aka 😢😢😢
Tytie wakadyisa mwana
Yooooh ndozoti labor pain on top of that Shumba vomukha vakaenda lol 😂😂😂😂😂 Vana vangu better ndosara ndichivaona
Wataura dhodhi kunge zvauri
Ndaona chidya chadirwa mafuta anopisa kana kudimburwa zvidhakwa 😅😂😂😂....kungotaurao zvandaona 😢
ko abvisa short nguvai
Kana makuzopirana magaro musatinyaudze 😮
Chirebvu chabatwa pakashaikwa chinhu nawanadem😂😅 ikazongonzi i am suppose to be doing that
U guys I love you
Dai 2024 achipera zvake.....
Nxaaa kikie wandibhowa wadi kumupusher ainda koroora